Hosea 9 (BOSCB)

1 Rega kufara, iwe Israeri;rega kupembera sezvinoita dzimwe ndudzi.Nokuti hauna kunge wakatendeka kuna Mwari wako;unofarira mubayiro wechifeve, pamapuriro ose. 2 Mapuriro nezvisviniro zvewaini hazvingagutsi vanhu.Waini itsva ichavanyengera. 3 Havangarambi vari munyika yaJehovha;Efuremu achadzokera kuIjipitiagodya zvokudya zvakasvibiswa muAsiria. 4 Havangadiri zvipiriso zvewaini kuna Jehovha,uye zvibayiro zvavo hazvingamufadzi.Zvibayiro zvakadai zvichava kwavari sechingwa chavanochema;vose vanozvidya vachava vakasvibiswa.Zvokudya izvi zvichava zvavo;hazvingaunzwi mutemberi yaJehovha. 5 Muchaiteiko pazuva rakatarwa remitambo yenyu,pamazuva emitambo yaJehovha? 6 Kunyange dai vakapunyuka kubva pakuparadzwa,Ijipiti ichavaunganidza,uye Memufisi ichavaviga.Matura avo esirivha achafukidzwa norukato,uye minzwa ichamera mumatende avo. 7 Mazuva okurangwa ari kuuya,mazuva okutsiva ava pedyo.Israeri ngaazvizive izvi.Nokuti zvivi zvako zvizhinji kwazvouye ukasha hwako hwakakura kwazvo.Muprofita anoonekwa sebenzi,nomurume ano mweya somunhu anopenga. 8 Muprofita, pamwe chete naMwari wangu,ndiye nharirire yaEfuremu,asi zvakadaro misungo yakamumirira panzira dzake dzose,uye ruvengo muimba yaMwari wake. 9 Vanyura kwazvo kwazvo muhuori,sapamazuva eGibhea.Mwari acharangarira uipi hwavouye achavaranga nokuda kwezvivi zvavo. 10 “Pandakawana Israeri,zvakanga zvakafanana nokuwana mazambiringa murenje;pandakaona madzibaba enyu,zvakanga zvakaita sokuona zvibereko zvokutanga pamuti womuonde.Asi pavakauya kuBhaari Peori,vakazvitsaura kuti vazviise kuchiumbwa ichocho chinonyadzisa,vakava vasina maturo uye vakafanana nechinhu chavakada. 11 Kukudzwa kwaEfuremu kuchabhururuka seshiri,pasina kubereka, pasina pamuviri, pasina kubata pamuviri. 12 Kunyange zvavo vakarera vana,ndichavauraya vose mumwe nomumwe.Vachava nenhamopandichavafuratira! 13 Ndakaona Efuremu, seTire,akasimwa panzvimbo yakanaka.Asi Efuremu achabudisavana vake kumuurayi.” 14 Vapei, imi Jehovha,zvino muchavapeiko?Vapei zvibereko zvinopfupfudzikanamazamu akaoma. 15 “Nokuda kwouipi hwavo hwose muGirigari,ndakavavenga ikoko.Nokuda kwamabasa avo akaipa,ndichavadzinga kubva mumba mangu.Handichazovadazve;vatungamiri vavo vose vakapanduka. 16 Efuremu arohwa,mudzi wavo wasvava,havabereki chibereko.Kunyange vakabereka vana,ndichauraya vana vavo ivava vavanodisa.” 17 Mwari wangu achavarambanokuti havana kumuteerera;vachava vadzungairi pakati pendudzi.

In Other Versions

Hosea 9 in the ANGEFD

Hosea 9 in the ANTPNG2D

Hosea 9 in the AS21

Hosea 9 in the BAGH

Hosea 9 in the BBPNG

Hosea 9 in the BBT1E

Hosea 9 in the BDS

Hosea 9 in the BEV

Hosea 9 in the BHAD

Hosea 9 in the BIB

Hosea 9 in the BLPT

Hosea 9 in the BNT

Hosea 9 in the BNTABOOT

Hosea 9 in the BNTLV

Hosea 9 in the BOATCB

Hosea 9 in the BOATCB2

Hosea 9 in the BOBCV

Hosea 9 in the BOCNT

Hosea 9 in the BOECS

Hosea 9 in the BOGWICC

Hosea 9 in the BOHCB

Hosea 9 in the BOHCV

Hosea 9 in the BOHLNT

Hosea 9 in the BOHNTLTAL

Hosea 9 in the BOICB

Hosea 9 in the BOILNTAP

Hosea 9 in the BOITCV

Hosea 9 in the BOKCV

Hosea 9 in the BOKCV2

Hosea 9 in the BOKHWOG

Hosea 9 in the BOKSSV

Hosea 9 in the BOLCB

Hosea 9 in the BOLCB2

Hosea 9 in the BOMCV

Hosea 9 in the BONAV

Hosea 9 in the BONCB

Hosea 9 in the BONLT

Hosea 9 in the BONUT2

Hosea 9 in the BOPLNT

Hosea 9 in the BOSNC

Hosea 9 in the BOTLNT

Hosea 9 in the BOVCB

Hosea 9 in the BOYCB

Hosea 9 in the BPBB

Hosea 9 in the BPH

Hosea 9 in the BSB

Hosea 9 in the CCB

Hosea 9 in the CUV

Hosea 9 in the CUVS

Hosea 9 in the DBT

Hosea 9 in the DGDNT

Hosea 9 in the DHNT

Hosea 9 in the DNT

Hosea 9 in the ELBE

Hosea 9 in the EMTV

Hosea 9 in the ESV

Hosea 9 in the FBV

Hosea 9 in the FEB

Hosea 9 in the GGMNT

Hosea 9 in the GNT

Hosea 9 in the HARY

Hosea 9 in the HNT

Hosea 9 in the IRVA

Hosea 9 in the IRVB

Hosea 9 in the IRVG

Hosea 9 in the IRVH

Hosea 9 in the IRVK

Hosea 9 in the IRVM

Hosea 9 in the IRVM2

Hosea 9 in the IRVO

Hosea 9 in the IRVP

Hosea 9 in the IRVT

Hosea 9 in the IRVT2

Hosea 9 in the IRVU

Hosea 9 in the ISVN

Hosea 9 in the JSNT

Hosea 9 in the KAPI

Hosea 9 in the KBT1ETNIK

Hosea 9 in the KBV

Hosea 9 in the KJV

Hosea 9 in the KNFD

Hosea 9 in the LBA

Hosea 9 in the LBLA

Hosea 9 in the LNT

Hosea 9 in the LSV

Hosea 9 in the MAAL

Hosea 9 in the MBV

Hosea 9 in the MBV2

Hosea 9 in the MHNT

Hosea 9 in the MKNFD

Hosea 9 in the MNG

Hosea 9 in the MNT

Hosea 9 in the MNT2

Hosea 9 in the MRS1T

Hosea 9 in the NAA

Hosea 9 in the NASB

Hosea 9 in the NBLA

Hosea 9 in the NBS

Hosea 9 in the NBVTP

Hosea 9 in the NET2

Hosea 9 in the NIV11

Hosea 9 in the NNT

Hosea 9 in the NNT2

Hosea 9 in the NNT3

Hosea 9 in the PDDPT

Hosea 9 in the PFNT

Hosea 9 in the RMNT

Hosea 9 in the SBIAS

Hosea 9 in the SBIBS

Hosea 9 in the SBIBS2

Hosea 9 in the SBICS

Hosea 9 in the SBIDS

Hosea 9 in the SBIGS

Hosea 9 in the SBIHS

Hosea 9 in the SBIIS

Hosea 9 in the SBIIS2

Hosea 9 in the SBIIS3

Hosea 9 in the SBIKS

Hosea 9 in the SBIKS2

Hosea 9 in the SBIMS

Hosea 9 in the SBIOS

Hosea 9 in the SBIPS

Hosea 9 in the SBISS

Hosea 9 in the SBITS

Hosea 9 in the SBITS2

Hosea 9 in the SBITS3

Hosea 9 in the SBITS4

Hosea 9 in the SBIUS

Hosea 9 in the SBIVS

Hosea 9 in the SBT

Hosea 9 in the SBT1E

Hosea 9 in the SCHL

Hosea 9 in the SNT

Hosea 9 in the SUSU

Hosea 9 in the SUSU2

Hosea 9 in the SYNO

Hosea 9 in the TBIAOTANT

Hosea 9 in the TBT1E

Hosea 9 in the TBT1E2

Hosea 9 in the TFTIP

Hosea 9 in the TFTU

Hosea 9 in the TGNTATF3T

Hosea 9 in the THAI

Hosea 9 in the TNFD

Hosea 9 in the TNT

Hosea 9 in the TNTIK

Hosea 9 in the TNTIL

Hosea 9 in the TNTIN

Hosea 9 in the TNTIP

Hosea 9 in the TNTIZ

Hosea 9 in the TOMA

Hosea 9 in the TTENT

Hosea 9 in the UBG

Hosea 9 in the UGV

Hosea 9 in the UGV2

Hosea 9 in the UGV3

Hosea 9 in the VBL

Hosea 9 in the VDCC

Hosea 9 in the YALU

Hosea 9 in the YAPE

Hosea 9 in the YBVTP

Hosea 9 in the ZBP