1 Chronicles 8 (BOSCB)
1 Bhenjamini aiva babavaBhera dangwe rake,Ashibheri mwanakomana wechipiri, Ahara wechitatu, 2 Noha wechina naRafa wechishanu. 3 Vanakomana vaBhera vaiva:Adha, Gera, Abhihudhi, 4 Abhishua, Naamani Ahoa, 5 Gera, Shefufani naHurami. 6 Izvi ndizvo zvaiva zvizvarwa zvaEhudhi vakanga vari vakuru vemhuri yeavo vaigara muGebha vakazodzingwa vakaendeswa kuManahati: 7 Naamani, Ahifa naGera, uyo akavadzinga uya aiva baba vaUza naArihudhi. 8 Vanakomana vakaberekerwa Shaharaimi muMoabhu mushure mokunge arambana navakadzi vake Hushini naBhaara. 9 Nomukadzi wake Hodheshi akabereka Johabhi, Zibhia, Mesha Marikami, 10 Jeuzi, Sakia naMirima. Ava ndivo vaiva vanakomana vake, vakuru vemhuri. 11 NaHushimi akabereka Abhitubhi naEripaari. 12 Vanakomana vaEripaari vaiva:Ebheri, Mishamu, Shemedhi (uyo akavaka Ono neRodhi pamwe chete nemisha yakaapoteredza) 13 naBheria naShema, avo vakanga vari vakuru vemhuri dzaavo vaigara muAijaroni uye vakadzinga vagari veGati. 14 Ahiyo, Shashaki, Jeremoti, 15 Zebhabhia, Aradhi, Edheri, 16 Mikaeri, Ishipa naJoha vaiva vanakomana vaBeria. 17 Zebhadhia, Meshurami, Hiziki, Hebheri, 18 Ishimerai, Iziria naJobhabhi vaiva vanakomana vaEripaari. 19 Jakimi, Zikiri, Zabhidhi, 20 Erienai, Ziretai, Erieri, 21 Adhaya, Bheraya naShimirati vaiva vanakomana vaShimei. 22 Ishipani, Ebheri, Erieri, 23 Abhidhoni, Zikiri, Hanani, 24 Hanania, Eramu Anitotiya, 25 Ifidheya naPenueri vaiva vanakomana vaShashaki. 26 Shamisherai, Sheharia, Ataria, 27 Jaareshia, Eria, naZikiri vaiva vanakomana vaJerohamu. 28 Vose ava vaiva vakuru vemhuri, vari madzishe sezvazvakanyorwa munhoroondo dzavo. Uye vaigara muJerusarema. 29 Jeyeri, baba vaGibheoni vaigara muGibheoni.Zita romukadzi wake rainzi Maaka, 30 uye mwanakomana wake wedangwe ainzi Abhidhoni, achiteverwa naZuri, Kishi, Bhaari, Neri, Nadhabhi, 31 Gedhori, Ahio, Zekeri, 32 uye Mikiroti, uyo aiva baba vaShimea. Ivo vaigarawo pedyo nehama dzavo muJerusarema. 33 Neri aiva baba vaKishi, Kishi aiva baba vaSauro, uye Sauro aiva baba vaJonatani, Mariki-Shua, Abinadhabhi, naEshi-Bhaari. 34 Mwanakomana waJonatani ainziMeribhi-Bhaari uyo aiva baba vaMika. 35 Vanakomana vaMika vaiva:Pitoni, Mereki Tarea, naAhazi. 36 Ahazi aiva baba vaJehoadha, Jehoadha aiva baba vaAremeti, Azimavheti naZimiri uye Zimiri aiva baba vaMoza. 37 Moza aiva baba vaBhinea Rafa aiva mwanakomana wake, Ereasa mwanakomana wake naAzeri mwanakomana wake. 38 Azeri aiva navanakomana vatanhatu, uye aya ndiwo mazita avo:Arizakami, Bhokeru, Ishumaeri, Shearia, Obhadhia naHanani. Vose ava vaiva vanakomana vaAzeri. 39 Vanakomana vomununʼuna wake Esheki vaiva:Uramu dangwe rake, Jeushi mwanakomana wake wechipiri naErifereti wechitatu. 40 Vanakomana vaUramu vaiva varwi voumhare vaigona kushandisa uta. Vaiva navanakomana navazukuru vazhinji vaisvika zana namakumi mashanu pamwe chete.Vose ava vaiva zvizvarwa zvaBhenjamini.
In Other Versions
1 Chronicles 8 in the ANGEFD
1 Chronicles 8 in the ANTPNG2D
1 Chronicles 8 in the AS21
1 Chronicles 8 in the BAGH
1 Chronicles 8 in the BBPNG
1 Chronicles 8 in the BBT1E
1 Chronicles 8 in the BDS
1 Chronicles 8 in the BEV
1 Chronicles 8 in the BHAD
1 Chronicles 8 in the BIB
1 Chronicles 8 in the BLPT
1 Chronicles 8 in the BNT
1 Chronicles 8 in the BNTABOOT
1 Chronicles 8 in the BNTLV
1 Chronicles 8 in the BOATCB
1 Chronicles 8 in the BOATCB2
1 Chronicles 8 in the BOBCV
1 Chronicles 8 in the BOCNT
1 Chronicles 8 in the BOECS
1 Chronicles 8 in the BOGWICC
1 Chronicles 8 in the BOHCB
1 Chronicles 8 in the BOHCV
1 Chronicles 8 in the BOHLNT
1 Chronicles 8 in the BOHNTLTAL
1 Chronicles 8 in the BOICB
1 Chronicles 8 in the BOILNTAP
1 Chronicles 8 in the BOITCV
1 Chronicles 8 in the BOKCV
1 Chronicles 8 in the BOKCV2
1 Chronicles 8 in the BOKHWOG
1 Chronicles 8 in the BOKSSV
1 Chronicles 8 in the BOLCB
1 Chronicles 8 in the BOLCB2
1 Chronicles 8 in the BOMCV
1 Chronicles 8 in the BONAV
1 Chronicles 8 in the BONCB
1 Chronicles 8 in the BONLT
1 Chronicles 8 in the BONUT2
1 Chronicles 8 in the BOPLNT
1 Chronicles 8 in the BOSNC
1 Chronicles 8 in the BOTLNT
1 Chronicles 8 in the BOVCB
1 Chronicles 8 in the BOYCB
1 Chronicles 8 in the BPBB
1 Chronicles 8 in the BPH
1 Chronicles 8 in the BSB
1 Chronicles 8 in the CCB
1 Chronicles 8 in the CUV
1 Chronicles 8 in the CUVS
1 Chronicles 8 in the DBT
1 Chronicles 8 in the DGDNT
1 Chronicles 8 in the DHNT
1 Chronicles 8 in the DNT
1 Chronicles 8 in the ELBE
1 Chronicles 8 in the EMTV
1 Chronicles 8 in the ESV
1 Chronicles 8 in the FBV
1 Chronicles 8 in the FEB
1 Chronicles 8 in the GGMNT
1 Chronicles 8 in the GNT
1 Chronicles 8 in the HARY
1 Chronicles 8 in the HNT
1 Chronicles 8 in the IRVA
1 Chronicles 8 in the IRVB
1 Chronicles 8 in the IRVG
1 Chronicles 8 in the IRVH
1 Chronicles 8 in the IRVK
1 Chronicles 8 in the IRVM
1 Chronicles 8 in the IRVM2
1 Chronicles 8 in the IRVO
1 Chronicles 8 in the IRVP
1 Chronicles 8 in the IRVT
1 Chronicles 8 in the IRVT2
1 Chronicles 8 in the IRVU
1 Chronicles 8 in the ISVN
1 Chronicles 8 in the JSNT
1 Chronicles 8 in the KAPI
1 Chronicles 8 in the KBT1ETNIK
1 Chronicles 8 in the KBV
1 Chronicles 8 in the KJV
1 Chronicles 8 in the KNFD
1 Chronicles 8 in the LBA
1 Chronicles 8 in the LBLA
1 Chronicles 8 in the LNT
1 Chronicles 8 in the LSV
1 Chronicles 8 in the MAAL
1 Chronicles 8 in the MBV
1 Chronicles 8 in the MBV2
1 Chronicles 8 in the MHNT
1 Chronicles 8 in the MKNFD
1 Chronicles 8 in the MNG
1 Chronicles 8 in the MNT
1 Chronicles 8 in the MNT2
1 Chronicles 8 in the MRS1T
1 Chronicles 8 in the NAA
1 Chronicles 8 in the NASB
1 Chronicles 8 in the NBLA
1 Chronicles 8 in the NBS
1 Chronicles 8 in the NBVTP
1 Chronicles 8 in the NET2
1 Chronicles 8 in the NIV11
1 Chronicles 8 in the NNT
1 Chronicles 8 in the NNT2
1 Chronicles 8 in the NNT3
1 Chronicles 8 in the PDDPT
1 Chronicles 8 in the PFNT
1 Chronicles 8 in the RMNT
1 Chronicles 8 in the SBIAS
1 Chronicles 8 in the SBIBS
1 Chronicles 8 in the SBIBS2
1 Chronicles 8 in the SBICS
1 Chronicles 8 in the SBIDS
1 Chronicles 8 in the SBIGS
1 Chronicles 8 in the SBIHS
1 Chronicles 8 in the SBIIS
1 Chronicles 8 in the SBIIS2
1 Chronicles 8 in the SBIIS3
1 Chronicles 8 in the SBIKS
1 Chronicles 8 in the SBIKS2
1 Chronicles 8 in the SBIMS
1 Chronicles 8 in the SBIOS
1 Chronicles 8 in the SBIPS
1 Chronicles 8 in the SBISS
1 Chronicles 8 in the SBITS
1 Chronicles 8 in the SBITS2
1 Chronicles 8 in the SBITS3
1 Chronicles 8 in the SBITS4
1 Chronicles 8 in the SBIUS
1 Chronicles 8 in the SBIVS
1 Chronicles 8 in the SBT
1 Chronicles 8 in the SBT1E
1 Chronicles 8 in the SCHL
1 Chronicles 8 in the SNT
1 Chronicles 8 in the SUSU
1 Chronicles 8 in the SUSU2
1 Chronicles 8 in the SYNO
1 Chronicles 8 in the TBIAOTANT
1 Chronicles 8 in the TBT1E
1 Chronicles 8 in the TBT1E2
1 Chronicles 8 in the TFTIP
1 Chronicles 8 in the TFTU
1 Chronicles 8 in the TGNTATF3T
1 Chronicles 8 in the THAI
1 Chronicles 8 in the TNFD
1 Chronicles 8 in the TNT
1 Chronicles 8 in the TNTIK
1 Chronicles 8 in the TNTIL
1 Chronicles 8 in the TNTIN
1 Chronicles 8 in the TNTIP
1 Chronicles 8 in the TNTIZ
1 Chronicles 8 in the TOMA
1 Chronicles 8 in the TTENT
1 Chronicles 8 in the UBG
1 Chronicles 8 in the UGV
1 Chronicles 8 in the UGV2
1 Chronicles 8 in the UGV3
1 Chronicles 8 in the VBL
1 Chronicles 8 in the VDCC
1 Chronicles 8 in the YALU
1 Chronicles 8 in the YAPE
1 Chronicles 8 in the YBVTP
1 Chronicles 8 in the ZBP