2 Chronicles 14 (BOSCB)

1 Uye Abhija akazorora namadzibaba ake akavigwa muguta raDhavhidhi. Asa mwanakomana wake akamutevera kuva paumambo, uye mumazuva ake nyika yakava norugare kwamakore gumi. 2 Asa akaita zvakanga zvakanaka uye zvakarurama pamberi paJehovha Mwari wake. 3 Akabvisa aritari dzavatorwa nenzvimbo dzakakwirira, akaputsa matombo anoera uye akatema matanda aAshera. 4 Akarayira Judha kuti itsvage Jehovha, Mwari wamadzibaba avo, uye kuti vateerere mirayiro yake nemitemo yake. 5 Akabvisa nzvimbo dzakakwirira nearitari dzezvinonhuhwira mumaguta ose muJudha, uye ushe hwakava norugare pasi pake. 6 Akavaka maguta ane masvingo eJudha, sezvo nyika yaiva norugare. Hapana akarwa naye panguva iyoyo nokuti Jehovha vakanga vamupa zororo. 7 Akati kuJudha, “Ngativakei maguta aya, uye tiise masvingo okuapoteredza, ane shongwe, masuo namazariro. Nyika ichiri yedu, nokuti takatsvaga Jehovha Mwari wedu; takamutsvaga uye akatipa zororo kumativi ose.” Saka vakavaka uye vakabudirira. 8 Asa aiva nehondo yaisvika zviuru mazana matatu kubva kuJudha, vakanga vakapakata nhoo huru namapfumo, uye vamwe zviuru mazana maviri namakumi masere kubva kuBhenjamini, vakanga vakapakata nhoo diki neuta. Ava vose vaiva varwi vakashinga. 9 Zera muEtiopia akauya kuzovarwisa nehondo huru kwazvo nengoro mazana matatu uye akauya akasvika muMaresha. 10 Asa akabuda akandosangana naye uye vakamira panzvimbo dzavo dzokurwa vari mumupata weZefata pedyo neMaresha. 11 Ipapo akadana kuna Jehovha Mwari wake akati, “Jehovha, hakuna mumwe akafanana nemi angabatsira vasina simba pavanorwisana navane simba. Tibatsireiwo, imi Jehovha Mwari, nokuti tinovimba nemi, uye muzita renyu tauya kuzorwisana nehondo yakakura ikadai. Haiwa Jehovha, ndimi Mwari wedu; musarega munhu achikukundai.” 12 Jehovha akaparadza vaEtiopia pamberi paAsa naJudha vakatiza, 13 uye hondo yaAsa yakavatandanisa kusvika kuGerari. VaEtiopia vazhinji kwazvo vakafa zvokuti havanazve kuzombodzokera pasimba rakare; vakabva vaparadzwa pamberi paJehovha navarwi vake. Varume veJudha vakatakura upfumi huzhinji kwazvo hwavakapamba. 14 Vakaparadza misha yose yakanga yakapoteredza Gerari, nokuti kutsamwa kwaJehovha kwakanga kwawira pavari. Vakapamba misha iyi yose, nokuti yaiva nezvokupamba zvakawanda. 15 Vakarwisazve mapoka avafudzi vakatora makwai akawanda nembudzi nengamera zhinji. Ipapo vakadzokera kuJerusarema.

In Other Versions

2 Chronicles 14 in the ANGEFD

2 Chronicles 14 in the ANTPNG2D

2 Chronicles 14 in the AS21

2 Chronicles 14 in the BAGH

2 Chronicles 14 in the BBPNG

2 Chronicles 14 in the BBT1E

2 Chronicles 14 in the BDS

2 Chronicles 14 in the BEV

2 Chronicles 14 in the BHAD

2 Chronicles 14 in the BIB

2 Chronicles 14 in the BLPT

2 Chronicles 14 in the BNT

2 Chronicles 14 in the BNTABOOT

2 Chronicles 14 in the BNTLV

2 Chronicles 14 in the BOATCB

2 Chronicles 14 in the BOATCB2

2 Chronicles 14 in the BOBCV

2 Chronicles 14 in the BOCNT

2 Chronicles 14 in the BOECS

2 Chronicles 14 in the BOGWICC

2 Chronicles 14 in the BOHCB

2 Chronicles 14 in the BOHCV

2 Chronicles 14 in the BOHLNT

2 Chronicles 14 in the BOHNTLTAL

2 Chronicles 14 in the BOICB

2 Chronicles 14 in the BOILNTAP

2 Chronicles 14 in the BOITCV

2 Chronicles 14 in the BOKCV

2 Chronicles 14 in the BOKCV2

2 Chronicles 14 in the BOKHWOG

2 Chronicles 14 in the BOKSSV

2 Chronicles 14 in the BOLCB

2 Chronicles 14 in the BOLCB2

2 Chronicles 14 in the BOMCV

2 Chronicles 14 in the BONAV

2 Chronicles 14 in the BONCB

2 Chronicles 14 in the BONLT

2 Chronicles 14 in the BONUT2

2 Chronicles 14 in the BOPLNT

2 Chronicles 14 in the BOSNC

2 Chronicles 14 in the BOTLNT

2 Chronicles 14 in the BOVCB

2 Chronicles 14 in the BOYCB

2 Chronicles 14 in the BPBB

2 Chronicles 14 in the BPH

2 Chronicles 14 in the BSB

2 Chronicles 14 in the CCB

2 Chronicles 14 in the CUV

2 Chronicles 14 in the CUVS

2 Chronicles 14 in the DBT

2 Chronicles 14 in the DGDNT

2 Chronicles 14 in the DHNT

2 Chronicles 14 in the DNT

2 Chronicles 14 in the ELBE

2 Chronicles 14 in the EMTV

2 Chronicles 14 in the ESV

2 Chronicles 14 in the FBV

2 Chronicles 14 in the FEB

2 Chronicles 14 in the GGMNT

2 Chronicles 14 in the GNT

2 Chronicles 14 in the HARY

2 Chronicles 14 in the HNT

2 Chronicles 14 in the IRVA

2 Chronicles 14 in the IRVB

2 Chronicles 14 in the IRVG

2 Chronicles 14 in the IRVH

2 Chronicles 14 in the IRVK

2 Chronicles 14 in the IRVM

2 Chronicles 14 in the IRVM2

2 Chronicles 14 in the IRVO

2 Chronicles 14 in the IRVP

2 Chronicles 14 in the IRVT

2 Chronicles 14 in the IRVT2

2 Chronicles 14 in the IRVU

2 Chronicles 14 in the ISVN

2 Chronicles 14 in the JSNT

2 Chronicles 14 in the KAPI

2 Chronicles 14 in the KBT1ETNIK

2 Chronicles 14 in the KBV

2 Chronicles 14 in the KJV

2 Chronicles 14 in the KNFD

2 Chronicles 14 in the LBA

2 Chronicles 14 in the LBLA

2 Chronicles 14 in the LNT

2 Chronicles 14 in the LSV

2 Chronicles 14 in the MAAL

2 Chronicles 14 in the MBV

2 Chronicles 14 in the MBV2

2 Chronicles 14 in the MHNT

2 Chronicles 14 in the MKNFD

2 Chronicles 14 in the MNG

2 Chronicles 14 in the MNT

2 Chronicles 14 in the MNT2

2 Chronicles 14 in the MRS1T

2 Chronicles 14 in the NAA

2 Chronicles 14 in the NASB

2 Chronicles 14 in the NBLA

2 Chronicles 14 in the NBS

2 Chronicles 14 in the NBVTP

2 Chronicles 14 in the NET2

2 Chronicles 14 in the NIV11

2 Chronicles 14 in the NNT

2 Chronicles 14 in the NNT2

2 Chronicles 14 in the NNT3

2 Chronicles 14 in the PDDPT

2 Chronicles 14 in the PFNT

2 Chronicles 14 in the RMNT

2 Chronicles 14 in the SBIAS

2 Chronicles 14 in the SBIBS

2 Chronicles 14 in the SBIBS2

2 Chronicles 14 in the SBICS

2 Chronicles 14 in the SBIDS

2 Chronicles 14 in the SBIGS

2 Chronicles 14 in the SBIHS

2 Chronicles 14 in the SBIIS

2 Chronicles 14 in the SBIIS2

2 Chronicles 14 in the SBIIS3

2 Chronicles 14 in the SBIKS

2 Chronicles 14 in the SBIKS2

2 Chronicles 14 in the SBIMS

2 Chronicles 14 in the SBIOS

2 Chronicles 14 in the SBIPS

2 Chronicles 14 in the SBISS

2 Chronicles 14 in the SBITS

2 Chronicles 14 in the SBITS2

2 Chronicles 14 in the SBITS3

2 Chronicles 14 in the SBITS4

2 Chronicles 14 in the SBIUS

2 Chronicles 14 in the SBIVS

2 Chronicles 14 in the SBT

2 Chronicles 14 in the SBT1E

2 Chronicles 14 in the SCHL

2 Chronicles 14 in the SNT

2 Chronicles 14 in the SUSU

2 Chronicles 14 in the SUSU2

2 Chronicles 14 in the SYNO

2 Chronicles 14 in the TBIAOTANT

2 Chronicles 14 in the TBT1E

2 Chronicles 14 in the TBT1E2

2 Chronicles 14 in the TFTIP

2 Chronicles 14 in the TFTU

2 Chronicles 14 in the TGNTATF3T

2 Chronicles 14 in the THAI

2 Chronicles 14 in the TNFD

2 Chronicles 14 in the TNT

2 Chronicles 14 in the TNTIK

2 Chronicles 14 in the TNTIL

2 Chronicles 14 in the TNTIN

2 Chronicles 14 in the TNTIP

2 Chronicles 14 in the TNTIZ

2 Chronicles 14 in the TOMA

2 Chronicles 14 in the TTENT

2 Chronicles 14 in the UBG

2 Chronicles 14 in the UGV

2 Chronicles 14 in the UGV2

2 Chronicles 14 in the UGV3

2 Chronicles 14 in the VBL

2 Chronicles 14 in the VDCC

2 Chronicles 14 in the YALU

2 Chronicles 14 in the YAPE

2 Chronicles 14 in the YBVTP

2 Chronicles 14 in the ZBP