1 Chronicles 1 (BOSCB)

1 Adhamu, Seti, Enoshi, 2 Kenani, Maharareri, Jaredhi, 3 Inoki, Metusera, Rameki,Noa. 4 Vanakomana vaNoa vaiva: Shemu, Hamu, naJafeti. 5 Vanakomana vaJafeti vaiva:Gomeri, Magogi, Madhai, Javhani, Tubhari, Mesheki naTirasi. 6 Vanakomana vaGomeri vaiva:Ashikenazi, Rifati naTogarima. 7 Vanakomana vaJavhani vaiva:Erisha, Tashishi, Kitimi naRodhanimi. 8 Vanakomana vaHamu vaiva:Kushi, Miziraimi, Puti naKenani. 9 Vanakomana vaKushi vaiva:Sebha, Havhira, Sabata, Raama naSabhiteka.Vanakomana vaRaama vaiva:Shebha naDedhani. 10 Kushi aiva baba vaNimurodhi;uyo akakura akava murwi mukuru panyika. 11 Miziraimi aiva babavavaRudhi, vaAnami, vaRehabhi, vaNafutuhi, 12 vaPatiri, vaKasiruhi (umo makazobvawo vaFiristia) navaKafitori. 13 Kenani aiva babavaSidhoni dangwe rake, nevaHiti, 14 vaJebhusi vaAmori, vaGirigashi, 15 vaHivhi, vaAriki, vaSini, 16 vaArivhadhi, vaZemari nevaHamati. 17 Vanakomana vaShemu vaiva:Eramu, Ashua, Arifakisadhi, Rudhi naAramu.Vanakomana vaAramu vaiva:Uzi, Huri, Geteri naMesheki. 18 Arifakisadhi aiva baba vaShera,uye Shera aiva baba vaEbheri. 19 Vanakomana vaviri vakaberekerwa Ebheri:mumwe ainzi Peregi, nokuti panguva yake nyika yakanga yakakamurana; mununʼuna wake ainzi Jokitani. 20 Jokitani aiva babavaArimodhadhi, Sherefi, Hazarimavheti, Jera, 21 Hadhoramu, Uzari, Dhikira, 22 Obhari, Abhimaeri, Shebha, 23 Ofiri, Havhira naJobhabhi. Ava vose vaiva vanakomana vaJokitani. 24 Shemu, Arifakisadhi, Shera, 25 Ebheri, Peregi, Reu, 26 Serugi, Nahori, Tera 27 naAbhurama (iye Abhurahama). 28 Vanakomana vaAbhurahama vaiva: Isaka naIshumaeri. 29 Izvi ndizvo zvaiva zvizvarwa zvavo:Nebhayoti dangwe raIshumaeri, Kedhari, Adhibheeri, Mibhisami, 30 Mishima, Dhuma, Masa, Hadhadhi, Tema, 31 Jeturi, Nafishi, naKedhema.Ava ndivo vaiva vanakomana vaIshumaeri. 32 Vanakomana vakaberekwa naKetura, murongo waAbhurahama vaiva:Zimirani, Jokishani, Medhani, Midhiani, Ishibhaki naShua.Vanakomana vaJokishani vaiva:Shebha naDhedhani. 33 Vanakomana vaMidhiani vaiva:Efa, Eferi, Hanoki, Abhidha naEridha.Ava vose vaiva zvizvarwa zvaKetura. 34 Abhurahama aiva baba vaIsaka.Vanakomana vaIsaka vaiva:Esau naIsraeri. 35 Vanakomana vaEsau vaiva:Erifazi, Reueri, Jeushi, Jaramu, naKora. 36 Vana vaErifazi vaiva:Temani, Omari, Zefo, Gatami, naKenazi;naTimina, vakabereka Amareki. 37 Vanakomana vaReueri vaiva:Nahati, Zera, Shama naMiza. 38 Vanakomana vaSeiri vaiva:Rotani, Shobhari, Zibheoni, Ana, Dhishoni, Ezeri naDhishani. 39 Vanakomana vaRotani vaiva:Hori naHomami, Timina aiva hanzvadzi yaRotani. 40 Vanakomana vaShobhari vaiva:Arivhani, Manahati, Ebhari, Shefo naOnami.Vanakomana vaZibheoni vaiva:Aya naAna. 41 Mwanakomana waAnaainzi Dhishoni.Vanakomana vaDhishoni vaiva:Hemidhani, Eshibhani, Itirani naKerani. 42 Vanakomana vaEzeri vaiva:Bhirihani, Zaavhani naAkani.Vanakomana vaDhishani vaiva:Uzi naArani. 43 Aya ndiwo aiva madzimambo aitonga muEdhomu kusati kwava namambo upi zvake aitonga muIsraeri vaiva:Bhera mwanakomana waBheori, guta rake rainzi Dhinihabha. 44 Bhera paakafa, Jobhabhi mwanakomana waZera aibva kuBhozira akamutevera paumambo. 45 Jobhabhi paakafa, Hushami aibva kunyika yevaTemani akamutevera paumambo. 46 Hushami paakafa, Hadhadhi mwanakomana waBhedhadhi uyo akakunda Midhiani munyika yaMoabhu akamutevera paumambo. Guta rake rainzi Avhiti. 47 Hadhadhi paakafa Samira aibva kuMasireka akamutevera paumambo. 48 Samira paakafa, Shauri aibva kuRehobhoti parwizi akamutevera paumambo. 49 Shauri paakafa Bhaari Hanani mwanakomana waAkibhori akamutevera paumambo. 50 Bhaari Hanani paakafa, Hadhadhi akamutevera paumambo. Guta rake rainzi Pau uye mudzimai wake ainzi Mehetabheri, mwanasikana waMatiredhi, mwanasikana waMe-Zahabhi. 51 Hadhadhi akafawo. Madzishe eEdhomu aiva:Timina, Arivha, Jeteti 52 Ohoribhama, Era, Pinoni, 53 Kenazi, Temani, Mibhiza, 54 Magidhieri naIrami.Aya ndiwo aiva madzishe eEdhomu.

In Other Versions

1 Chronicles 1 in the ANGEFD

1 Chronicles 1 in the ANTPNG2D

1 Chronicles 1 in the AS21

1 Chronicles 1 in the BAGH

1 Chronicles 1 in the BBPNG

1 Chronicles 1 in the BBT1E

1 Chronicles 1 in the BDS

1 Chronicles 1 in the BEV

1 Chronicles 1 in the BHAD

1 Chronicles 1 in the BIB

1 Chronicles 1 in the BLPT

1 Chronicles 1 in the BNT

1 Chronicles 1 in the BNTABOOT

1 Chronicles 1 in the BNTLV

1 Chronicles 1 in the BOATCB

1 Chronicles 1 in the BOATCB2

1 Chronicles 1 in the BOBCV

1 Chronicles 1 in the BOCNT

1 Chronicles 1 in the BOECS

1 Chronicles 1 in the BOGWICC

1 Chronicles 1 in the BOHCB

1 Chronicles 1 in the BOHCV

1 Chronicles 1 in the BOHLNT

1 Chronicles 1 in the BOHNTLTAL

1 Chronicles 1 in the BOICB

1 Chronicles 1 in the BOILNTAP

1 Chronicles 1 in the BOITCV

1 Chronicles 1 in the BOKCV

1 Chronicles 1 in the BOKCV2

1 Chronicles 1 in the BOKHWOG

1 Chronicles 1 in the BOKSSV

1 Chronicles 1 in the BOLCB

1 Chronicles 1 in the BOLCB2

1 Chronicles 1 in the BOMCV

1 Chronicles 1 in the BONAV

1 Chronicles 1 in the BONCB

1 Chronicles 1 in the BONLT

1 Chronicles 1 in the BONUT2

1 Chronicles 1 in the BOPLNT

1 Chronicles 1 in the BOSNC

1 Chronicles 1 in the BOTLNT

1 Chronicles 1 in the BOVCB

1 Chronicles 1 in the BOYCB

1 Chronicles 1 in the BPBB

1 Chronicles 1 in the BPH

1 Chronicles 1 in the BSB

1 Chronicles 1 in the CCB

1 Chronicles 1 in the CUV

1 Chronicles 1 in the CUVS

1 Chronicles 1 in the DBT

1 Chronicles 1 in the DGDNT

1 Chronicles 1 in the DHNT

1 Chronicles 1 in the DNT

1 Chronicles 1 in the ELBE

1 Chronicles 1 in the EMTV

1 Chronicles 1 in the ESV

1 Chronicles 1 in the FBV

1 Chronicles 1 in the FEB

1 Chronicles 1 in the GGMNT

1 Chronicles 1 in the GNT

1 Chronicles 1 in the HARY

1 Chronicles 1 in the HNT

1 Chronicles 1 in the IRVA

1 Chronicles 1 in the IRVB

1 Chronicles 1 in the IRVG

1 Chronicles 1 in the IRVH

1 Chronicles 1 in the IRVK

1 Chronicles 1 in the IRVM

1 Chronicles 1 in the IRVM2

1 Chronicles 1 in the IRVO

1 Chronicles 1 in the IRVP

1 Chronicles 1 in the IRVT

1 Chronicles 1 in the IRVT2

1 Chronicles 1 in the IRVU

1 Chronicles 1 in the ISVN

1 Chronicles 1 in the JSNT

1 Chronicles 1 in the KAPI

1 Chronicles 1 in the KBT1ETNIK

1 Chronicles 1 in the KBV

1 Chronicles 1 in the KJV

1 Chronicles 1 in the KNFD

1 Chronicles 1 in the LBA

1 Chronicles 1 in the LBLA

1 Chronicles 1 in the LNT

1 Chronicles 1 in the LSV

1 Chronicles 1 in the MAAL

1 Chronicles 1 in the MBV

1 Chronicles 1 in the MBV2

1 Chronicles 1 in the MHNT

1 Chronicles 1 in the MKNFD

1 Chronicles 1 in the MNG

1 Chronicles 1 in the MNT

1 Chronicles 1 in the MNT2

1 Chronicles 1 in the MRS1T

1 Chronicles 1 in the NAA

1 Chronicles 1 in the NASB

1 Chronicles 1 in the NBLA

1 Chronicles 1 in the NBS

1 Chronicles 1 in the NBVTP

1 Chronicles 1 in the NET2

1 Chronicles 1 in the NIV11

1 Chronicles 1 in the NNT

1 Chronicles 1 in the NNT2

1 Chronicles 1 in the NNT3

1 Chronicles 1 in the PDDPT

1 Chronicles 1 in the PFNT

1 Chronicles 1 in the RMNT

1 Chronicles 1 in the SBIAS

1 Chronicles 1 in the SBIBS

1 Chronicles 1 in the SBIBS2

1 Chronicles 1 in the SBICS

1 Chronicles 1 in the SBIDS

1 Chronicles 1 in the SBIGS

1 Chronicles 1 in the SBIHS

1 Chronicles 1 in the SBIIS

1 Chronicles 1 in the SBIIS2

1 Chronicles 1 in the SBIIS3

1 Chronicles 1 in the SBIKS

1 Chronicles 1 in the SBIKS2

1 Chronicles 1 in the SBIMS

1 Chronicles 1 in the SBIOS

1 Chronicles 1 in the SBIPS

1 Chronicles 1 in the SBISS

1 Chronicles 1 in the SBITS

1 Chronicles 1 in the SBITS2

1 Chronicles 1 in the SBITS3

1 Chronicles 1 in the SBITS4

1 Chronicles 1 in the SBIUS

1 Chronicles 1 in the SBIVS

1 Chronicles 1 in the SBT

1 Chronicles 1 in the SBT1E

1 Chronicles 1 in the SCHL

1 Chronicles 1 in the SNT

1 Chronicles 1 in the SUSU

1 Chronicles 1 in the SUSU2

1 Chronicles 1 in the SYNO

1 Chronicles 1 in the TBIAOTANT

1 Chronicles 1 in the TBT1E

1 Chronicles 1 in the TBT1E2

1 Chronicles 1 in the TFTIP

1 Chronicles 1 in the TFTU

1 Chronicles 1 in the TGNTATF3T

1 Chronicles 1 in the THAI

1 Chronicles 1 in the TNFD

1 Chronicles 1 in the TNT

1 Chronicles 1 in the TNTIK

1 Chronicles 1 in the TNTIL

1 Chronicles 1 in the TNTIN

1 Chronicles 1 in the TNTIP

1 Chronicles 1 in the TNTIZ

1 Chronicles 1 in the TOMA

1 Chronicles 1 in the TTENT

1 Chronicles 1 in the UBG

1 Chronicles 1 in the UGV

1 Chronicles 1 in the UGV2

1 Chronicles 1 in the UGV3

1 Chronicles 1 in the VBL

1 Chronicles 1 in the VDCC

1 Chronicles 1 in the YALU

1 Chronicles 1 in the YAPE

1 Chronicles 1 in the YBVTP

1 Chronicles 1 in the ZBP