1 Chronicles 2 (BOSCB)

1 Ava ndivo vaiva vanakomana vaIsraeri: Rubheni, Simeoni, Revhi, Judha, Isakari, Zebhuruni, 2 Dhani, Josefa, Bhenjamini, Nafutari, Gadhi naAsheri. 3 Vanakomana vaJudha vaiva:Eri, Onani naShera. Vatatu ava akavaberekerwa nomudzimai wechiKenani, mwanasikana waShua.Eri dangwe raJudha, akanga akaipa pamberi paJehovha. Saka Jehovha akamuuraya. 4 Tamari muroora waJudha akamuberekera Perezi naZera.Judha aiva navanakomana vashanu vose pamwe chete. 5 Vanakomana vaPerezi vaiva:Hezironi naHamuri. 6 Vanakomana vaZera vaiva:Zimuri, Etani, Hemani, Karikori naDharidha; vose vaiva vashanu. 7 Mwanakomana waKarimi aiva:Akari, uyo akauyisa matambudziko pamusoro peIsraeri nokutyora murayiro wokusatora zvinhu zvakaereswa. 8 Mwanakomana waEtani ainziAzaria. 9 Vanakomana vaHezironi vaiva:Jerameeri, Rami naKarebhu. 10 Rami aiva baba vaAminadhabhi,uye Aminadhabhi aiva baba vaNahashoni mutungamiri wavanhu veJudha. 11 Nahashoni aiva baba vaSarimoni,Sarimoni ari baba vaBhoazi, 12 Bhoazi aiva baba vaObhedhiuye Obhedhi aiva baba vaJese. 13 Jese aiva babavaEriabhi dangwe rake; mwanakomana wake wechipiri ainzi Abhinadhabhi,wechitatu ainzi Shimea, 14 wechina ainzi Netaneri,wechishanu ainzi Radhai, 15 wechitanhatu ainzi Ozemiuye wechinomwe ainzi Dhavhidhi. 16 Hanzvadzi dzavo dzaiva Zeruya naAbhigairi.Vanakomana vatatu vaZeruya vaiva Abhishai, Joabhu naAsaheri. 17 Abhigairi aiva amai vaAmasa, baba vaAmasa vainzi Jeteri muIshumaeri. 18 Karebhu mwanakomana waHezironi akabereka vana nomudzimai wake Azubha (uye naJerioti). Ava ndivo vaiva vanakomana vake:Jesheri Shobhabhi naAridhoni. 19 Azubha paakafa Karebhu akaroora Efurati uyo akamuberekera Huri. 20 Huri aiva baba vaUri uye Uri aiva baba vaBhezareri. 21 Shure kwaizvozvo, Hezironi akavata nomwanasikana waMakiri baba vaGireadhi; akanga amuwana paakanga ava namakore makumi matanhatu; akamuberekera Segubhi. 22 Segubhi aiva baba vaJairi, uyo aitonga maguta makumi maviri namatatu muGireadhi. 23 (Asi Geshuri naAramu vakatapa Habhoti Jairi pamwe chete neKenati namaguta akaripoteredza, maguta makumi matanhatu.)Ava vose vaiva vorudzi rwaMakiri baba vaGireadhi. 24 Mushure mokunge Hezironi afira muKarebhu Efurata, Abhija mudzimai waHezironi akamuberekera Ashuri baba vaTekoa. 25 Vanakomana vaJerameeri dangwe raHezironi vaiva:Rami dangwe rake, Bhuna, Oreni, Ozemi naAhija. 26 Jerameeri akanga ane mumwe mukadzi, zita rake rainzi Atara. Akanga ari amai vaOnami. 27 Vanakomana vaRamu dangwe raJerameeri vaiva:Maazi, Jamini naEkeri. 28 Vanakomana vaOnami vaiva:Shamai naJadha.Vanakomana vaShamai vaiva:Nadhabhi naAbhishuri. 29 Mukadzi waAbhishuri ainzi Abhihairi akamuberekera Abhani naMoridhi. 30 Vanakomana vaNadhabhi vaiva:Seredhi naApaimi. Seredhi akafa asina vana. 31 Mwanakomana waApaimiainzi Ishi uyo aiva baba vaSheshani. Sheshani aiva baba vaArai. 32 Vanakomana vaJadha, mununʼuna waShamai vaiva:Jeteri naJonatani. Jeteri akafa asina vana. 33 Vanakomana vaJonatani vaiva:Pereti naZaza.Ava ndivo vaiva zvizvarwa zvaJerameeri. 34 Sheshani aiva asina vanakomana, aiva navanasikana chete.Aiva nomuranda wechiIjipita ainzi Jara. 35 Sheshani akapa mwanasikana wake kuti ave mukadzi womuranda wake. Jara akamuberekera Atai. 36 Atai aiva baba vaNatani,Natani aiva baba vaZabhadhi, 37 Zabhadhi baba vaEfirari,Efirari baba vaObedhi, 38 Obhedhi baba vaJehu,Jehu baba vaAzaria, 39 Azaria baba vaHerezi,Herezi baba vaEreasa, 40 Ereasa baba vaSisimai,Sisimai baba vaSharumi, 41 Sharumi baba vaJekamia,uye Jekamia aiva baba vaErishama. 42 Vanakomana vaKarebhu mununʼuna waJerameeri vaiva:Mesha dangwe rake, uyo aiva baba vaZifiuye nomwanakomana wake Maresha, uyo aiva baba vaHebhuroni. 43 Vanakomana vaHebhuroni vaiva:Kora, Tapuwa, Rekemu naShema. 44 Shema aiva baba vaRahamu,uye Rahamu baba vaJorikeami.Rekemu aiva baba vaShamai. 45 Mwanakomana waShamai ainzi Maoni,uye Maoni aiva baba vaBheti Zuri. 46 Mumwe murongo waKarebhu ainzi Efa ndiye aiva amaivaHarani, Moza naGazezi.Harani aiva baba vaGazezi. 47 Vanakomana vaJadhai vaiva:Regemu, Jotamu, Geshani, Pereti, Efa naShaafi. 48 Mumwe murongo waKarebhu ainzi Maaka ndiye aiva amaivaShebheri naTirana. 49 Akaberekawo Shaafi baba vaMadhimananaShevha baba vaMakibhena naGibhea.Mwanasikana waKarebhu ainzi Akisa. 50 Izvi ndizvo zvizvarwa zvaKarebhu. Vanakomana vaHuri dangwe raEfurata:Shobhari baba vaKiriati Jearimi, 51 Sarima baba vaBheterehema, naHarefi baba vaBheti Gadheri. 52 Zvizvarwa zvaShobhari baba vaKiriati Jearimi zvaiva:Haroe, hafu yavaManahati, 53 uye dzimba dzaKiriati Jearimi dzaiva: vaItiri, vaPuti, vaShumati navaMishirai. Kuna ivava kwakabva vaZorati navaEshitaori. 54 Zvizvarwa zvaSarima zvaiva:Bheterehema, vaNetofati, Atiroti Bheti Joabhu, hafu yavaManahati, vaZori, 55 uye dzimba dzavanyori vaigara paJabhezi dzaiva: vaTirati, vaShimeati navaSukati. Ava ndivo vaKeni vakabva kuna Hamati baba veimba yaRekabhi.

In Other Versions

1 Chronicles 2 in the ANGEFD

1 Chronicles 2 in the ANTPNG2D

1 Chronicles 2 in the AS21

1 Chronicles 2 in the BAGH

1 Chronicles 2 in the BBPNG

1 Chronicles 2 in the BBT1E

1 Chronicles 2 in the BDS

1 Chronicles 2 in the BEV

1 Chronicles 2 in the BHAD

1 Chronicles 2 in the BIB

1 Chronicles 2 in the BLPT

1 Chronicles 2 in the BNT

1 Chronicles 2 in the BNTABOOT

1 Chronicles 2 in the BNTLV

1 Chronicles 2 in the BOATCB

1 Chronicles 2 in the BOATCB2

1 Chronicles 2 in the BOBCV

1 Chronicles 2 in the BOCNT

1 Chronicles 2 in the BOECS

1 Chronicles 2 in the BOGWICC

1 Chronicles 2 in the BOHCB

1 Chronicles 2 in the BOHCV

1 Chronicles 2 in the BOHLNT

1 Chronicles 2 in the BOHNTLTAL

1 Chronicles 2 in the BOICB

1 Chronicles 2 in the BOILNTAP

1 Chronicles 2 in the BOITCV

1 Chronicles 2 in the BOKCV

1 Chronicles 2 in the BOKCV2

1 Chronicles 2 in the BOKHWOG

1 Chronicles 2 in the BOKSSV

1 Chronicles 2 in the BOLCB

1 Chronicles 2 in the BOLCB2

1 Chronicles 2 in the BOMCV

1 Chronicles 2 in the BONAV

1 Chronicles 2 in the BONCB

1 Chronicles 2 in the BONLT

1 Chronicles 2 in the BONUT2

1 Chronicles 2 in the BOPLNT

1 Chronicles 2 in the BOSNC

1 Chronicles 2 in the BOTLNT

1 Chronicles 2 in the BOVCB

1 Chronicles 2 in the BOYCB

1 Chronicles 2 in the BPBB

1 Chronicles 2 in the BPH

1 Chronicles 2 in the BSB

1 Chronicles 2 in the CCB

1 Chronicles 2 in the CUV

1 Chronicles 2 in the CUVS

1 Chronicles 2 in the DBT

1 Chronicles 2 in the DGDNT

1 Chronicles 2 in the DHNT

1 Chronicles 2 in the DNT

1 Chronicles 2 in the ELBE

1 Chronicles 2 in the EMTV

1 Chronicles 2 in the ESV

1 Chronicles 2 in the FBV

1 Chronicles 2 in the FEB

1 Chronicles 2 in the GGMNT

1 Chronicles 2 in the GNT

1 Chronicles 2 in the HARY

1 Chronicles 2 in the HNT

1 Chronicles 2 in the IRVA

1 Chronicles 2 in the IRVB

1 Chronicles 2 in the IRVG

1 Chronicles 2 in the IRVH

1 Chronicles 2 in the IRVK

1 Chronicles 2 in the IRVM

1 Chronicles 2 in the IRVM2

1 Chronicles 2 in the IRVO

1 Chronicles 2 in the IRVP

1 Chronicles 2 in the IRVT

1 Chronicles 2 in the IRVT2

1 Chronicles 2 in the IRVU

1 Chronicles 2 in the ISVN

1 Chronicles 2 in the JSNT

1 Chronicles 2 in the KAPI

1 Chronicles 2 in the KBT1ETNIK

1 Chronicles 2 in the KBV

1 Chronicles 2 in the KJV

1 Chronicles 2 in the KNFD

1 Chronicles 2 in the LBA

1 Chronicles 2 in the LBLA

1 Chronicles 2 in the LNT

1 Chronicles 2 in the LSV

1 Chronicles 2 in the MAAL

1 Chronicles 2 in the MBV

1 Chronicles 2 in the MBV2

1 Chronicles 2 in the MHNT

1 Chronicles 2 in the MKNFD

1 Chronicles 2 in the MNG

1 Chronicles 2 in the MNT

1 Chronicles 2 in the MNT2

1 Chronicles 2 in the MRS1T

1 Chronicles 2 in the NAA

1 Chronicles 2 in the NASB

1 Chronicles 2 in the NBLA

1 Chronicles 2 in the NBS

1 Chronicles 2 in the NBVTP

1 Chronicles 2 in the NET2

1 Chronicles 2 in the NIV11

1 Chronicles 2 in the NNT

1 Chronicles 2 in the NNT2

1 Chronicles 2 in the NNT3

1 Chronicles 2 in the PDDPT

1 Chronicles 2 in the PFNT

1 Chronicles 2 in the RMNT

1 Chronicles 2 in the SBIAS

1 Chronicles 2 in the SBIBS

1 Chronicles 2 in the SBIBS2

1 Chronicles 2 in the SBICS

1 Chronicles 2 in the SBIDS

1 Chronicles 2 in the SBIGS

1 Chronicles 2 in the SBIHS

1 Chronicles 2 in the SBIIS

1 Chronicles 2 in the SBIIS2

1 Chronicles 2 in the SBIIS3

1 Chronicles 2 in the SBIKS

1 Chronicles 2 in the SBIKS2

1 Chronicles 2 in the SBIMS

1 Chronicles 2 in the SBIOS

1 Chronicles 2 in the SBIPS

1 Chronicles 2 in the SBISS

1 Chronicles 2 in the SBITS

1 Chronicles 2 in the SBITS2

1 Chronicles 2 in the SBITS3

1 Chronicles 2 in the SBITS4

1 Chronicles 2 in the SBIUS

1 Chronicles 2 in the SBIVS

1 Chronicles 2 in the SBT

1 Chronicles 2 in the SBT1E

1 Chronicles 2 in the SCHL

1 Chronicles 2 in the SNT

1 Chronicles 2 in the SUSU

1 Chronicles 2 in the SUSU2

1 Chronicles 2 in the SYNO

1 Chronicles 2 in the TBIAOTANT

1 Chronicles 2 in the TBT1E

1 Chronicles 2 in the TBT1E2

1 Chronicles 2 in the TFTIP

1 Chronicles 2 in the TFTU

1 Chronicles 2 in the TGNTATF3T

1 Chronicles 2 in the THAI

1 Chronicles 2 in the TNFD

1 Chronicles 2 in the TNT

1 Chronicles 2 in the TNTIK

1 Chronicles 2 in the TNTIL

1 Chronicles 2 in the TNTIN

1 Chronicles 2 in the TNTIP

1 Chronicles 2 in the TNTIZ

1 Chronicles 2 in the TOMA

1 Chronicles 2 in the TTENT

1 Chronicles 2 in the UBG

1 Chronicles 2 in the UGV

1 Chronicles 2 in the UGV2

1 Chronicles 2 in the UGV3

1 Chronicles 2 in the VBL

1 Chronicles 2 in the VDCC

1 Chronicles 2 in the YALU

1 Chronicles 2 in the YAPE

1 Chronicles 2 in the YBVTP

1 Chronicles 2 in the ZBP