Job 19 (BOSCB)
1 Ipapo Jobho akapindura akati: 2 “Mucharamba muchinditambudzauye muchindipwanya namashoko kusvikira riniko? 3 Zvino kava kagumi kose muchingonditsoropodza;munondirwisa musina nenyadzi dzose. 4 Kana chiri chokwadi kuti ndakatsauka,kukanganisa kwangu kuchava dambudziko rangu ndoga. 5 Kana zvechokwadi mungada henyu kuzvikudza pamusoro pangumukashandisa kuderedzwa kwangu pakundirwisa, 6 zvino muzive imi kuti Mwari akandikanganisirauye akandikomberedza nomumbure wake. 7 “Kunyange ndikachema ndichiti, ‘Ndakakanganisirwa we-e!’ handiwani mhinduro;kunyange ndikadanidzira kuti ndibatsirwe, kururamisirwa hakupo. 8 Akadzivira nzira yangu kuti ndikonewe kupfuura;akaisa rima munzira dzangu. 9 Akandibvisira kukudzwa kwangu,uye akabvisa korona mumusoro mangu. 10 Anondibvamburanya kumativi ose kusvikira ndapera;anodzura tariro yangu kunge muti, 11 Kutsamwa kwake kunopfuta pamusoro pangu;anondiverenga pakati pavavengi vake. 12 Mauto ake anouya nesimba;anovaka muchinjiziri wokurwa neni,anokomba tende rangu. 13 “Akaisa hama dzangu kure neni;vazikani vangu vakaparadzaniswa neni zvachose. 14 Hama dzangu dzepedyo dzakaenda kure neni;shamwari dzangu dzandikanganwa. 15 Vaenzi vangu navarandakadzi vangu vava kundiita mubvakure;vanondiona somutorwa. 16 Ndinodana muranda wangu, asi haapinduri,kunyange ndikamukumbirisa nomuromo wangu chaiwo. 17 Kufema kwangu kunonyangadza kumukadzi wangu;ndinosemesa kuhama dzangu chaidzo. 18 Kunyange nezvikomana zviduku zvinondiseka;pandinosvika vanondituka. 19 Shamwari dzangu dzepedyo dzinondisema;vaya vandinoda vandishandukira. 20 Handisati ndichiri chinhu asi ndangova hangu ganda namapfupa;ndangopunyuka napaburi retsono. 21 “Ndinzwirei urombo, shamwari dzangu,ndinzwirei urombo nokuti ruoko rwaMwari rwandirova. 22 Seiko muchindidzingirira sezvinoita Mwari?Ko, hamungaguti nenyama yangu here? 23 “Haiwa, dai mashoko angu ainyorwa hawo,dai ainyorwa hawo mubhuku, 24 dai ainyorwa nechinyoreso chesimbi pamutobvu,kana kuti ainyorwa padombo nokusingaperi! 25 Ndinoziva kuti mudzikinuri wangu mupenyu,uye kuti pakupedzisira achamira pamusoro penyika. 26 Uye shure kwokunge ganda rangu raparara, kunyange zvakadaro ndichaona Mwari munyama yangu; 27 ini pachangu ndichamuonanameso angu pachangu, iyeni kwete mumwe.Haiwa, mwoyo wangu unopanga sei mukati mangu! 28 “Kana muchiti, ‘Haiwa tichamutambudza sei,sezvo mudzi wenhamo uri maari,’ 29 munofanira kutya munondo imi pachenyu,nokuti hasha dzichauyisa kurangwa nomunondo,ipapo muchaziva kuti pano kutongwa.”
In Other Versions
Job 19 in the ANGEFD
Job 19 in the ANTPNG2D
Job 19 in the AS21
Job 19 in the BAGH
Job 19 in the BBPNG
Job 19 in the BBT1E
Job 19 in the BDS
Job 19 in the BEV
Job 19 in the BHAD
Job 19 in the BIB
Job 19 in the BLPT
Job 19 in the BNT
Job 19 in the BNTABOOT
Job 19 in the BNTLV
Job 19 in the BOATCB
Job 19 in the BOATCB2
Job 19 in the BOBCV
Job 19 in the BOCNT
Job 19 in the BOECS
Job 19 in the BOGWICC
Job 19 in the BOHCB
Job 19 in the BOHCV
Job 19 in the BOHLNT
Job 19 in the BOHNTLTAL
Job 19 in the BOICB
Job 19 in the BOILNTAP
Job 19 in the BOITCV
Job 19 in the BOKCV
Job 19 in the BOKCV2
Job 19 in the BOKHWOG
Job 19 in the BOKSSV
Job 19 in the BOLCB
Job 19 in the BOLCB2
Job 19 in the BOMCV
Job 19 in the BONAV
Job 19 in the BONCB
Job 19 in the BONLT
Job 19 in the BONUT2
Job 19 in the BOPLNT
Job 19 in the BOSNC
Job 19 in the BOTLNT
Job 19 in the BOVCB
Job 19 in the BOYCB
Job 19 in the BPBB
Job 19 in the BPH
Job 19 in the BSB
Job 19 in the CCB
Job 19 in the CUV
Job 19 in the CUVS
Job 19 in the DBT
Job 19 in the DGDNT
Job 19 in the DHNT
Job 19 in the DNT
Job 19 in the ELBE
Job 19 in the EMTV
Job 19 in the ESV
Job 19 in the FBV
Job 19 in the FEB
Job 19 in the GGMNT
Job 19 in the GNT
Job 19 in the HARY
Job 19 in the HNT
Job 19 in the IRVA
Job 19 in the IRVB
Job 19 in the IRVG
Job 19 in the IRVH
Job 19 in the IRVK
Job 19 in the IRVM
Job 19 in the IRVM2
Job 19 in the IRVO
Job 19 in the IRVP
Job 19 in the IRVT
Job 19 in the IRVT2
Job 19 in the IRVU
Job 19 in the ISVN
Job 19 in the JSNT
Job 19 in the KAPI
Job 19 in the KBT1ETNIK
Job 19 in the KBV
Job 19 in the KJV
Job 19 in the KNFD
Job 19 in the LBA
Job 19 in the LBLA
Job 19 in the LNT
Job 19 in the LSV
Job 19 in the MAAL
Job 19 in the MBV
Job 19 in the MBV2
Job 19 in the MHNT
Job 19 in the MKNFD
Job 19 in the MNG
Job 19 in the MNT
Job 19 in the MNT2
Job 19 in the MRS1T
Job 19 in the NAA
Job 19 in the NASB
Job 19 in the NBLA
Job 19 in the NBS
Job 19 in the NBVTP
Job 19 in the NET2
Job 19 in the NIV11
Job 19 in the NNT
Job 19 in the NNT2
Job 19 in the NNT3
Job 19 in the PDDPT
Job 19 in the PFNT
Job 19 in the RMNT
Job 19 in the SBIAS
Job 19 in the SBIBS
Job 19 in the SBIBS2
Job 19 in the SBICS
Job 19 in the SBIDS
Job 19 in the SBIGS
Job 19 in the SBIHS
Job 19 in the SBIIS
Job 19 in the SBIIS2
Job 19 in the SBIIS3
Job 19 in the SBIKS
Job 19 in the SBIKS2
Job 19 in the SBIMS
Job 19 in the SBIOS
Job 19 in the SBIPS
Job 19 in the SBISS
Job 19 in the SBITS
Job 19 in the SBITS2
Job 19 in the SBITS3
Job 19 in the SBITS4
Job 19 in the SBIUS
Job 19 in the SBIVS
Job 19 in the SBT
Job 19 in the SBT1E
Job 19 in the SCHL
Job 19 in the SNT
Job 19 in the SUSU
Job 19 in the SUSU2
Job 19 in the SYNO
Job 19 in the TBIAOTANT
Job 19 in the TBT1E
Job 19 in the TBT1E2
Job 19 in the TFTIP
Job 19 in the TFTU
Job 19 in the TGNTATF3T
Job 19 in the THAI
Job 19 in the TNFD
Job 19 in the TNT
Job 19 in the TNTIK
Job 19 in the TNTIL
Job 19 in the TNTIN
Job 19 in the TNTIP
Job 19 in the TNTIZ
Job 19 in the TOMA
Job 19 in the TTENT
Job 19 in the UBG
Job 19 in the UGV
Job 19 in the UGV2
Job 19 in the UGV3
Job 19 in the VBL
Job 19 in the VDCC
Job 19 in the YALU
Job 19 in the YAPE
Job 19 in the YBVTP
Job 19 in the ZBP