1 Thessalonians 2 (BOSCB)

1 Munoziva, hama, kuti kushanya kwedu kwamuri hakuna kuva pasina. 2 Takanga tambotambudzika uye tikatukwa muFiripi, sezvamunoziva, asi norubatsiro rwaMwari wedu hatina kurega kukuparidzirai vhangeri rake pakati pokupikiswa kukuru. 3 Nokuti chikumbiro chatinoita hachibvi pakukanganisa kana pamufungo usina kunaka, uye hatisi kuedza kukunyengerai. 4 Asi, tinotaura savanhu vakatenderwa naMwari kuti tipiwe vhangeri. Hatisi kuedza kufadza vanhu asi Mwari, iye anoedza mwoyo yedu. 5 Munozviziva kuti isu hatibati kumeso, uye hatina kuisa chifukidzo chokufukidza kukarira pfuma, Mwari ndiye chapupu chedu. 6 Takanga tisingatsvaki kurumbidzwa kunobva kuvanhu, kwete kunobva kwamuri kana ani zvake.Savapostori vaKristu tingadai takava mutoro kwamuri, 7 asi takanga tiri vanyoro pakati penyu, samai vanochengeta vana vavo vaduku. 8 Taikudai zvikuru zvokuti takafara kuti tigoverane nemi, kwete vhangeri raMwari bedzi, asi noupenyu hweduwo, nokuti makanga madikanwa nesu kwazvo. 9 Zvirokwazvo munorangarira, hama, kutambudzika kwedu nokuomerwa kwedu; takashanda usiku namasikati kuti tirege kuremedza munhu upi zvake patakanga tichiparidza vhangeri raMwari kwamuri. 10 Imi muri zvapupu, uye naMwariwo, kuti takanga tiri vatsvene sei, vakarurama uye vasina chavangapomerwa pakati penyu imi vanotenda. 11 Nokuti munoziva kuti takabata mumwe nomumwe wenyu sababa vanobata vana vavo, 12 tichikukurudzirai tichikunyaradzai uye tichikukurudzirai kuti murarame zvakafanira kuna Mwari, iye anokudanai kuumambo hwake nokukubwinya kwake. 13 Nesuwo tinotenda Mwari nguva dzose, nokuti pamakagamuchira shoko raMwari, ramakanzwa kwatiri, makarigamuchira, kwete seshoko ravanhu, asi sezvariri, iro shoko raMwari, riri kubata mamuri imi vanotenda. 14 Nokuti imi, hama, makava vateveri vekereke dzaMwari dziri muJudhea, dziri muna Kristu Jesu: Makatambudzwa navanhu vomunyika menyu, saizvozvo kereke idzodzo dzakatambudzwawo navaJudha, 15 ivo vakauraya Ishe Jesu uye navaprofita uye vakatidzinga nesuwo. Havana kufadza Mwari uye vanorwa navanhu vose 16 mukushinga kwavo kutidzivisa kuti titaure kuvahedheni kuti vaponeswe. Nenzira iyi vanoramba vachiunganidza zvivi zvavo kusvikira kumagumo. Kutsamwa kwaMwari kwazosvika pamusoro pavo pakupedzisira. 17 Asi, hama, patakanga taparadzaniswa nemi kwechinguva chiduku (pakuonekwa, kwete mupfungwa), mukushuva kwedu kukuru takaedza chose kukuonai. 18 Nokuti takanga tichida kuuya kwamuri, chokwadi, ini Pauro, ndakada kuita izvozvo, nguva nenguva, asi Satani akatidzivisa. 19 Nokuti tariro yedu ndeipiko, mufaro wedu kana korona yatichazvirumbidza nayo pamberi paIshe wedu Jesu paanouya? Ko, hamusimi here? 20 Zvirokwazvo ndimi kubwinya kwedu nomufaro wedu.

In Other Versions

1 Thessalonians 2 in the ANGEFD

1 Thessalonians 2 in the ANTPNG2D

1 Thessalonians 2 in the AS21

1 Thessalonians 2 in the BAGH

1 Thessalonians 2 in the BBPNG

1 Thessalonians 2 in the BBT1E

1 Thessalonians 2 in the BDS

1 Thessalonians 2 in the BEV

1 Thessalonians 2 in the BHAD

1 Thessalonians 2 in the BIB

1 Thessalonians 2 in the BLPT

1 Thessalonians 2 in the BNT

1 Thessalonians 2 in the BNTABOOT

1 Thessalonians 2 in the BNTLV

1 Thessalonians 2 in the BOATCB

1 Thessalonians 2 in the BOATCB2

1 Thessalonians 2 in the BOBCV

1 Thessalonians 2 in the BOCNT

1 Thessalonians 2 in the BOECS

1 Thessalonians 2 in the BOGWICC

1 Thessalonians 2 in the BOHCB

1 Thessalonians 2 in the BOHCV

1 Thessalonians 2 in the BOHLNT

1 Thessalonians 2 in the BOHNTLTAL

1 Thessalonians 2 in the BOICB

1 Thessalonians 2 in the BOILNTAP

1 Thessalonians 2 in the BOITCV

1 Thessalonians 2 in the BOKCV

1 Thessalonians 2 in the BOKCV2

1 Thessalonians 2 in the BOKHWOG

1 Thessalonians 2 in the BOKSSV

1 Thessalonians 2 in the BOLCB

1 Thessalonians 2 in the BOLCB2

1 Thessalonians 2 in the BOMCV

1 Thessalonians 2 in the BONAV

1 Thessalonians 2 in the BONCB

1 Thessalonians 2 in the BONLT

1 Thessalonians 2 in the BONUT2

1 Thessalonians 2 in the BOPLNT

1 Thessalonians 2 in the BOSNC

1 Thessalonians 2 in the BOTLNT

1 Thessalonians 2 in the BOVCB

1 Thessalonians 2 in the BOYCB

1 Thessalonians 2 in the BPBB

1 Thessalonians 2 in the BPH

1 Thessalonians 2 in the BSB

1 Thessalonians 2 in the CCB

1 Thessalonians 2 in the CUV

1 Thessalonians 2 in the CUVS

1 Thessalonians 2 in the DBT

1 Thessalonians 2 in the DGDNT

1 Thessalonians 2 in the DHNT

1 Thessalonians 2 in the DNT

1 Thessalonians 2 in the ELBE

1 Thessalonians 2 in the EMTV

1 Thessalonians 2 in the ESV

1 Thessalonians 2 in the FBV

1 Thessalonians 2 in the FEB

1 Thessalonians 2 in the GGMNT

1 Thessalonians 2 in the GNT

1 Thessalonians 2 in the HARY

1 Thessalonians 2 in the HNT

1 Thessalonians 2 in the IRVA

1 Thessalonians 2 in the IRVB

1 Thessalonians 2 in the IRVG

1 Thessalonians 2 in the IRVH

1 Thessalonians 2 in the IRVK

1 Thessalonians 2 in the IRVM

1 Thessalonians 2 in the IRVM2

1 Thessalonians 2 in the IRVO

1 Thessalonians 2 in the IRVP

1 Thessalonians 2 in the IRVT

1 Thessalonians 2 in the IRVT2

1 Thessalonians 2 in the IRVU

1 Thessalonians 2 in the ISVN

1 Thessalonians 2 in the JSNT

1 Thessalonians 2 in the KAPI

1 Thessalonians 2 in the KBT1ETNIK

1 Thessalonians 2 in the KBV

1 Thessalonians 2 in the KJV

1 Thessalonians 2 in the KNFD

1 Thessalonians 2 in the LBA

1 Thessalonians 2 in the LBLA

1 Thessalonians 2 in the LNT

1 Thessalonians 2 in the LSV

1 Thessalonians 2 in the MAAL

1 Thessalonians 2 in the MBV

1 Thessalonians 2 in the MBV2

1 Thessalonians 2 in the MHNT

1 Thessalonians 2 in the MKNFD

1 Thessalonians 2 in the MNG

1 Thessalonians 2 in the MNT

1 Thessalonians 2 in the MNT2

1 Thessalonians 2 in the MRS1T

1 Thessalonians 2 in the NAA

1 Thessalonians 2 in the NASB

1 Thessalonians 2 in the NBLA

1 Thessalonians 2 in the NBS

1 Thessalonians 2 in the NBVTP

1 Thessalonians 2 in the NET2

1 Thessalonians 2 in the NIV11

1 Thessalonians 2 in the NNT

1 Thessalonians 2 in the NNT2

1 Thessalonians 2 in the NNT3

1 Thessalonians 2 in the PDDPT

1 Thessalonians 2 in the PFNT

1 Thessalonians 2 in the RMNT

1 Thessalonians 2 in the SBIAS

1 Thessalonians 2 in the SBIBS

1 Thessalonians 2 in the SBIBS2

1 Thessalonians 2 in the SBICS

1 Thessalonians 2 in the SBIDS

1 Thessalonians 2 in the SBIGS

1 Thessalonians 2 in the SBIHS

1 Thessalonians 2 in the SBIIS

1 Thessalonians 2 in the SBIIS2

1 Thessalonians 2 in the SBIIS3

1 Thessalonians 2 in the SBIKS

1 Thessalonians 2 in the SBIKS2

1 Thessalonians 2 in the SBIMS

1 Thessalonians 2 in the SBIOS

1 Thessalonians 2 in the SBIPS

1 Thessalonians 2 in the SBISS

1 Thessalonians 2 in the SBITS

1 Thessalonians 2 in the SBITS2

1 Thessalonians 2 in the SBITS3

1 Thessalonians 2 in the SBITS4

1 Thessalonians 2 in the SBIUS

1 Thessalonians 2 in the SBIVS

1 Thessalonians 2 in the SBT

1 Thessalonians 2 in the SBT1E

1 Thessalonians 2 in the SCHL

1 Thessalonians 2 in the SNT

1 Thessalonians 2 in the SUSU

1 Thessalonians 2 in the SUSU2

1 Thessalonians 2 in the SYNO

1 Thessalonians 2 in the TBIAOTANT

1 Thessalonians 2 in the TBT1E

1 Thessalonians 2 in the TBT1E2

1 Thessalonians 2 in the TFTIP

1 Thessalonians 2 in the TFTU

1 Thessalonians 2 in the TGNTATF3T

1 Thessalonians 2 in the THAI

1 Thessalonians 2 in the TNFD

1 Thessalonians 2 in the TNT

1 Thessalonians 2 in the TNTIK

1 Thessalonians 2 in the TNTIL

1 Thessalonians 2 in the TNTIN

1 Thessalonians 2 in the TNTIP

1 Thessalonians 2 in the TNTIZ

1 Thessalonians 2 in the TOMA

1 Thessalonians 2 in the TTENT

1 Thessalonians 2 in the UBG

1 Thessalonians 2 in the UGV

1 Thessalonians 2 in the UGV2

1 Thessalonians 2 in the UGV3

1 Thessalonians 2 in the VBL

1 Thessalonians 2 in the VDCC

1 Thessalonians 2 in the YALU

1 Thessalonians 2 in the YAPE

1 Thessalonians 2 in the YBVTP

1 Thessalonians 2 in the ZBP