1 Samuel 8 (BOSCB)
1 Samueri akati akwegura, akagadza vanakomana vake kuti vave vatongi veIsraeri. 2 Zita redangwe rake rainzi Joere uye zita rowechipiri rainzi Abhia, uye vaishanda vari paBheerishebha. 3 Asi vanakomana vake vakatsaukira kupfuma yakaipa, vakatambira fufuro, vakasaruramisira pakutonga. 4 Saka vakuru vose veIsraeri vakaungana pamwe chete vakauya kuna Samueri paRama. 5 Vakati kwaari, “Makwegura, uye vana venyu havafambi munzira dzenyu; naizvozvo gadzai mambo kuti atitungamirire, sezvakaita mamwe marudzi ose.” 6 Asi pavakati, “Tipei mambo kuti atitungamirire,” izvi hazvina kufadza Samueri; saka akanyengetera kuna Jehovha. 7 Uye Jehovha akamuudza kuti: “Teerera zvose zvinotaura vanhu kwauri; havana kuramba iwe, asi varamba ini samambo wavo. 8 Sezvavakaita kubva pazuva randakavabudisa muIjipiti kusvikira nhasi, vachindisiya uye vachishumira vamwe vamwari, ndizvo zvavari kuita nokwauri. 9 Zvino, teerera zvavanotaura; asi uvayambire zvakasimba uye uvazivise zvichaitwa namambo achavatonga.” 10 Samueri akataura mashoko ose aJehovha kuvanhu vakanga vachimukumbira mambo. 11 Akati, “Izvi ndizvo zvichaitwa neachakutongai: Achatora vanakomana venyu agoita kuti vashande nengoro dzake dzehondo namabhiza, uye vachamhanya vari mberi kwengoro dzake. 12 Vamwe vavo achavaita vatungamiri vezviuru navatungamiri vamakumi mashanu, uye achaita kuti vamwe varime minda yake pamwe chete nokuikohwa, uye achaita kuti vamwe vagadzire zvombo zvehondo nemidziyo yengoro dzake. 13 Achatora vanasikana venyu kuti vave vagadziri vamafuta anonhuhwira navabiki vezvokudya navabiki vechingwa. 14 Achatora minda yenyu yakaisvonaka neminda yemizambiringa neminda yemiorivhi agozvipa kuvatariri vake. 15 Achatora chegumi chembeu dzenyu namazambiringa enyu agozvipa kumachinda ake nevanomushandira. 16 Varandarume venyu navarandakadzi venyu nemombe dzenyu dzakaisvonaka nembongoro achazvitora kuti azvishandise pamabasa ake. 17 Achatora chegumi chamakwai enyu, uye imi pachenyu muchava nhapwa dzake. 18 Zuva iroro parichasvika muchachema kwazvo nokuda kwamambo iyeye wamazvisarudzira, uye Jehovha haazokupindurai pazuva iroro.” 19 Asi vanhu vakaramba kuteerera Samueri. Vakati, “Kwete! Tinoda mambo kuti atitonge. 20 Ipapo tichava sedzimwe nyika dzose, tiina mambo anotitungamirira nokutiendera pamberi achitirwira hondo dzedu.” 21 Samueri akati anzwa zvose zvakanga zvataurwa navanhu, akandozvitaura zvakare pamberi paJehovha. 22 Jehovha akapindura achiti, “Vateerere uye uvape mambo.”Ipapo Samueri akati kuvarume veIsraeri, “Munhu wose ngaadzokere kuguta rake.”
In Other Versions
1 Samuel 8 in the ANGEFD
1 Samuel 8 in the ANTPNG2D
1 Samuel 8 in the AS21
1 Samuel 8 in the BAGH
1 Samuel 8 in the BBPNG
1 Samuel 8 in the BBT1E
1 Samuel 8 in the BDS
1 Samuel 8 in the BEV
1 Samuel 8 in the BHAD
1 Samuel 8 in the BIB
1 Samuel 8 in the BLPT
1 Samuel 8 in the BNT
1 Samuel 8 in the BNTABOOT
1 Samuel 8 in the BNTLV
1 Samuel 8 in the BOATCB
1 Samuel 8 in the BOATCB2
1 Samuel 8 in the BOBCV
1 Samuel 8 in the BOCNT
1 Samuel 8 in the BOECS
1 Samuel 8 in the BOGWICC
1 Samuel 8 in the BOHCB
1 Samuel 8 in the BOHCV
1 Samuel 8 in the BOHLNT
1 Samuel 8 in the BOHNTLTAL
1 Samuel 8 in the BOICB
1 Samuel 8 in the BOILNTAP
1 Samuel 8 in the BOITCV
1 Samuel 8 in the BOKCV
1 Samuel 8 in the BOKCV2
1 Samuel 8 in the BOKHWOG
1 Samuel 8 in the BOKSSV
1 Samuel 8 in the BOLCB
1 Samuel 8 in the BOLCB2
1 Samuel 8 in the BOMCV
1 Samuel 8 in the BONAV
1 Samuel 8 in the BONCB
1 Samuel 8 in the BONLT
1 Samuel 8 in the BONUT2
1 Samuel 8 in the BOPLNT
1 Samuel 8 in the BOSNC
1 Samuel 8 in the BOTLNT
1 Samuel 8 in the BOVCB
1 Samuel 8 in the BOYCB
1 Samuel 8 in the BPBB
1 Samuel 8 in the BPH
1 Samuel 8 in the BSB
1 Samuel 8 in the CCB
1 Samuel 8 in the CUV
1 Samuel 8 in the CUVS
1 Samuel 8 in the DBT
1 Samuel 8 in the DGDNT
1 Samuel 8 in the DHNT
1 Samuel 8 in the DNT
1 Samuel 8 in the ELBE
1 Samuel 8 in the EMTV
1 Samuel 8 in the ESV
1 Samuel 8 in the FBV
1 Samuel 8 in the FEB
1 Samuel 8 in the GGMNT
1 Samuel 8 in the GNT
1 Samuel 8 in the HARY
1 Samuel 8 in the HNT
1 Samuel 8 in the IRVA
1 Samuel 8 in the IRVB
1 Samuel 8 in the IRVG
1 Samuel 8 in the IRVH
1 Samuel 8 in the IRVK
1 Samuel 8 in the IRVM
1 Samuel 8 in the IRVM2
1 Samuel 8 in the IRVO
1 Samuel 8 in the IRVP
1 Samuel 8 in the IRVT
1 Samuel 8 in the IRVT2
1 Samuel 8 in the IRVU
1 Samuel 8 in the ISVN
1 Samuel 8 in the JSNT
1 Samuel 8 in the KAPI
1 Samuel 8 in the KBT1ETNIK
1 Samuel 8 in the KBV
1 Samuel 8 in the KJV
1 Samuel 8 in the KNFD
1 Samuel 8 in the LBA
1 Samuel 8 in the LBLA
1 Samuel 8 in the LNT
1 Samuel 8 in the LSV
1 Samuel 8 in the MAAL
1 Samuel 8 in the MBV
1 Samuel 8 in the MBV2
1 Samuel 8 in the MHNT
1 Samuel 8 in the MKNFD
1 Samuel 8 in the MNG
1 Samuel 8 in the MNT
1 Samuel 8 in the MNT2
1 Samuel 8 in the MRS1T
1 Samuel 8 in the NAA
1 Samuel 8 in the NASB
1 Samuel 8 in the NBLA
1 Samuel 8 in the NBS
1 Samuel 8 in the NBVTP
1 Samuel 8 in the NET2
1 Samuel 8 in the NIV11
1 Samuel 8 in the NNT
1 Samuel 8 in the NNT2
1 Samuel 8 in the NNT3
1 Samuel 8 in the PDDPT
1 Samuel 8 in the PFNT
1 Samuel 8 in the RMNT
1 Samuel 8 in the SBIAS
1 Samuel 8 in the SBIBS
1 Samuel 8 in the SBIBS2
1 Samuel 8 in the SBICS
1 Samuel 8 in the SBIDS
1 Samuel 8 in the SBIGS
1 Samuel 8 in the SBIHS
1 Samuel 8 in the SBIIS
1 Samuel 8 in the SBIIS2
1 Samuel 8 in the SBIIS3
1 Samuel 8 in the SBIKS
1 Samuel 8 in the SBIKS2
1 Samuel 8 in the SBIMS
1 Samuel 8 in the SBIOS
1 Samuel 8 in the SBIPS
1 Samuel 8 in the SBISS
1 Samuel 8 in the SBITS
1 Samuel 8 in the SBITS2
1 Samuel 8 in the SBITS3
1 Samuel 8 in the SBITS4
1 Samuel 8 in the SBIUS
1 Samuel 8 in the SBIVS
1 Samuel 8 in the SBT
1 Samuel 8 in the SBT1E
1 Samuel 8 in the SCHL
1 Samuel 8 in the SNT
1 Samuel 8 in the SUSU
1 Samuel 8 in the SUSU2
1 Samuel 8 in the SYNO
1 Samuel 8 in the TBIAOTANT
1 Samuel 8 in the TBT1E
1 Samuel 8 in the TBT1E2
1 Samuel 8 in the TFTIP
1 Samuel 8 in the TFTU
1 Samuel 8 in the TGNTATF3T
1 Samuel 8 in the THAI
1 Samuel 8 in the TNFD
1 Samuel 8 in the TNT
1 Samuel 8 in the TNTIK
1 Samuel 8 in the TNTIL
1 Samuel 8 in the TNTIN
1 Samuel 8 in the TNTIP
1 Samuel 8 in the TNTIZ
1 Samuel 8 in the TOMA
1 Samuel 8 in the TTENT
1 Samuel 8 in the UBG
1 Samuel 8 in the UGV
1 Samuel 8 in the UGV2
1 Samuel 8 in the UGV3
1 Samuel 8 in the VBL
1 Samuel 8 in the VDCC
1 Samuel 8 in the YALU
1 Samuel 8 in the YAPE
1 Samuel 8 in the YBVTP
1 Samuel 8 in the ZBP