2 Corinthians 8 (BOSCB)
1 Uye zvino, hama, tinoda kuti muzive pamusoro penyasha dzakapiwa naMwari kukereke dzeMasedhonia. 2 Pakati pokuedzwa kukuru, mufaro wavo mukuru nokushayiwa kwavo kukuru zvakaita kuti vape zvizhinji. 3 Nokuti ndinopupura kuti vakapa napavaigona napo, uye kunyange kutopfuura pavaigona napo. Vakaita zvose izvi nokuda kwavo, 4 vakakumbirisa kwazvo kwatiri kuti vawane mukana wokugoverana nesu muushumiri uhu kuvatsvene. 5 Uye havana kuita sezvataifunga bedzi, asi kuti vakazvipa ivo pachavo kutanga kuna Ishe mushure mezvo vakazvipa kwatiri maererano nokuda kwaMwari. 6 Saka takakumbira zvikuru Tito, kuti sezvaakanga atanga, apedzisewo basa iri renyasha kwamuri. 7 Asi sezvamakagonesesa pazvinhu zvose, pakutenda, pakutaura, pakuziva, napakushingaira kwose uye nomurudo rwenyu, onaiwo kuti mugonesese munyasha idzi dzokupa. 8 Handisi kukurayirai, asi kuti ndinoda kuedza kutendeka kwerudo rwenyu nokukuenzanisa nokushingaira kwavamwe. 9 Nokuti munoziva nyasha dzaIshe wedu Jesu Kristu, kuti kunyange zvake akanga ari mupfumi, asi nokuda kwenyu akava murombo, kuitira kuti kubudikidza nourombo hwake imi mugopfumiswa. 10 Uye herino zano rangu pane zvichakubatsirai pachinhu ichi: Gore rakapera makava vokutanga kwete pakupa chete asiwo pakuva nechishuvo chokuzviita. 11 Zvino pedzisai basa, kuitira kuti shungu dzenyu dzokuda kuita izvi, dzienzaniswe nokuzvizadzisa kwenyu, maererano nepamunogona napo. 12 Nokuti kana chido chiripo, chipo chinogamuchirwa, maererano nezvine munhu, kwete maererano nezvaasina. 13 Chishuvo chedu hachisi chokuti vamwe varerukirwe asi imi muchiremerwa, asi kuti pave nokuenzana. 14 Panguva ino kuwana kwenyu kuchavawanisa zvavanoshayiwa, kuitirawo kuti kuwana kwavo kugokuwanisaiwo zvamunoshayiwa. Ipapo pachava nokuenzana, 15 sezvazvakanyorwa zvichinzi: “Akaunganidza zvakawanda haana kuva nezvakawandisa, uye akaunganidza zvishoma haana kuva nezvishoma shoma.” 16 Ndinovonga Mwari, akaisa mumwoyo maTito hanya seyandinayo kwamuri. 17 Nokuti Tito haana kugamuchira chikumbiro chedu bedzi, asi kuti ari kuuyawo kwamuri nokushingaira kukuru uye nokuda kwake hake. 18 Uye tiri kumutumira kwamuri pamwe chete nehama inorumbidzwa nekereke dzose paushumiri hwevhangeri. 19 Hazvisizvo zvoga, akasarudzwawo nekereke kuti atiperekedze pakutakura chipo chatiri kundopa, kuti tikudze Ishe pachake uye kuti tiratidze shungu dzedu dzokuda kubatsira. 20 Tinoda kuchenjerera kuti kurege kuva nomunhu angatipa mhosva pamusoro pamabatiro atichaita chipo ichi chikuru. 21 Nokuti tiri kuedza kwazvo kuita zvakanaka, kwete pamberi paShe chete asiwo pamberi penyu. 22 Pamusoro pezvo, tiri kutuma hama yedu pamwe chete navo uyo akaratidza kwatiri nenzira dzakawanda kuti anoshingaira, uye kunyanya iye zvino nokuda kwokuvimba kwake kukuru nemi. 23 Kana ari Tito, ndiye shamwari yangu nomubati pamwe chete neni pakati penyu; kana dziri hama dzedu, ndivo vamiririri vekereke uye kukudzwa kwaKristu. 24 Naizvozvo ratidzai varume ava chiratidzo chorudo rwenyu uye chikonzero chokuzvirumbidza kwenyu, kuitira kuti kereke dzigogona kuzviona.
In Other Versions
2 Corinthians 8 in the ANGEFD
2 Corinthians 8 in the ANTPNG2D
2 Corinthians 8 in the AS21
2 Corinthians 8 in the BAGH
2 Corinthians 8 in the BBPNG
2 Corinthians 8 in the BBT1E
2 Corinthians 8 in the BDS
2 Corinthians 8 in the BEV
2 Corinthians 8 in the BHAD
2 Corinthians 8 in the BIB
2 Corinthians 8 in the BLPT
2 Corinthians 8 in the BNT
2 Corinthians 8 in the BNTABOOT
2 Corinthians 8 in the BNTLV
2 Corinthians 8 in the BOATCB
2 Corinthians 8 in the BOATCB2
2 Corinthians 8 in the BOBCV
2 Corinthians 8 in the BOCNT
2 Corinthians 8 in the BOECS
2 Corinthians 8 in the BOGWICC
2 Corinthians 8 in the BOHCB
2 Corinthians 8 in the BOHCV
2 Corinthians 8 in the BOHLNT
2 Corinthians 8 in the BOHNTLTAL
2 Corinthians 8 in the BOICB
2 Corinthians 8 in the BOILNTAP
2 Corinthians 8 in the BOITCV
2 Corinthians 8 in the BOKCV
2 Corinthians 8 in the BOKCV2
2 Corinthians 8 in the BOKHWOG
2 Corinthians 8 in the BOKSSV
2 Corinthians 8 in the BOLCB
2 Corinthians 8 in the BOLCB2
2 Corinthians 8 in the BOMCV
2 Corinthians 8 in the BONAV
2 Corinthians 8 in the BONCB
2 Corinthians 8 in the BONLT
2 Corinthians 8 in the BONUT2
2 Corinthians 8 in the BOPLNT
2 Corinthians 8 in the BOSNC
2 Corinthians 8 in the BOTLNT
2 Corinthians 8 in the BOVCB
2 Corinthians 8 in the BOYCB
2 Corinthians 8 in the BPBB
2 Corinthians 8 in the BPH
2 Corinthians 8 in the BSB
2 Corinthians 8 in the CCB
2 Corinthians 8 in the CUV
2 Corinthians 8 in the CUVS
2 Corinthians 8 in the DBT
2 Corinthians 8 in the DGDNT
2 Corinthians 8 in the DHNT
2 Corinthians 8 in the DNT
2 Corinthians 8 in the ELBE
2 Corinthians 8 in the EMTV
2 Corinthians 8 in the ESV
2 Corinthians 8 in the FBV
2 Corinthians 8 in the FEB
2 Corinthians 8 in the GGMNT
2 Corinthians 8 in the GNT
2 Corinthians 8 in the HARY
2 Corinthians 8 in the HNT
2 Corinthians 8 in the IRVA
2 Corinthians 8 in the IRVB
2 Corinthians 8 in the IRVG
2 Corinthians 8 in the IRVH
2 Corinthians 8 in the IRVK
2 Corinthians 8 in the IRVM
2 Corinthians 8 in the IRVM2
2 Corinthians 8 in the IRVO
2 Corinthians 8 in the IRVP
2 Corinthians 8 in the IRVT
2 Corinthians 8 in the IRVT2
2 Corinthians 8 in the IRVU
2 Corinthians 8 in the ISVN
2 Corinthians 8 in the JSNT
2 Corinthians 8 in the KAPI
2 Corinthians 8 in the KBT1ETNIK
2 Corinthians 8 in the KBV
2 Corinthians 8 in the KJV
2 Corinthians 8 in the KNFD
2 Corinthians 8 in the LBA
2 Corinthians 8 in the LBLA
2 Corinthians 8 in the LNT
2 Corinthians 8 in the LSV
2 Corinthians 8 in the MAAL
2 Corinthians 8 in the MBV
2 Corinthians 8 in the MBV2
2 Corinthians 8 in the MHNT
2 Corinthians 8 in the MKNFD
2 Corinthians 8 in the MNG
2 Corinthians 8 in the MNT
2 Corinthians 8 in the MNT2
2 Corinthians 8 in the MRS1T
2 Corinthians 8 in the NAA
2 Corinthians 8 in the NASB
2 Corinthians 8 in the NBLA
2 Corinthians 8 in the NBS
2 Corinthians 8 in the NBVTP
2 Corinthians 8 in the NET2
2 Corinthians 8 in the NIV11
2 Corinthians 8 in the NNT
2 Corinthians 8 in the NNT2
2 Corinthians 8 in the NNT3
2 Corinthians 8 in the PDDPT
2 Corinthians 8 in the PFNT
2 Corinthians 8 in the RMNT
2 Corinthians 8 in the SBIAS
2 Corinthians 8 in the SBIBS
2 Corinthians 8 in the SBIBS2
2 Corinthians 8 in the SBICS
2 Corinthians 8 in the SBIDS
2 Corinthians 8 in the SBIGS
2 Corinthians 8 in the SBIHS
2 Corinthians 8 in the SBIIS
2 Corinthians 8 in the SBIIS2
2 Corinthians 8 in the SBIIS3
2 Corinthians 8 in the SBIKS
2 Corinthians 8 in the SBIKS2
2 Corinthians 8 in the SBIMS
2 Corinthians 8 in the SBIOS
2 Corinthians 8 in the SBIPS
2 Corinthians 8 in the SBISS
2 Corinthians 8 in the SBITS
2 Corinthians 8 in the SBITS2
2 Corinthians 8 in the SBITS3
2 Corinthians 8 in the SBITS4
2 Corinthians 8 in the SBIUS
2 Corinthians 8 in the SBIVS
2 Corinthians 8 in the SBT
2 Corinthians 8 in the SBT1E
2 Corinthians 8 in the SCHL
2 Corinthians 8 in the SNT
2 Corinthians 8 in the SUSU
2 Corinthians 8 in the SUSU2
2 Corinthians 8 in the SYNO
2 Corinthians 8 in the TBIAOTANT
2 Corinthians 8 in the TBT1E
2 Corinthians 8 in the TBT1E2
2 Corinthians 8 in the TFTIP
2 Corinthians 8 in the TFTU
2 Corinthians 8 in the TGNTATF3T
2 Corinthians 8 in the THAI
2 Corinthians 8 in the TNFD
2 Corinthians 8 in the TNT
2 Corinthians 8 in the TNTIK
2 Corinthians 8 in the TNTIL
2 Corinthians 8 in the TNTIN
2 Corinthians 8 in the TNTIP
2 Corinthians 8 in the TNTIZ
2 Corinthians 8 in the TOMA
2 Corinthians 8 in the TTENT
2 Corinthians 8 in the UBG
2 Corinthians 8 in the UGV
2 Corinthians 8 in the UGV2
2 Corinthians 8 in the UGV3
2 Corinthians 8 in the VBL
2 Corinthians 8 in the VDCC
2 Corinthians 8 in the YALU
2 Corinthians 8 in the YAPE
2 Corinthians 8 in the YBVTP
2 Corinthians 8 in the ZBP