Isaiah 34 (BOSCB)

1 Swederai pedyo, imi ndudzi dzavanhu, munzwe.Teererai, imi vanhu!Nyika ngainzwe, nezvose zviri mairi,pasi pose, nezvose zvinobudamo! 2 Jehovha akatsamwira ndudzi dzose;hasha dzake dziri pamusoro pehondo dzavo dzose.Achavaparadza chose,achaita kuti vaurayiwe. 3 Vakaurayiwa vavo vacharasirwa kunze,mitumbi yavo ichanhuhwa;makomo achanyorova neropa ravo. 4 Nyeredzi dzokudenga dzose dzichanyungudika,uye denga richapetwa sorugwaro;marudzi ose enyeredzi achawasamashizha akaoma abva pamuzambiringa,samaonde akasvava abva pamuonde. 5 Munondo wangu wakanwa ukaguta kumatenga;tarirai, unoburukira kuzotonga Edhomu,vanhu vandakaparadza chose. 6 Munondo waJehovha wakanyura muropa,wakafukidzwa namafuta,iro ropa ramakwayana nerembudzi,namafuta anobva paitsvo dzamakondobwe.Nokuti Jehovha ane chibayiro muBozirauye nokuuraya kukuru muEdhomu. 7 Nyati dzichawa pamwe navonehono dzemhuru nehando huru.Nyika yavo ichanyorova neropa,uye guruva richazara mafuta. 8 Nokuti Jehovha ane zuva rokutsivanegore rokuripira kuti atsigire zvinodiwa neZioni. 9 Hova dzeEdhomu dzichashanduka kuva namo,guruva rayo richapisa sesafuri;nyika yayo ichava namo inopfuta! 10 Haingadzimwi usiku namasikati;utsi hwayo huchakwira nokusingaperi.Richava dongo kubva kune chimwe chizvarwa kusvikira kune chimwe chizvarwa;hapana munhu achazopfuura napozve. 11 Asi zvichava zvezizi romugwenga nehukurwizi;zizi guru negunguo zvichaita matenderemo.Mwari achatambanudzira Edhomurwodzi rwokuyera,rwenyonganiso nerwokuparadza. 12 Makurukota ake haazovi nechinhu ikoko chingazonzi umambo,machinda ake ose achapera. 13 Minzwa ichatandira nhare dzayo,utumbambeva norukato munzvimbo dzayo dzakakomberedzwa.Ichava ugaro hwamakava,nomusha wamazizi. 14 Zvikara zvomugwenga zvichasangana namapere,uye ngururu dzichadaidzirana;zvikara zvousiku zvichazororapo,uye zvichazviwanira nzvimbo yokuzorora. 15 Zizi richaita dendere rigokandira mazaipo,richaachochonyerapo, rigochengeta mazana aro pasi pomumvuri wamapapiro aro;makondo achaunganapo,rimwe nerimwe neshamwari yaro. 16 Tarirai murugwaro rwaJehovha mugorava:Hapana chimwe chezvinhu izvi chichashayikwa,kana chichashaya shamwari.Nokuti muromo wake ndiwo warayira izvozvo,uye Mweya wake uchavaunganidza pamwe chete. 17 Anozvigovera migove yazvo;ruoko rwake runozvigovera nechiyero.Zvichava zvazvo nokusingaperiuye zvichagaramo kubva kune chimwe chizvarwa kusvikira kune chimwe chizvarwa.

In Other Versions

Isaiah 34 in the ANGEFD

Isaiah 34 in the ANTPNG2D

Isaiah 34 in the AS21

Isaiah 34 in the BAGH

Isaiah 34 in the BBPNG

Isaiah 34 in the BBT1E

Isaiah 34 in the BDS

Isaiah 34 in the BEV

Isaiah 34 in the BHAD

Isaiah 34 in the BIB

Isaiah 34 in the BLPT

Isaiah 34 in the BNT

Isaiah 34 in the BNTABOOT

Isaiah 34 in the BNTLV

Isaiah 34 in the BOATCB

Isaiah 34 in the BOATCB2

Isaiah 34 in the BOBCV

Isaiah 34 in the BOCNT

Isaiah 34 in the BOECS

Isaiah 34 in the BOGWICC

Isaiah 34 in the BOHCB

Isaiah 34 in the BOHCV

Isaiah 34 in the BOHLNT

Isaiah 34 in the BOHNTLTAL

Isaiah 34 in the BOICB

Isaiah 34 in the BOILNTAP

Isaiah 34 in the BOITCV

Isaiah 34 in the BOKCV

Isaiah 34 in the BOKCV2

Isaiah 34 in the BOKHWOG

Isaiah 34 in the BOKSSV

Isaiah 34 in the BOLCB

Isaiah 34 in the BOLCB2

Isaiah 34 in the BOMCV

Isaiah 34 in the BONAV

Isaiah 34 in the BONCB

Isaiah 34 in the BONLT

Isaiah 34 in the BONUT2

Isaiah 34 in the BOPLNT

Isaiah 34 in the BOSNC

Isaiah 34 in the BOTLNT

Isaiah 34 in the BOVCB

Isaiah 34 in the BOYCB

Isaiah 34 in the BPBB

Isaiah 34 in the BPH

Isaiah 34 in the BSB

Isaiah 34 in the CCB

Isaiah 34 in the CUV

Isaiah 34 in the CUVS

Isaiah 34 in the DBT

Isaiah 34 in the DGDNT

Isaiah 34 in the DHNT

Isaiah 34 in the DNT

Isaiah 34 in the ELBE

Isaiah 34 in the EMTV

Isaiah 34 in the ESV

Isaiah 34 in the FBV

Isaiah 34 in the FEB

Isaiah 34 in the GGMNT

Isaiah 34 in the GNT

Isaiah 34 in the HARY

Isaiah 34 in the HNT

Isaiah 34 in the IRVA

Isaiah 34 in the IRVB

Isaiah 34 in the IRVG

Isaiah 34 in the IRVH

Isaiah 34 in the IRVK

Isaiah 34 in the IRVM

Isaiah 34 in the IRVM2

Isaiah 34 in the IRVO

Isaiah 34 in the IRVP

Isaiah 34 in the IRVT

Isaiah 34 in the IRVT2

Isaiah 34 in the IRVU

Isaiah 34 in the ISVN

Isaiah 34 in the JSNT

Isaiah 34 in the KAPI

Isaiah 34 in the KBT1ETNIK

Isaiah 34 in the KBV

Isaiah 34 in the KJV

Isaiah 34 in the KNFD

Isaiah 34 in the LBA

Isaiah 34 in the LBLA

Isaiah 34 in the LNT

Isaiah 34 in the LSV

Isaiah 34 in the MAAL

Isaiah 34 in the MBV

Isaiah 34 in the MBV2

Isaiah 34 in the MHNT

Isaiah 34 in the MKNFD

Isaiah 34 in the MNG

Isaiah 34 in the MNT

Isaiah 34 in the MNT2

Isaiah 34 in the MRS1T

Isaiah 34 in the NAA

Isaiah 34 in the NASB

Isaiah 34 in the NBLA

Isaiah 34 in the NBS

Isaiah 34 in the NBVTP

Isaiah 34 in the NET2

Isaiah 34 in the NIV11

Isaiah 34 in the NNT

Isaiah 34 in the NNT2

Isaiah 34 in the NNT3

Isaiah 34 in the PDDPT

Isaiah 34 in the PFNT

Isaiah 34 in the RMNT

Isaiah 34 in the SBIAS

Isaiah 34 in the SBIBS

Isaiah 34 in the SBIBS2

Isaiah 34 in the SBICS

Isaiah 34 in the SBIDS

Isaiah 34 in the SBIGS

Isaiah 34 in the SBIHS

Isaiah 34 in the SBIIS

Isaiah 34 in the SBIIS2

Isaiah 34 in the SBIIS3

Isaiah 34 in the SBIKS

Isaiah 34 in the SBIKS2

Isaiah 34 in the SBIMS

Isaiah 34 in the SBIOS

Isaiah 34 in the SBIPS

Isaiah 34 in the SBISS

Isaiah 34 in the SBITS

Isaiah 34 in the SBITS2

Isaiah 34 in the SBITS3

Isaiah 34 in the SBITS4

Isaiah 34 in the SBIUS

Isaiah 34 in the SBIVS

Isaiah 34 in the SBT

Isaiah 34 in the SBT1E

Isaiah 34 in the SCHL

Isaiah 34 in the SNT

Isaiah 34 in the SUSU

Isaiah 34 in the SUSU2

Isaiah 34 in the SYNO

Isaiah 34 in the TBIAOTANT

Isaiah 34 in the TBT1E

Isaiah 34 in the TBT1E2

Isaiah 34 in the TFTIP

Isaiah 34 in the TFTU

Isaiah 34 in the TGNTATF3T

Isaiah 34 in the THAI

Isaiah 34 in the TNFD

Isaiah 34 in the TNT

Isaiah 34 in the TNTIK

Isaiah 34 in the TNTIL

Isaiah 34 in the TNTIN

Isaiah 34 in the TNTIP

Isaiah 34 in the TNTIZ

Isaiah 34 in the TOMA

Isaiah 34 in the TTENT

Isaiah 34 in the UBG

Isaiah 34 in the UGV

Isaiah 34 in the UGV2

Isaiah 34 in the UGV3

Isaiah 34 in the VBL

Isaiah 34 in the VDCC

Isaiah 34 in the YALU

Isaiah 34 in the YAPE

Isaiah 34 in the YBVTP

Isaiah 34 in the ZBP