Malachi 1 (BOSCB)
1 Chirevo: Shoko raJehovha kuna Israeri kubudikidza naMaraki. 2 Jehovha anoti, “Ndakakudai.”Asi imi munobvunza muchiti, “Makatida seiko?”Jehovha anoti, “Ko, Esau akanga asiri mukoma waJakobho here? 3 Asi Esau ndakamuvenga, uye ndakashandura makomo ake akava matongo ndikapa nhaka yake kumakava murenje.” 4 Edhomu angati, “Kunyange takaparadzwa hedu, tichavakazve matongo.”Asi zvanzi naJehovha Wamasimba Ose: “Vangavaka havo, asi ndichakoromora. Vachanzi Nyika Yakaipa, vanhu vachagara vakatsamwirwa naJehovha. 5 Muchazvionera nameso enyu mugoti, ‘Jehovha mukuru zvokutopfuura miganhu yeIsraeri!’ ” 6 Jehovha Wamasimba Ose anoti, “Mwanakomana anokudza baba vake, uye muranda anokudza tenzi wake. Kana ndiri baba, kukudzwa kwangu kuripiko? Kana ndiri tenzi, kuremekedzwa kwangu kuripiko? Ndimi, iyemi vaprista, munozvidza zita rangu.“Asi munobvunza muchiti, ‘Takazvidza zita renyu seiko?’ ” 7 “Munondivigira zvokudya zvakasvibiswa paaritari yangu.“Asi imi munobvunza muchiti, ‘Takakusvibisai neiko?’ ”Jehovha Wamasimba Ose anoti, “Pakutaura kwenyu muchiti tafura yaJehovha inozvidzika. 8 Pamunouya nezvipfuwo zvakapofumara kuti zvibayirwe, hazvina kuipa here? Pamunobayira zvipfuwo zvakaremara kana zvinorwara, hazvina kuipa here? Chimboedzai kuzvivigira mubati wenyu! Angafadzwa nemi here? Angakugamuchirai here?” 9 Jehovha Wamasimba Ose anoti, “Zvino kumbirai Mwari kuti atiitire nyasha. Nezvipo zvakadai zvinobva mumaoko enyu, angakugamuchirai here?” 10 “Haiwa, dai mumwe wenyu aipfiga mikova yetemberi, kuitira kuti murege kubatidza moto isina maturo paaritari yangu! Handifadzwi nemi,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose, “uye handingagamuchiri zvipiriso zvinobva mumaoko enyu. 11 Zita rangu richava guru pakati pendudzi, kubva kumabvazuva kusvikira kumavirira. Zvinonhuhwira nezvipiriso zvitsvene zvichauyiswa kuzita rangu munzvimbo dzose, nokuti zita rangu richava guru pakati pendudzi,” ndizvo zvinotaura Jehovha. 12 “Asi munoizvidza pamunoti, ‘Tafura yaJehovha yakasvibiswa, uye zvokudya zvayo zvakashoreka.’ 13 Uye munoti, ‘Zvinorema sei!’ uye munoifembedza muchiizvidza,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose.“Pamunouyisa zvipfuwo zvakakuvara, zvakaremara kana zvinorwara kuzozvipa sezvibayiro, ndingazvigamuchira kubva pamaoko enyu here?” ndizvo zvinotaura Jehovha. 14 “Ngaatukwe munyengeri ane gondobwe rakanaka pakati pamakwai ake, anopika kuti acharipa, asi agobayira chipfuwo chine chakaipa pachiri kuna Ishe. Nokuti ndiri mambo mukuru,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose, “uye zita rangu rinofanira kutyiwa pakati pendudzi.
In Other Versions
Malachi 1 in the ANGEFD
Malachi 1 in the ANTPNG2D
Malachi 1 in the AS21
Malachi 1 in the BAGH
Malachi 1 in the BBPNG
Malachi 1 in the BBT1E
Malachi 1 in the BDS
Malachi 1 in the BEV
Malachi 1 in the BHAD
Malachi 1 in the BIB
Malachi 1 in the BLPT
Malachi 1 in the BNT
Malachi 1 in the BNTABOOT
Malachi 1 in the BNTLV
Malachi 1 in the BOATCB
Malachi 1 in the BOATCB2
Malachi 1 in the BOBCV
Malachi 1 in the BOCNT
Malachi 1 in the BOECS
Malachi 1 in the BOGWICC
Malachi 1 in the BOHCB
Malachi 1 in the BOHCV
Malachi 1 in the BOHLNT
Malachi 1 in the BOHNTLTAL
Malachi 1 in the BOICB
Malachi 1 in the BOILNTAP
Malachi 1 in the BOITCV
Malachi 1 in the BOKCV
Malachi 1 in the BOKCV2
Malachi 1 in the BOKHWOG
Malachi 1 in the BOKSSV
Malachi 1 in the BOLCB
Malachi 1 in the BOLCB2
Malachi 1 in the BOMCV
Malachi 1 in the BONAV
Malachi 1 in the BONCB
Malachi 1 in the BONLT
Malachi 1 in the BONUT2
Malachi 1 in the BOPLNT
Malachi 1 in the BOSNC
Malachi 1 in the BOTLNT
Malachi 1 in the BOVCB
Malachi 1 in the BOYCB
Malachi 1 in the BPBB
Malachi 1 in the BPH
Malachi 1 in the BSB
Malachi 1 in the CCB
Malachi 1 in the CUV
Malachi 1 in the CUVS
Malachi 1 in the DBT
Malachi 1 in the DGDNT
Malachi 1 in the DHNT
Malachi 1 in the DNT
Malachi 1 in the ELBE
Malachi 1 in the EMTV
Malachi 1 in the ESV
Malachi 1 in the FBV
Malachi 1 in the FEB
Malachi 1 in the GGMNT
Malachi 1 in the GNT
Malachi 1 in the HARY
Malachi 1 in the HNT
Malachi 1 in the IRVA
Malachi 1 in the IRVB
Malachi 1 in the IRVG
Malachi 1 in the IRVH
Malachi 1 in the IRVK
Malachi 1 in the IRVM
Malachi 1 in the IRVM2
Malachi 1 in the IRVO
Malachi 1 in the IRVP
Malachi 1 in the IRVT
Malachi 1 in the IRVT2
Malachi 1 in the IRVU
Malachi 1 in the ISVN
Malachi 1 in the JSNT
Malachi 1 in the KAPI
Malachi 1 in the KBT1ETNIK
Malachi 1 in the KBV
Malachi 1 in the KJV
Malachi 1 in the KNFD
Malachi 1 in the LBA
Malachi 1 in the LBLA
Malachi 1 in the LNT
Malachi 1 in the LSV
Malachi 1 in the MAAL
Malachi 1 in the MBV
Malachi 1 in the MBV2
Malachi 1 in the MHNT
Malachi 1 in the MKNFD
Malachi 1 in the MNG
Malachi 1 in the MNT
Malachi 1 in the MNT2
Malachi 1 in the MRS1T
Malachi 1 in the NAA
Malachi 1 in the NASB
Malachi 1 in the NBLA
Malachi 1 in the NBS
Malachi 1 in the NBVTP
Malachi 1 in the NET2
Malachi 1 in the NIV11
Malachi 1 in the NNT
Malachi 1 in the NNT2
Malachi 1 in the NNT3
Malachi 1 in the PDDPT
Malachi 1 in the PFNT
Malachi 1 in the RMNT
Malachi 1 in the SBIAS
Malachi 1 in the SBIBS
Malachi 1 in the SBIBS2
Malachi 1 in the SBICS
Malachi 1 in the SBIDS
Malachi 1 in the SBIGS
Malachi 1 in the SBIHS
Malachi 1 in the SBIIS
Malachi 1 in the SBIIS2
Malachi 1 in the SBIIS3
Malachi 1 in the SBIKS
Malachi 1 in the SBIKS2
Malachi 1 in the SBIMS
Malachi 1 in the SBIOS
Malachi 1 in the SBIPS
Malachi 1 in the SBISS
Malachi 1 in the SBITS
Malachi 1 in the SBITS2
Malachi 1 in the SBITS3
Malachi 1 in the SBITS4
Malachi 1 in the SBIUS
Malachi 1 in the SBIVS
Malachi 1 in the SBT
Malachi 1 in the SBT1E
Malachi 1 in the SCHL
Malachi 1 in the SNT
Malachi 1 in the SUSU
Malachi 1 in the SUSU2
Malachi 1 in the SYNO
Malachi 1 in the TBIAOTANT
Malachi 1 in the TBT1E
Malachi 1 in the TBT1E2
Malachi 1 in the TFTIP
Malachi 1 in the TFTU
Malachi 1 in the TGNTATF3T
Malachi 1 in the THAI
Malachi 1 in the TNFD
Malachi 1 in the TNT
Malachi 1 in the TNTIK
Malachi 1 in the TNTIL
Malachi 1 in the TNTIN
Malachi 1 in the TNTIP
Malachi 1 in the TNTIZ
Malachi 1 in the TOMA
Malachi 1 in the TTENT
Malachi 1 in the UBG
Malachi 1 in the UGV
Malachi 1 in the UGV2
Malachi 1 in the UGV3
Malachi 1 in the VBL
Malachi 1 in the VDCC
Malachi 1 in the YALU
Malachi 1 in the YAPE
Malachi 1 in the YBVTP
Malachi 1 in the ZBP