Joshua 3 (BOSCB)
1 Mangwanani-ngwanani Joshua navaIsraeri vose vakasimuka kubva paShitimu vakaenda kuJorodhani, pavakavaka misasa vasati vayambukira mhiri. 2 Shure kwamazuva matatu vatungamiri vavanhu vakapinda mumisasa, 3 vachirayira vanhu vachiti, “Pamunoona areka yesungano yaJehovha Mwari wenyu, navaprista, vaRevhi, voitakura, munofanira kubva panzvimbo dzenyu moitevera. 4 Ipapo muchaziva nzira yamunofanira kuenda nayo, nokuti hamusati mambofamba nenzira iyi. Asi munofanira kusiya nzvimbo inosvika makubhiti zviuru zviviri pakati penyu neareka. Regai kuswedera pedyo nayo.” 5 Zvino Joshua akati kuvanhu, “Zvinatsei, nokuti mangwana Jehovha achaita zvinhu zvinoshamisa pakati penyu.” 6 Joshua akati kuvaprista, “Simudzai areka yesungano mutungamirire vanhu.” Naizvozvo vakaisimudza vakatungamirira vanhu. 7 Zvino Jehovha akati kuna Joshua, “Nhasi ndichatanga kukusimudzira pamberi pavaIsraeri vose, kuitira kuti vazive kuti ndinewe sezvandaiva naMozisi. 8 Taurira vaprista vanotakura areka yesungano uti: ‘Kana masvika panotangira mvura yeJorodhani, munofanira kupinda momira muJorodhani.’ ” 9 Joshua akati kuvaIsraeri, “Uyai pano muteerere mashoko aJehovha Mwari wenyu. 10 Ichi ndicho chinhu chamuchaziva nacho kuti Mwari wenyu mupenyu ari pakati penyu uye kuti zvirokwazvo achadzinga vaKenani mberi kwenyu, navaHiti, navaPerizi, navaGirigashi, navaAmoni navaJebhusi. 11 Tarirai, areka yesungano yaShe wenyika yose ichakutungamirirai pakuyambuka Jorodhani. 12 Naizvozvo, sarudzai varume gumi navaviri kubva kumarudzi avaIsraeri, mumwe chete kubva kurudzi rumwe norumwe. 13 Uye vaprista vanotakura areka yaJehovha, Ishe wenyika yose, pavanongotsika netsoka dzavo muJorodhani, mvura yarwo inoerera ichibva kumusoro ichamira yoita murwi.” 14 Naizvozvo vanhu pavakasimuka kubva pamisasa kuti vayambuke Jorodhani, vaprista vakanga vakatakura areka yesungano vakavatungamirira. 15 Zvino Jorodhani runogara ruzere nguva yose yokukohwa. Asi vaprista vakanga vakatakura areka pavakangosvika paJorodhani tsoka dzavo dzichitsika kumucheto kwemvura, 16 mvura yaibva kumusoro yakabva yamira kuerera. Yakaungana ikaita murwi iri kure chaizvo, paguta rinonzi Adhama pedyo neZaretani, mvura yaiererawo ichidzika kuGungwa reArabha (Gungwa roMunyu) yakagurwa zvachose. Naizvozvo vanhu vakayambuka mhiri kwakatarisana neJeriko. 17 Vaprista vakanga vakatakura areka yesungano yaJehovha vakaramba vamire pavhu rakaoma pakati peJorodhani, vaIsraeri vose pavaipfuura, kusvikira rudzi rwose rwapedza kuyambuka napavhu rakaoma.
In Other Versions
Joshua 3 in the ANGEFD
Joshua 3 in the ANTPNG2D
Joshua 3 in the AS21
Joshua 3 in the BAGH
Joshua 3 in the BBPNG
Joshua 3 in the BBT1E
Joshua 3 in the BDS
Joshua 3 in the BEV
Joshua 3 in the BHAD
Joshua 3 in the BIB
Joshua 3 in the BLPT
Joshua 3 in the BNT
Joshua 3 in the BNTABOOT
Joshua 3 in the BNTLV
Joshua 3 in the BOATCB
Joshua 3 in the BOATCB2
Joshua 3 in the BOBCV
Joshua 3 in the BOCNT
Joshua 3 in the BOECS
Joshua 3 in the BOGWICC
Joshua 3 in the BOHCB
Joshua 3 in the BOHCV
Joshua 3 in the BOHLNT
Joshua 3 in the BOHNTLTAL
Joshua 3 in the BOICB
Joshua 3 in the BOILNTAP
Joshua 3 in the BOITCV
Joshua 3 in the BOKCV
Joshua 3 in the BOKCV2
Joshua 3 in the BOKHWOG
Joshua 3 in the BOKSSV
Joshua 3 in the BOLCB
Joshua 3 in the BOLCB2
Joshua 3 in the BOMCV
Joshua 3 in the BONAV
Joshua 3 in the BONCB
Joshua 3 in the BONLT
Joshua 3 in the BONUT2
Joshua 3 in the BOPLNT
Joshua 3 in the BOSNC
Joshua 3 in the BOTLNT
Joshua 3 in the BOVCB
Joshua 3 in the BOYCB
Joshua 3 in the BPBB
Joshua 3 in the BPH
Joshua 3 in the BSB
Joshua 3 in the CCB
Joshua 3 in the CUV
Joshua 3 in the CUVS
Joshua 3 in the DBT
Joshua 3 in the DGDNT
Joshua 3 in the DHNT
Joshua 3 in the DNT
Joshua 3 in the ELBE
Joshua 3 in the EMTV
Joshua 3 in the ESV
Joshua 3 in the FBV
Joshua 3 in the FEB
Joshua 3 in the GGMNT
Joshua 3 in the GNT
Joshua 3 in the HARY
Joshua 3 in the HNT
Joshua 3 in the IRVA
Joshua 3 in the IRVB
Joshua 3 in the IRVG
Joshua 3 in the IRVH
Joshua 3 in the IRVK
Joshua 3 in the IRVM
Joshua 3 in the IRVM2
Joshua 3 in the IRVO
Joshua 3 in the IRVP
Joshua 3 in the IRVT
Joshua 3 in the IRVT2
Joshua 3 in the IRVU
Joshua 3 in the ISVN
Joshua 3 in the JSNT
Joshua 3 in the KAPI
Joshua 3 in the KBT1ETNIK
Joshua 3 in the KBV
Joshua 3 in the KJV
Joshua 3 in the KNFD
Joshua 3 in the LBA
Joshua 3 in the LBLA
Joshua 3 in the LNT
Joshua 3 in the LSV
Joshua 3 in the MAAL
Joshua 3 in the MBV
Joshua 3 in the MBV2
Joshua 3 in the MHNT
Joshua 3 in the MKNFD
Joshua 3 in the MNG
Joshua 3 in the MNT
Joshua 3 in the MNT2
Joshua 3 in the MRS1T
Joshua 3 in the NAA
Joshua 3 in the NASB
Joshua 3 in the NBLA
Joshua 3 in the NBS
Joshua 3 in the NBVTP
Joshua 3 in the NET2
Joshua 3 in the NIV11
Joshua 3 in the NNT
Joshua 3 in the NNT2
Joshua 3 in the NNT3
Joshua 3 in the PDDPT
Joshua 3 in the PFNT
Joshua 3 in the RMNT
Joshua 3 in the SBIAS
Joshua 3 in the SBIBS
Joshua 3 in the SBIBS2
Joshua 3 in the SBICS
Joshua 3 in the SBIDS
Joshua 3 in the SBIGS
Joshua 3 in the SBIHS
Joshua 3 in the SBIIS
Joshua 3 in the SBIIS2
Joshua 3 in the SBIIS3
Joshua 3 in the SBIKS
Joshua 3 in the SBIKS2
Joshua 3 in the SBIMS
Joshua 3 in the SBIOS
Joshua 3 in the SBIPS
Joshua 3 in the SBISS
Joshua 3 in the SBITS
Joshua 3 in the SBITS2
Joshua 3 in the SBITS3
Joshua 3 in the SBITS4
Joshua 3 in the SBIUS
Joshua 3 in the SBIVS
Joshua 3 in the SBT
Joshua 3 in the SBT1E
Joshua 3 in the SCHL
Joshua 3 in the SNT
Joshua 3 in the SUSU
Joshua 3 in the SUSU2
Joshua 3 in the SYNO
Joshua 3 in the TBIAOTANT
Joshua 3 in the TBT1E
Joshua 3 in the TBT1E2
Joshua 3 in the TFTIP
Joshua 3 in the TFTU
Joshua 3 in the TGNTATF3T
Joshua 3 in the THAI
Joshua 3 in the TNFD
Joshua 3 in the TNT
Joshua 3 in the TNTIK
Joshua 3 in the TNTIL
Joshua 3 in the TNTIN
Joshua 3 in the TNTIP
Joshua 3 in the TNTIZ
Joshua 3 in the TOMA
Joshua 3 in the TTENT
Joshua 3 in the UBG
Joshua 3 in the UGV
Joshua 3 in the UGV2
Joshua 3 in the UGV3
Joshua 3 in the VBL
Joshua 3 in the VDCC
Joshua 3 in the YALU
Joshua 3 in the YAPE
Joshua 3 in the YBVTP
Joshua 3 in the ZBP