Ezra 2 (BOSCB)

1 Zvino ava ndivo vanhu vomudunhu vakadzoka kubva kuutapwa hwavakanga vatapwa, avo vakanga vatapwa naNebhukadhinezari mambo weBhabhironi vakanga vaendeswa kuutapwa kuBhabhironi (vakadzokera kuJerusarema nokuJudha, mumwe nomumwe kuguta rake, 2 vakanga vari pamwe chete naZerubhabheri, Jeshua, Nehemia, Seraya, Reeraya, Modhekai, Bhirishani, Misipari, Bhigivhai, Rehumi naBhaana): Uwandu hwavarume pakati pavaIsraeri: 3 zvizvarwazvaParoshi zvaiva zviuru zviviri nezana namakumi manomwe navaviri; 4 zvaShefatia zvaiva mazana matatu namakumi manomwe navaviri; 5 zvaAra zvaiva mazana manomwe namakumi manomwe navashanu; 6 zvaPahati-Moabhu (vorudzi rwaJeshua naJoabhu) zvaiva zviuru zviviri namazana masere negumi navaviri; 7 zvaEramu zvaiva chiuru chimwe chete namazana maviri namakumi mashanu navana; 8 zvaZatu zvaiva mazana mapfumbamwe namakumi mana navashanu; 9 zvaZakai zvaiva mazana manomwe namakumi matanhatu; 10 zvaBhani zvaiva mazana matanhatu namakumi mana navaviri; 11 zvaBhebhai zvaiva mazana matanhatu namakumi maviri navatatu; 12 zvaAzigadhi zvaiva chiuru chimwe chete namazana maviri namakumi maviri navaviri; 13 zvaAdhonikami zvaiva mazana matanhatu namakumi matanhatu navatanhatu; 14 zvaBhigivhai zvaiva zviuru zviviri namakumi mashanu navatanhatu; 15 zvaAdhini zvaiva mazana mana namakumi mashanu navana; 16 zvaAteri (vorudzi rwaHezekia) zvaiva makumi mapfumbamwe navasere; 17 zvaBhezai zvaiva mazana matatu namakumi maviri navatatu; 18 zvaJora zvaiva zana negumi navaviri; 19 zvaHashumi zvaiva mazana maviri namakumi maviri navatatu; 20 zvaGibhari zvaiva makumi mapfumbamwe navashanu; 21 varumeveBheterehema vaiva zana namakumi maviri navashanu; 22 veNetofa vaiva makumi mashanu navatanhatu; 23 veAnatoti vaiva zana namakumi maviri navasere; 24 veAzimavheti vaiva makumi mana navaviri; 25 veKiriati Jearimi, Kefira, neBheroti vaiva mazana manomwe namakumi mana navatatu; 26 veRama neGebha vaiva mazana matanhatu namakumi maviri nomumwe chete; 27 veMikimashi vaiva zana namakumi maviri navaviri; 28 veBheteri neAi vaiva mazana maviri namakumi maviri navatatu; 29 veNebho vaiva makumi mashanu navaviri; 30 veMagibhishi vaiva zana namakumi mashanu navatanhatu; 31 veEramu yechipiri vaiva chiuru chimwe chete namazana maviri namakumi mashanu navana; 32 veHarimi vaiva mazana matatu namakumi maviri; 33 veRodhi neHadhidhi neOno vaiva mazana manomwe namakumi maviri navashanu; 34 veJeriko vaiva mazana matatu namakumi mana navashanu; 35 veSena, vaiva zviuru zvitatu namazana matanhatu namakumi matatu. 36 Vaprista:zvizvarwazvaJedhaya (veimba yaJeshua) vaiva mazana mapfumbamwe namakumi manomwe navatatu; 37 zvaImari zvaiva chiuru chimwe chete namakumi mashanu navaviri; 38 zvaPashuri zvaiva chiuru chimwe chete namazana maviri namakumi mana navanomwe; 39 zvaHarimu zvaiva chiuru chimwe chete negumi navanomwe. 40 VaRevhi:zvizvarwazvaJeshua navaKadhimieri (vorudzi rwaHodhavhia) zvaiva makumi manomwe navana. 41 Vaimbi:zvizvarwazvaAsafi zvaiva zana namakumi maviri navasere. 42 Varindi vapasuo reTemberi:zvizvarwazvaSharumi, zvaAteri zvaTarimoni zvaAkubhi, nezvaHatita nezvaShobhai zvaiva zana namakumi matatu navapfumbamwe. 43 Vashandi vomutemberi: 44 zvizvarwazvaZiha, zvaHasupa, zvaTabhaoti,zvaKerosi, zvaSiaha, zvaPadhoni, 45 zvaRebhana, zvaHagabha, zvaAkubhi, 46 zvaHagabhi, zvaSharimai, zvaHanani, 47 zvaGidheri, zvaGahari, zvaReaya, 48 zvaRezini, zvaNekodha, zvaGazami, 49 zvaUza, zvaPasea, zvaBhesai, 50 zvaAsina, zvaMeumini, zvaNefusimi, 51 zvaBhakubhiki, zvaHakufa, zvaHarihuri, 52 zvaBhaziruti, zvaMehidha, zvaHarisha, 53 zvaBharikosi, zvaSisera, zvaTema, 54 zvaNezia uye nezvaHatifa. 55 Zvizvarwa zvavaranda vaSoromoni:zvizvarwazvaSotai, zvaHasofereti zvaPerudha, 56 zvaJaara, zvaDharikoni, zvaGidheri, 57 zvaShefatia, zvaHatiri, zvaPokereti-Hazebhaimi uye nezvaAmi. 58 Varanda vaishanda mutemberi nezvizvarwa zvavaranda vaSoromoni vaiva mazana matatu namakumi mapfumbamwe navaviri. 59 Ava ndivo vakauya vachibva kumaguta eTeri Mera, Teri Harisha, Kerubhi, Adhoni neImeri, asi vakanga vasingagoni kuratidza dzimba dzamadzibaba avo kwavakanga vakaberekerwa muIsraeri: 60 ZvizvarwazvaDheraya, zvaTobhia nezvaNekodha zvaiva mazana matanhatu namakumi mashanu navaviri. 61 Uye kubva pakati pavaprista:zvizvarwazvaHobhaya, zvaHakozi uye nezvizvarwa zvaBhazirai (murume akanga awana mwanasikana waBhazirai muGireadhi uye akazotumidzwa zita iroro). 62 Ava vakatsvaka nhoroondo yamazita emhuri yavo, asi havana kuiwana, nokudaro vakanzi vakasvibiswa vakabviswa pauprista. 63 Mubati akavaudza kuti varege kudya chipi zvacho chezvokudya zvitsvene kwazvo kusvikira kwazova nomuprista anoshumira neUrimi neTumimi. 64 Ungano yose pamwe chete yaisvika zviuru makumi mana nezviviri namazana matatu namakumi matanhatu, 65 tisingasanganisiri varanda vavo navarandakadzi vavo vakanga vari zviuru zvinomwe namazana matatu namakumi matatu navanomwe: uye vakanga vane varume navakadzi mazana maviri vakanga vari vaimbi. 66 Vakanga vane mabhiza mazana manomwe namakumi matatu namatanhatu, manyurusi mazana maviri namakumi mana namashanu, 67 ngamera mazana mana namakumi matatu namashanu uye nembongoro zviuru zvitanhatu namazana manomwe namakumi maviri. 68 Pavakasvika paimba yaJehovha muJerusarema, vamwe vakuru vedzimba vakasarudza kupa nokuzvisarudzira kuti imba yaJehovha ivakwezve panzvimbo yayo. 69 Maererano napavaigona napo vakapa kuhomwe yemari yebasa iri, madhirakema zviuru makumi matanhatu nechimwe egoridhe, nemamina zviuru zvishanu esirivha uye nenguo dzavaprista zana. 70 Vaprista, vaRevhi, vaimbi, varindi vemikova uye navashandi vomutemberi vakagara mumaguta avo, pamwe chete navamwe vavanhu, uye vamwe vaIsraeri vose vakagara mumaguta avowo.

In Other Versions

Ezra 2 in the ANGEFD

Ezra 2 in the ANTPNG2D

Ezra 2 in the AS21

Ezra 2 in the BAGH

Ezra 2 in the BBPNG

Ezra 2 in the BBT1E

Ezra 2 in the BDS

Ezra 2 in the BEV

Ezra 2 in the BHAD

Ezra 2 in the BIB

Ezra 2 in the BLPT

Ezra 2 in the BNT

Ezra 2 in the BNTABOOT

Ezra 2 in the BNTLV

Ezra 2 in the BOATCB

Ezra 2 in the BOATCB2

Ezra 2 in the BOBCV

Ezra 2 in the BOCNT

Ezra 2 in the BOECS

Ezra 2 in the BOGWICC

Ezra 2 in the BOHCB

Ezra 2 in the BOHCV

Ezra 2 in the BOHLNT

Ezra 2 in the BOHNTLTAL

Ezra 2 in the BOICB

Ezra 2 in the BOILNTAP

Ezra 2 in the BOITCV

Ezra 2 in the BOKCV

Ezra 2 in the BOKCV2

Ezra 2 in the BOKHWOG

Ezra 2 in the BOKSSV

Ezra 2 in the BOLCB

Ezra 2 in the BOLCB2

Ezra 2 in the BOMCV

Ezra 2 in the BONAV

Ezra 2 in the BONCB

Ezra 2 in the BONLT

Ezra 2 in the BONUT2

Ezra 2 in the BOPLNT

Ezra 2 in the BOSNC

Ezra 2 in the BOTLNT

Ezra 2 in the BOVCB

Ezra 2 in the BOYCB

Ezra 2 in the BPBB

Ezra 2 in the BPH

Ezra 2 in the BSB

Ezra 2 in the CCB

Ezra 2 in the CUV

Ezra 2 in the CUVS

Ezra 2 in the DBT

Ezra 2 in the DGDNT

Ezra 2 in the DHNT

Ezra 2 in the DNT

Ezra 2 in the ELBE

Ezra 2 in the EMTV

Ezra 2 in the ESV

Ezra 2 in the FBV

Ezra 2 in the FEB

Ezra 2 in the GGMNT

Ezra 2 in the GNT

Ezra 2 in the HARY

Ezra 2 in the HNT

Ezra 2 in the IRVA

Ezra 2 in the IRVB

Ezra 2 in the IRVG

Ezra 2 in the IRVH

Ezra 2 in the IRVK

Ezra 2 in the IRVM

Ezra 2 in the IRVM2

Ezra 2 in the IRVO

Ezra 2 in the IRVP

Ezra 2 in the IRVT

Ezra 2 in the IRVT2

Ezra 2 in the IRVU

Ezra 2 in the ISVN

Ezra 2 in the JSNT

Ezra 2 in the KAPI

Ezra 2 in the KBT1ETNIK

Ezra 2 in the KBV

Ezra 2 in the KJV

Ezra 2 in the KNFD

Ezra 2 in the LBA

Ezra 2 in the LBLA

Ezra 2 in the LNT

Ezra 2 in the LSV

Ezra 2 in the MAAL

Ezra 2 in the MBV

Ezra 2 in the MBV2

Ezra 2 in the MHNT

Ezra 2 in the MKNFD

Ezra 2 in the MNG

Ezra 2 in the MNT

Ezra 2 in the MNT2

Ezra 2 in the MRS1T

Ezra 2 in the NAA

Ezra 2 in the NASB

Ezra 2 in the NBLA

Ezra 2 in the NBS

Ezra 2 in the NBVTP

Ezra 2 in the NET2

Ezra 2 in the NIV11

Ezra 2 in the NNT

Ezra 2 in the NNT2

Ezra 2 in the NNT3

Ezra 2 in the PDDPT

Ezra 2 in the PFNT

Ezra 2 in the RMNT

Ezra 2 in the SBIAS

Ezra 2 in the SBIBS

Ezra 2 in the SBIBS2

Ezra 2 in the SBICS

Ezra 2 in the SBIDS

Ezra 2 in the SBIGS

Ezra 2 in the SBIHS

Ezra 2 in the SBIIS

Ezra 2 in the SBIIS2

Ezra 2 in the SBIIS3

Ezra 2 in the SBIKS

Ezra 2 in the SBIKS2

Ezra 2 in the SBIMS

Ezra 2 in the SBIOS

Ezra 2 in the SBIPS

Ezra 2 in the SBISS

Ezra 2 in the SBITS

Ezra 2 in the SBITS2

Ezra 2 in the SBITS3

Ezra 2 in the SBITS4

Ezra 2 in the SBIUS

Ezra 2 in the SBIVS

Ezra 2 in the SBT

Ezra 2 in the SBT1E

Ezra 2 in the SCHL

Ezra 2 in the SNT

Ezra 2 in the SUSU

Ezra 2 in the SUSU2

Ezra 2 in the SYNO

Ezra 2 in the TBIAOTANT

Ezra 2 in the TBT1E

Ezra 2 in the TBT1E2

Ezra 2 in the TFTIP

Ezra 2 in the TFTU

Ezra 2 in the TGNTATF3T

Ezra 2 in the THAI

Ezra 2 in the TNFD

Ezra 2 in the TNT

Ezra 2 in the TNTIK

Ezra 2 in the TNTIL

Ezra 2 in the TNTIN

Ezra 2 in the TNTIP

Ezra 2 in the TNTIZ

Ezra 2 in the TOMA

Ezra 2 in the TTENT

Ezra 2 in the UBG

Ezra 2 in the UGV

Ezra 2 in the UGV2

Ezra 2 in the UGV3

Ezra 2 in the VBL

Ezra 2 in the VDCC

Ezra 2 in the YALU

Ezra 2 in the YAPE

Ezra 2 in the YBVTP

Ezra 2 in the ZBP