2 Chronicles 5 (BOSCB)

1 Basa rose rakaitwa naSoromoni patemberi yaJehovha rakati rapera, akauyisa zvinhu zvakanga zvakakumikidzwa nababa vake Dhavhidhi, zvesirivha negoridhe nemidziyo yose akazviisa mudzimba dzokuchengetera dzetemberi yaMwari. 2 Ipapo Soromoni akadana vakuru veIsraeri kuJerusarema, vose vakuru vamarudzi navakuru vemhuri dzeIsraeri, kuti vauyise areka yesungano yaJehovha kubva kuZioni Guta raDhavhidhi. 3 Uye varume vose veIsraeri vakauya pamwe chete kuna mambo panguva yomutambo mumwedzi wechinomwe. 4 Vakuru vose vaIsraeri pavakasvika, vaRevhi vakasimudza areka, 5 uye vakauyisa areka neTende Rokusangana nemidziyo inoyera yaivamo. Vaprista ava vaiva vaRevhi vakazvitakura vakakwira nazvo; 6 uye Mambo Soromoni neungano yose yaIsraeri yakanga yaungana paari vakanga vari pamberi peareka vachibayira makwai mazhinji kwazvo nemombe zhinji zvokuti zvaisagona kunyorwa kana kuverengeka. 7 Ipapo vaprista vakauya neareka yesungano yaJehovha panzvimbo yayo munzira tsvene yomukati metemberi, muNzvimbo Tsvene-tsvene vakaiisa pasi pemapapiro emakerubhi. 8 Makerubhi akanga akatambanudza mapapiro awo pamusoro penzvimbo yeareka uye akanga akafukidza areka namatanda ayo okutakurisa. 9 Matanda aya akanga akareba zvokuti miromo yawo, kubva paareka, aigona kuonekwa kubva nechemberi kwomukati menzvimbo tsvene, asi kwete uri kunze kweNzvimbo Tsvene. Uye achiripo nanhasi. 10 Muareka makanga musina chinhu kunze kwamahwendefa maviri akanga aiswamo naMozisi paHorebhi, Jehovha pavakaita sungano neIsraeri mushure mokunge vabuda muIjipiti. 11 Ipapo vaprista vakabuda kubva muNzvimbo Tsvene. Vaprista vose vakanga varipo vakanga vazvinatsa zvisinei kuti vaiva vamapoka api. 12 VaRevhi vose vaiva vaimbi vaiti Asafi, Hemani, Jedhutuni navanakomana vavo nehama dzavo, vakamira kumabvazuva kwearitari vakapfeka micheka yakaisvonaka vachiridza makandira, mitengeranwa nembira. Vakanga vachiteverwa navaprista zana namakumi maviri vairidza hwamanda. 13 Varidzi vehwamanda navaimbi vakabatana pamwe chete sevane inzwi rimwe chete, vachirumbidza uye vachivonga Jehovha. Zvichibatana nehwamanda makandira nezvimwe zviridzwa vakasimudzira manzwi avo vachirumbidza Jehovha vakaimba vachiti:“Iye akanaka;rudo rwake runogara nokusingaperi.”Ipapo temberi yaJehovha yakafukidzwa negore, 14 uye vaprista vakatadza kuita basa ravo nokuda kwegore iroro, nokuti kubwinya kwaJehovha kwakanga kwazadza temberi yaMwari.

In Other Versions

2 Chronicles 5 in the ANGEFD

2 Chronicles 5 in the ANTPNG2D

2 Chronicles 5 in the AS21

2 Chronicles 5 in the BAGH

2 Chronicles 5 in the BBPNG

2 Chronicles 5 in the BBT1E

2 Chronicles 5 in the BDS

2 Chronicles 5 in the BEV

2 Chronicles 5 in the BHAD

2 Chronicles 5 in the BIB

2 Chronicles 5 in the BLPT

2 Chronicles 5 in the BNT

2 Chronicles 5 in the BNTABOOT

2 Chronicles 5 in the BNTLV

2 Chronicles 5 in the BOATCB

2 Chronicles 5 in the BOATCB2

2 Chronicles 5 in the BOBCV

2 Chronicles 5 in the BOCNT

2 Chronicles 5 in the BOECS

2 Chronicles 5 in the BOGWICC

2 Chronicles 5 in the BOHCB

2 Chronicles 5 in the BOHCV

2 Chronicles 5 in the BOHLNT

2 Chronicles 5 in the BOHNTLTAL

2 Chronicles 5 in the BOICB

2 Chronicles 5 in the BOILNTAP

2 Chronicles 5 in the BOITCV

2 Chronicles 5 in the BOKCV

2 Chronicles 5 in the BOKCV2

2 Chronicles 5 in the BOKHWOG

2 Chronicles 5 in the BOKSSV

2 Chronicles 5 in the BOLCB

2 Chronicles 5 in the BOLCB2

2 Chronicles 5 in the BOMCV

2 Chronicles 5 in the BONAV

2 Chronicles 5 in the BONCB

2 Chronicles 5 in the BONLT

2 Chronicles 5 in the BONUT2

2 Chronicles 5 in the BOPLNT

2 Chronicles 5 in the BOSNC

2 Chronicles 5 in the BOTLNT

2 Chronicles 5 in the BOVCB

2 Chronicles 5 in the BOYCB

2 Chronicles 5 in the BPBB

2 Chronicles 5 in the BPH

2 Chronicles 5 in the BSB

2 Chronicles 5 in the CCB

2 Chronicles 5 in the CUV

2 Chronicles 5 in the CUVS

2 Chronicles 5 in the DBT

2 Chronicles 5 in the DGDNT

2 Chronicles 5 in the DHNT

2 Chronicles 5 in the DNT

2 Chronicles 5 in the ELBE

2 Chronicles 5 in the EMTV

2 Chronicles 5 in the ESV

2 Chronicles 5 in the FBV

2 Chronicles 5 in the FEB

2 Chronicles 5 in the GGMNT

2 Chronicles 5 in the GNT

2 Chronicles 5 in the HARY

2 Chronicles 5 in the HNT

2 Chronicles 5 in the IRVA

2 Chronicles 5 in the IRVB

2 Chronicles 5 in the IRVG

2 Chronicles 5 in the IRVH

2 Chronicles 5 in the IRVK

2 Chronicles 5 in the IRVM

2 Chronicles 5 in the IRVM2

2 Chronicles 5 in the IRVO

2 Chronicles 5 in the IRVP

2 Chronicles 5 in the IRVT

2 Chronicles 5 in the IRVT2

2 Chronicles 5 in the IRVU

2 Chronicles 5 in the ISVN

2 Chronicles 5 in the JSNT

2 Chronicles 5 in the KAPI

2 Chronicles 5 in the KBT1ETNIK

2 Chronicles 5 in the KBV

2 Chronicles 5 in the KJV

2 Chronicles 5 in the KNFD

2 Chronicles 5 in the LBA

2 Chronicles 5 in the LBLA

2 Chronicles 5 in the LNT

2 Chronicles 5 in the LSV

2 Chronicles 5 in the MAAL

2 Chronicles 5 in the MBV

2 Chronicles 5 in the MBV2

2 Chronicles 5 in the MHNT

2 Chronicles 5 in the MKNFD

2 Chronicles 5 in the MNG

2 Chronicles 5 in the MNT

2 Chronicles 5 in the MNT2

2 Chronicles 5 in the MRS1T

2 Chronicles 5 in the NAA

2 Chronicles 5 in the NASB

2 Chronicles 5 in the NBLA

2 Chronicles 5 in the NBS

2 Chronicles 5 in the NBVTP

2 Chronicles 5 in the NET2

2 Chronicles 5 in the NIV11

2 Chronicles 5 in the NNT

2 Chronicles 5 in the NNT2

2 Chronicles 5 in the NNT3

2 Chronicles 5 in the PDDPT

2 Chronicles 5 in the PFNT

2 Chronicles 5 in the RMNT

2 Chronicles 5 in the SBIAS

2 Chronicles 5 in the SBIBS

2 Chronicles 5 in the SBIBS2

2 Chronicles 5 in the SBICS

2 Chronicles 5 in the SBIDS

2 Chronicles 5 in the SBIGS

2 Chronicles 5 in the SBIHS

2 Chronicles 5 in the SBIIS

2 Chronicles 5 in the SBIIS2

2 Chronicles 5 in the SBIIS3

2 Chronicles 5 in the SBIKS

2 Chronicles 5 in the SBIKS2

2 Chronicles 5 in the SBIMS

2 Chronicles 5 in the SBIOS

2 Chronicles 5 in the SBIPS

2 Chronicles 5 in the SBISS

2 Chronicles 5 in the SBITS

2 Chronicles 5 in the SBITS2

2 Chronicles 5 in the SBITS3

2 Chronicles 5 in the SBITS4

2 Chronicles 5 in the SBIUS

2 Chronicles 5 in the SBIVS

2 Chronicles 5 in the SBT

2 Chronicles 5 in the SBT1E

2 Chronicles 5 in the SCHL

2 Chronicles 5 in the SNT

2 Chronicles 5 in the SUSU

2 Chronicles 5 in the SUSU2

2 Chronicles 5 in the SYNO

2 Chronicles 5 in the TBIAOTANT

2 Chronicles 5 in the TBT1E

2 Chronicles 5 in the TBT1E2

2 Chronicles 5 in the TFTIP

2 Chronicles 5 in the TFTU

2 Chronicles 5 in the TGNTATF3T

2 Chronicles 5 in the THAI

2 Chronicles 5 in the TNFD

2 Chronicles 5 in the TNT

2 Chronicles 5 in the TNTIK

2 Chronicles 5 in the TNTIL

2 Chronicles 5 in the TNTIN

2 Chronicles 5 in the TNTIP

2 Chronicles 5 in the TNTIZ

2 Chronicles 5 in the TOMA

2 Chronicles 5 in the TTENT

2 Chronicles 5 in the UBG

2 Chronicles 5 in the UGV

2 Chronicles 5 in the UGV2

2 Chronicles 5 in the UGV3

2 Chronicles 5 in the VBL

2 Chronicles 5 in the VDCC

2 Chronicles 5 in the YALU

2 Chronicles 5 in the YAPE

2 Chronicles 5 in the YBVTP

2 Chronicles 5 in the ZBP