2 Chronicles 8 (BOSCB)

1 Kwapera makore makumi maviri, munguva iyo Soromoni akavaka temberi yaJehovha nomuzinda wake, 2 Soromoni akavaka patsva misha yaakanga apiwa naHiramu, akagarisa vaIsraeri mairi. 3 Ipapo Soromoni akaenda kuHamati Zobha, akandorikunda. 4 Akavaka Tadhimori murenje namaguta ose okuchengetera zvinhu aakavaka muHamati. 5 Akavaka patsva Bheti Horoni Yokumusoro neBheti Horoni Yezasi samaguta akakomberedzwa namasvingo namasuo namazariro, 6 pamwe chete neBhaarati namaguta ake okuchengetera ose namaguta ose engoro dzake namabhiza ake, zvose zvaakada kuvaka muJerusarema muRebhanoni nomunyika yose yaaitonga. 7 Vanhu vose vakasara kubva kuvaHiti, vaAmori, vaPerizi, vaHivhi navaJebhusi (vanhu ava vakanga vasiri vaIsraeri) 8 zvichireva kuti vana vavo vakasara munyika, avo vasina kuparadzwa navaIsraeri, ava Soromoni akavatora kuti vave vashandi vake vechibharo sezvazviri nanhasi. 9 Asi Soromoni haana kuita vaIsraeri nhapwa kuti vamuitire basa rake; vaiva varwi vake, vatungamiri vavakuru vamapoka, uye vatungamiri vengoro navachairi vengoro. 10 Vaivazve vakuru vavabati vamambo Soromoni, vakuru mazana maviri namakumi mashanu vaitungamirira vanhu. 11 Soromoni akauyisa mwanasikana waFaro kubva kuGuta raDhavhidhi akamuisa mumuzinda waakanga amuvakira nokuti akati, “Mudzimai wangu haafaniri kugara mumuzinda waDhavhidhi mambo waIsraeri nokuti nzvimbo dzose dzakambopinzwa areka yaJehovha itsvene.” 12 Paaritari yaJehovha yaakanga avaka pamberi pebiravira, Soromoni akapisira zvipiriso zvinopiswa kuna Jehovha, 13 maererano nezvaidikanwa zuva nezuva pazvipiriso sokurayirwa kwazvakanga zvaitwa naMozisi pamaSabata, Kugara kwoMwedzi weChingwa Chisina Mbiriso, Mutambo waMavhiki noMutambo waMatumba. 14 Maererano nomutemo wababa wake Dhavhidhi, akapa mapoka avaprista mabasa avo uye vaRevhi kuti vatungamirire kurumbidza uye kuti vabatsire vaprista sezvaidikanwa zuva nezuva. Akapazve mabasa akasiyana-siyana, nokuti izvi ndizvo zvakanga zvarayirwa naDhavhidhi munhu waMwari. 15 Havana kutsauka kubva pakurayira kwamambo kuvaprista kana kuvaRevhi munyaya ipi neipi kusanganisira yenzvimbo dzokuchengetera upfumi. 16 Basa rose raSoromoni rakaitwa kubva pazuva rokuvakwa kwenheyo dzetemberi yaJehovha kusvikira pakupedziswa kwayo. Saka temberi yaJehovha yakapera kuvakwa. 17 Ipapo Soromoni akaenda kuEzioni Gebheri neErati pamahombekombe egungwa munyika yeEdhomu. 18 Uye Hiramu akatumira zvikepe zvake zvakatungamirirwa namachinda ake varume vaiziva gungwa. Ava navanhu vaSoromoni, vakaenda nezvikepe kuOfiri uye vakandouya namatarenda mazana mana namakumi mashanu egoridhe, vakaapa kuna Mambo Soromoni.

In Other Versions

2 Chronicles 8 in the ANGEFD

2 Chronicles 8 in the ANTPNG2D

2 Chronicles 8 in the AS21

2 Chronicles 8 in the BAGH

2 Chronicles 8 in the BBPNG

2 Chronicles 8 in the BBT1E

2 Chronicles 8 in the BDS

2 Chronicles 8 in the BEV

2 Chronicles 8 in the BHAD

2 Chronicles 8 in the BIB

2 Chronicles 8 in the BLPT

2 Chronicles 8 in the BNT

2 Chronicles 8 in the BNTABOOT

2 Chronicles 8 in the BNTLV

2 Chronicles 8 in the BOATCB

2 Chronicles 8 in the BOATCB2

2 Chronicles 8 in the BOBCV

2 Chronicles 8 in the BOCNT

2 Chronicles 8 in the BOECS

2 Chronicles 8 in the BOGWICC

2 Chronicles 8 in the BOHCB

2 Chronicles 8 in the BOHCV

2 Chronicles 8 in the BOHLNT

2 Chronicles 8 in the BOHNTLTAL

2 Chronicles 8 in the BOICB

2 Chronicles 8 in the BOILNTAP

2 Chronicles 8 in the BOITCV

2 Chronicles 8 in the BOKCV

2 Chronicles 8 in the BOKCV2

2 Chronicles 8 in the BOKHWOG

2 Chronicles 8 in the BOKSSV

2 Chronicles 8 in the BOLCB

2 Chronicles 8 in the BOLCB2

2 Chronicles 8 in the BOMCV

2 Chronicles 8 in the BONAV

2 Chronicles 8 in the BONCB

2 Chronicles 8 in the BONLT

2 Chronicles 8 in the BONUT2

2 Chronicles 8 in the BOPLNT

2 Chronicles 8 in the BOSNC

2 Chronicles 8 in the BOTLNT

2 Chronicles 8 in the BOVCB

2 Chronicles 8 in the BOYCB

2 Chronicles 8 in the BPBB

2 Chronicles 8 in the BPH

2 Chronicles 8 in the BSB

2 Chronicles 8 in the CCB

2 Chronicles 8 in the CUV

2 Chronicles 8 in the CUVS

2 Chronicles 8 in the DBT

2 Chronicles 8 in the DGDNT

2 Chronicles 8 in the DHNT

2 Chronicles 8 in the DNT

2 Chronicles 8 in the ELBE

2 Chronicles 8 in the EMTV

2 Chronicles 8 in the ESV

2 Chronicles 8 in the FBV

2 Chronicles 8 in the FEB

2 Chronicles 8 in the GGMNT

2 Chronicles 8 in the GNT

2 Chronicles 8 in the HARY

2 Chronicles 8 in the HNT

2 Chronicles 8 in the IRVA

2 Chronicles 8 in the IRVB

2 Chronicles 8 in the IRVG

2 Chronicles 8 in the IRVH

2 Chronicles 8 in the IRVK

2 Chronicles 8 in the IRVM

2 Chronicles 8 in the IRVM2

2 Chronicles 8 in the IRVO

2 Chronicles 8 in the IRVP

2 Chronicles 8 in the IRVT

2 Chronicles 8 in the IRVT2

2 Chronicles 8 in the IRVU

2 Chronicles 8 in the ISVN

2 Chronicles 8 in the JSNT

2 Chronicles 8 in the KAPI

2 Chronicles 8 in the KBT1ETNIK

2 Chronicles 8 in the KBV

2 Chronicles 8 in the KJV

2 Chronicles 8 in the KNFD

2 Chronicles 8 in the LBA

2 Chronicles 8 in the LBLA

2 Chronicles 8 in the LNT

2 Chronicles 8 in the LSV

2 Chronicles 8 in the MAAL

2 Chronicles 8 in the MBV

2 Chronicles 8 in the MBV2

2 Chronicles 8 in the MHNT

2 Chronicles 8 in the MKNFD

2 Chronicles 8 in the MNG

2 Chronicles 8 in the MNT

2 Chronicles 8 in the MNT2

2 Chronicles 8 in the MRS1T

2 Chronicles 8 in the NAA

2 Chronicles 8 in the NASB

2 Chronicles 8 in the NBLA

2 Chronicles 8 in the NBS

2 Chronicles 8 in the NBVTP

2 Chronicles 8 in the NET2

2 Chronicles 8 in the NIV11

2 Chronicles 8 in the NNT

2 Chronicles 8 in the NNT2

2 Chronicles 8 in the NNT3

2 Chronicles 8 in the PDDPT

2 Chronicles 8 in the PFNT

2 Chronicles 8 in the RMNT

2 Chronicles 8 in the SBIAS

2 Chronicles 8 in the SBIBS

2 Chronicles 8 in the SBIBS2

2 Chronicles 8 in the SBICS

2 Chronicles 8 in the SBIDS

2 Chronicles 8 in the SBIGS

2 Chronicles 8 in the SBIHS

2 Chronicles 8 in the SBIIS

2 Chronicles 8 in the SBIIS2

2 Chronicles 8 in the SBIIS3

2 Chronicles 8 in the SBIKS

2 Chronicles 8 in the SBIKS2

2 Chronicles 8 in the SBIMS

2 Chronicles 8 in the SBIOS

2 Chronicles 8 in the SBIPS

2 Chronicles 8 in the SBISS

2 Chronicles 8 in the SBITS

2 Chronicles 8 in the SBITS2

2 Chronicles 8 in the SBITS3

2 Chronicles 8 in the SBITS4

2 Chronicles 8 in the SBIUS

2 Chronicles 8 in the SBIVS

2 Chronicles 8 in the SBT

2 Chronicles 8 in the SBT1E

2 Chronicles 8 in the SCHL

2 Chronicles 8 in the SNT

2 Chronicles 8 in the SUSU

2 Chronicles 8 in the SUSU2

2 Chronicles 8 in the SYNO

2 Chronicles 8 in the TBIAOTANT

2 Chronicles 8 in the TBT1E

2 Chronicles 8 in the TBT1E2

2 Chronicles 8 in the TFTIP

2 Chronicles 8 in the TFTU

2 Chronicles 8 in the TGNTATF3T

2 Chronicles 8 in the THAI

2 Chronicles 8 in the TNFD

2 Chronicles 8 in the TNT

2 Chronicles 8 in the TNTIK

2 Chronicles 8 in the TNTIL

2 Chronicles 8 in the TNTIN

2 Chronicles 8 in the TNTIP

2 Chronicles 8 in the TNTIZ

2 Chronicles 8 in the TOMA

2 Chronicles 8 in the TTENT

2 Chronicles 8 in the UBG

2 Chronicles 8 in the UGV

2 Chronicles 8 in the UGV2

2 Chronicles 8 in the UGV3

2 Chronicles 8 in the VBL

2 Chronicles 8 in the VDCC

2 Chronicles 8 in the YALU

2 Chronicles 8 in the YAPE

2 Chronicles 8 in the YBVTP

2 Chronicles 8 in the ZBP