2 Chronicles 15 (BOSCB)

1 Mweya waMwari wakauya pana Azaria mwanakomana waOdhedhi. 2 Akabuda kundosangana naAsa akati kwaari, “Nditeererei, imi Asa, Judha yose neBhenjamini yose. Jehovha anemi kana imi munaye. Kana mukamutsvaka, achawanikwa nemi, asi kana mukamurasa, iye achakurasai. 3 Kwenguva refu Israeri yakanga isina Mwari wechokwadi, isina muprista kuti avadzidzise uye vasina murayiro. 4 Asi panguva yokutambudzika kwavo vakatendeukira kuna Jehovha, Mwari waIsraeri, vakamutsvaka, uye akawanikwa navo. 5 Pamazuva iwayo zvakanga zvine njodzi kufamba-famba nokuti vanhu vose venyika dzakawanda vakanga vachitambudzika kwazvo. 6 Imwe nyika yaiparadzwa neimwe uye rimwe guta richiparadzwa nerimwe, nokuti Mwari aivatambudza namatambudziko emhando dzakasiyana-siyana. 7 Asi imi, ivai nesimba uye musaora mwoyo nokuti mabasa enyu achawana mubayiro.” 8 Asa paakanzwa mashoko aya nokuprofita kwaAzaria mwanakomana waOdhedhi muprofita akasimbiswa kwazvo. Akabvisa zvifananidzo zvinonyangadza kubva panyika yose yeJudha neBhenjamini nomune mamwe maguta aakanga apamba muzvikomo zveEfuremu. Akavaka patsva aritari yaJehovha yaiva pamberi pebiravira retemberi yaJehovha. 9 Ipapo akaunganidza Judha neBhenjamini yose navanhu vaibva kuEfuremu, Manase neSimeoni vakanga vagere pakati pavo; nokuti vanhu vazhinji kwazvo vakanga vauya kwaari vachibva kuIsraeri pavakaona kuti Jehovha Mwari wake aiva naye. 10 Vakaungana paJerusarema mumwedzi wechitatu wegore regumi namashanu rokutonga kwaAsa. 11 Panguva iyoyo vakabayira kuna Jehovha mombe mazana manomwe, nemakwai nembudzi zviuru zvinomwe kubva paupfumi hwezvavakapamba zvavakadzoka nazvo. 12 Vakaita sungano yokutsvaka Jehovha, Mwari wamadzibaba avo, nemwoyo yavo nemweya yavo yose. 13 Vose vakanga vasingazotsvaki Jehovha, Mwari waIsraeri, vaizofanira kuurayiwa, zvisinei kuti mudiki kana mukuru, murume kana mukadzi. 14 Vakapika kuna Jehovha nenzwi guru nokudanidzira uye nehwamanda nenyanga. 15 Judha yose yakafara nokuda kwemhiko iyi nokuti vakanga vapika nomwoyo wose. Vakatsvaka Mwari nomwoyo unoda, uye iye akawanikwa navo. Saka Jehovha akavapa zororo kumativi ose. 16 Mambo Asa akabvisazve ambuya vake Maaka kubva panzvimbo yavo samai vamambo nokuti vakanga vagadzira danda rinonyangadza raAshera. Asa akatema danda riya akarityora-tyora akaripisa muMupata weKidhironi. 17 Kunyange zvake asina kubvisa nzvimbo dzakakwirira kubva muIsraeri, Asa akanga akazvipira nomwoyo wake wose kuna Jehovha upenyu hwake hwose. 18 Akauyisa mutemberi yaMwari sirivha negoridhe nemidziyo yaakanga akumikidza iye nababa vake. 19 Hakunazve kuzoita hondo kusvikira pagore ramakumi matatu namashanu rokutonga kwaAsa.

In Other Versions

2 Chronicles 15 in the ANGEFD

2 Chronicles 15 in the ANTPNG2D

2 Chronicles 15 in the AS21

2 Chronicles 15 in the BAGH

2 Chronicles 15 in the BBPNG

2 Chronicles 15 in the BBT1E

2 Chronicles 15 in the BDS

2 Chronicles 15 in the BEV

2 Chronicles 15 in the BHAD

2 Chronicles 15 in the BIB

2 Chronicles 15 in the BLPT

2 Chronicles 15 in the BNT

2 Chronicles 15 in the BNTABOOT

2 Chronicles 15 in the BNTLV

2 Chronicles 15 in the BOATCB

2 Chronicles 15 in the BOATCB2

2 Chronicles 15 in the BOBCV

2 Chronicles 15 in the BOCNT

2 Chronicles 15 in the BOECS

2 Chronicles 15 in the BOGWICC

2 Chronicles 15 in the BOHCB

2 Chronicles 15 in the BOHCV

2 Chronicles 15 in the BOHLNT

2 Chronicles 15 in the BOHNTLTAL

2 Chronicles 15 in the BOICB

2 Chronicles 15 in the BOILNTAP

2 Chronicles 15 in the BOITCV

2 Chronicles 15 in the BOKCV

2 Chronicles 15 in the BOKCV2

2 Chronicles 15 in the BOKHWOG

2 Chronicles 15 in the BOKSSV

2 Chronicles 15 in the BOLCB

2 Chronicles 15 in the BOLCB2

2 Chronicles 15 in the BOMCV

2 Chronicles 15 in the BONAV

2 Chronicles 15 in the BONCB

2 Chronicles 15 in the BONLT

2 Chronicles 15 in the BONUT2

2 Chronicles 15 in the BOPLNT

2 Chronicles 15 in the BOSNC

2 Chronicles 15 in the BOTLNT

2 Chronicles 15 in the BOVCB

2 Chronicles 15 in the BOYCB

2 Chronicles 15 in the BPBB

2 Chronicles 15 in the BPH

2 Chronicles 15 in the BSB

2 Chronicles 15 in the CCB

2 Chronicles 15 in the CUV

2 Chronicles 15 in the CUVS

2 Chronicles 15 in the DBT

2 Chronicles 15 in the DGDNT

2 Chronicles 15 in the DHNT

2 Chronicles 15 in the DNT

2 Chronicles 15 in the ELBE

2 Chronicles 15 in the EMTV

2 Chronicles 15 in the ESV

2 Chronicles 15 in the FBV

2 Chronicles 15 in the FEB

2 Chronicles 15 in the GGMNT

2 Chronicles 15 in the GNT

2 Chronicles 15 in the HARY

2 Chronicles 15 in the HNT

2 Chronicles 15 in the IRVA

2 Chronicles 15 in the IRVB

2 Chronicles 15 in the IRVG

2 Chronicles 15 in the IRVH

2 Chronicles 15 in the IRVK

2 Chronicles 15 in the IRVM

2 Chronicles 15 in the IRVM2

2 Chronicles 15 in the IRVO

2 Chronicles 15 in the IRVP

2 Chronicles 15 in the IRVT

2 Chronicles 15 in the IRVT2

2 Chronicles 15 in the IRVU

2 Chronicles 15 in the ISVN

2 Chronicles 15 in the JSNT

2 Chronicles 15 in the KAPI

2 Chronicles 15 in the KBT1ETNIK

2 Chronicles 15 in the KBV

2 Chronicles 15 in the KJV

2 Chronicles 15 in the KNFD

2 Chronicles 15 in the LBA

2 Chronicles 15 in the LBLA

2 Chronicles 15 in the LNT

2 Chronicles 15 in the LSV

2 Chronicles 15 in the MAAL

2 Chronicles 15 in the MBV

2 Chronicles 15 in the MBV2

2 Chronicles 15 in the MHNT

2 Chronicles 15 in the MKNFD

2 Chronicles 15 in the MNG

2 Chronicles 15 in the MNT

2 Chronicles 15 in the MNT2

2 Chronicles 15 in the MRS1T

2 Chronicles 15 in the NAA

2 Chronicles 15 in the NASB

2 Chronicles 15 in the NBLA

2 Chronicles 15 in the NBS

2 Chronicles 15 in the NBVTP

2 Chronicles 15 in the NET2

2 Chronicles 15 in the NIV11

2 Chronicles 15 in the NNT

2 Chronicles 15 in the NNT2

2 Chronicles 15 in the NNT3

2 Chronicles 15 in the PDDPT

2 Chronicles 15 in the PFNT

2 Chronicles 15 in the RMNT

2 Chronicles 15 in the SBIAS

2 Chronicles 15 in the SBIBS

2 Chronicles 15 in the SBIBS2

2 Chronicles 15 in the SBICS

2 Chronicles 15 in the SBIDS

2 Chronicles 15 in the SBIGS

2 Chronicles 15 in the SBIHS

2 Chronicles 15 in the SBIIS

2 Chronicles 15 in the SBIIS2

2 Chronicles 15 in the SBIIS3

2 Chronicles 15 in the SBIKS

2 Chronicles 15 in the SBIKS2

2 Chronicles 15 in the SBIMS

2 Chronicles 15 in the SBIOS

2 Chronicles 15 in the SBIPS

2 Chronicles 15 in the SBISS

2 Chronicles 15 in the SBITS

2 Chronicles 15 in the SBITS2

2 Chronicles 15 in the SBITS3

2 Chronicles 15 in the SBITS4

2 Chronicles 15 in the SBIUS

2 Chronicles 15 in the SBIVS

2 Chronicles 15 in the SBT

2 Chronicles 15 in the SBT1E

2 Chronicles 15 in the SCHL

2 Chronicles 15 in the SNT

2 Chronicles 15 in the SUSU

2 Chronicles 15 in the SUSU2

2 Chronicles 15 in the SYNO

2 Chronicles 15 in the TBIAOTANT

2 Chronicles 15 in the TBT1E

2 Chronicles 15 in the TBT1E2

2 Chronicles 15 in the TFTIP

2 Chronicles 15 in the TFTU

2 Chronicles 15 in the TGNTATF3T

2 Chronicles 15 in the THAI

2 Chronicles 15 in the TNFD

2 Chronicles 15 in the TNT

2 Chronicles 15 in the TNTIK

2 Chronicles 15 in the TNTIL

2 Chronicles 15 in the TNTIN

2 Chronicles 15 in the TNTIP

2 Chronicles 15 in the TNTIZ

2 Chronicles 15 in the TOMA

2 Chronicles 15 in the TTENT

2 Chronicles 15 in the UBG

2 Chronicles 15 in the UGV

2 Chronicles 15 in the UGV2

2 Chronicles 15 in the UGV3

2 Chronicles 15 in the VBL

2 Chronicles 15 in the VDCC

2 Chronicles 15 in the YALU

2 Chronicles 15 in the YAPE

2 Chronicles 15 in the YBVTP

2 Chronicles 15 in the ZBP