Revelation 12 (BOSCB)

1 Chiratidzo chikuru uye chinoshamisa chakaonekwa kudenga: mukadzi akanga akapfeka zuva, mwedzi uri pasi petsoka dzake, nekorona ine nyeredzi gumi nembiri pamusoro wake. 2 Akanga ane mimba uye akadanidzira mukurwadziwa sezvo akanga ava kupona. 3 Ipapo chimwe chiratidzo chakaonekwa kudenga: shato huru tsvuku ine misoro minomwe nenyanga gumi nekorona nomwe mumisoro yayo. 4 Muswe wayo wakatsvaira chikamu chimwe chete muzvitatu chenyeredzi kubva kudenga ukadzikanda pasi. Shato yakamira pamberi pomukadzi akanga ava kuzvara, kuitira kuti iparadze mwana wake kana angozvarwa. 5 Akazvara mwanakomana, munhurume, achazotonga ndudzi dzose netsvimbo yesimbi. Uye mwana wake akatorwa akaendeswa kuna Mwari nokuchigaro chake choushe. 6 Mukadzi akatizira kugwenga kunzvimbo yaakanga agadzirirwa naMwari, kwaaizochengetwa kwamazuva chiuru namazana maviri namakumi matanhatu. 7 Uye kudenga kwakava nehondo. Mikaeri navatumwa vake vakarwa neshato, uye shato navatumwa vayo ikadzorerawo. 8 Asi yakanga isina simba rakakwana, uye nzvimbo yavo yakashayikwa kudenga. 9 Shato huru yakakandwa pasi, iyo nyoka yekare inonzi dhiabhori, kana kuti Satani, anotsausa nyika yose. Akakandwa panyika pamwe chete navatumwa vake. 10 Ipapo ndakanzwa inzwi guru kudenga richiti:“Zvino ruponeso nesimba noumambo hwaMwari wedu zvasvika,uye nesimba raKristu wake.Nokuti mupomeri wehama dzedu,iye anovapomera pamberi paMwari wedu masikati nousiku,akandwa panyika. 11 Vakamukundaneropa reGwayanauye neshoko rokupupura kwavo;havana kuda upenyu hwavo zvakanyanyazvokuti vangatya kufa. 12 Naizvozvo farai, imi matenganemi munogara maari!Asi mune nhamo imi nyika negungwa,nokuti dhiabhori aburuka kwamuri!Akatsamwa kwazvo,nokuti anoziva kuti nguva yake ipfupi.” 13 Shato yakati yaona kuti yakanga yakandwa panyika, yakadzinganisa mukadzi akanga azvara mwana mukomana. 14 Mukadzi akapiwa mapapiro maviri egondo guru, kuitira kuti agobhururuka achienda kunzvimbo yaakanga agadzirirwa kugwenga, uko kwaaizochengetwa kwenguva nedzimwe nguva nehafu yenguva, kusingasviki nyoka. 15 Ipapo nyoka yakabudisa mvura yakaita sorwizi kubva mumuromo mayo, kuti ikukure mukadzi namafashamu. 16 Asi nyika yakabatsira mukadzi nokuzarura muromo wayo ikamedza rwizi rwakanga rwabudiswa neshato mumuromo wayo. 17 Ipapo shato yakatsamwira mukadzi ikaenda kundorwa navana vake vakanga vasara, vaya vanoteerera mirayiro yaMwari uye vanobatirira pauchapupu hwaJesu.

In Other Versions

Revelation 12 in the ANGEFD

Revelation 12 in the ANTPNG2D

Revelation 12 in the AS21

Revelation 12 in the BAGH

Revelation 12 in the BBPNG

Revelation 12 in the BBT1E

Revelation 12 in the BDS

Revelation 12 in the BEV

Revelation 12 in the BHAD

Revelation 12 in the BIB

Revelation 12 in the BLPT

Revelation 12 in the BNT

Revelation 12 in the BNTABOOT

Revelation 12 in the BNTLV

Revelation 12 in the BOATCB

Revelation 12 in the BOATCB2

Revelation 12 in the BOBCV

Revelation 12 in the BOCNT

Revelation 12 in the BOECS

Revelation 12 in the BOGWICC

Revelation 12 in the BOHCB

Revelation 12 in the BOHCV

Revelation 12 in the BOHLNT

Revelation 12 in the BOHNTLTAL

Revelation 12 in the BOICB

Revelation 12 in the BOILNTAP

Revelation 12 in the BOITCV

Revelation 12 in the BOKCV

Revelation 12 in the BOKCV2

Revelation 12 in the BOKHWOG

Revelation 12 in the BOKSSV

Revelation 12 in the BOLCB

Revelation 12 in the BOLCB2

Revelation 12 in the BOMCV

Revelation 12 in the BONAV

Revelation 12 in the BONCB

Revelation 12 in the BONLT

Revelation 12 in the BONUT2

Revelation 12 in the BOPLNT

Revelation 12 in the BOSNC

Revelation 12 in the BOTLNT

Revelation 12 in the BOVCB

Revelation 12 in the BOYCB

Revelation 12 in the BPBB

Revelation 12 in the BPH

Revelation 12 in the BSB

Revelation 12 in the CCB

Revelation 12 in the CUV

Revelation 12 in the CUVS

Revelation 12 in the DBT

Revelation 12 in the DGDNT

Revelation 12 in the DHNT

Revelation 12 in the DNT

Revelation 12 in the ELBE

Revelation 12 in the EMTV

Revelation 12 in the ESV

Revelation 12 in the FBV

Revelation 12 in the FEB

Revelation 12 in the GGMNT

Revelation 12 in the GNT

Revelation 12 in the HARY

Revelation 12 in the HNT

Revelation 12 in the IRVA

Revelation 12 in the IRVB

Revelation 12 in the IRVG

Revelation 12 in the IRVH

Revelation 12 in the IRVK

Revelation 12 in the IRVM

Revelation 12 in the IRVM2

Revelation 12 in the IRVO

Revelation 12 in the IRVP

Revelation 12 in the IRVT

Revelation 12 in the IRVT2

Revelation 12 in the IRVU

Revelation 12 in the ISVN

Revelation 12 in the JSNT

Revelation 12 in the KAPI

Revelation 12 in the KBT1ETNIK

Revelation 12 in the KBV

Revelation 12 in the KJV

Revelation 12 in the KNFD

Revelation 12 in the LBA

Revelation 12 in the LBLA

Revelation 12 in the LNT

Revelation 12 in the LSV

Revelation 12 in the MAAL

Revelation 12 in the MBV

Revelation 12 in the MBV2

Revelation 12 in the MHNT

Revelation 12 in the MKNFD

Revelation 12 in the MNG

Revelation 12 in the MNT

Revelation 12 in the MNT2

Revelation 12 in the MRS1T

Revelation 12 in the NAA

Revelation 12 in the NASB

Revelation 12 in the NBLA

Revelation 12 in the NBS

Revelation 12 in the NBVTP

Revelation 12 in the NET2

Revelation 12 in the NIV11

Revelation 12 in the NNT

Revelation 12 in the NNT2

Revelation 12 in the NNT3

Revelation 12 in the PDDPT

Revelation 12 in the PFNT

Revelation 12 in the RMNT

Revelation 12 in the SBIAS

Revelation 12 in the SBIBS

Revelation 12 in the SBIBS2

Revelation 12 in the SBICS

Revelation 12 in the SBIDS

Revelation 12 in the SBIGS

Revelation 12 in the SBIHS

Revelation 12 in the SBIIS

Revelation 12 in the SBIIS2

Revelation 12 in the SBIIS3

Revelation 12 in the SBIKS

Revelation 12 in the SBIKS2

Revelation 12 in the SBIMS

Revelation 12 in the SBIOS

Revelation 12 in the SBIPS

Revelation 12 in the SBISS

Revelation 12 in the SBITS

Revelation 12 in the SBITS2

Revelation 12 in the SBITS3

Revelation 12 in the SBITS4

Revelation 12 in the SBIUS

Revelation 12 in the SBIVS

Revelation 12 in the SBT

Revelation 12 in the SBT1E

Revelation 12 in the SCHL

Revelation 12 in the SNT

Revelation 12 in the SUSU

Revelation 12 in the SUSU2

Revelation 12 in the SYNO

Revelation 12 in the TBIAOTANT

Revelation 12 in the TBT1E

Revelation 12 in the TBT1E2

Revelation 12 in the TFTIP

Revelation 12 in the TFTU

Revelation 12 in the TGNTATF3T

Revelation 12 in the THAI

Revelation 12 in the TNFD

Revelation 12 in the TNT

Revelation 12 in the TNTIK

Revelation 12 in the TNTIL

Revelation 12 in the TNTIN

Revelation 12 in the TNTIP

Revelation 12 in the TNTIZ

Revelation 12 in the TOMA

Revelation 12 in the TTENT

Revelation 12 in the UBG

Revelation 12 in the UGV

Revelation 12 in the UGV2

Revelation 12 in the UGV3

Revelation 12 in the VBL

Revelation 12 in the VDCC

Revelation 12 in the YALU

Revelation 12 in the YAPE

Revelation 12 in the YBVTP

Revelation 12 in the ZBP