1 Samuel 5 (BOSCB)

1 Mushure mokunge vaFiristia vapamba areka yaMwari, vakaitora kubva kuEbhenezeri vakaenda nayo kuAshidhodhi. 2 Ipapo vakatakura areka vakapinda nayo mutemberi yaDhagoni vakaiisa parutivi rwaDhagoni. 3 Vanhu veAshidhodhi pavakamuka mangwanani-ngwanani zuva raitevera, wanei hoyo Dhagoni akawira pasi nechiso pamberi peareka yaJehovha! Vakatora Dhagoni vakamudzosera panzvimbo yake. 4 Asi mangwanani aitevera pavakamuka wanei hoyo Dhagoni akawira pasi nechiso pamberi peareka yaJehovha! Musoro wake namaoko zvakanga zvadimbuka zvisisipo uye zviri pasi pachikumbaridzo chomukova, muviri wake bedzi ndiwo wakanga wangosara. 5 Ndokusaka kusvika nanhasi kusina vaprista vaDhagoni kana vamwewo zvavo vanopinda mutemberi yaDhagoni paAshidhodhi vanotsika pachikumbaridzo chomukova. 6 Ruoko rwaMwari rwakatambudza zvikuru vanhu veAshidhodhi nenzvimbo dzakaikomberedza; akauyisa kuparadzwa pamusoro pavo uye akavarova namamota. 7 Vanhu veAshidhodhi pavakaona zvakanga zvichiitika vakati, “Areka yaMwari weIsraeri haifaniri kugara pano nesu nokuti ruoko rwake rwatitambudza zvikuru isu naDhagoni mwari wedu.” 8 Saka vakadana pamwe chete vatongi vose vavaFiristia vakavabvunza vachiti, “Toitei neareka yaMwari weIsraeri?”Vakapindura vachiti, “Itai kuti areka yaMwari weIsraeri iendeswe kuGati.” Saka vakabvisa areka yaMwari weIsraeri. 9 Asi mushure mokunge vaibvisa, ruoko rwaMwari rwakarwisana neguta iroro, uye akarivhundutsa nokuvhundutsa kukuru. Akarova vanhu veguta iroro, vakuru navadiki, namamota. 10 Saka vakaendesa areka yaMwari kuEkironi.Areka yaMwari payakanga yava kupinda muEkironi, vanhu veEkironi vakadanidzira, vachiti, “Vauyisa areka yaMwari weIsraeri kuti vatiuraye isu navanhu vedu.” 11 Saka vakadana pamwe chete vatongi vose vavaFiristia vakati, “Dzoserai areka yaMwari weIsraeri kwakare, regai idzokere kunzvimbo kwayo, nokuti ichatiuraya isu navanhu vedu.” Nokuti rufu rwakanga rwazadza guta nokuvhunduka; ruoko rwaMwari rwakanga rwaritambudza zvikuru. 12 Avo vasina kufa vakarohwa namamota uye kuchema kweguta kwakakwira kudenga.

In Other Versions

1 Samuel 5 in the ANGEFD

1 Samuel 5 in the ANTPNG2D

1 Samuel 5 in the AS21

1 Samuel 5 in the BAGH

1 Samuel 5 in the BBPNG

1 Samuel 5 in the BBT1E

1 Samuel 5 in the BDS

1 Samuel 5 in the BEV

1 Samuel 5 in the BHAD

1 Samuel 5 in the BIB

1 Samuel 5 in the BLPT

1 Samuel 5 in the BNT

1 Samuel 5 in the BNTABOOT

1 Samuel 5 in the BNTLV

1 Samuel 5 in the BOATCB

1 Samuel 5 in the BOATCB2

1 Samuel 5 in the BOBCV

1 Samuel 5 in the BOCNT

1 Samuel 5 in the BOECS

1 Samuel 5 in the BOGWICC

1 Samuel 5 in the BOHCB

1 Samuel 5 in the BOHCV

1 Samuel 5 in the BOHLNT

1 Samuel 5 in the BOHNTLTAL

1 Samuel 5 in the BOICB

1 Samuel 5 in the BOILNTAP

1 Samuel 5 in the BOITCV

1 Samuel 5 in the BOKCV

1 Samuel 5 in the BOKCV2

1 Samuel 5 in the BOKHWOG

1 Samuel 5 in the BOKSSV

1 Samuel 5 in the BOLCB

1 Samuel 5 in the BOLCB2

1 Samuel 5 in the BOMCV

1 Samuel 5 in the BONAV

1 Samuel 5 in the BONCB

1 Samuel 5 in the BONLT

1 Samuel 5 in the BONUT2

1 Samuel 5 in the BOPLNT

1 Samuel 5 in the BOSNC

1 Samuel 5 in the BOTLNT

1 Samuel 5 in the BOVCB

1 Samuel 5 in the BOYCB

1 Samuel 5 in the BPBB

1 Samuel 5 in the BPH

1 Samuel 5 in the BSB

1 Samuel 5 in the CCB

1 Samuel 5 in the CUV

1 Samuel 5 in the CUVS

1 Samuel 5 in the DBT

1 Samuel 5 in the DGDNT

1 Samuel 5 in the DHNT

1 Samuel 5 in the DNT

1 Samuel 5 in the ELBE

1 Samuel 5 in the EMTV

1 Samuel 5 in the ESV

1 Samuel 5 in the FBV

1 Samuel 5 in the FEB

1 Samuel 5 in the GGMNT

1 Samuel 5 in the GNT

1 Samuel 5 in the HARY

1 Samuel 5 in the HNT

1 Samuel 5 in the IRVA

1 Samuel 5 in the IRVB

1 Samuel 5 in the IRVG

1 Samuel 5 in the IRVH

1 Samuel 5 in the IRVK

1 Samuel 5 in the IRVM

1 Samuel 5 in the IRVM2

1 Samuel 5 in the IRVO

1 Samuel 5 in the IRVP

1 Samuel 5 in the IRVT

1 Samuel 5 in the IRVT2

1 Samuel 5 in the IRVU

1 Samuel 5 in the ISVN

1 Samuel 5 in the JSNT

1 Samuel 5 in the KAPI

1 Samuel 5 in the KBT1ETNIK

1 Samuel 5 in the KBV

1 Samuel 5 in the KJV

1 Samuel 5 in the KNFD

1 Samuel 5 in the LBA

1 Samuel 5 in the LBLA

1 Samuel 5 in the LNT

1 Samuel 5 in the LSV

1 Samuel 5 in the MAAL

1 Samuel 5 in the MBV

1 Samuel 5 in the MBV2

1 Samuel 5 in the MHNT

1 Samuel 5 in the MKNFD

1 Samuel 5 in the MNG

1 Samuel 5 in the MNT

1 Samuel 5 in the MNT2

1 Samuel 5 in the MRS1T

1 Samuel 5 in the NAA

1 Samuel 5 in the NASB

1 Samuel 5 in the NBLA

1 Samuel 5 in the NBS

1 Samuel 5 in the NBVTP

1 Samuel 5 in the NET2

1 Samuel 5 in the NIV11

1 Samuel 5 in the NNT

1 Samuel 5 in the NNT2

1 Samuel 5 in the NNT3

1 Samuel 5 in the PDDPT

1 Samuel 5 in the PFNT

1 Samuel 5 in the RMNT

1 Samuel 5 in the SBIAS

1 Samuel 5 in the SBIBS

1 Samuel 5 in the SBIBS2

1 Samuel 5 in the SBICS

1 Samuel 5 in the SBIDS

1 Samuel 5 in the SBIGS

1 Samuel 5 in the SBIHS

1 Samuel 5 in the SBIIS

1 Samuel 5 in the SBIIS2

1 Samuel 5 in the SBIIS3

1 Samuel 5 in the SBIKS

1 Samuel 5 in the SBIKS2

1 Samuel 5 in the SBIMS

1 Samuel 5 in the SBIOS

1 Samuel 5 in the SBIPS

1 Samuel 5 in the SBISS

1 Samuel 5 in the SBITS

1 Samuel 5 in the SBITS2

1 Samuel 5 in the SBITS3

1 Samuel 5 in the SBITS4

1 Samuel 5 in the SBIUS

1 Samuel 5 in the SBIVS

1 Samuel 5 in the SBT

1 Samuel 5 in the SBT1E

1 Samuel 5 in the SCHL

1 Samuel 5 in the SNT

1 Samuel 5 in the SUSU

1 Samuel 5 in the SUSU2

1 Samuel 5 in the SYNO

1 Samuel 5 in the TBIAOTANT

1 Samuel 5 in the TBT1E

1 Samuel 5 in the TBT1E2

1 Samuel 5 in the TFTIP

1 Samuel 5 in the TFTU

1 Samuel 5 in the TGNTATF3T

1 Samuel 5 in the THAI

1 Samuel 5 in the TNFD

1 Samuel 5 in the TNT

1 Samuel 5 in the TNTIK

1 Samuel 5 in the TNTIL

1 Samuel 5 in the TNTIN

1 Samuel 5 in the TNTIP

1 Samuel 5 in the TNTIZ

1 Samuel 5 in the TOMA

1 Samuel 5 in the TTENT

1 Samuel 5 in the UBG

1 Samuel 5 in the UGV

1 Samuel 5 in the UGV2

1 Samuel 5 in the UGV3

1 Samuel 5 in the VBL

1 Samuel 5 in the VDCC

1 Samuel 5 in the YALU

1 Samuel 5 in the YAPE

1 Samuel 5 in the YBVTP

1 Samuel 5 in the ZBP