Genesis 33 (BOSCB)
1 Jakobho akasimudza meso ake ndokuona hoyo Esau, achiuya ana varume mazana mana; saka akaparadzanisa vana pakati paRea naRakeri navarandakadzi vaviri. 2 Akaisa varandakadzi navana vavo pamberi, Rea navana vake vachitevera, uye Rakeri naJosefa mumashure. 3 Iye pachake akatungamira mberi akakotamira pasi kanomwe paakanga oswedera kumukoma wake. 4 Asi Esau akamhanya kundosangana naye akamumbundikira mumutsipa namaoko ake uye akamutsvoda. Uye vakachema. 5 Ipapo Esau akasimudza meso ake akaona madzimai navana. Akamubvunza akati, “Ndivanaaniko ava vaunavo?”Jakobho akapindura akati, “Ndivo vana vakapiwa muranda wenyu naMwari.” 6 Ipapo varandakadzi navana vavo vakaswedera uye vakakotama pasi. 7 Zvimwe chetezvo, Rea navana vake vakasvika uye vakakotama pasi. Mushure mavo vose Josefa naRakeri, naivowo vakakotama pasi. 8 Esau akati, “Ko, unorevei namapoka ose andasangana nawo aya?”Iye akati, “Kuti ndiwane nyasha pamberi penyu, ishe wangu.” 9 Asi Esau akati, “Ndatova nezvizhinji, mununʼuna wangu. Chizvichengetera iwe zvaunazvo.” 10 Jakobho akati, “Kwete ndapota! Kana ndawana nyasha kwamuri gamuchirai henyu chipo ichi kubva kwandiri. Nokuti kuona chiso chenyu kunenge kuona chiso chaMwari, sezvo zvino mandigamuchira zvakanaka kudai. 11 Ndapota, gamuchirai chipo chandakuvigirai, nokuti Mwari akandiitira nyasha uye ndine zvose zvandinoda.” Uye nokuda kwokuti Jakobho akaramba achimugombedzera, Esau akazochigamuchira. 12 Ipapo Esau akati, “Ngatiendei zvedu; ndichakuperekedzai.” 13 Asi Jakobho akati kwaari, “Ishe wangu anoziva kuti vana vachiri vaduku uye kuti ndinofanira kuchengetedza makwai nemombe dziri kunwisa. Kana zvikanyanya kutinhwa nezuva rimwe chete, zvingazofa. 14 Saka ishe wangu ngaatungamire hake mberi kwomuranda wake, ini ndichifamba hangu zvishoma zvishoma nenhambwe dzinoenderana nezvipfuwo zviri mberi kwangu, uyewo zvinoenderana navana, kudzamara ndasvika kuna she wangu kuSeiri.” 15 Esau akati, “Zvino chirega ndisiye vamwe vanhu vangu newe.”Jakobho akabvunza akati, “Asi mungaitireiko izvozvo? Regai ndiwane nyasha pamberi pashe wangu bedzi.” 16 Saka pazuva iroro, Esau akapinda munzira yake akadzokera kuSeiri. 17 Zvisinei hazvo, Jakobho akaenda kuSukoti, kwaakazvivakira imba yake uye akaitirawo zvipfuwo zvake matanga. Ndokusaka nzvimbo iyo ichinzi Sukoti. 18 Shure kwokubva kwaJakobho kuPadhani Aramu, akasvika zvakanaka kuguta reShekemu muKenani uye akadzika musasa wake pakatarisana neguta. 19 Akatenga nzvimbo yaakadzika matende ake kubva kuvanakomana vaHamori, baba vaShekemu nezana resirivha. 20 Akavaka aritari ipapo uye akaitumidza zita rokuti Eri Erohe Israeri.
In Other Versions
Genesis 33 in the ANGEFD
Genesis 33 in the ANTPNG2D
Genesis 33 in the AS21
Genesis 33 in the BAGH
Genesis 33 in the BBPNG
Genesis 33 in the BBT1E
Genesis 33 in the BDS
Genesis 33 in the BEV
Genesis 33 in the BHAD
Genesis 33 in the BIB
Genesis 33 in the BLPT
Genesis 33 in the BNT
Genesis 33 in the BNTABOOT
Genesis 33 in the BNTLV
Genesis 33 in the BOATCB
Genesis 33 in the BOATCB2
Genesis 33 in the BOBCV
Genesis 33 in the BOCNT
Genesis 33 in the BOECS
Genesis 33 in the BOGWICC
Genesis 33 in the BOHCB
Genesis 33 in the BOHCV
Genesis 33 in the BOHLNT
Genesis 33 in the BOHNTLTAL
Genesis 33 in the BOICB
Genesis 33 in the BOILNTAP
Genesis 33 in the BOITCV
Genesis 33 in the BOKCV
Genesis 33 in the BOKCV2
Genesis 33 in the BOKHWOG
Genesis 33 in the BOKSSV
Genesis 33 in the BOLCB
Genesis 33 in the BOLCB2
Genesis 33 in the BOMCV
Genesis 33 in the BONAV
Genesis 33 in the BONCB
Genesis 33 in the BONLT
Genesis 33 in the BONUT2
Genesis 33 in the BOPLNT
Genesis 33 in the BOSNC
Genesis 33 in the BOTLNT
Genesis 33 in the BOVCB
Genesis 33 in the BOYCB
Genesis 33 in the BPBB
Genesis 33 in the BPH
Genesis 33 in the BSB
Genesis 33 in the CCB
Genesis 33 in the CUV
Genesis 33 in the CUVS
Genesis 33 in the DBT
Genesis 33 in the DGDNT
Genesis 33 in the DHNT
Genesis 33 in the DNT
Genesis 33 in the ELBE
Genesis 33 in the EMTV
Genesis 33 in the ESV
Genesis 33 in the FBV
Genesis 33 in the FEB
Genesis 33 in the GGMNT
Genesis 33 in the GNT
Genesis 33 in the HARY
Genesis 33 in the HNT
Genesis 33 in the IRVA
Genesis 33 in the IRVB
Genesis 33 in the IRVG
Genesis 33 in the IRVH
Genesis 33 in the IRVK
Genesis 33 in the IRVM
Genesis 33 in the IRVM2
Genesis 33 in the IRVO
Genesis 33 in the IRVP
Genesis 33 in the IRVT
Genesis 33 in the IRVT2
Genesis 33 in the IRVU
Genesis 33 in the ISVN
Genesis 33 in the JSNT
Genesis 33 in the KAPI
Genesis 33 in the KBT1ETNIK
Genesis 33 in the KBV
Genesis 33 in the KJV
Genesis 33 in the KNFD
Genesis 33 in the LBA
Genesis 33 in the LBLA
Genesis 33 in the LNT
Genesis 33 in the LSV
Genesis 33 in the MAAL
Genesis 33 in the MBV
Genesis 33 in the MBV2
Genesis 33 in the MHNT
Genesis 33 in the MKNFD
Genesis 33 in the MNG
Genesis 33 in the MNT
Genesis 33 in the MNT2
Genesis 33 in the MRS1T
Genesis 33 in the NAA
Genesis 33 in the NASB
Genesis 33 in the NBLA
Genesis 33 in the NBS
Genesis 33 in the NBVTP
Genesis 33 in the NET2
Genesis 33 in the NIV11
Genesis 33 in the NNT
Genesis 33 in the NNT2
Genesis 33 in the NNT3
Genesis 33 in the PDDPT
Genesis 33 in the PFNT
Genesis 33 in the RMNT
Genesis 33 in the SBIAS
Genesis 33 in the SBIBS
Genesis 33 in the SBIBS2
Genesis 33 in the SBICS
Genesis 33 in the SBIDS
Genesis 33 in the SBIGS
Genesis 33 in the SBIHS
Genesis 33 in the SBIIS
Genesis 33 in the SBIIS2
Genesis 33 in the SBIIS3
Genesis 33 in the SBIKS
Genesis 33 in the SBIKS2
Genesis 33 in the SBIMS
Genesis 33 in the SBIOS
Genesis 33 in the SBIPS
Genesis 33 in the SBISS
Genesis 33 in the SBITS
Genesis 33 in the SBITS2
Genesis 33 in the SBITS3
Genesis 33 in the SBITS4
Genesis 33 in the SBIUS
Genesis 33 in the SBIVS
Genesis 33 in the SBT
Genesis 33 in the SBT1E
Genesis 33 in the SCHL
Genesis 33 in the SNT
Genesis 33 in the SUSU
Genesis 33 in the SUSU2
Genesis 33 in the SYNO
Genesis 33 in the TBIAOTANT
Genesis 33 in the TBT1E
Genesis 33 in the TBT1E2
Genesis 33 in the TFTIP
Genesis 33 in the TFTU
Genesis 33 in the TGNTATF3T
Genesis 33 in the THAI
Genesis 33 in the TNFD
Genesis 33 in the TNT
Genesis 33 in the TNTIK
Genesis 33 in the TNTIL
Genesis 33 in the TNTIN
Genesis 33 in the TNTIP
Genesis 33 in the TNTIZ
Genesis 33 in the TOMA
Genesis 33 in the TTENT
Genesis 33 in the UBG
Genesis 33 in the UGV
Genesis 33 in the UGV2
Genesis 33 in the UGV3
Genesis 33 in the VBL
Genesis 33 in the VDCC
Genesis 33 in the YALU
Genesis 33 in the YAPE
Genesis 33 in the YBVTP
Genesis 33 in the ZBP