1 Chronicles 25 (BOSCB)
1 Dhavhidhi, pamwe chete navatungamiri vehondo: vakatsaura vamwe vavanakomana vaAsafi, Hemani naJedhutuni kuti vaite ushumiri hwokuprofita kuchiridzwa mbira, mitengeranwa namakandira. Aya ndiwo mazita avarume vaiita basa iri. 2 Kubva kuvanakomana vaAsafi:Zakuri, Josefa, Netania naAsarera. Vanakomana vaAsafi vaitungamirirwa naAsafi uyo aiprofita achitungamirirwa namambo. 3 Kana ari Jedhutuni, kuvanakomana vake:Gedharia, Zeri, Jeshaya, Shimei, Hashabhia naMatitia, vatanhatu pamwe chete, vachitungamirirwa nababa vavo Jedhutuni uyo aiprofita achishandisa mbira mukuvonga nokurumbidza Jehovha. 4 Kana ari Hemani, kubva kuvanakomana vake:Bhukia, Matania, Uzieri, Shubhaeri naJerimoti; Hanania, Hanani, Eriata, Gidhariti naRomamiti-Ezeri; Joshibhekasha, Maroti, Hotiri naMahazioti. 5 Vose ava vaiva vanakomana vaHemani muoni wamambo. Akavapiwa kubudikidza nezvivimbiso zvaMwari kuti amukudze. Mwari akapa Hemani vanakomana gumi navana, navanasikana vatatu. 6 Varume vose ava vaitungamirirwa namadzibaba avo mukuimba mutemberi yaJehovha, nomukuridza makandira nemitengeranwa nembira, kuti vaite ushumiri paimba yaMwari. Asafi, Jedhutuni naHemani vaiva pasi pamambo. 7 Pamwe chete nehama dzavo, vose vakadzidzira uye vakava nyanzvi mukuimbira Jehovha, vaisvika mazana maviri amakumi masere navasere. 8 Vaduku navakuru pamwe chete, mudzidzisi pamwe chete nomudzidzi, vakakanda mijenya pakupiwa mabasa avo. 9 Mujenya wokutanga waiva waAsafi, wakawira pana Josefa,vanakomana vake nehama dzake—gumi navaviri;wechipiri kuna Gedharia,iye nehama dzake navanakomana vake—gumi navaviri; 10 wechitatu kuna Zakuri,vanakomana vake nehama dzake—gumi navaviri; 11 wechina kuna Iziri,vanakomana vake nehama dzake—gumi navaviri; 12 wechishanu kuna Netania,vanakomana vake nehama dzake—gumi navaviri; 13 wechitanhatu kuna Bhukia,vanakomana vake nehama dzake—gumi navaviri; 14 wechinomwe kuna Jesarera,vanakomana vake nehama dzake—gumi navaviri; 15 worusere kuna Jeshaya,vanakomana vake nehama dzake—gumi navaviri; 16 wepfumbamwe kuna Matania,vanakomana vake nehama dzake—gumi navaviri; 17 wegumi kuna Shimei,vanakomana vake nehama dzake—gumi navaviri; 18 wegumi nomumwe kuna Azareri,vanakomana vake nehama dzake—gumi navaviri; 19 wegumi nemiviri kuna Hashabhia, vanakomana vake nehama dzake—gumi navaviri; 20 wegumi nemitatu kuna Shubhaeri, vanakomana vake nehama dzake—gumi navaviri; 21 wegumi nemina kuna Matitia, vanakomana vake nehama dzake—gumi navaviri; 22 wegumi nemishanu kuna Jerimoti, vanakomana vake nehama dzake—gumi navaviri; 23 wegumi nemitanhatu kuna Hanania, vanakomana vake nehama dzake—gumi navaviri; 24 wegumi neminomwe kuna Joshibhekasha,vanakomana vake nehama dzake—gumi navaviri; 25 wegumi nemisere kuna Hanani, vanakomana vake nehama dzake—gumi navaviri; 26 wegumi nemipfumbamwe kuna Maroti,vanakomana vake nehama dzake—gumi navaviri; 27 wamakumi maviri kuna Eriata,vanakomana vake nehama dzake—gumi navaviri; 28 wamakumi maviri nomumwe kuna Hotiri,vanakomana vake nehama dzake—gumi navaviri; 29 wamakumi maviri nemiviri kuna Gidhariti,vanakomana vake nehama dzake—gumi navaviri; 30 wamakumi maviri nemitatu kuna Mahazioti,vanakomana vake nehama dzake—gumi navaviri; 31 wamakumi maviri nemina kuna Romamiti-Ezeri,vanakomana vake nehama dzake—gumi navaviri.
In Other Versions
1 Chronicles 25 in the ANGEFD
1 Chronicles 25 in the ANTPNG2D
1 Chronicles 25 in the AS21
1 Chronicles 25 in the BAGH
1 Chronicles 25 in the BBPNG
1 Chronicles 25 in the BBT1E
1 Chronicles 25 in the BDS
1 Chronicles 25 in the BEV
1 Chronicles 25 in the BHAD
1 Chronicles 25 in the BIB
1 Chronicles 25 in the BLPT
1 Chronicles 25 in the BNT
1 Chronicles 25 in the BNTABOOT
1 Chronicles 25 in the BNTLV
1 Chronicles 25 in the BOATCB
1 Chronicles 25 in the BOATCB2
1 Chronicles 25 in the BOBCV
1 Chronicles 25 in the BOCNT
1 Chronicles 25 in the BOECS
1 Chronicles 25 in the BOGWICC
1 Chronicles 25 in the BOHCB
1 Chronicles 25 in the BOHCV
1 Chronicles 25 in the BOHLNT
1 Chronicles 25 in the BOHNTLTAL
1 Chronicles 25 in the BOICB
1 Chronicles 25 in the BOILNTAP
1 Chronicles 25 in the BOITCV
1 Chronicles 25 in the BOKCV
1 Chronicles 25 in the BOKCV2
1 Chronicles 25 in the BOKHWOG
1 Chronicles 25 in the BOKSSV
1 Chronicles 25 in the BOLCB
1 Chronicles 25 in the BOLCB2
1 Chronicles 25 in the BOMCV
1 Chronicles 25 in the BONAV
1 Chronicles 25 in the BONCB
1 Chronicles 25 in the BONLT
1 Chronicles 25 in the BONUT2
1 Chronicles 25 in the BOPLNT
1 Chronicles 25 in the BOSNC
1 Chronicles 25 in the BOTLNT
1 Chronicles 25 in the BOVCB
1 Chronicles 25 in the BOYCB
1 Chronicles 25 in the BPBB
1 Chronicles 25 in the BPH
1 Chronicles 25 in the BSB
1 Chronicles 25 in the CCB
1 Chronicles 25 in the CUV
1 Chronicles 25 in the CUVS
1 Chronicles 25 in the DBT
1 Chronicles 25 in the DGDNT
1 Chronicles 25 in the DHNT
1 Chronicles 25 in the DNT
1 Chronicles 25 in the ELBE
1 Chronicles 25 in the EMTV
1 Chronicles 25 in the ESV
1 Chronicles 25 in the FBV
1 Chronicles 25 in the FEB
1 Chronicles 25 in the GGMNT
1 Chronicles 25 in the GNT
1 Chronicles 25 in the HARY
1 Chronicles 25 in the HNT
1 Chronicles 25 in the IRVA
1 Chronicles 25 in the IRVB
1 Chronicles 25 in the IRVG
1 Chronicles 25 in the IRVH
1 Chronicles 25 in the IRVK
1 Chronicles 25 in the IRVM
1 Chronicles 25 in the IRVM2
1 Chronicles 25 in the IRVO
1 Chronicles 25 in the IRVP
1 Chronicles 25 in the IRVT
1 Chronicles 25 in the IRVT2
1 Chronicles 25 in the IRVU
1 Chronicles 25 in the ISVN
1 Chronicles 25 in the JSNT
1 Chronicles 25 in the KAPI
1 Chronicles 25 in the KBT1ETNIK
1 Chronicles 25 in the KBV
1 Chronicles 25 in the KJV
1 Chronicles 25 in the KNFD
1 Chronicles 25 in the LBA
1 Chronicles 25 in the LBLA
1 Chronicles 25 in the LNT
1 Chronicles 25 in the LSV
1 Chronicles 25 in the MAAL
1 Chronicles 25 in the MBV
1 Chronicles 25 in the MBV2
1 Chronicles 25 in the MHNT
1 Chronicles 25 in the MKNFD
1 Chronicles 25 in the MNG
1 Chronicles 25 in the MNT
1 Chronicles 25 in the MNT2
1 Chronicles 25 in the MRS1T
1 Chronicles 25 in the NAA
1 Chronicles 25 in the NASB
1 Chronicles 25 in the NBLA
1 Chronicles 25 in the NBS
1 Chronicles 25 in the NBVTP
1 Chronicles 25 in the NET2
1 Chronicles 25 in the NIV11
1 Chronicles 25 in the NNT
1 Chronicles 25 in the NNT2
1 Chronicles 25 in the NNT3
1 Chronicles 25 in the PDDPT
1 Chronicles 25 in the PFNT
1 Chronicles 25 in the RMNT
1 Chronicles 25 in the SBIAS
1 Chronicles 25 in the SBIBS
1 Chronicles 25 in the SBIBS2
1 Chronicles 25 in the SBICS
1 Chronicles 25 in the SBIDS
1 Chronicles 25 in the SBIGS
1 Chronicles 25 in the SBIHS
1 Chronicles 25 in the SBIIS
1 Chronicles 25 in the SBIIS2
1 Chronicles 25 in the SBIIS3
1 Chronicles 25 in the SBIKS
1 Chronicles 25 in the SBIKS2
1 Chronicles 25 in the SBIMS
1 Chronicles 25 in the SBIOS
1 Chronicles 25 in the SBIPS
1 Chronicles 25 in the SBISS
1 Chronicles 25 in the SBITS
1 Chronicles 25 in the SBITS2
1 Chronicles 25 in the SBITS3
1 Chronicles 25 in the SBITS4
1 Chronicles 25 in the SBIUS
1 Chronicles 25 in the SBIVS
1 Chronicles 25 in the SBT
1 Chronicles 25 in the SBT1E
1 Chronicles 25 in the SCHL
1 Chronicles 25 in the SNT
1 Chronicles 25 in the SUSU
1 Chronicles 25 in the SUSU2
1 Chronicles 25 in the SYNO
1 Chronicles 25 in the TBIAOTANT
1 Chronicles 25 in the TBT1E
1 Chronicles 25 in the TBT1E2
1 Chronicles 25 in the TFTIP
1 Chronicles 25 in the TFTU
1 Chronicles 25 in the TGNTATF3T
1 Chronicles 25 in the THAI
1 Chronicles 25 in the TNFD
1 Chronicles 25 in the TNT
1 Chronicles 25 in the TNTIK
1 Chronicles 25 in the TNTIL
1 Chronicles 25 in the TNTIN
1 Chronicles 25 in the TNTIP
1 Chronicles 25 in the TNTIZ
1 Chronicles 25 in the TOMA
1 Chronicles 25 in the TTENT
1 Chronicles 25 in the UBG
1 Chronicles 25 in the UGV
1 Chronicles 25 in the UGV2
1 Chronicles 25 in the UGV3
1 Chronicles 25 in the VBL
1 Chronicles 25 in the VDCC
1 Chronicles 25 in the YALU
1 Chronicles 25 in the YAPE
1 Chronicles 25 in the YBVTP
1 Chronicles 25 in the ZBP