Nehemiah 10 (BOSCB)
1 Zvino avo vakaisa chisimbiso ndeava: Nehemia mubati, mwanakomana waHakaria, Zedhekia, 2 Seraya, Azaria, Jeremia, 3 Pashuri, Amaria, Marikia, 4 Hakushi, Shebhania, Maruki, 5 Harimu, Meremoti, Obhadhia, 6 Dhanieri, Ginetoni, Bharuki, 7 Meshurami, Abhija, Mijamini, 8 Maazia, Bharigai naShemaya.Ava ndivo vaiva vaprista. 9 VaRevhi vaiti:Jeshua mwanakomana waAzania, Bhinui wokuvanakomana vaHenadhadhi, Kadhimieri, 10 nehama dzavo: Shebhania,Hodhia, Kerita, Peraya, Hanani, 11 Mika, Rehobhi, Hashabhia, 12 Zakuri, naSherebhia, Shebhania, 13 Hodhia, Bhani naBheninu. 14 Vatungamiri vavanhu vaiva ava:Paroshi, Pahati-Moabhu, Eramu, Zatu, Bhani, 15 Bhuni, Azigadhi, Bhebhai, 16 Adhoniya, Bhigivhai, Hadhini, 17 Ateri, Hezekia, Azuri, 18 Hodhia, Hashumi, Bhezai, 19 Harifi, Anatoti, Nebhai, 20 Magipiashi, Meshurami, Heziri, 21 Meshezabheri, Zadhoki, Jadhua, 22 Peratia, Hanani, Anaya 23 Hoshea, Hanania, Hashubhi, 24 Harosheshi, Piriha, Shobheki, 25 Rehumi, Hashabhina, Maaseya, 26 Ahia, Hanani, Anani, 27 Maruki, Harimi naBhaana. 28 “Uye vamwe vanhu vose, vaiti vaprista, vaRevhi, vachengeti vemikova, vaimbi, vashandi vomutemberi, navose vakazvitsaura kubva kuvanhu vakavakidzana navo, nokuda kwomurayiro waMwari, pamwe chete navakadzi vavo, navanakomana vavo vose navanasikana vavo vose vaigona kunzwisisa. 29 Zvino ava vose vakabatana pamwe chete nehama dzavo ivo vakuru, uye vakazvisunga nechituko nemhiko kuti vatevere Murayiro waMwari wakapiwa kubudikidza naMozisi muranda waMwari uye kuti vachenjerere kuteerera zvose zvakarayirwa, nezvakatemwa uye nemitemo yaJehovha Ishe wedu. 30 “Tinovimbisa kuti hatizopa vanasikana vedu kuti vawanikwe navanhu vakatipoteredza kana kutorera vanakomana vedu vanasikana vavo. 31 “Kana vanhu vatakavakidzana navo vakauya nezvokutengesa kana zviyo kuzotitengesera neSabata, hatizovatengeri nomusi weSabata kana pazuva ripi zvaro dzvene. Pagore rechinomwe roga roga ticharegedza kushanda muminda uye tichadzima zvikwereti zvose. 32 “Tinozvipira kuita zvakarayirwa kuti tipe chikamu chimwe chete kubva muzvitatu cheshekeri gore negore kushumiro yeimba yaMwari wedu: 33 kuchingwa chakaiswa patafura, kuzvipiriso zvenguva nenguva zvezviyo, nezvipiriso zvinopiswa nomoto, kuzvipiriso zvinopiwa pamaSabata nokumitambo yoKugara kwoMwedzi uye nokumitambo yakatarwa, kuzvipiriso zvitsvene; kuzvipiriso zvechivi zvokuyananisira Israeri, nokumabasa ose omuimba yaMwari. 34 “Isu vaprista, navaRevhi uye navanhu, takanda mijenya kuti tione kuti mhuri imwe neimwe yedu inouya rini kuimba yaJehovha Mwari wedu, nechipo chehuni dzinopiswa paaritari yaJehovha Mwari wedu, panguva yakatarwa, gore negore, sezvazvakanyorwa mumurayiro. 35 “Tazvipirazve pabasa rokuuya kuimba yaJehovha nezvibereko zvokutanga zvezviyo nezvemiti yemichero yose gore negore. 36 “Tichauya namatangwe avanakomana vedu neemombe dzedu, neezvipfuwo zvedu neemakwai edu kuimba yaMwari wedu, nokuvaprista vanoshumira imomo, sezvazvakanyorwa muMurayiro. 37 “Pamusoro pezvo, tichauyisa kumatura eimba yaMwari wedu, nokuvaprista, zvibereko zvokutanga zvevhu, zvipiriso zvedu zvezviyo, nezvemiti yose yemichero nezvewaini yedu itsva uye namafuta. Uye tichauyisa chegumi chezviyo zvedu kuvaRevhi, nokuti vaRevhi ndivo vanounganidza zvegumi mumaguta ose atinoshanda. 38 Muprista worudzi rwaAroni anofanira kuenda navaRevhi pavanogamuchira zvegumi, uye vaRevhi vanofanira kuuya nechegumi chezvegumi kuimba yaMwari wedu, kumatura eimba yepfuma. 39 Vanhu vaIsraeri pamwe chete navaRevhi, vanofanira kuuya nezvipo zvavo zvezviyo, newaini itsva uye namafuta kumatura kunochengeterwa midziyo yose yenzvimbo tsvene, uye kunogara vaprista vanoshumira, navarindi vemikova navaimbi.“Hatizoshayiri hanya imba yaMwari wedu.”
In Other Versions
Nehemiah 10 in the ANGEFD
Nehemiah 10 in the ANTPNG2D
Nehemiah 10 in the AS21
Nehemiah 10 in the BAGH
Nehemiah 10 in the BBPNG
Nehemiah 10 in the BBT1E
Nehemiah 10 in the BDS
Nehemiah 10 in the BEV
Nehemiah 10 in the BHAD
Nehemiah 10 in the BIB
Nehemiah 10 in the BLPT
Nehemiah 10 in the BNT
Nehemiah 10 in the BNTABOOT
Nehemiah 10 in the BNTLV
Nehemiah 10 in the BOATCB
Nehemiah 10 in the BOATCB2
Nehemiah 10 in the BOBCV
Nehemiah 10 in the BOCNT
Nehemiah 10 in the BOECS
Nehemiah 10 in the BOGWICC
Nehemiah 10 in the BOHCB
Nehemiah 10 in the BOHCV
Nehemiah 10 in the BOHLNT
Nehemiah 10 in the BOHNTLTAL
Nehemiah 10 in the BOICB
Nehemiah 10 in the BOILNTAP
Nehemiah 10 in the BOITCV
Nehemiah 10 in the BOKCV
Nehemiah 10 in the BOKCV2
Nehemiah 10 in the BOKHWOG
Nehemiah 10 in the BOKSSV
Nehemiah 10 in the BOLCB
Nehemiah 10 in the BOLCB2
Nehemiah 10 in the BOMCV
Nehemiah 10 in the BONAV
Nehemiah 10 in the BONCB
Nehemiah 10 in the BONLT
Nehemiah 10 in the BONUT2
Nehemiah 10 in the BOPLNT
Nehemiah 10 in the BOSNC
Nehemiah 10 in the BOTLNT
Nehemiah 10 in the BOVCB
Nehemiah 10 in the BOYCB
Nehemiah 10 in the BPBB
Nehemiah 10 in the BPH
Nehemiah 10 in the BSB
Nehemiah 10 in the CCB
Nehemiah 10 in the CUV
Nehemiah 10 in the CUVS
Nehemiah 10 in the DBT
Nehemiah 10 in the DGDNT
Nehemiah 10 in the DHNT
Nehemiah 10 in the DNT
Nehemiah 10 in the ELBE
Nehemiah 10 in the EMTV
Nehemiah 10 in the ESV
Nehemiah 10 in the FBV
Nehemiah 10 in the FEB
Nehemiah 10 in the GGMNT
Nehemiah 10 in the GNT
Nehemiah 10 in the HARY
Nehemiah 10 in the HNT
Nehemiah 10 in the IRVA
Nehemiah 10 in the IRVB
Nehemiah 10 in the IRVG
Nehemiah 10 in the IRVH
Nehemiah 10 in the IRVK
Nehemiah 10 in the IRVM
Nehemiah 10 in the IRVM2
Nehemiah 10 in the IRVO
Nehemiah 10 in the IRVP
Nehemiah 10 in the IRVT
Nehemiah 10 in the IRVT2
Nehemiah 10 in the IRVU
Nehemiah 10 in the ISVN
Nehemiah 10 in the JSNT
Nehemiah 10 in the KAPI
Nehemiah 10 in the KBT1ETNIK
Nehemiah 10 in the KBV
Nehemiah 10 in the KJV
Nehemiah 10 in the KNFD
Nehemiah 10 in the LBA
Nehemiah 10 in the LBLA
Nehemiah 10 in the LNT
Nehemiah 10 in the LSV
Nehemiah 10 in the MAAL
Nehemiah 10 in the MBV
Nehemiah 10 in the MBV2
Nehemiah 10 in the MHNT
Nehemiah 10 in the MKNFD
Nehemiah 10 in the MNG
Nehemiah 10 in the MNT
Nehemiah 10 in the MNT2
Nehemiah 10 in the MRS1T
Nehemiah 10 in the NAA
Nehemiah 10 in the NASB
Nehemiah 10 in the NBLA
Nehemiah 10 in the NBS
Nehemiah 10 in the NBVTP
Nehemiah 10 in the NET2
Nehemiah 10 in the NIV11
Nehemiah 10 in the NNT
Nehemiah 10 in the NNT2
Nehemiah 10 in the NNT3
Nehemiah 10 in the PDDPT
Nehemiah 10 in the PFNT
Nehemiah 10 in the RMNT
Nehemiah 10 in the SBIAS
Nehemiah 10 in the SBIBS
Nehemiah 10 in the SBIBS2
Nehemiah 10 in the SBICS
Nehemiah 10 in the SBIDS
Nehemiah 10 in the SBIGS
Nehemiah 10 in the SBIHS
Nehemiah 10 in the SBIIS
Nehemiah 10 in the SBIIS2
Nehemiah 10 in the SBIIS3
Nehemiah 10 in the SBIKS
Nehemiah 10 in the SBIKS2
Nehemiah 10 in the SBIMS
Nehemiah 10 in the SBIOS
Nehemiah 10 in the SBIPS
Nehemiah 10 in the SBISS
Nehemiah 10 in the SBITS
Nehemiah 10 in the SBITS2
Nehemiah 10 in the SBITS3
Nehemiah 10 in the SBITS4
Nehemiah 10 in the SBIUS
Nehemiah 10 in the SBIVS
Nehemiah 10 in the SBT
Nehemiah 10 in the SBT1E
Nehemiah 10 in the SCHL
Nehemiah 10 in the SNT
Nehemiah 10 in the SUSU
Nehemiah 10 in the SUSU2
Nehemiah 10 in the SYNO
Nehemiah 10 in the TBIAOTANT
Nehemiah 10 in the TBT1E
Nehemiah 10 in the TBT1E2
Nehemiah 10 in the TFTIP
Nehemiah 10 in the TFTU
Nehemiah 10 in the TGNTATF3T
Nehemiah 10 in the THAI
Nehemiah 10 in the TNFD
Nehemiah 10 in the TNT
Nehemiah 10 in the TNTIK
Nehemiah 10 in the TNTIL
Nehemiah 10 in the TNTIN
Nehemiah 10 in the TNTIP
Nehemiah 10 in the TNTIZ
Nehemiah 10 in the TOMA
Nehemiah 10 in the TTENT
Nehemiah 10 in the UBG
Nehemiah 10 in the UGV
Nehemiah 10 in the UGV2
Nehemiah 10 in the UGV3
Nehemiah 10 in the VBL
Nehemiah 10 in the VDCC
Nehemiah 10 in the YALU
Nehemiah 10 in the YAPE
Nehemiah 10 in the YBVTP
Nehemiah 10 in the ZBP