Proverbs 7 (BOSCB)
1 Mwanakomana wangu,chengeta mashoko angu ugoviga mirayiro yangu mauri. 2 Chengeta mirayiro yangu ugorarama;uchengete dzidziso dzangu semboni yeziso rako. 3 Uzvisungirire paminwe yako;uzvinyore pahwendefa yomwoyo wako. 4 Uti kuuchenjeri, “Uri hanzvadzi yangu,”uye uti kunzwisisa ndiyo hama yako; 5 zvichakuchengeta kure nomukadzi chifeve;kubva pamudzimai asingazvibati anokwezva namashoko ake. 6 Napawindo remba yangundakatarira panze nomumagirazi. 7 Ndakaona pakati pavasina manondikacherechedza pakati pamajaya,rimwe jaya rakanga risina njere. 8 Rakanga richidzika nomugwagwa pedyo nepakona yomukadzi uya,richifamba rakananga kumba kwake, 9 panguva yorubvunzavaeni,zuva ravira, kunze kwosviba. 10 Ipapo mukadzi akabuda kuzosangana naye,akapfeka sechifeve uye azere nounyengeri. 11 Anotaura noruzha uye anozvikudza,tsoka dzake hadzigari pamba; 12 imwe nguva ari munzira, imwe nguva ari pazvivara.Anorindira pamakona ose. 13 Akamubata ndokumutsvoda,uye nechiso chisina nyadzi akati: 14 “Ndine zvipiriso zvokuwadzana kumba kwangu;nhasi ndazadzisa mhiko dzangu. 15 Saka ndauya kuzosangana newe;ndanga ndichikutsvaka, zvino ndazokuwana! 16 Ndawaridza mubhedha wangu machira ane mavara,anobva kuIjipiti. 17 Ndasasa zvinonhuhwira pamubhedha wangu, zvinoti:mura, gavakava nesinamoni. 18 Uya, tinwe tigute norudo kusvikira mangwanani;ngatifare zvedu norudo! 19 Murume wangu haako kumba,akafamba rwendo rurefu. 20 Akatakura homwe yake izere nemariuye haangadzoki kumba kusvikira pajenaguru.” 21 Namashoko okunyengetedza akamutsausa;akamukwezva nokutaura kwake kunonyengera. 22 Pakarepo akamutevera senzombeinoenda kundobayiwa,senondo inopinda mumusungo, 23 kusvikira museve wabaya chiropa chake,seshiri inokurumidza kupinda muugombe,asingazivi kuti zvichamuurayisa. 24 Saka zvino, vanakomana vangu, teererai kwandiri;nyatsoteererai zvandinotaura. 25 Usarega mwoyo wako uchitsaukira kunzira dzake,kana kurasikira pamakwara ake. 26 Vazhinji vakakuvadzwa naye vakawisirwa pasi;vaakauraya vakawanda kwazvo. 27 Imba yake mugwagwa mukuru unoenda kuguva,uchitungamirira kumakamuri orufu.
In Other Versions
Proverbs 7 in the ANGEFD
Proverbs 7 in the ANTPNG2D
Proverbs 7 in the AS21
Proverbs 7 in the BAGH
Proverbs 7 in the BBPNG
Proverbs 7 in the BBT1E
Proverbs 7 in the BDS
Proverbs 7 in the BEV
Proverbs 7 in the BHAD
Proverbs 7 in the BIB
Proverbs 7 in the BLPT
Proverbs 7 in the BNT
Proverbs 7 in the BNTABOOT
Proverbs 7 in the BNTLV
Proverbs 7 in the BOATCB
Proverbs 7 in the BOATCB2
Proverbs 7 in the BOBCV
Proverbs 7 in the BOCNT
Proverbs 7 in the BOECS
Proverbs 7 in the BOGWICC
Proverbs 7 in the BOHCB
Proverbs 7 in the BOHCV
Proverbs 7 in the BOHLNT
Proverbs 7 in the BOHNTLTAL
Proverbs 7 in the BOICB
Proverbs 7 in the BOILNTAP
Proverbs 7 in the BOITCV
Proverbs 7 in the BOKCV
Proverbs 7 in the BOKCV2
Proverbs 7 in the BOKHWOG
Proverbs 7 in the BOKSSV
Proverbs 7 in the BOLCB
Proverbs 7 in the BOLCB2
Proverbs 7 in the BOMCV
Proverbs 7 in the BONAV
Proverbs 7 in the BONCB
Proverbs 7 in the BONLT
Proverbs 7 in the BONUT2
Proverbs 7 in the BOPLNT
Proverbs 7 in the BOSNC
Proverbs 7 in the BOTLNT
Proverbs 7 in the BOVCB
Proverbs 7 in the BOYCB
Proverbs 7 in the BPBB
Proverbs 7 in the BPH
Proverbs 7 in the BSB
Proverbs 7 in the CCB
Proverbs 7 in the CUV
Proverbs 7 in the CUVS
Proverbs 7 in the DBT
Proverbs 7 in the DGDNT
Proverbs 7 in the DHNT
Proverbs 7 in the DNT
Proverbs 7 in the ELBE
Proverbs 7 in the EMTV
Proverbs 7 in the ESV
Proverbs 7 in the FBV
Proverbs 7 in the FEB
Proverbs 7 in the GGMNT
Proverbs 7 in the GNT
Proverbs 7 in the HARY
Proverbs 7 in the HNT
Proverbs 7 in the IRVA
Proverbs 7 in the IRVB
Proverbs 7 in the IRVG
Proverbs 7 in the IRVH
Proverbs 7 in the IRVK
Proverbs 7 in the IRVM
Proverbs 7 in the IRVM2
Proverbs 7 in the IRVO
Proverbs 7 in the IRVP
Proverbs 7 in the IRVT
Proverbs 7 in the IRVT2
Proverbs 7 in the IRVU
Proverbs 7 in the ISVN
Proverbs 7 in the JSNT
Proverbs 7 in the KAPI
Proverbs 7 in the KBT1ETNIK
Proverbs 7 in the KBV
Proverbs 7 in the KJV
Proverbs 7 in the KNFD
Proverbs 7 in the LBA
Proverbs 7 in the LBLA
Proverbs 7 in the LNT
Proverbs 7 in the LSV
Proverbs 7 in the MAAL
Proverbs 7 in the MBV
Proverbs 7 in the MBV2
Proverbs 7 in the MHNT
Proverbs 7 in the MKNFD
Proverbs 7 in the MNG
Proverbs 7 in the MNT
Proverbs 7 in the MNT2
Proverbs 7 in the MRS1T
Proverbs 7 in the NAA
Proverbs 7 in the NASB
Proverbs 7 in the NBLA
Proverbs 7 in the NBS
Proverbs 7 in the NBVTP
Proverbs 7 in the NET2
Proverbs 7 in the NIV11
Proverbs 7 in the NNT
Proverbs 7 in the NNT2
Proverbs 7 in the NNT3
Proverbs 7 in the PDDPT
Proverbs 7 in the PFNT
Proverbs 7 in the RMNT
Proverbs 7 in the SBIAS
Proverbs 7 in the SBIBS
Proverbs 7 in the SBIBS2
Proverbs 7 in the SBICS
Proverbs 7 in the SBIDS
Proverbs 7 in the SBIGS
Proverbs 7 in the SBIHS
Proverbs 7 in the SBIIS
Proverbs 7 in the SBIIS2
Proverbs 7 in the SBIIS3
Proverbs 7 in the SBIKS
Proverbs 7 in the SBIKS2
Proverbs 7 in the SBIMS
Proverbs 7 in the SBIOS
Proverbs 7 in the SBIPS
Proverbs 7 in the SBISS
Proverbs 7 in the SBITS
Proverbs 7 in the SBITS2
Proverbs 7 in the SBITS3
Proverbs 7 in the SBITS4
Proverbs 7 in the SBIUS
Proverbs 7 in the SBIVS
Proverbs 7 in the SBT
Proverbs 7 in the SBT1E
Proverbs 7 in the SCHL
Proverbs 7 in the SNT
Proverbs 7 in the SUSU
Proverbs 7 in the SUSU2
Proverbs 7 in the SYNO
Proverbs 7 in the TBIAOTANT
Proverbs 7 in the TBT1E
Proverbs 7 in the TBT1E2
Proverbs 7 in the TFTIP
Proverbs 7 in the TFTU
Proverbs 7 in the TGNTATF3T
Proverbs 7 in the THAI
Proverbs 7 in the TNFD
Proverbs 7 in the TNT
Proverbs 7 in the TNTIK
Proverbs 7 in the TNTIL
Proverbs 7 in the TNTIN
Proverbs 7 in the TNTIP
Proverbs 7 in the TNTIZ
Proverbs 7 in the TOMA
Proverbs 7 in the TTENT
Proverbs 7 in the UBG
Proverbs 7 in the UGV
Proverbs 7 in the UGV2
Proverbs 7 in the UGV3
Proverbs 7 in the VBL
Proverbs 7 in the VDCC
Proverbs 7 in the YALU
Proverbs 7 in the YAPE
Proverbs 7 in the YBVTP
Proverbs 7 in the ZBP