Jeremiah 18 (BOSCB)
1 Iri ndiro shoko rakauya kuna Jeremia richibva kuna Jehovha richiti, 2 “Buruka uende kuimba yomuumbi wehari, ndigokupa shoko rangu ikoko.” 3 Saka ndakaenda kuimba yomuumbi wehari, ndikamuona achishanda paguyo. 4 Asi hari yaakanga achiumba nevhu yakashatiswa mumaoko ake; saka muumbi akaita imwe hari akaiumba namaumbiro aaiona akanaka. 5 Ipapo shoko raJehovha rakasvika kwandiri richiti, 6 “Haiwa imba yaIsraeri, handingagoni kuita nemi sezvinoita muumbi wehari uyu here?” ndizvo zvinotaura Jehovha. “Sezvakaita ivhu muruoko rwomuumbi, ndizvo zvamakaita muruoko rwangu, imi imba yaIsraeri. 7 Kana ndikazivisa panguva ipi zvayo kuti rudzi kana ushe zvidzurwe nokubvarurwa uye zviparadzwe, 8 uye kana rudzi urwo rwandakayambira rukatendeuka pane zvakaipa zvarwo, ipapo ndichazvidemba ndigorega kuisa pamusoro pavo njodzi yandakanga ndavarongera. 9 Uye kana pane imwe nguva ndikazivisa kuti rudzi kana ushe zvivakwe uye zvisimwe, 10 uye kana rukaita zvakaipa pamberi pangu uye rukasanditeerera, ipapo ndicharangarirazve zvakanaka zvandakanga ndichida kuruitira. 11 “Naizvozvo zvino uti kuvanhu veJudha naavo vanogara muJerusarema, ‘Zvanzi naJehovha: Tarirai, ndiri kugadzirira njodzi uye ndiri kuronga urongwa hwakaipa pamusoro penyu. Saka dzokai mubve panzira dzenyu dzakaipa, mumwe nomumwe wenyu, uye mushandure nzira dzenyu namaitiro enyu.’ 12 Asi vachapindura vachiti, ‘Hazvina maturo. Ticharambira pane zvatakafunga; mumwe nomumwe wedu achatevera kusindimara kwomwoyo wake wakaipa.’ ” 13 Naizvozvo zvanzi naJehovha:“Bvunzai pakati pevedzimwe ndudzi kuti:Ndiani akambonzwa chimwe chinhu chakadai?Chinhu chakaipa kwazvo chakaitwaneMhandara Israeri. 14 Ko, chando cheRebhanonichinomboshayikwawo pamawere ematombo here?Ko, mvura yaro inotonhorera inoyerera ichibva kureinombomira kuyerera here? 15 Kunyange zvakadaro, vanhu vangu vakandikanganwa;vanopisira zvinonhuhwira kuzvifananidzo zvisina maturo,izvo zvakaita kuti vagumburwe munzira dzavo,uye napamakwara ekare kare.Vakavaita kuti vafambe mumakwara akatsaukanomumigwagwa isina kugadzirwa. 16 Nyika yavo ichaitwa dongo,chiseko chisingaperi;vose vanopfuura nemo vachashamiswauye vachadzungudza misoro yavo. 17 Semhepo inobva kumabvazuva,ndichavaparadzira pamberi pavavengi vavo;ndichavaratidza musana wangu kwete uso hwangu,pazuva renjodzi yavo.” 18 Vakati, “Uyai tironge zvatingaita naJeremia; nokuti kudzidziswa kwomurayiro navaprista hakungaraswi, kunyange zano rinobva kuna vakachenjera, kana shoko rinobva kuvaprofita. Saka uyai, timurove nendimi dzedu tirege kuteerera chinhu chipi nechipi chaanoreva.” 19 Haiwa Jehovha ndinzweiwo;inzwai zvinorehwa navapomeri vangu! 20 Ko, zvakanaka zvingatsiviwa nezvakaipa here?Kunyange zvakadaro vakandicherera gomba.Rangarirai kuti ndakamira pamberi penyundichivareverera,kuti mudzore kutsamwa kwenyu kwavari; 21 Saka sundirai vana vavo kunzara;vaisei kusimba romunondo.Vakadzi vavo ngavarege kuva navana uye ngavave chirikadzi;varume vavo ngavaurayiwe,majaya avo ngaaurayiwe nomunondo muhondo. 22 Kuchema ngakunzwike kuchibva kudzimba dzavo,pamunouyisa vapambi pamusoro pavo pakarepo,nokuti vakachera hunza kuti vandibate,uye vakavanzira tsoka dzangu misungo. 23 Asi munoziva, imi Jehovha,rangano dzavo dzose dzokundiuraya.Musavakanganwira mhaka dzavokana kudzima zvivi zvavo pamberi penyu.Ngavawisirwe pasi pamberi penyu,muvarove panguva yokutsamwa kwenyu.
In Other Versions
Jeremiah 18 in the ANGEFD
Jeremiah 18 in the ANTPNG2D
Jeremiah 18 in the AS21
Jeremiah 18 in the BAGH
Jeremiah 18 in the BBPNG
Jeremiah 18 in the BBT1E
Jeremiah 18 in the BDS
Jeremiah 18 in the BEV
Jeremiah 18 in the BHAD
Jeremiah 18 in the BIB
Jeremiah 18 in the BLPT
Jeremiah 18 in the BNT
Jeremiah 18 in the BNTABOOT
Jeremiah 18 in the BNTLV
Jeremiah 18 in the BOATCB
Jeremiah 18 in the BOATCB2
Jeremiah 18 in the BOBCV
Jeremiah 18 in the BOCNT
Jeremiah 18 in the BOECS
Jeremiah 18 in the BOGWICC
Jeremiah 18 in the BOHCB
Jeremiah 18 in the BOHCV
Jeremiah 18 in the BOHLNT
Jeremiah 18 in the BOHNTLTAL
Jeremiah 18 in the BOICB
Jeremiah 18 in the BOILNTAP
Jeremiah 18 in the BOITCV
Jeremiah 18 in the BOKCV
Jeremiah 18 in the BOKCV2
Jeremiah 18 in the BOKHWOG
Jeremiah 18 in the BOKSSV
Jeremiah 18 in the BOLCB
Jeremiah 18 in the BOLCB2
Jeremiah 18 in the BOMCV
Jeremiah 18 in the BONAV
Jeremiah 18 in the BONCB
Jeremiah 18 in the BONLT
Jeremiah 18 in the BONUT2
Jeremiah 18 in the BOPLNT
Jeremiah 18 in the BOSNC
Jeremiah 18 in the BOTLNT
Jeremiah 18 in the BOVCB
Jeremiah 18 in the BOYCB
Jeremiah 18 in the BPBB
Jeremiah 18 in the BPH
Jeremiah 18 in the BSB
Jeremiah 18 in the CCB
Jeremiah 18 in the CUV
Jeremiah 18 in the CUVS
Jeremiah 18 in the DBT
Jeremiah 18 in the DGDNT
Jeremiah 18 in the DHNT
Jeremiah 18 in the DNT
Jeremiah 18 in the ELBE
Jeremiah 18 in the EMTV
Jeremiah 18 in the ESV
Jeremiah 18 in the FBV
Jeremiah 18 in the FEB
Jeremiah 18 in the GGMNT
Jeremiah 18 in the GNT
Jeremiah 18 in the HARY
Jeremiah 18 in the HNT
Jeremiah 18 in the IRVA
Jeremiah 18 in the IRVB
Jeremiah 18 in the IRVG
Jeremiah 18 in the IRVH
Jeremiah 18 in the IRVK
Jeremiah 18 in the IRVM
Jeremiah 18 in the IRVM2
Jeremiah 18 in the IRVO
Jeremiah 18 in the IRVP
Jeremiah 18 in the IRVT
Jeremiah 18 in the IRVT2
Jeremiah 18 in the IRVU
Jeremiah 18 in the ISVN
Jeremiah 18 in the JSNT
Jeremiah 18 in the KAPI
Jeremiah 18 in the KBT1ETNIK
Jeremiah 18 in the KBV
Jeremiah 18 in the KJV
Jeremiah 18 in the KNFD
Jeremiah 18 in the LBA
Jeremiah 18 in the LBLA
Jeremiah 18 in the LNT
Jeremiah 18 in the LSV
Jeremiah 18 in the MAAL
Jeremiah 18 in the MBV
Jeremiah 18 in the MBV2
Jeremiah 18 in the MHNT
Jeremiah 18 in the MKNFD
Jeremiah 18 in the MNG
Jeremiah 18 in the MNT
Jeremiah 18 in the MNT2
Jeremiah 18 in the MRS1T
Jeremiah 18 in the NAA
Jeremiah 18 in the NASB
Jeremiah 18 in the NBLA
Jeremiah 18 in the NBS
Jeremiah 18 in the NBVTP
Jeremiah 18 in the NET2
Jeremiah 18 in the NIV11
Jeremiah 18 in the NNT
Jeremiah 18 in the NNT2
Jeremiah 18 in the NNT3
Jeremiah 18 in the PDDPT
Jeremiah 18 in the PFNT
Jeremiah 18 in the RMNT
Jeremiah 18 in the SBIAS
Jeremiah 18 in the SBIBS
Jeremiah 18 in the SBIBS2
Jeremiah 18 in the SBICS
Jeremiah 18 in the SBIDS
Jeremiah 18 in the SBIGS
Jeremiah 18 in the SBIHS
Jeremiah 18 in the SBIIS
Jeremiah 18 in the SBIIS2
Jeremiah 18 in the SBIIS3
Jeremiah 18 in the SBIKS
Jeremiah 18 in the SBIKS2
Jeremiah 18 in the SBIMS
Jeremiah 18 in the SBIOS
Jeremiah 18 in the SBIPS
Jeremiah 18 in the SBISS
Jeremiah 18 in the SBITS
Jeremiah 18 in the SBITS2
Jeremiah 18 in the SBITS3
Jeremiah 18 in the SBITS4
Jeremiah 18 in the SBIUS
Jeremiah 18 in the SBIVS
Jeremiah 18 in the SBT
Jeremiah 18 in the SBT1E
Jeremiah 18 in the SCHL
Jeremiah 18 in the SNT
Jeremiah 18 in the SUSU
Jeremiah 18 in the SUSU2
Jeremiah 18 in the SYNO
Jeremiah 18 in the TBIAOTANT
Jeremiah 18 in the TBT1E
Jeremiah 18 in the TBT1E2
Jeremiah 18 in the TFTIP
Jeremiah 18 in the TFTU
Jeremiah 18 in the TGNTATF3T
Jeremiah 18 in the THAI
Jeremiah 18 in the TNFD
Jeremiah 18 in the TNT
Jeremiah 18 in the TNTIK
Jeremiah 18 in the TNTIL
Jeremiah 18 in the TNTIN
Jeremiah 18 in the TNTIP
Jeremiah 18 in the TNTIZ
Jeremiah 18 in the TOMA
Jeremiah 18 in the TTENT
Jeremiah 18 in the UBG
Jeremiah 18 in the UGV
Jeremiah 18 in the UGV2
Jeremiah 18 in the UGV3
Jeremiah 18 in the VBL
Jeremiah 18 in the VDCC
Jeremiah 18 in the YALU
Jeremiah 18 in the YAPE
Jeremiah 18 in the YBVTP
Jeremiah 18 in the ZBP