2 Corinthians 7 (BOSCB)
1 Shamwari dzinodikanwa, sezvo tine zvipikirwa izvi, ngatizvinatsei kubva pazvinhu zvinosvibisa muviri nomweya, tichikwanisa utsvene pakutya Mwari. 2 Tigadzirireiwo nzvimbo mumwoyo yenyu. Hatina munhu watakatadzira, hatina munhu watakanyengera, hatina munhu watakaitira zvisakarurama. 3 Handitauri izvi kuti ndikupei mhosva; ndakambotaura kare kuti imi muri mumwoyo yedu zvokuti tingagona kurarama kana kufa pamwe chete nemi. 4 Ndinovimba nemi zvikuru; ndinozvirumbidza zvikuru nokuda kwenyu. Ndinokurudzirwa zvikuru; mumatambudziko edu ose mufaro wangu hauna magumo. 5 Nokuti patakasvika kuMasedhonia, muviri wedu uyu hauna kuwana zororo, asi takatambudzwa kumativi ose, zvaiti kukakavara kunze, nokutya nechomukati. 6 Asi Mwari anonyaradza vakaora mwoyo, akatinyaradza pakauya Tito, 7 kwete nokuda kwokuuya kwake bedzi, asiwo nokuda kwokunyaradza kwamakamupa. Akatiudza nezvokundishuva kwenyu, kusuwa kwenyu kukuru, nokuva nehanya kwenyu pamusoro pangu, saka mufaro wangu wakava mukuru kwazvo. 8 Kunyange zvazvo ndakakuchemedzai netsamba yangu, handizvidembi nokuda kwaizvozvo. Kunyange zvangu ndakazvidemba, ndinoona kuti tsamba yangu yakakurwadzai, asi kwenguva duku chete, 9 asi zvino ndinofara, kwete nokuti makachema, asi nokuti kusuwa kwenyu kwakaita kuti mutendeuke. Nokuti makava nokusuwa kukuru sezvaidiwa naMwari uye nokudaro hamuna kukuvadzwa nesu nenzira ipi zvayo. 10 Nokuti kusuwa kwoumwari kunouyisa kutendeuka uko kunotungamirira kuruponeso uye hakuuyisi kudemba, asi kusuwa kwenyika kunouyisa rufu. 11 Tarirai zvaitwa mamuri nokusuwa uku kwoumwari: kushinga kukuru kwakadii, ishungu dzakadii kuti muzvichenese, kutsamwa kwakadii nokutya kwakadii nechishuvo chakadii, nehanya yakadii, nokuda kuona kururamisira kuchiitwa kwakadii. Pazvinhu zvose mazviratidza kuti hamuna mhosva panyaya iyi. 12 Saka kunyange zvangu ndakakunyorerai, ndakanga ndisingazviiti nokuda kwaiye akaita zvakaipa, kana nokuda kwaiye akaitirwa zvakaipa, asi kuti pamberi paMwari mugone kuzvionera kuti makazvipira sei kwatiri. 13 Naizvozvi zvose tinokurudzirwa.Pamusoro pokukurudzirwa kwedu, takanyanya kufadzwa zvikuru nokuona mufaro wakanga una Tito, nokuti mweya wake wakasimbiswa nemi mose. 14 Nokuti ndakanga ndazvirumbidza kwaari pamusoro penyu, uye hamuna kundinyadzisa. Asi sezvo zvose zvatakataura pamusoro penyu zvaiva chokwadi, saka kuzvirumbidza kwedu kuna Tito pamusoro penyu kwakaratidza kuti ndokwechokwadiwo. 15 Uye rudo rwake kwamuri rukuru kwazvo paanorangarira kuti mose makanga muchiteerera, pamakamugamuchira nokutya nokudedera. 16 Ndinofara kuti ndinogona kuvimba nemi zvizere.
In Other Versions
2 Corinthians 7 in the ANGEFD
2 Corinthians 7 in the ANTPNG2D
2 Corinthians 7 in the AS21
2 Corinthians 7 in the BAGH
2 Corinthians 7 in the BBPNG
2 Corinthians 7 in the BBT1E
2 Corinthians 7 in the BDS
2 Corinthians 7 in the BEV
2 Corinthians 7 in the BHAD
2 Corinthians 7 in the BIB
2 Corinthians 7 in the BLPT
2 Corinthians 7 in the BNT
2 Corinthians 7 in the BNTABOOT
2 Corinthians 7 in the BNTLV
2 Corinthians 7 in the BOATCB
2 Corinthians 7 in the BOATCB2
2 Corinthians 7 in the BOBCV
2 Corinthians 7 in the BOCNT
2 Corinthians 7 in the BOECS
2 Corinthians 7 in the BOGWICC
2 Corinthians 7 in the BOHCB
2 Corinthians 7 in the BOHCV
2 Corinthians 7 in the BOHLNT
2 Corinthians 7 in the BOHNTLTAL
2 Corinthians 7 in the BOICB
2 Corinthians 7 in the BOILNTAP
2 Corinthians 7 in the BOITCV
2 Corinthians 7 in the BOKCV
2 Corinthians 7 in the BOKCV2
2 Corinthians 7 in the BOKHWOG
2 Corinthians 7 in the BOKSSV
2 Corinthians 7 in the BOLCB
2 Corinthians 7 in the BOLCB2
2 Corinthians 7 in the BOMCV
2 Corinthians 7 in the BONAV
2 Corinthians 7 in the BONCB
2 Corinthians 7 in the BONLT
2 Corinthians 7 in the BONUT2
2 Corinthians 7 in the BOPLNT
2 Corinthians 7 in the BOSNC
2 Corinthians 7 in the BOTLNT
2 Corinthians 7 in the BOVCB
2 Corinthians 7 in the BOYCB
2 Corinthians 7 in the BPBB
2 Corinthians 7 in the BPH
2 Corinthians 7 in the BSB
2 Corinthians 7 in the CCB
2 Corinthians 7 in the CUV
2 Corinthians 7 in the CUVS
2 Corinthians 7 in the DBT
2 Corinthians 7 in the DGDNT
2 Corinthians 7 in the DHNT
2 Corinthians 7 in the DNT
2 Corinthians 7 in the ELBE
2 Corinthians 7 in the EMTV
2 Corinthians 7 in the ESV
2 Corinthians 7 in the FBV
2 Corinthians 7 in the FEB
2 Corinthians 7 in the GGMNT
2 Corinthians 7 in the GNT
2 Corinthians 7 in the HARY
2 Corinthians 7 in the HNT
2 Corinthians 7 in the IRVA
2 Corinthians 7 in the IRVB
2 Corinthians 7 in the IRVG
2 Corinthians 7 in the IRVH
2 Corinthians 7 in the IRVK
2 Corinthians 7 in the IRVM
2 Corinthians 7 in the IRVM2
2 Corinthians 7 in the IRVO
2 Corinthians 7 in the IRVP
2 Corinthians 7 in the IRVT
2 Corinthians 7 in the IRVT2
2 Corinthians 7 in the IRVU
2 Corinthians 7 in the ISVN
2 Corinthians 7 in the JSNT
2 Corinthians 7 in the KAPI
2 Corinthians 7 in the KBT1ETNIK
2 Corinthians 7 in the KBV
2 Corinthians 7 in the KJV
2 Corinthians 7 in the KNFD
2 Corinthians 7 in the LBA
2 Corinthians 7 in the LBLA
2 Corinthians 7 in the LNT
2 Corinthians 7 in the LSV
2 Corinthians 7 in the MAAL
2 Corinthians 7 in the MBV
2 Corinthians 7 in the MBV2
2 Corinthians 7 in the MHNT
2 Corinthians 7 in the MKNFD
2 Corinthians 7 in the MNG
2 Corinthians 7 in the MNT
2 Corinthians 7 in the MNT2
2 Corinthians 7 in the MRS1T
2 Corinthians 7 in the NAA
2 Corinthians 7 in the NASB
2 Corinthians 7 in the NBLA
2 Corinthians 7 in the NBS
2 Corinthians 7 in the NBVTP
2 Corinthians 7 in the NET2
2 Corinthians 7 in the NIV11
2 Corinthians 7 in the NNT
2 Corinthians 7 in the NNT2
2 Corinthians 7 in the NNT3
2 Corinthians 7 in the PDDPT
2 Corinthians 7 in the PFNT
2 Corinthians 7 in the RMNT
2 Corinthians 7 in the SBIAS
2 Corinthians 7 in the SBIBS
2 Corinthians 7 in the SBIBS2
2 Corinthians 7 in the SBICS
2 Corinthians 7 in the SBIDS
2 Corinthians 7 in the SBIGS
2 Corinthians 7 in the SBIHS
2 Corinthians 7 in the SBIIS
2 Corinthians 7 in the SBIIS2
2 Corinthians 7 in the SBIIS3
2 Corinthians 7 in the SBIKS
2 Corinthians 7 in the SBIKS2
2 Corinthians 7 in the SBIMS
2 Corinthians 7 in the SBIOS
2 Corinthians 7 in the SBIPS
2 Corinthians 7 in the SBISS
2 Corinthians 7 in the SBITS
2 Corinthians 7 in the SBITS2
2 Corinthians 7 in the SBITS3
2 Corinthians 7 in the SBITS4
2 Corinthians 7 in the SBIUS
2 Corinthians 7 in the SBIVS
2 Corinthians 7 in the SBT
2 Corinthians 7 in the SBT1E
2 Corinthians 7 in the SCHL
2 Corinthians 7 in the SNT
2 Corinthians 7 in the SUSU
2 Corinthians 7 in the SUSU2
2 Corinthians 7 in the SYNO
2 Corinthians 7 in the TBIAOTANT
2 Corinthians 7 in the TBT1E
2 Corinthians 7 in the TBT1E2
2 Corinthians 7 in the TFTIP
2 Corinthians 7 in the TFTU
2 Corinthians 7 in the TGNTATF3T
2 Corinthians 7 in the THAI
2 Corinthians 7 in the TNFD
2 Corinthians 7 in the TNT
2 Corinthians 7 in the TNTIK
2 Corinthians 7 in the TNTIL
2 Corinthians 7 in the TNTIN
2 Corinthians 7 in the TNTIP
2 Corinthians 7 in the TNTIZ
2 Corinthians 7 in the TOMA
2 Corinthians 7 in the TTENT
2 Corinthians 7 in the UBG
2 Corinthians 7 in the UGV
2 Corinthians 7 in the UGV2
2 Corinthians 7 in the UGV3
2 Corinthians 7 in the VBL
2 Corinthians 7 in the VDCC
2 Corinthians 7 in the YALU
2 Corinthians 7 in the YAPE
2 Corinthians 7 in the YBVTP
2 Corinthians 7 in the ZBP