Isaiah 1 (BOSCB)

1 Chiratidzo chaIsaya mwanakomana waAmozi, chaakaona pamusoro peJudha neJerusarema pamazuva aUzia naJotamu, naAhazi naHezekia, madzimambo eJudha. 2 Inzwai imi matenga! Teerera iwe nyika!Nokuti Jehovha akataura achiti,“Ndakarera vana ndikavakudza,asi ivo vakandimukira. 3 Nzombe inoziva vatenzi vayo,nembongoro inoziva chidyiro chomwene wayo,asi Israeri haizivi,vanhu vangu havanzwisisi.” 4 Haiwa, rudzi runotadza,vanhu vakaremerwa nezvakaipa,vana vavaiti vezvakaipa,vana vanoita zvakaora!Vakasiya Jehovha;vakashora Mutsvene waIsraerivakamufuratira. 5 Mucharambireiko muchingorohwa?Munorambireiko muchimukira Jehovha?Musoro wenyu wose wakuvadzwa,mwoyo wenyu wose warwadziwa. 6 Kubvira pasi porutsoka rwako kusvikira panhongonya yomusorowako hapana pakukutu,anongova maronda nokurwadziwanamavanga akazaruka,asina kusukwa kana kusungwakana kuzorwa mafuta. 7 Nyika yenyu yaparadzwa,Maguta enyu apiswa nomoto;minda yenyu iri kutorwa navatorwapamberi penyu chaipo,nyika yaparadzwa sapanoparadza vatorwa. 8 Mwanasikana weZioni asiyiwa sedumbamumunda wemizambiringa,seimba mumunda wamanwiwa,seguta rakakombwa. 9 Dai Jehovha Wamasimba Oseasina kutisiyira vakapunyuka,tingadai takafanana neSodhomu,tingadai takaita seGomora. 10 Inzwai shoko raJehovha,imi vabati veSodhomu;teererai kumurayiro waMwari wedu,imi vanhu veGomora! 11 “Zvibayiro zvenyu zvizhinji,zvinyiko kwandiri?” ndizvo zvinotaura Jehovha.“Zvibayiro zvinopiswa zvawandisa,zvamakondobwe namafuta ezvipfuwo zvakakodzwa;Handifadzwi neropa renzombe,ramakwayana nerembudzi. 12 Pamunouya kuzozviratidza pamberi pangu,ndianiko akambokukumbirai izvi kwamuri,naikoku kutsika-tsika pavazhe dzangu? 13 Regai kuuya nezvipiriso zvisina maturo!Zvinonhuhwira zvenyu zvinondinyangadza.Nguva dzoKugara kwoMwedzi, maSabata nenguva dzekokorodzano,handigoni kufarira ungano dzenyu dzakaipa. 14 Mitambo yenyu yoKugara kwoMwedzi nemitambo yenyu yakatsaurwa inovengwanomweya wangu.Zvava mutoro kwandiri;ndaneta nokuzvitakura. 15 Pamunotambanudza maoko enyu muchinyengetera,ini ndichakuvanzirai chiso changu;kunyange mukawanza munyengetero,handisi kuzokunzwai.Maoko enyu azere neropa; 16 shambai muzvinatse.Bvisai mabasa enyu akaipapamberi pangu!Regai kuita zvakaipa, 17 dzidzai kuita zvakarurama.Tsvakai kururamisira,kurudzirai vakamanikidzwa.Dzivirirai nherera,mukumbirire chirikadzi. 18 “Chiuyai zvino titaurirane,”ndizvo zvinotaura Jehovha.“Kunyange zvivi zvenyu zvirizvitsvuku zvichachena sechando;kunyange zviri zvishava somuti mushava,zvichaita samakushe amakwai. 19 Kana muchida uye muchiteereramuchadya zvakanakisa zvenyika; 20 asi kana muchiramba uye muchindimukira,muchaparadzwa nomunondo.”Nokuti muromo waJehovha wazvitaura. 21 Tarirai guta rakatendekarava chifeve sei!Iro rakanga rizere nokururamisira;kururama kwaigara mariri,asi zvino mogara mhondi! 22 Sirivha yako yava nengura,waini yako yakavhenganiswa nemvura. 23 Machinda ako vapanduki,ishamwari dzembavha;vose vanoda fufuro,uye vanomhanyira zvipo.Havana hanya nokudzivirira nherera;mhaka yechirikadzi haiuyiswi pamberi pavo. 24 Naizvozvo Ishe, JehovhaWamasimba Ose, Anesimba waIsraeri, anotaura achiti,“Haiwa, ndichadurura hasha dzangu pamusoro pavadzivisi vangu,nokuzvitsivira vavengi vangu. 25 Ndichatambanudzira ruoko rwangu kwauri;ndichapedza chose ngura yakondigobvisa kusachena kwako kwose. 26 Ndichadzosera vatongi vako sapamazuva akare,namakurukota ako sapamazuva okutanga.Shure kwaizvozvo uchanziGuta Rokururama,Guta Rakatendeka.” 27 Zioni richadzikinurwa nokururamiswa,navanotendeuka varo, nokururama. 28 Asi vapanduki navatadzi vachaparadzwa vose,uye vose vanosiya Jehovha vachaparara. 29 “Nokuti muchanyadziswa nokuda kwemiti yomuouki yamunoeresa,yamunofadzwa nayo;muchanyadziswa nokuda kwamapinduamakasarudza. 30 Muchafanana nomuouki wasvava mashizha,sebindu risina mvura. 31 Murume ane simba achava serwodzinebasa rake sesasaradzi;zvose zvichatsva pamwe chete,pasina achadzima moto.”

In Other Versions

Isaiah 1 in the ANGEFD

Isaiah 1 in the ANTPNG2D

Isaiah 1 in the AS21

Isaiah 1 in the BAGH

Isaiah 1 in the BBPNG

Isaiah 1 in the BBT1E

Isaiah 1 in the BDS

Isaiah 1 in the BEV

Isaiah 1 in the BHAD

Isaiah 1 in the BIB

Isaiah 1 in the BLPT

Isaiah 1 in the BNT

Isaiah 1 in the BNTABOOT

Isaiah 1 in the BNTLV

Isaiah 1 in the BOATCB

Isaiah 1 in the BOATCB2

Isaiah 1 in the BOBCV

Isaiah 1 in the BOCNT

Isaiah 1 in the BOECS

Isaiah 1 in the BOGWICC

Isaiah 1 in the BOHCB

Isaiah 1 in the BOHCV

Isaiah 1 in the BOHLNT

Isaiah 1 in the BOHNTLTAL

Isaiah 1 in the BOICB

Isaiah 1 in the BOILNTAP

Isaiah 1 in the BOITCV

Isaiah 1 in the BOKCV

Isaiah 1 in the BOKCV2

Isaiah 1 in the BOKHWOG

Isaiah 1 in the BOKSSV

Isaiah 1 in the BOLCB

Isaiah 1 in the BOLCB2

Isaiah 1 in the BOMCV

Isaiah 1 in the BONAV

Isaiah 1 in the BONCB

Isaiah 1 in the BONLT

Isaiah 1 in the BONUT2

Isaiah 1 in the BOPLNT

Isaiah 1 in the BOSNC

Isaiah 1 in the BOTLNT

Isaiah 1 in the BOVCB

Isaiah 1 in the BOYCB

Isaiah 1 in the BPBB

Isaiah 1 in the BPH

Isaiah 1 in the BSB

Isaiah 1 in the CCB

Isaiah 1 in the CUV

Isaiah 1 in the CUVS

Isaiah 1 in the DBT

Isaiah 1 in the DGDNT

Isaiah 1 in the DHNT

Isaiah 1 in the DNT

Isaiah 1 in the ELBE

Isaiah 1 in the EMTV

Isaiah 1 in the ESV

Isaiah 1 in the FBV

Isaiah 1 in the FEB

Isaiah 1 in the GGMNT

Isaiah 1 in the GNT

Isaiah 1 in the HARY

Isaiah 1 in the HNT

Isaiah 1 in the IRVA

Isaiah 1 in the IRVB

Isaiah 1 in the IRVG

Isaiah 1 in the IRVH

Isaiah 1 in the IRVK

Isaiah 1 in the IRVM

Isaiah 1 in the IRVM2

Isaiah 1 in the IRVO

Isaiah 1 in the IRVP

Isaiah 1 in the IRVT

Isaiah 1 in the IRVT2

Isaiah 1 in the IRVU

Isaiah 1 in the ISVN

Isaiah 1 in the JSNT

Isaiah 1 in the KAPI

Isaiah 1 in the KBT1ETNIK

Isaiah 1 in the KBV

Isaiah 1 in the KJV

Isaiah 1 in the KNFD

Isaiah 1 in the LBA

Isaiah 1 in the LBLA

Isaiah 1 in the LNT

Isaiah 1 in the LSV

Isaiah 1 in the MAAL

Isaiah 1 in the MBV

Isaiah 1 in the MBV2

Isaiah 1 in the MHNT

Isaiah 1 in the MKNFD

Isaiah 1 in the MNG

Isaiah 1 in the MNT

Isaiah 1 in the MNT2

Isaiah 1 in the MRS1T

Isaiah 1 in the NAA

Isaiah 1 in the NASB

Isaiah 1 in the NBLA

Isaiah 1 in the NBS

Isaiah 1 in the NBVTP

Isaiah 1 in the NET2

Isaiah 1 in the NIV11

Isaiah 1 in the NNT

Isaiah 1 in the NNT2

Isaiah 1 in the NNT3

Isaiah 1 in the PDDPT

Isaiah 1 in the PFNT

Isaiah 1 in the RMNT

Isaiah 1 in the SBIAS

Isaiah 1 in the SBIBS

Isaiah 1 in the SBIBS2

Isaiah 1 in the SBICS

Isaiah 1 in the SBIDS

Isaiah 1 in the SBIGS

Isaiah 1 in the SBIHS

Isaiah 1 in the SBIIS

Isaiah 1 in the SBIIS2

Isaiah 1 in the SBIIS3

Isaiah 1 in the SBIKS

Isaiah 1 in the SBIKS2

Isaiah 1 in the SBIMS

Isaiah 1 in the SBIOS

Isaiah 1 in the SBIPS

Isaiah 1 in the SBISS

Isaiah 1 in the SBITS

Isaiah 1 in the SBITS2

Isaiah 1 in the SBITS3

Isaiah 1 in the SBITS4

Isaiah 1 in the SBIUS

Isaiah 1 in the SBIVS

Isaiah 1 in the SBT

Isaiah 1 in the SBT1E

Isaiah 1 in the SCHL

Isaiah 1 in the SNT

Isaiah 1 in the SUSU

Isaiah 1 in the SUSU2

Isaiah 1 in the SYNO

Isaiah 1 in the TBIAOTANT

Isaiah 1 in the TBT1E

Isaiah 1 in the TBT1E2

Isaiah 1 in the TFTIP

Isaiah 1 in the TFTU

Isaiah 1 in the TGNTATF3T

Isaiah 1 in the THAI

Isaiah 1 in the TNFD

Isaiah 1 in the TNT

Isaiah 1 in the TNTIK

Isaiah 1 in the TNTIL

Isaiah 1 in the TNTIN

Isaiah 1 in the TNTIP

Isaiah 1 in the TNTIZ

Isaiah 1 in the TOMA

Isaiah 1 in the TTENT

Isaiah 1 in the UBG

Isaiah 1 in the UGV

Isaiah 1 in the UGV2

Isaiah 1 in the UGV3

Isaiah 1 in the VBL

Isaiah 1 in the VDCC

Isaiah 1 in the YALU

Isaiah 1 in the YAPE

Isaiah 1 in the YBVTP

Isaiah 1 in the ZBP