2 Peter 1 (BOSCB)
1 Simoni Petro, muranda nomupostori waJesu Kristu, kuna vaya vakagamuchira kutenda kunokosha sokwedu, kubudikidza nokururama kwaMwari wedu noMuponesi wedu Jesu Kristu: 2 Nyasha norugare ngazvive nemi, zviwande kubudikidza nokuziva kwaMwari nokwaJesu Ishe wedu. 3 Simba rake dzvene rakatipa zvinhu zvose zvatinoda zvoupenyu uye noumwari kubudikidza nokumuziva kwedu iye akatidana nokubwinya nokunaka kwake chaiko. 4 Kubudikidza naizvozvo, akatipa zvipikirwa zvake zvikuru kwazvo zvinokosha kuti nazvo, mugone kugoverwa umwari uye mugotiza kuora kwomunyika kunouyiswa nokuchiva. 5 Nokuda kwaizvozvi, shingairai kuti muwedzere kunaka pakutenda kwenyu; uye pakunaka, muwedzere kuziva; 6 napakuziva muwedzere kuzvidzora; napakuzvidzora, muwedzere kutsungirira; napakutsungirira, muwedzere umwari; 7 napaumwari muwedzere kuda vatendi; napakuda vatendi, muwedzere rudo. 8 Nokuti kana mune zvinhu izvi, zvichiramba zvichiwanda, zvichakuitai kuti musava nousimbe uye musashayiwa zvibereko mukuziva kwenyu Ishe wedu Jesu Kristu. 9 Asi kana munhu asina zvinhu izvi, anoona zviri pedyo uye ibofu, uye akanganwa kuti iye akanatswa pazvivi zvake zvakare. 10 Naizvozvo, hama dzangu, shingairai kwazvo kuti muite kuti kudanwa kwenyu nokusanangurwa kwenyu kusimbe. Nokuti kana muchiita zvinhu izvi, hamungatongogumburwi, 11 nokuti muchagamuchirwa nomufaro mukuru muumambo husingaperi hwaIshe noMuponesi wedu Jesu Kristu. 12 Saka ndicharamba ndichikuyeuchidzai zvinhu izvi, kunyange zvazvo muchizviziva uye makanyatsosimba muchokwadi chamunacho zvino. 13 Ndinofunga kuti zvakanaka kuti ndimutse ndangariro dzenyu ndichiri mutende romuviri uno, 14 nokuti ndinoziva kuti ndichakurumidza kuibvisa, sezvandakaratidzwa pachena naIshe wedu Jesu Kristu. 15 Uye ndichashingaira kuti ndione kuti shure kwokuenda kwangu mucharamba muchirangarira zvinhu izvi. 16 Nokuti hatina kutevera ngano dzakarukwa nouchenjeri patakakuudzai nezvesimba uye nokuuya kwaIshe wedu Jesu Kristu, asi takanga tiri zvapupu zvakaona kubwinya kwake. 17 Nokuti akagamuchira kukudzwa nokubwinya kwakabva kuna Mwari Baba pakauya inzwi kwaari richibva kudenga mukubwinya kukuru richiti, “Uyu ndiye Mwanakomana wangu, wandinoda; wandinofarira kwazvo.” 18 Isu pachedu takanzwa inzwi iri rakabva kudenga patakanga tinaye mugomo dzvene. 19 Uye tine shoko ravaprofita rakasimba kwazvo, uye muchaita zvakanaka kuti muriteerere, rakaita sechiedza chinovhenekera murima, kusvikira utonga hwatsvuka uye nyamasase ichibuda mumwoyo yenyu. 20 Pamusoro pazvo zvose, munofanira kunzwisisa kuti hakuna chiprofita choRugwaro chakauya nokungodudzira kwomuprofita pachake oga. 21 Nokuti hakuna chiprofita chakatongouya nokuda kwomunhu, asi vanhu vakataura zvaibva kuna Mwari vachisundwa noMweya Mutsvene.
In Other Versions
2 Peter 1 in the ANGEFD
2 Peter 1 in the ANTPNG2D
2 Peter 1 in the AS21
2 Peter 1 in the BAGH
2 Peter 1 in the BBPNG
2 Peter 1 in the BBT1E
2 Peter 1 in the BDS
2 Peter 1 in the BEV
2 Peter 1 in the BHAD
2 Peter 1 in the BIB
2 Peter 1 in the BLPT
2 Peter 1 in the BNT
2 Peter 1 in the BNTABOOT
2 Peter 1 in the BNTLV
2 Peter 1 in the BOATCB
2 Peter 1 in the BOATCB2
2 Peter 1 in the BOBCV
2 Peter 1 in the BOCNT
2 Peter 1 in the BOECS
2 Peter 1 in the BOGWICC
2 Peter 1 in the BOHCB
2 Peter 1 in the BOHCV
2 Peter 1 in the BOHLNT
2 Peter 1 in the BOHNTLTAL
2 Peter 1 in the BOICB
2 Peter 1 in the BOILNTAP
2 Peter 1 in the BOITCV
2 Peter 1 in the BOKCV
2 Peter 1 in the BOKCV2
2 Peter 1 in the BOKHWOG
2 Peter 1 in the BOKSSV
2 Peter 1 in the BOLCB
2 Peter 1 in the BOLCB2
2 Peter 1 in the BOMCV
2 Peter 1 in the BONAV
2 Peter 1 in the BONCB
2 Peter 1 in the BONLT
2 Peter 1 in the BONUT2
2 Peter 1 in the BOPLNT
2 Peter 1 in the BOSNC
2 Peter 1 in the BOTLNT
2 Peter 1 in the BOVCB
2 Peter 1 in the BOYCB
2 Peter 1 in the BPBB
2 Peter 1 in the BPH
2 Peter 1 in the BSB
2 Peter 1 in the CCB
2 Peter 1 in the CUV
2 Peter 1 in the CUVS
2 Peter 1 in the DBT
2 Peter 1 in the DGDNT
2 Peter 1 in the DHNT
2 Peter 1 in the DNT
2 Peter 1 in the ELBE
2 Peter 1 in the EMTV
2 Peter 1 in the ESV
2 Peter 1 in the FBV
2 Peter 1 in the FEB
2 Peter 1 in the GGMNT
2 Peter 1 in the GNT
2 Peter 1 in the HARY
2 Peter 1 in the HNT
2 Peter 1 in the IRVA
2 Peter 1 in the IRVB
2 Peter 1 in the IRVG
2 Peter 1 in the IRVH
2 Peter 1 in the IRVK
2 Peter 1 in the IRVM
2 Peter 1 in the IRVM2
2 Peter 1 in the IRVO
2 Peter 1 in the IRVP
2 Peter 1 in the IRVT
2 Peter 1 in the IRVT2
2 Peter 1 in the IRVU
2 Peter 1 in the ISVN
2 Peter 1 in the JSNT
2 Peter 1 in the KAPI
2 Peter 1 in the KBT1ETNIK
2 Peter 1 in the KBV
2 Peter 1 in the KJV
2 Peter 1 in the KNFD
2 Peter 1 in the LBA
2 Peter 1 in the LBLA
2 Peter 1 in the LNT
2 Peter 1 in the LSV
2 Peter 1 in the MAAL
2 Peter 1 in the MBV
2 Peter 1 in the MBV2
2 Peter 1 in the MHNT
2 Peter 1 in the MKNFD
2 Peter 1 in the MNG
2 Peter 1 in the MNT
2 Peter 1 in the MNT2
2 Peter 1 in the MRS1T
2 Peter 1 in the NAA
2 Peter 1 in the NASB
2 Peter 1 in the NBLA
2 Peter 1 in the NBS
2 Peter 1 in the NBVTP
2 Peter 1 in the NET2
2 Peter 1 in the NIV11
2 Peter 1 in the NNT
2 Peter 1 in the NNT2
2 Peter 1 in the NNT3
2 Peter 1 in the PDDPT
2 Peter 1 in the PFNT
2 Peter 1 in the RMNT
2 Peter 1 in the SBIAS
2 Peter 1 in the SBIBS
2 Peter 1 in the SBIBS2
2 Peter 1 in the SBICS
2 Peter 1 in the SBIDS
2 Peter 1 in the SBIGS
2 Peter 1 in the SBIHS
2 Peter 1 in the SBIIS
2 Peter 1 in the SBIIS2
2 Peter 1 in the SBIIS3
2 Peter 1 in the SBIKS
2 Peter 1 in the SBIKS2
2 Peter 1 in the SBIMS
2 Peter 1 in the SBIOS
2 Peter 1 in the SBIPS
2 Peter 1 in the SBISS
2 Peter 1 in the SBITS
2 Peter 1 in the SBITS2
2 Peter 1 in the SBITS3
2 Peter 1 in the SBITS4
2 Peter 1 in the SBIUS
2 Peter 1 in the SBIVS
2 Peter 1 in the SBT
2 Peter 1 in the SBT1E
2 Peter 1 in the SCHL
2 Peter 1 in the SNT
2 Peter 1 in the SUSU
2 Peter 1 in the SUSU2
2 Peter 1 in the SYNO
2 Peter 1 in the TBIAOTANT
2 Peter 1 in the TBT1E
2 Peter 1 in the TBT1E2
2 Peter 1 in the TFTIP
2 Peter 1 in the TFTU
2 Peter 1 in the TGNTATF3T
2 Peter 1 in the THAI
2 Peter 1 in the TNFD
2 Peter 1 in the TNT
2 Peter 1 in the TNTIK
2 Peter 1 in the TNTIL
2 Peter 1 in the TNTIN
2 Peter 1 in the TNTIP
2 Peter 1 in the TNTIZ
2 Peter 1 in the TOMA
2 Peter 1 in the TTENT
2 Peter 1 in the UBG
2 Peter 1 in the UGV
2 Peter 1 in the UGV2
2 Peter 1 in the UGV3
2 Peter 1 in the VBL
2 Peter 1 in the VDCC
2 Peter 1 in the YALU
2 Peter 1 in the YAPE
2 Peter 1 in the YBVTP
2 Peter 1 in the ZBP