Jeremiah 1 (BOSCB)

1 Mashoko aJeremia mwanakomana waHirikia, mumwe wavaprista paAnatoti munyika yaBhenjamini. 2 Shoko raJehovha rakauya kwaari mugore regumi namatatu rokutonga kwaJosia mwanakomana waAmoni mambo weJudha, 3 uye nomunguva yokutonga kwaJehoyakimi mwanakomana waJosia mambo weJudha, kusvikira pamwedzi wechishanu wegore regumi nerimwe raZedhekia mwanakomana waJosia mambo weJudha, vanhu veJerusarema pavakazoenda kuutapwa. 4 Shoko raJehovha rakauya kwandiri, richiti, 5 “Ndisati ndakuumba mudumbu ramai vako, ndakakuziva iwe,usati waberekwa, ndakakutsaura;ndakakugadza somuprofita kumarudzi.” 6 Ini ndikati, “Haiwa, Ishe Jehovha, handigoni kutaura; ndinongova mwana hangu.” 7 Asi Jehovha akati kwandiri, “Usati, ‘Ndinongova mwana hangu.’ Unofanira kuenda kuna ani naani wandinokutuma kwaari undotaura zvose zvandinokurayira. 8 Usavatya, nokuti ini ndinewe uye ndichakurwira,” ndizvo zvinotaura Jehovha. 9 Ipapo Jehovha akatambanudza ruoko rwake akabata muromo wangu akati kwandiri, “Zvino ndaisa mashoko angu mumuromo mako. 10 Tarira, nhasi ndakugadza pamusoro pendudzi napamusoro poushe kuti udzure, ubvarure, uparadze, ukoromore, uvake uye usime.” 11 Shoko raJehovha rakauya kwandiri richiti, “Jeremia, uri kuonei?”Ndakapindura ndikati, “Ndiri kuona davi romuti womuarimondi.” 12 Jehovha akati kwandiri, “Waona zvakanaka, nokuti ndiri kutarira kuti ndione kuzadziswa kweshoko rangu.” 13 Shoko raJehovha rakauyazve kwandiri richiti, “Uri kuoneiko?”Ndakapindura ndikati, “Ndiri kuona hari iri kuvira, yakarerekera kubva kumusoro.” 14 Jehovha akati kwandiri, “Njodzi ichadururirwa pamusoro pavanhu vagere munyika ichibva nokumusoro. 15 Nokuti iye zvino ndiri kudana vanhu vose voushe hwokumusoro,” ndizvo zvinotaura Jehovha.“Madzimambo avo achauya achizoisa zvigaro zvavo zvoushepamasuo eJerusarema;vachauya kuzorwisa masvingo aro ose akarikomberedzauye namaguta ose eJudha. 16 Ndichareva zvandakatonga pamusoro pavanhu vangunokuda kwezvakaipa zvavo zvavakaita vachindisiya,vachipisira zvinonhuhwira kuna vamwe vamwariuye vachinamata zvakaumbwa namaoko avo. 17 “Iwe chigadzirira! Simuka uvataurire zvose zvandinokurayira. Usavhundutswa navo, kuti ini ndirege kuzokuvhundutsa pamberi pavo. 18 Nhasi ndakuita guta rakakomberedzwa nembiru yesimbi namasvingo endarira, kuti urwe nenyika yose, urwe namadzimambo eJudha, namachinda avo, navaprista vavo uye navanhu venyika. 19 Vacharwa newe asi havangakukundi, nokuti ndinewe uye ndichakurwira,” ndizvo zvinotaura Jehovha.

In Other Versions

Jeremiah 1 in the ANGEFD

Jeremiah 1 in the ANTPNG2D

Jeremiah 1 in the AS21

Jeremiah 1 in the BAGH

Jeremiah 1 in the BBPNG

Jeremiah 1 in the BBT1E

Jeremiah 1 in the BDS

Jeremiah 1 in the BEV

Jeremiah 1 in the BHAD

Jeremiah 1 in the BIB

Jeremiah 1 in the BLPT

Jeremiah 1 in the BNT

Jeremiah 1 in the BNTABOOT

Jeremiah 1 in the BNTLV

Jeremiah 1 in the BOATCB

Jeremiah 1 in the BOATCB2

Jeremiah 1 in the BOBCV

Jeremiah 1 in the BOCNT

Jeremiah 1 in the BOECS

Jeremiah 1 in the BOGWICC

Jeremiah 1 in the BOHCB

Jeremiah 1 in the BOHCV

Jeremiah 1 in the BOHLNT

Jeremiah 1 in the BOHNTLTAL

Jeremiah 1 in the BOICB

Jeremiah 1 in the BOILNTAP

Jeremiah 1 in the BOITCV

Jeremiah 1 in the BOKCV

Jeremiah 1 in the BOKCV2

Jeremiah 1 in the BOKHWOG

Jeremiah 1 in the BOKSSV

Jeremiah 1 in the BOLCB

Jeremiah 1 in the BOLCB2

Jeremiah 1 in the BOMCV

Jeremiah 1 in the BONAV

Jeremiah 1 in the BONCB

Jeremiah 1 in the BONLT

Jeremiah 1 in the BONUT2

Jeremiah 1 in the BOPLNT

Jeremiah 1 in the BOSNC

Jeremiah 1 in the BOTLNT

Jeremiah 1 in the BOVCB

Jeremiah 1 in the BOYCB

Jeremiah 1 in the BPBB

Jeremiah 1 in the BPH

Jeremiah 1 in the BSB

Jeremiah 1 in the CCB

Jeremiah 1 in the CUV

Jeremiah 1 in the CUVS

Jeremiah 1 in the DBT

Jeremiah 1 in the DGDNT

Jeremiah 1 in the DHNT

Jeremiah 1 in the DNT

Jeremiah 1 in the ELBE

Jeremiah 1 in the EMTV

Jeremiah 1 in the ESV

Jeremiah 1 in the FBV

Jeremiah 1 in the FEB

Jeremiah 1 in the GGMNT

Jeremiah 1 in the GNT

Jeremiah 1 in the HARY

Jeremiah 1 in the HNT

Jeremiah 1 in the IRVA

Jeremiah 1 in the IRVB

Jeremiah 1 in the IRVG

Jeremiah 1 in the IRVH

Jeremiah 1 in the IRVK

Jeremiah 1 in the IRVM

Jeremiah 1 in the IRVM2

Jeremiah 1 in the IRVO

Jeremiah 1 in the IRVP

Jeremiah 1 in the IRVT

Jeremiah 1 in the IRVT2

Jeremiah 1 in the IRVU

Jeremiah 1 in the ISVN

Jeremiah 1 in the JSNT

Jeremiah 1 in the KAPI

Jeremiah 1 in the KBT1ETNIK

Jeremiah 1 in the KBV

Jeremiah 1 in the KJV

Jeremiah 1 in the KNFD

Jeremiah 1 in the LBA

Jeremiah 1 in the LBLA

Jeremiah 1 in the LNT

Jeremiah 1 in the LSV

Jeremiah 1 in the MAAL

Jeremiah 1 in the MBV

Jeremiah 1 in the MBV2

Jeremiah 1 in the MHNT

Jeremiah 1 in the MKNFD

Jeremiah 1 in the MNG

Jeremiah 1 in the MNT

Jeremiah 1 in the MNT2

Jeremiah 1 in the MRS1T

Jeremiah 1 in the NAA

Jeremiah 1 in the NASB

Jeremiah 1 in the NBLA

Jeremiah 1 in the NBS

Jeremiah 1 in the NBVTP

Jeremiah 1 in the NET2

Jeremiah 1 in the NIV11

Jeremiah 1 in the NNT

Jeremiah 1 in the NNT2

Jeremiah 1 in the NNT3

Jeremiah 1 in the PDDPT

Jeremiah 1 in the PFNT

Jeremiah 1 in the RMNT

Jeremiah 1 in the SBIAS

Jeremiah 1 in the SBIBS

Jeremiah 1 in the SBIBS2

Jeremiah 1 in the SBICS

Jeremiah 1 in the SBIDS

Jeremiah 1 in the SBIGS

Jeremiah 1 in the SBIHS

Jeremiah 1 in the SBIIS

Jeremiah 1 in the SBIIS2

Jeremiah 1 in the SBIIS3

Jeremiah 1 in the SBIKS

Jeremiah 1 in the SBIKS2

Jeremiah 1 in the SBIMS

Jeremiah 1 in the SBIOS

Jeremiah 1 in the SBIPS

Jeremiah 1 in the SBISS

Jeremiah 1 in the SBITS

Jeremiah 1 in the SBITS2

Jeremiah 1 in the SBITS3

Jeremiah 1 in the SBITS4

Jeremiah 1 in the SBIUS

Jeremiah 1 in the SBIVS

Jeremiah 1 in the SBT

Jeremiah 1 in the SBT1E

Jeremiah 1 in the SCHL

Jeremiah 1 in the SNT

Jeremiah 1 in the SUSU

Jeremiah 1 in the SUSU2

Jeremiah 1 in the SYNO

Jeremiah 1 in the TBIAOTANT

Jeremiah 1 in the TBT1E

Jeremiah 1 in the TBT1E2

Jeremiah 1 in the TFTIP

Jeremiah 1 in the TFTU

Jeremiah 1 in the TGNTATF3T

Jeremiah 1 in the THAI

Jeremiah 1 in the TNFD

Jeremiah 1 in the TNT

Jeremiah 1 in the TNTIK

Jeremiah 1 in the TNTIL

Jeremiah 1 in the TNTIN

Jeremiah 1 in the TNTIP

Jeremiah 1 in the TNTIZ

Jeremiah 1 in the TOMA

Jeremiah 1 in the TTENT

Jeremiah 1 in the UBG

Jeremiah 1 in the UGV

Jeremiah 1 in the UGV2

Jeremiah 1 in the UGV3

Jeremiah 1 in the VBL

Jeremiah 1 in the VDCC

Jeremiah 1 in the YALU

Jeremiah 1 in the YAPE

Jeremiah 1 in the YBVTP

Jeremiah 1 in the ZBP