1 Chronicles 22 (BOSCB)

1 Ipapo Dhavhidhi akati, “Imba yaJehovha Mwari inofanira kuva pano, pamwe chete nearitari yezvipiriso zvinopisirwa Israeri.” 2 Saka Dhavhidhi akarayira kuti vatorwa vose vaigara muIsraeri vaungane pamwe chete, uye kubva mukati mavo akasarudza vavezi vamatombo kuti vagadzire matombo akavezwa zvakanaka okuvakisa imba yaMwari. 3 Akapa simbi dzakawanda kwazvo kuti dzigoshandiswa kugadzirisa zvipikiri zvamakonhi apamasuo nezvikorekedzo uye ndarira yakawanda kupfuura yaigona kuiswa pachikero. 4 Akapawo zvakare matanda emisidhari akawanda kupfuura aigona kuverengwa, nokuti vaSidhoni nevaTire vakanga vavigira Dhavhidhi matanda akawanda. 5 Dhavhidhi akati, “Mwanakomana wangu Soromoni mudiki kwazvo uye haasati ava noruzivo, uye imba ichavakirwa Jehovha inofanira kuva huru kwazvo, inorumbidzwa uye inokudzwa kwazvo pamberi pendudzi dzose. Saka ndichaigadzirira.” Saka Dhavhidhi akagadzirira zvikuru kwazvo asati afa. 6 Ipapo akadana mwanakomana wake Soromoni akamurayira kuti avake imba yaJehovha, Mwari weIsraeri. 7 Dhavhidhi akati kuna Soromoni, “Mwanakomana wangu zvaiva mumwoyo mangu kuti ndivakire Zita raJehovha Mwari wangu imba. 8 Asi shoko iri raJehovha rakauya kwandiri richiti, ‘Wakadeura ropa zhinji uye ukarwa hondo dzakawanda. Iwe haungavakiri Zita rangu imba, nokuti wakadeura ropa rakawanda kwazvo pamberi pouso hwangu. 9 Asi uchava nomwanakomana achava murume worugare nokuzorora, uye ndichamupa zororo kubva kuvavengi vake kumativi ose. Zita rake achanzi Soromoni uye ndichapa Israeri runyararo norugare panguva yokutonga kwake. 10 Iyeye ndiye achavakira Zita rangu imba. Achava mwanakomana wangu uye ini ndichava baba vake. Uye ndichasimbisa chigaro choumambo hwake pamusoro peIsraeri nokusingaperi.’ 11 “Zvino mwanakomana wangu, Jehovha ave newe, uye uve nokubudirira uye uvake imba yaJehovha Mwari wako sezvaakati uchaita. 12 Jehovha ngaakupe uchenjeri nokunzwisisa paachakuisa pakutonga pamusoro peIsraeri, kuitira kuti uchengete murayiro waJehovha Mwari wako. 13 Ipapo uchava nokubudirira kana ukachenjerera kuchengetedza mitemo nemirayiro yakapiwa Mozisi naJehovha kuti ape Israeri. Iva nesimba utsunge mwoyo. Usatya uye usaora mwoyo. 14 “Ndakatambura zvikuru kwazvo kuti ndipe kutemberi yaJehovha matarenda zviuru zana zvegoridhe, matarenda miriyoni esirivha, ndarira nesimbi yakawanda zvokuti haingayerwe pachikero, namatanda namatombo. Uye unogona kuwedzera pamusoro pazvo. 15 Une varume vebasa vazhinji kwazvo: vavezi vamatombo, vavezi vamatanda navamwe varume vane unyanzvi mumabasa ose akasiyana-siyana 16 mune zvegoridhe nesirivha, ndarira nesimbi navarume voumhizha vasingaverengeki. Zvino chitanga basa uye Jehovha ave newe.” 17 Ipapo Dhavhidhi akarayira vatungamiri vose veIsraeri kuti vabatsire mwanakomana wake Soromoni. 18 Akati kwavari, “Ko, Jehovha Mwari wenyu haasi nemi here? Uye haana kukupai zororo kumativi ose here? Nokuti akaisa vagari venyika iyi muruoko rwangu, uye nyika iri pasi paJehovha nepasi pavanhu vake. 19 Zvino zvipirei mwoyo nemweya kutsvaka Jehovha Mwari wenyu. Tangai kuvaka nzvimbo tsvene yaJehovha Mwari, kuitira kuti mugouyisa areka yesungano yaJehovha nemidziyo mitsvene yaMwari mutemberi ichavakirwa Zita raJehovha.”

In Other Versions

1 Chronicles 22 in the ANGEFD

1 Chronicles 22 in the ANTPNG2D

1 Chronicles 22 in the AS21

1 Chronicles 22 in the BAGH

1 Chronicles 22 in the BBPNG

1 Chronicles 22 in the BBT1E

1 Chronicles 22 in the BDS

1 Chronicles 22 in the BEV

1 Chronicles 22 in the BHAD

1 Chronicles 22 in the BIB

1 Chronicles 22 in the BLPT

1 Chronicles 22 in the BNT

1 Chronicles 22 in the BNTABOOT

1 Chronicles 22 in the BNTLV

1 Chronicles 22 in the BOATCB

1 Chronicles 22 in the BOATCB2

1 Chronicles 22 in the BOBCV

1 Chronicles 22 in the BOCNT

1 Chronicles 22 in the BOECS

1 Chronicles 22 in the BOGWICC

1 Chronicles 22 in the BOHCB

1 Chronicles 22 in the BOHCV

1 Chronicles 22 in the BOHLNT

1 Chronicles 22 in the BOHNTLTAL

1 Chronicles 22 in the BOICB

1 Chronicles 22 in the BOILNTAP

1 Chronicles 22 in the BOITCV

1 Chronicles 22 in the BOKCV

1 Chronicles 22 in the BOKCV2

1 Chronicles 22 in the BOKHWOG

1 Chronicles 22 in the BOKSSV

1 Chronicles 22 in the BOLCB

1 Chronicles 22 in the BOLCB2

1 Chronicles 22 in the BOMCV

1 Chronicles 22 in the BONAV

1 Chronicles 22 in the BONCB

1 Chronicles 22 in the BONLT

1 Chronicles 22 in the BONUT2

1 Chronicles 22 in the BOPLNT

1 Chronicles 22 in the BOSNC

1 Chronicles 22 in the BOTLNT

1 Chronicles 22 in the BOVCB

1 Chronicles 22 in the BOYCB

1 Chronicles 22 in the BPBB

1 Chronicles 22 in the BPH

1 Chronicles 22 in the BSB

1 Chronicles 22 in the CCB

1 Chronicles 22 in the CUV

1 Chronicles 22 in the CUVS

1 Chronicles 22 in the DBT

1 Chronicles 22 in the DGDNT

1 Chronicles 22 in the DHNT

1 Chronicles 22 in the DNT

1 Chronicles 22 in the ELBE

1 Chronicles 22 in the EMTV

1 Chronicles 22 in the ESV

1 Chronicles 22 in the FBV

1 Chronicles 22 in the FEB

1 Chronicles 22 in the GGMNT

1 Chronicles 22 in the GNT

1 Chronicles 22 in the HARY

1 Chronicles 22 in the HNT

1 Chronicles 22 in the IRVA

1 Chronicles 22 in the IRVB

1 Chronicles 22 in the IRVG

1 Chronicles 22 in the IRVH

1 Chronicles 22 in the IRVK

1 Chronicles 22 in the IRVM

1 Chronicles 22 in the IRVM2

1 Chronicles 22 in the IRVO

1 Chronicles 22 in the IRVP

1 Chronicles 22 in the IRVT

1 Chronicles 22 in the IRVT2

1 Chronicles 22 in the IRVU

1 Chronicles 22 in the ISVN

1 Chronicles 22 in the JSNT

1 Chronicles 22 in the KAPI

1 Chronicles 22 in the KBT1ETNIK

1 Chronicles 22 in the KBV

1 Chronicles 22 in the KJV

1 Chronicles 22 in the KNFD

1 Chronicles 22 in the LBA

1 Chronicles 22 in the LBLA

1 Chronicles 22 in the LNT

1 Chronicles 22 in the LSV

1 Chronicles 22 in the MAAL

1 Chronicles 22 in the MBV

1 Chronicles 22 in the MBV2

1 Chronicles 22 in the MHNT

1 Chronicles 22 in the MKNFD

1 Chronicles 22 in the MNG

1 Chronicles 22 in the MNT

1 Chronicles 22 in the MNT2

1 Chronicles 22 in the MRS1T

1 Chronicles 22 in the NAA

1 Chronicles 22 in the NASB

1 Chronicles 22 in the NBLA

1 Chronicles 22 in the NBS

1 Chronicles 22 in the NBVTP

1 Chronicles 22 in the NET2

1 Chronicles 22 in the NIV11

1 Chronicles 22 in the NNT

1 Chronicles 22 in the NNT2

1 Chronicles 22 in the NNT3

1 Chronicles 22 in the PDDPT

1 Chronicles 22 in the PFNT

1 Chronicles 22 in the RMNT

1 Chronicles 22 in the SBIAS

1 Chronicles 22 in the SBIBS

1 Chronicles 22 in the SBIBS2

1 Chronicles 22 in the SBICS

1 Chronicles 22 in the SBIDS

1 Chronicles 22 in the SBIGS

1 Chronicles 22 in the SBIHS

1 Chronicles 22 in the SBIIS

1 Chronicles 22 in the SBIIS2

1 Chronicles 22 in the SBIIS3

1 Chronicles 22 in the SBIKS

1 Chronicles 22 in the SBIKS2

1 Chronicles 22 in the SBIMS

1 Chronicles 22 in the SBIOS

1 Chronicles 22 in the SBIPS

1 Chronicles 22 in the SBISS

1 Chronicles 22 in the SBITS

1 Chronicles 22 in the SBITS2

1 Chronicles 22 in the SBITS3

1 Chronicles 22 in the SBITS4

1 Chronicles 22 in the SBIUS

1 Chronicles 22 in the SBIVS

1 Chronicles 22 in the SBT

1 Chronicles 22 in the SBT1E

1 Chronicles 22 in the SCHL

1 Chronicles 22 in the SNT

1 Chronicles 22 in the SUSU

1 Chronicles 22 in the SUSU2

1 Chronicles 22 in the SYNO

1 Chronicles 22 in the TBIAOTANT

1 Chronicles 22 in the TBT1E

1 Chronicles 22 in the TBT1E2

1 Chronicles 22 in the TFTIP

1 Chronicles 22 in the TFTU

1 Chronicles 22 in the TGNTATF3T

1 Chronicles 22 in the THAI

1 Chronicles 22 in the TNFD

1 Chronicles 22 in the TNT

1 Chronicles 22 in the TNTIK

1 Chronicles 22 in the TNTIL

1 Chronicles 22 in the TNTIN

1 Chronicles 22 in the TNTIP

1 Chronicles 22 in the TNTIZ

1 Chronicles 22 in the TOMA

1 Chronicles 22 in the TTENT

1 Chronicles 22 in the UBG

1 Chronicles 22 in the UGV

1 Chronicles 22 in the UGV2

1 Chronicles 22 in the UGV3

1 Chronicles 22 in the VBL

1 Chronicles 22 in the VDCC

1 Chronicles 22 in the YALU

1 Chronicles 22 in the YAPE

1 Chronicles 22 in the YBVTP

1 Chronicles 22 in the ZBP