Romans 10 (BOSCB)
1 Hama, kuda kwomwoyo wangu nokunyengetera kwangu kuna Mwari pamusoro pavaIsraeri ndekwokuti vaponeswe. 2 Nokuti ndinovapupurira kuti vanoshingairira Mwari, asi kushingairira kwavo havakuiti nokuziva. 3 Nokuti, sezvo vakanga vasingazivi kururama kunobva kuna Mwari uye vakatsvaka kumisa kururama kwavo pachavo, havana kuzviisa pasi pokururama kwaMwari. 4 Nokuti Kristu ndiye mugumo womurayiro, kuitira kuti mumwe nomumwe anotenda aruramiswe. 5 Mozisi anonyora pamusoro pokururama kwomurayiro, achiti, “Munhu anoita zvinhu izvi achararamiswa nazvo.” 6 Asi kururama kunobva pakutenda kunoreva kudai, “Usati mumwoyo mako, ‘Ndianiko achakwira kudenga’ (ndiko kuburutsa Kristu) 7 kana, kuti, ‘Ndianiko achaburukira kwakadzika?’ (ndiko, kubudisa Kristu kubva kuvakafa).” 8 Asi iwo unoti chiiko? “Shoko riri pedyo newe, mumuromo mako uye nomumwoyo mako,” ndiro shoko rokutenda ratinoparidza: 9 Kuti kana ukapupura nomuromo wako kuti, “Jesu ndiye Ishe” uye ukatenda mumwoyo mako kuti Mwari akamumutsa kubva kuvakafa, uchaponeswa. 10 Nokuti unotenda nomwoyo wako ugoruramisirwa, uye unopupura nomuromo wako ugoponeswa. 11 Sezvinorehwa noRugwaro ruchiti: “Ani naani anotenda kwaari haanganyadziswi.” 12 Nokuti hapana musiyano pakati pomuJudha noweDzimwe Ndudzi, nokuti Ishe mumwe ndiye Ishe wavose uye anovaropafadza kwazvo vose vanodana kwaari, 13 nokuti “Ani naani anodana kuzita raShe achaponeswa.” 14 Zvino, vachagodana seiko kuna iye wavasina kutenda kwaari? Uye vangatenda sei kuna iye wavasina kumbonzwa? Vanganzwa seiko kana kusina anovaparidzira? 15 Uye vangaparidza seiko kana vasina kutumwa? Sezvazvakanyorwa zvichinzi: “Dzakanaka sei tsoka dzavanouya namashoko akanaka!” 16 Asi havasi vaIsraeri vose vakagamuchira mashoko akanaka. Nokuti Isaya anoti, “Ishe, ndianiko akatenda zvatakaparidza?” 17 Naizvozvo, kutenda kunouya nokunzwa, uye kunzwa neshoko raKristu. 18 Asi ndinobvunza kuti: Havana kunzwa here? Zvirokwazvo vakanzwa, nokuti:“Inzwi ravo rakasvika kunyika yose,namashoko avo kumigumo yenyika.” 19 Ndinobvunzazve kuti: Israeri haina kunzwa here? Pakutanga Mozisi anoti,“Ndichamutsa godo renyu norudzi rusati rwuri rudzi;ndichamutsa kutsamwa kwenyu norudzi rusinganzwisisi.” 20 Uye Isaya, asingatyi anoti,“Ndakawanikwa navasina kunditsvaka;ndakazviratidza kuna vaya vasina kunditsvaka.” 21 Asi pamusoro peIsraeri anoti,“Zuva rose ndakatambanudza maoko angukuvanhu vasingateereri, uye vanokakavara.”
In Other Versions
Romans 10 in the ANGEFD
Romans 10 in the ANTPNG2D
Romans 10 in the AS21
Romans 10 in the BAGH
Romans 10 in the BBPNG
Romans 10 in the BBT1E
Romans 10 in the BDS
Romans 10 in the BEV
Romans 10 in the BHAD
Romans 10 in the BIB
Romans 10 in the BLPT
Romans 10 in the BNT
Romans 10 in the BNTABOOT
Romans 10 in the BNTLV
Romans 10 in the BOATCB
Romans 10 in the BOATCB2
Romans 10 in the BOBCV
Romans 10 in the BOCNT
Romans 10 in the BOECS
Romans 10 in the BOGWICC
Romans 10 in the BOHCB
Romans 10 in the BOHCV
Romans 10 in the BOHLNT
Romans 10 in the BOHNTLTAL
Romans 10 in the BOICB
Romans 10 in the BOILNTAP
Romans 10 in the BOITCV
Romans 10 in the BOKCV
Romans 10 in the BOKCV2
Romans 10 in the BOKHWOG
Romans 10 in the BOKSSV
Romans 10 in the BOLCB
Romans 10 in the BOLCB2
Romans 10 in the BOMCV
Romans 10 in the BONAV
Romans 10 in the BONCB
Romans 10 in the BONLT
Romans 10 in the BONUT2
Romans 10 in the BOPLNT
Romans 10 in the BOSNC
Romans 10 in the BOTLNT
Romans 10 in the BOVCB
Romans 10 in the BOYCB
Romans 10 in the BPBB
Romans 10 in the BPH
Romans 10 in the BSB
Romans 10 in the CCB
Romans 10 in the CUV
Romans 10 in the CUVS
Romans 10 in the DBT
Romans 10 in the DGDNT
Romans 10 in the DHNT
Romans 10 in the DNT
Romans 10 in the ELBE
Romans 10 in the EMTV
Romans 10 in the ESV
Romans 10 in the FBV
Romans 10 in the FEB
Romans 10 in the GGMNT
Romans 10 in the GNT
Romans 10 in the HARY
Romans 10 in the HNT
Romans 10 in the IRVA
Romans 10 in the IRVB
Romans 10 in the IRVG
Romans 10 in the IRVH
Romans 10 in the IRVK
Romans 10 in the IRVM
Romans 10 in the IRVM2
Romans 10 in the IRVO
Romans 10 in the IRVP
Romans 10 in the IRVT
Romans 10 in the IRVT2
Romans 10 in the IRVU
Romans 10 in the ISVN
Romans 10 in the JSNT
Romans 10 in the KAPI
Romans 10 in the KBT1ETNIK
Romans 10 in the KBV
Romans 10 in the KJV
Romans 10 in the KNFD
Romans 10 in the LBA
Romans 10 in the LBLA
Romans 10 in the LNT
Romans 10 in the LSV
Romans 10 in the MAAL
Romans 10 in the MBV
Romans 10 in the MBV2
Romans 10 in the MHNT
Romans 10 in the MKNFD
Romans 10 in the MNG
Romans 10 in the MNT
Romans 10 in the MNT2
Romans 10 in the MRS1T
Romans 10 in the NAA
Romans 10 in the NASB
Romans 10 in the NBLA
Romans 10 in the NBS
Romans 10 in the NBVTP
Romans 10 in the NET2
Romans 10 in the NIV11
Romans 10 in the NNT
Romans 10 in the NNT2
Romans 10 in the NNT3
Romans 10 in the PDDPT
Romans 10 in the PFNT
Romans 10 in the RMNT
Romans 10 in the SBIAS
Romans 10 in the SBIBS
Romans 10 in the SBIBS2
Romans 10 in the SBICS
Romans 10 in the SBIDS
Romans 10 in the SBIGS
Romans 10 in the SBIHS
Romans 10 in the SBIIS
Romans 10 in the SBIIS2
Romans 10 in the SBIIS3
Romans 10 in the SBIKS
Romans 10 in the SBIKS2
Romans 10 in the SBIMS
Romans 10 in the SBIOS
Romans 10 in the SBIPS
Romans 10 in the SBISS
Romans 10 in the SBITS
Romans 10 in the SBITS2
Romans 10 in the SBITS3
Romans 10 in the SBITS4
Romans 10 in the SBIUS
Romans 10 in the SBIVS
Romans 10 in the SBT
Romans 10 in the SBT1E
Romans 10 in the SCHL
Romans 10 in the SNT
Romans 10 in the SUSU
Romans 10 in the SUSU2
Romans 10 in the SYNO
Romans 10 in the TBIAOTANT
Romans 10 in the TBT1E
Romans 10 in the TBT1E2
Romans 10 in the TFTIP
Romans 10 in the TFTU
Romans 10 in the TGNTATF3T
Romans 10 in the THAI
Romans 10 in the TNFD
Romans 10 in the TNT
Romans 10 in the TNTIK
Romans 10 in the TNTIL
Romans 10 in the TNTIN
Romans 10 in the TNTIP
Romans 10 in the TNTIZ
Romans 10 in the TOMA
Romans 10 in the TTENT
Romans 10 in the UBG
Romans 10 in the UGV
Romans 10 in the UGV2
Romans 10 in the UGV3
Romans 10 in the VBL
Romans 10 in the VDCC
Romans 10 in the YALU
Romans 10 in the YAPE
Romans 10 in the YBVTP
Romans 10 in the ZBP