Numbers 25 (BOSCB)

1 Panguva yakanga igere Israeri paShitimu, varume vakatanga kuita upombwe navakadzi vokuMoabhu, 2 avo vakavakoka kuti vauye kuzvibayiro zvavamwari vavo. Vanhu vakadya, vakapfugamira vamwari ava. 3 Saka Israeri akabatana navo pakunamata Bhaari wePeori, uye kutsamwa kwaJehovha kukapfuta pamusoro pavo. 4 Jehovha akati kuna Mozisi, “Tora vatungamiri vose vavanhu ava, uvauraye uvaise pachena masikati machena pamberi paJehovha, kuti kutsamwa kunotyisa kwaJehovha kudzorwe kubva pana Israeri.” 5 Saka Mozisi akati kuvatongi veIsraeri, “Mumwe nomumwe wenyu anofanira kuuraya varume ava vari pakati penyu, avo vakazvibatanidza pakunamata Bhaari wePeori.” 6 Ipapo mumwe murume muIsraeri akauyisa kumhuri yake mukadzi womuMidhiani pamberi paMozisi chaipo, ungano yose yaIsraeri pavakanga vachichema vari pamukova weTende Rokusangana. 7 Finehasi mwanakomana waEreazari, mwanakomana waAroni, muprista, akati achizviona, akabva paungano, akatora pfumo muruoko rwake; 8 uye akatevera muIsraeri uyo mutende. Akavabaya vose vari vaviri nepfumo kamwe chete, rikabaya muIsraeri rikapfuurira kundobaya muviri womuMidhiani. Ipapo denda rakanga riri pamusoro pavaIsraeri rakaguma; 9 asi vose vakanga vafa nedenda vakasvika zviuru makumi maviri nezvina. 10 Jehovha akati kuna Mozisi, 11 “Finehasi mwanakomana waEreazari, mwanakomana waAroni, muprista adzora kutsamwa kwangu kubva pavaIsraeri; nokuti akanga ane shungu sedzangu nokuda kwokusakudzwa kwangu pakati pavo, saka handina kuzovaparadza neshungu dzangu. 12 Naizvozvo umuudze kuti ndava kuita sungano yorugare naye. 13 Iye nezvizvarwa zvake vachava nesungano youprista husingaperi, nokuti akanga ane shungu nokukudzwa kwaMwari wake, akayananisira vaIsraeri.” 14 Zita romuIsraeri akaurayiwa pamwe chete nomukadzi muMidhiani rainzi Zimuri mwanakomana waSaru, mutungamiri weimwe mhuri yaSimeoni. 15 Uye zita romukadzi muMidhiani akaurayiwa rakanga richinzi Kozibhi, mwanasikana waZuri, mukuru weimwe mhuri yavaMidhiani. 16 Jehovha akati kuna Mozisi, 17 “Muone vaMidhiani savavengi uye mugovauraya, 18 nokuti ivo vakakuonai savavengi pavakakunyengerai paPeori uye nehanzvadzi yavo Kozibhi, mwanasikana womutungamiri wavaMidhiani, iye mukadzi akaurayiwa pakauya denda nokuda kwePeori.”

In Other Versions

Numbers 25 in the ANGEFD

Numbers 25 in the ANTPNG2D

Numbers 25 in the AS21

Numbers 25 in the BAGH

Numbers 25 in the BBPNG

Numbers 25 in the BBT1E

Numbers 25 in the BDS

Numbers 25 in the BEV

Numbers 25 in the BHAD

Numbers 25 in the BIB

Numbers 25 in the BLPT

Numbers 25 in the BNT

Numbers 25 in the BNTABOOT

Numbers 25 in the BNTLV

Numbers 25 in the BOATCB

Numbers 25 in the BOATCB2

Numbers 25 in the BOBCV

Numbers 25 in the BOCNT

Numbers 25 in the BOECS

Numbers 25 in the BOGWICC

Numbers 25 in the BOHCB

Numbers 25 in the BOHCV

Numbers 25 in the BOHLNT

Numbers 25 in the BOHNTLTAL

Numbers 25 in the BOICB

Numbers 25 in the BOILNTAP

Numbers 25 in the BOITCV

Numbers 25 in the BOKCV

Numbers 25 in the BOKCV2

Numbers 25 in the BOKHWOG

Numbers 25 in the BOKSSV

Numbers 25 in the BOLCB

Numbers 25 in the BOLCB2

Numbers 25 in the BOMCV

Numbers 25 in the BONAV

Numbers 25 in the BONCB

Numbers 25 in the BONLT

Numbers 25 in the BONUT2

Numbers 25 in the BOPLNT

Numbers 25 in the BOSNC

Numbers 25 in the BOTLNT

Numbers 25 in the BOVCB

Numbers 25 in the BOYCB

Numbers 25 in the BPBB

Numbers 25 in the BPH

Numbers 25 in the BSB

Numbers 25 in the CCB

Numbers 25 in the CUV

Numbers 25 in the CUVS

Numbers 25 in the DBT

Numbers 25 in the DGDNT

Numbers 25 in the DHNT

Numbers 25 in the DNT

Numbers 25 in the ELBE

Numbers 25 in the EMTV

Numbers 25 in the ESV

Numbers 25 in the FBV

Numbers 25 in the FEB

Numbers 25 in the GGMNT

Numbers 25 in the GNT

Numbers 25 in the HARY

Numbers 25 in the HNT

Numbers 25 in the IRVA

Numbers 25 in the IRVB

Numbers 25 in the IRVG

Numbers 25 in the IRVH

Numbers 25 in the IRVK

Numbers 25 in the IRVM

Numbers 25 in the IRVM2

Numbers 25 in the IRVO

Numbers 25 in the IRVP

Numbers 25 in the IRVT

Numbers 25 in the IRVT2

Numbers 25 in the IRVU

Numbers 25 in the ISVN

Numbers 25 in the JSNT

Numbers 25 in the KAPI

Numbers 25 in the KBT1ETNIK

Numbers 25 in the KBV

Numbers 25 in the KJV

Numbers 25 in the KNFD

Numbers 25 in the LBA

Numbers 25 in the LBLA

Numbers 25 in the LNT

Numbers 25 in the LSV

Numbers 25 in the MAAL

Numbers 25 in the MBV

Numbers 25 in the MBV2

Numbers 25 in the MHNT

Numbers 25 in the MKNFD

Numbers 25 in the MNG

Numbers 25 in the MNT

Numbers 25 in the MNT2

Numbers 25 in the MRS1T

Numbers 25 in the NAA

Numbers 25 in the NASB

Numbers 25 in the NBLA

Numbers 25 in the NBS

Numbers 25 in the NBVTP

Numbers 25 in the NET2

Numbers 25 in the NIV11

Numbers 25 in the NNT

Numbers 25 in the NNT2

Numbers 25 in the NNT3

Numbers 25 in the PDDPT

Numbers 25 in the PFNT

Numbers 25 in the RMNT

Numbers 25 in the SBIAS

Numbers 25 in the SBIBS

Numbers 25 in the SBIBS2

Numbers 25 in the SBICS

Numbers 25 in the SBIDS

Numbers 25 in the SBIGS

Numbers 25 in the SBIHS

Numbers 25 in the SBIIS

Numbers 25 in the SBIIS2

Numbers 25 in the SBIIS3

Numbers 25 in the SBIKS

Numbers 25 in the SBIKS2

Numbers 25 in the SBIMS

Numbers 25 in the SBIOS

Numbers 25 in the SBIPS

Numbers 25 in the SBISS

Numbers 25 in the SBITS

Numbers 25 in the SBITS2

Numbers 25 in the SBITS3

Numbers 25 in the SBITS4

Numbers 25 in the SBIUS

Numbers 25 in the SBIVS

Numbers 25 in the SBT

Numbers 25 in the SBT1E

Numbers 25 in the SCHL

Numbers 25 in the SNT

Numbers 25 in the SUSU

Numbers 25 in the SUSU2

Numbers 25 in the SYNO

Numbers 25 in the TBIAOTANT

Numbers 25 in the TBT1E

Numbers 25 in the TBT1E2

Numbers 25 in the TFTIP

Numbers 25 in the TFTU

Numbers 25 in the TGNTATF3T

Numbers 25 in the THAI

Numbers 25 in the TNFD

Numbers 25 in the TNT

Numbers 25 in the TNTIK

Numbers 25 in the TNTIL

Numbers 25 in the TNTIN

Numbers 25 in the TNTIP

Numbers 25 in the TNTIZ

Numbers 25 in the TOMA

Numbers 25 in the TTENT

Numbers 25 in the UBG

Numbers 25 in the UGV

Numbers 25 in the UGV2

Numbers 25 in the UGV3

Numbers 25 in the VBL

Numbers 25 in the VDCC

Numbers 25 in the YALU

Numbers 25 in the YAPE

Numbers 25 in the YBVTP

Numbers 25 in the ZBP