1 Chronicles 7 (BOSCB)

1 Vanakomana vaIsakari vaiva:Tora, Puwa, Jashubhi, naShimironi; vose vaiva vana. 2 Vanakomana vaTora vaiva:Uzi, Refaya, Jerieri, Jamai, Ibhisami naSamueri, vakuru vedzimba dzavo. Pamazuva okutonga kwaDhavhidhi, zvizvarwa zvaTora zvakaverengwa savarwi munhoroondo yavo zvakasvika zviuru zvina makumi maviri nezviviri namazana matanhatu. 3 Mwanakomana waUzi aiva:Izirahia.Vanakomana vaIzirahia vaiva:Mikaeri, Obhadhia, Joere naIshia. Vose vari vashanu vaiva madzishe. 4 Munhoroondo yemhuri yavo, vakanga vaine varume zviuru makumi matatu nezvitanhatu vakanga vakagadzirira kurwa, nokuti vakanga vaine vakadzi vazhinji navanakomana vazhinji. 5 Hama dzavo vakanga vari varume vokurwa vari vedzimba dzose dzaIsakari, sokunyorwa kwazvakanga zvakaita munhoroondo yavo, vose vaisvika zviuru makumi masere nezvinomwe. 6 Vanakomana vaBhenjamini vatatu vaiva:Bhera, Bhekeri, naJedhiaeri. 7 Vanakomana vaBhera vaiva:Ezibhoni, Uzi, Uzieri, Jerimoti naIri, vose vakuru vedzimba vashanu pamwe chete. Munhoroondo yavo varwi vakanyorwa vaiva varume zviuru makumi maviri nezviviri namakumi matatu navana. 8 Vanakomana vaBhekeri vaiva:Zemira, Joashi, Eriezeri, Erioenai, Omiri, Jeremoti, Abhija, Anatoti naAremeti. Vose ava vaiva vakomana vaBhekeri. 9 Munhoroondo yavo, vakuru vemhuri vakanyorwa uye vari varwi vaiva zviuru makumi maviri namazana maviri. 10 Mwanakomana waJedhiaeriainzi Bhirihani.Vanakomana vaBhirihani vaiva:Jehushi, Bhenjamini, Ehudhi, Kenana, Zetani, Tashishi naAhishahari. 11 Vanakomana ava vose vaJedhiaeri vaiva vakuru vemhuri. Paiva nezviuru gumi nezvinomwe namazana maviri avarume vokurwa vakanga vakagadzirira kuenda kuhondo. 12 VaShupi navaHupi vaiva zvizvarwa zvaIri, uye vaHushi vaiva zvizvarwa zvaAheri. 13 Vanakomana vaNafutari vaiva:Jazieri, Guni, Jezeri naShiremi, zvizvarwa zvaBhiriha. 14 Zvizvarwa zvaManase zvaiva:Asirieri chizvarwa chake kubudikidza nomurongo wake muAramu. Iye akaberekawo Makiri baba vaGireadhi. 15 Makiri akatora mukadzi kubva pakati pavaHupi navaShupi. Zita rehanzvadzi yake rainzi Maaka. Chimwezve chizvarwa chainzi Zerofehadhi, akanga aine vanasikana chete. 16 Mukadzi waMakiri Maaka akabereka mwanakomana akamutumidza zita rokuti Pereshi. Mununʼuna wake ainzi Shereshi, uye vanakomana vake vaiva Uramu naRakemu. 17 Mwanakomana waUramuainzi Bhedhani.Ava ndivo vaiva vanakomana vaGireadhi mwanakomana waMakiri mwanakomana waManase. 18 Hanzvadzi yake Hamoreketi akabereka Ishodhi, Abhiezeri naMara. 19 Vanakomana vaShimidha vaiva:Ahiani, Shekemu, Riki naAniami. 20 Zvizvarwa zvaEfuremu zvaiva:Shutera, Bheredhi mwanakomana wake,Tahati mwanakomana wake, Ereadha mwanakomana wake,Tahati mwanakomana wake, 21 Zabhadhi mwanakomana wakenaShutera mwanakomana wake.(Ezeri naEreadha vakaurayiwa navarume veGati vakanga vakaberekerwa munyika iyi pavakaburukira kundopamba zvipfuwo zvavo. 22 Baba wavo Efuremu akavachema kwamazuva mazhinji uye hama dzake dzakauya kuzomunyaradza. 23 Ipapo akarara nomukadzi wake zvakare akava nemimba uye akabereka mwanakomana. Akamutumidza zita rokuti Bheria nokuti mumhuri yake makanga maita dambudziko. 24 Mwanasikana wake ainzi Sheera, uye akavaka Bheti Horoni, yeZasi neyokumusoro uyewo neUzeni Sheera.) 25 Refa aiva mwanakomana wake, Reshefi mwanakomana wake,Tera mwanakomana wake, Tahani mwanakomana wake, 26 Radhani mwanakomana wake, Amihudhi mwanakomana wake,Erishama mwanakomana wake, 27 Nuni mwanakomana wakenaJoshua mwanakomana wake. 28 Nyika dzavo nemisha yavo zvaisanganisira Bheteri nemisha yose yakaripoteredza, Naarani kumabvazuva, Gezeri nemisha yaro, kumavirira neShekemu nemisha yaro kuenda kunosvika kuAya nemisha yaro. 29 Pamiganhu yaManase paiva neBheti Shani, Taanaki, Megidho neDhori pamwe chete nemisha yawo. Zvizvarwa zvaJosefa mwanakomana waIsraeri zvaigara mumaguta aya. 30 Vanakomana vaAsheri vaiva:Imina, Ishivha, Ishivhi naBheria. Hanzvadzi yavo yainzi Sera. 31 Vanakomana vaBheria vaiva:Hebheri naMarikieri, uyo aiva baba vaBhirizaiti. 32 Hebheri aiva baba vaJafireti, Shomeri naHotami uye nehanzvadzi yavo Shua. 33 Vanakomana vaJafireti vaiva:Pasaki, Bhimari naAshivhati.Ava ndivo vaiva vanakomana vaJafireti. 34 Vanakomana vaShomeri vaiva:Ahi, Roga, Hubhai naAramu. 35 Vanakomana vomununʼuna wake Heremu vaiva:Zofa, Imina, Shereshi, naAmari. 36 Vanakomana vaZofa vaiva:Sua, Haneferi, Shuari, Bheri, Imira, 37 Bhezeri, Hodhi, Shama Shirisha, Itirani, naBheera. 38 Vanakomana vaJeteri vaiva:Jefune, Pisipa naAra. 39 Vanakomana vaUra vaiva:Ara, Hanieri, naRizia. 40 Vose ava vaiva zvizvarwa zvaAsheri, vakuru vemhuri yavo, varume vakanga vakasarudzika, varwi vakanga vakashinga uye vari vatungamiri vakasanangurika. Uwandu hwavarume vakanga vakagadzirira kurwa sezvazvakanyorwa munhoroondo yavo hwaiva zviuru makumi maviri nezvitanhatu.

In Other Versions

1 Chronicles 7 in the ANGEFD

1 Chronicles 7 in the ANTPNG2D

1 Chronicles 7 in the AS21

1 Chronicles 7 in the BAGH

1 Chronicles 7 in the BBPNG

1 Chronicles 7 in the BBT1E

1 Chronicles 7 in the BDS

1 Chronicles 7 in the BEV

1 Chronicles 7 in the BHAD

1 Chronicles 7 in the BIB

1 Chronicles 7 in the BLPT

1 Chronicles 7 in the BNT

1 Chronicles 7 in the BNTABOOT

1 Chronicles 7 in the BNTLV

1 Chronicles 7 in the BOATCB

1 Chronicles 7 in the BOATCB2

1 Chronicles 7 in the BOBCV

1 Chronicles 7 in the BOCNT

1 Chronicles 7 in the BOECS

1 Chronicles 7 in the BOGWICC

1 Chronicles 7 in the BOHCB

1 Chronicles 7 in the BOHCV

1 Chronicles 7 in the BOHLNT

1 Chronicles 7 in the BOHNTLTAL

1 Chronicles 7 in the BOICB

1 Chronicles 7 in the BOILNTAP

1 Chronicles 7 in the BOITCV

1 Chronicles 7 in the BOKCV

1 Chronicles 7 in the BOKCV2

1 Chronicles 7 in the BOKHWOG

1 Chronicles 7 in the BOKSSV

1 Chronicles 7 in the BOLCB

1 Chronicles 7 in the BOLCB2

1 Chronicles 7 in the BOMCV

1 Chronicles 7 in the BONAV

1 Chronicles 7 in the BONCB

1 Chronicles 7 in the BONLT

1 Chronicles 7 in the BONUT2

1 Chronicles 7 in the BOPLNT

1 Chronicles 7 in the BOSNC

1 Chronicles 7 in the BOTLNT

1 Chronicles 7 in the BOVCB

1 Chronicles 7 in the BOYCB

1 Chronicles 7 in the BPBB

1 Chronicles 7 in the BPH

1 Chronicles 7 in the BSB

1 Chronicles 7 in the CCB

1 Chronicles 7 in the CUV

1 Chronicles 7 in the CUVS

1 Chronicles 7 in the DBT

1 Chronicles 7 in the DGDNT

1 Chronicles 7 in the DHNT

1 Chronicles 7 in the DNT

1 Chronicles 7 in the ELBE

1 Chronicles 7 in the EMTV

1 Chronicles 7 in the ESV

1 Chronicles 7 in the FBV

1 Chronicles 7 in the FEB

1 Chronicles 7 in the GGMNT

1 Chronicles 7 in the GNT

1 Chronicles 7 in the HARY

1 Chronicles 7 in the HNT

1 Chronicles 7 in the IRVA

1 Chronicles 7 in the IRVB

1 Chronicles 7 in the IRVG

1 Chronicles 7 in the IRVH

1 Chronicles 7 in the IRVK

1 Chronicles 7 in the IRVM

1 Chronicles 7 in the IRVM2

1 Chronicles 7 in the IRVO

1 Chronicles 7 in the IRVP

1 Chronicles 7 in the IRVT

1 Chronicles 7 in the IRVT2

1 Chronicles 7 in the IRVU

1 Chronicles 7 in the ISVN

1 Chronicles 7 in the JSNT

1 Chronicles 7 in the KAPI

1 Chronicles 7 in the KBT1ETNIK

1 Chronicles 7 in the KBV

1 Chronicles 7 in the KJV

1 Chronicles 7 in the KNFD

1 Chronicles 7 in the LBA

1 Chronicles 7 in the LBLA

1 Chronicles 7 in the LNT

1 Chronicles 7 in the LSV

1 Chronicles 7 in the MAAL

1 Chronicles 7 in the MBV

1 Chronicles 7 in the MBV2

1 Chronicles 7 in the MHNT

1 Chronicles 7 in the MKNFD

1 Chronicles 7 in the MNG

1 Chronicles 7 in the MNT

1 Chronicles 7 in the MNT2

1 Chronicles 7 in the MRS1T

1 Chronicles 7 in the NAA

1 Chronicles 7 in the NASB

1 Chronicles 7 in the NBLA

1 Chronicles 7 in the NBS

1 Chronicles 7 in the NBVTP

1 Chronicles 7 in the NET2

1 Chronicles 7 in the NIV11

1 Chronicles 7 in the NNT

1 Chronicles 7 in the NNT2

1 Chronicles 7 in the NNT3

1 Chronicles 7 in the PDDPT

1 Chronicles 7 in the PFNT

1 Chronicles 7 in the RMNT

1 Chronicles 7 in the SBIAS

1 Chronicles 7 in the SBIBS

1 Chronicles 7 in the SBIBS2

1 Chronicles 7 in the SBICS

1 Chronicles 7 in the SBIDS

1 Chronicles 7 in the SBIGS

1 Chronicles 7 in the SBIHS

1 Chronicles 7 in the SBIIS

1 Chronicles 7 in the SBIIS2

1 Chronicles 7 in the SBIIS3

1 Chronicles 7 in the SBIKS

1 Chronicles 7 in the SBIKS2

1 Chronicles 7 in the SBIMS

1 Chronicles 7 in the SBIOS

1 Chronicles 7 in the SBIPS

1 Chronicles 7 in the SBISS

1 Chronicles 7 in the SBITS

1 Chronicles 7 in the SBITS2

1 Chronicles 7 in the SBITS3

1 Chronicles 7 in the SBITS4

1 Chronicles 7 in the SBIUS

1 Chronicles 7 in the SBIVS

1 Chronicles 7 in the SBT

1 Chronicles 7 in the SBT1E

1 Chronicles 7 in the SCHL

1 Chronicles 7 in the SNT

1 Chronicles 7 in the SUSU

1 Chronicles 7 in the SUSU2

1 Chronicles 7 in the SYNO

1 Chronicles 7 in the TBIAOTANT

1 Chronicles 7 in the TBT1E

1 Chronicles 7 in the TBT1E2

1 Chronicles 7 in the TFTIP

1 Chronicles 7 in the TFTU

1 Chronicles 7 in the TGNTATF3T

1 Chronicles 7 in the THAI

1 Chronicles 7 in the TNFD

1 Chronicles 7 in the TNT

1 Chronicles 7 in the TNTIK

1 Chronicles 7 in the TNTIL

1 Chronicles 7 in the TNTIN

1 Chronicles 7 in the TNTIP

1 Chronicles 7 in the TNTIZ

1 Chronicles 7 in the TOMA

1 Chronicles 7 in the TTENT

1 Chronicles 7 in the UBG

1 Chronicles 7 in the UGV

1 Chronicles 7 in the UGV2

1 Chronicles 7 in the UGV3

1 Chronicles 7 in the VBL

1 Chronicles 7 in the VDCC

1 Chronicles 7 in the YALU

1 Chronicles 7 in the YAPE

1 Chronicles 7 in the YBVTP

1 Chronicles 7 in the ZBP