1 Chronicles 23 (BOSCB)

1 Dhavhidhi paakanga akwegura ava namakore mazhinji, akaita kuti mwanakomana wake Soromoni ave mambo pamusoro peIsraeri. 2 Akaunganidzawo vatungamiri vose veIsraeri pamwe chete navaprista navaRevhi. 3 VaRevhi vose vana makore makumi matatu zvichienda mberi vakaverengwa, uye varume vose vakasvika zviuru makumi matatu nezvisere. 4 Dhavhidhi akati, “Pane ava, zviuru makumi maviri nezvina vachava vatariri vebasa rokuvakwa kwetemberi yaJehovha uye zviuru zvitanhatu vachava vakuru navatongi. 5 Zviuru zvina vachava vachengeti vamasuo uye zviuru zvina vacharumbidza Jehovha nezviridzwa zvandakapa nokuda kwechikonzero ichi.” 6 Dhavhidhi akapatsanura vaRevhi akavaisa mumapoka zvichienderana navanakomana vaRevhi vaiti: Gerishoni, Kohati naMerari. 7 VokwaGerishoni vaiva:Radhani naShimei. 8 Vanakomana vaRadhani vaiva:Jehieri dangwe, Zetami naJoere, vatatu pamwe chete. 9 Vanakomana vaShimei vaiva:Sheromoti, Hazieri naHarani, vatatu pamwe chete.Ava ndivo vaiva vakuru vemhuri dzaRadhani. 10 Uye vanakomana vaShimei vaiva:Jahati, Ziza, Jeushi naBheria.Ava ndivo vaiva vanakomana vaShimei, vana pamwe chete. 11 (Jahati aiva wokutanga, Ziza ari wechipiri, asi Jeushi naBheria vakanga vasina vanakomana vakawanda; saka vakaverengwa semhuri imwe chete ine basa rimwe chete.) 12 Vanakomana vaKohati vaiva:Amiramu, Izhari, Hebhuroni naUzieri, vana pamwe chete. 13 Vanakomana vaAmiramu vaiva:Aroni naMozisi.Aroni akatsaurwa iye nezvizvarwa zvake nokusingaperi, kuti anatse zvinhu zvaiva zvitsvene-tsvene, kuti vape zvipiriso pamberi paJehovha, kushumira pamberi pake uye kutaura maropafadzo muzita rake nokusingaperi. 14 Vanakomana vaMozisi munhu waMwari vakaverengwa sechikamu chorudzi rwaRevhi. 15 Vanakomana vaMozisi vaiva:Gerishomi naEriezeri. 16 Zvizvarwa zvaGerishomi:Shubhaeri ndiye aiva wokutanga. 17 Zvizvarwa zvaEriezeri zvaiva:Rehabhia ndiye aiva wokutanga.(Eriezeri haana kuzoita vamwe vanakomana, asi Rehabhia akaita vanakomana vakawanda kwazvo.) 18 Vanakomana vaIzhari:Sheromiti ndiye aiva wokutanga. 19 Vanakomana vaHebhuroni:Jeria ndiye wokutanga, Amaria wechipiri,Jahazieri wechitatu naJekameami wechina. 20 Vanakomana vaUzieri:Mika wokutanga naIshia wechipiri. 21 Vanakomana vaMerari, vaiva:Mari naMushi.Vanakomana vaMari vaiva:Ereazari naKishi. 22 (Ereazari akafa asina vanakomana: aingova navanasikana chete. Hama dzavo, vanakomana vaKishi vakavaroora.) 23 Vanakomana vaMushi vaiva:Mari, Edheri, naJerimoti, vatatu pamwe chete. 24 Ava ndivo vaiva zvizvarwa zvaRevhi nemhuri dzavo, vakuru vemhuri sezvazvakanga vakanyorwa pasi pamazita avo uye vachiverengwa mumwe nomumwe, zvichireva vashandi vaiva namakore makumi maviri naanopfuura vaishanda mutemberi yaJehovha. 25 Nokuti Dhavhidhi akanga ati, “Sezvo Jehovha, Mwari waIsraeri apa zororo kuvanhu vake uye akauya kuzogara muJerusarema nokusingaperi, 26 vaRevhi havachafaniri kuramba vachitakura tabhenakeri kana mimwe midziyo yose yaishandiswa pabasa rayo.” 27 Maererano nokurayira kwaDhavhidhi kwokupedzisira, vaRevhi vakaverengwa kubva pana vana makore makumi maviri kana anopfuura ipapo. 28 Basa ravaRevhi raiva rokubatsira zvizvarwa zvaAroni, mukubata basa romutemberi yaJehovha: kuvatariri voruvanze, makamuri omumativi, kunatsa zvinhu zvose zvaiera, nokuita mamwe mabasa paimba yaMwari. 29 Vaiva vachengeti vechingwa chaiiswa patafura, upfu hwakatsetseka hwezvipiriso zvezviyo, zvingwa zvitete zvisina mbiriso, kubika nokusanganisa, uye zviero zvose zvouwandu noukuru. 30 Vaifanirawo zvakare kumira mangwanani oga oga vachitenda uye vachirumbidza Jehovha. Vaifanira kuita zvimwe chetezvo manheru 31 uye napose paipiwa zvipiriso zvinopiswa kuna Jehovha pamaSabata uye napamitambo yoKugara kwoMwedzi napane mimwe mitambo yakarayirwa. Vaifanira kushanda pamberi paJehovha nguva dzose nouwandu hwaidiwa uye nenzira yavakanga varayirwa kuti vaiite. 32 Nokudaro vaRevhi vakaita mabasa omuTende Rokusangana, romuNzvimbo Tsvene uye vari pasi pehama dzavo zvizvarwa zvaAroni, mubasa roushumiri mutemberi yaJehovha.

In Other Versions

1 Chronicles 23 in the ANGEFD

1 Chronicles 23 in the ANTPNG2D

1 Chronicles 23 in the AS21

1 Chronicles 23 in the BAGH

1 Chronicles 23 in the BBPNG

1 Chronicles 23 in the BBT1E

1 Chronicles 23 in the BDS

1 Chronicles 23 in the BEV

1 Chronicles 23 in the BHAD

1 Chronicles 23 in the BIB

1 Chronicles 23 in the BLPT

1 Chronicles 23 in the BNT

1 Chronicles 23 in the BNTABOOT

1 Chronicles 23 in the BNTLV

1 Chronicles 23 in the BOATCB

1 Chronicles 23 in the BOATCB2

1 Chronicles 23 in the BOBCV

1 Chronicles 23 in the BOCNT

1 Chronicles 23 in the BOECS

1 Chronicles 23 in the BOGWICC

1 Chronicles 23 in the BOHCB

1 Chronicles 23 in the BOHCV

1 Chronicles 23 in the BOHLNT

1 Chronicles 23 in the BOHNTLTAL

1 Chronicles 23 in the BOICB

1 Chronicles 23 in the BOILNTAP

1 Chronicles 23 in the BOITCV

1 Chronicles 23 in the BOKCV

1 Chronicles 23 in the BOKCV2

1 Chronicles 23 in the BOKHWOG

1 Chronicles 23 in the BOKSSV

1 Chronicles 23 in the BOLCB

1 Chronicles 23 in the BOLCB2

1 Chronicles 23 in the BOMCV

1 Chronicles 23 in the BONAV

1 Chronicles 23 in the BONCB

1 Chronicles 23 in the BONLT

1 Chronicles 23 in the BONUT2

1 Chronicles 23 in the BOPLNT

1 Chronicles 23 in the BOSNC

1 Chronicles 23 in the BOTLNT

1 Chronicles 23 in the BOVCB

1 Chronicles 23 in the BOYCB

1 Chronicles 23 in the BPBB

1 Chronicles 23 in the BPH

1 Chronicles 23 in the BSB

1 Chronicles 23 in the CCB

1 Chronicles 23 in the CUV

1 Chronicles 23 in the CUVS

1 Chronicles 23 in the DBT

1 Chronicles 23 in the DGDNT

1 Chronicles 23 in the DHNT

1 Chronicles 23 in the DNT

1 Chronicles 23 in the ELBE

1 Chronicles 23 in the EMTV

1 Chronicles 23 in the ESV

1 Chronicles 23 in the FBV

1 Chronicles 23 in the FEB

1 Chronicles 23 in the GGMNT

1 Chronicles 23 in the GNT

1 Chronicles 23 in the HARY

1 Chronicles 23 in the HNT

1 Chronicles 23 in the IRVA

1 Chronicles 23 in the IRVB

1 Chronicles 23 in the IRVG

1 Chronicles 23 in the IRVH

1 Chronicles 23 in the IRVK

1 Chronicles 23 in the IRVM

1 Chronicles 23 in the IRVM2

1 Chronicles 23 in the IRVO

1 Chronicles 23 in the IRVP

1 Chronicles 23 in the IRVT

1 Chronicles 23 in the IRVT2

1 Chronicles 23 in the IRVU

1 Chronicles 23 in the ISVN

1 Chronicles 23 in the JSNT

1 Chronicles 23 in the KAPI

1 Chronicles 23 in the KBT1ETNIK

1 Chronicles 23 in the KBV

1 Chronicles 23 in the KJV

1 Chronicles 23 in the KNFD

1 Chronicles 23 in the LBA

1 Chronicles 23 in the LBLA

1 Chronicles 23 in the LNT

1 Chronicles 23 in the LSV

1 Chronicles 23 in the MAAL

1 Chronicles 23 in the MBV

1 Chronicles 23 in the MBV2

1 Chronicles 23 in the MHNT

1 Chronicles 23 in the MKNFD

1 Chronicles 23 in the MNG

1 Chronicles 23 in the MNT

1 Chronicles 23 in the MNT2

1 Chronicles 23 in the MRS1T

1 Chronicles 23 in the NAA

1 Chronicles 23 in the NASB

1 Chronicles 23 in the NBLA

1 Chronicles 23 in the NBS

1 Chronicles 23 in the NBVTP

1 Chronicles 23 in the NET2

1 Chronicles 23 in the NIV11

1 Chronicles 23 in the NNT

1 Chronicles 23 in the NNT2

1 Chronicles 23 in the NNT3

1 Chronicles 23 in the PDDPT

1 Chronicles 23 in the PFNT

1 Chronicles 23 in the RMNT

1 Chronicles 23 in the SBIAS

1 Chronicles 23 in the SBIBS

1 Chronicles 23 in the SBIBS2

1 Chronicles 23 in the SBICS

1 Chronicles 23 in the SBIDS

1 Chronicles 23 in the SBIGS

1 Chronicles 23 in the SBIHS

1 Chronicles 23 in the SBIIS

1 Chronicles 23 in the SBIIS2

1 Chronicles 23 in the SBIIS3

1 Chronicles 23 in the SBIKS

1 Chronicles 23 in the SBIKS2

1 Chronicles 23 in the SBIMS

1 Chronicles 23 in the SBIOS

1 Chronicles 23 in the SBIPS

1 Chronicles 23 in the SBISS

1 Chronicles 23 in the SBITS

1 Chronicles 23 in the SBITS2

1 Chronicles 23 in the SBITS3

1 Chronicles 23 in the SBITS4

1 Chronicles 23 in the SBIUS

1 Chronicles 23 in the SBIVS

1 Chronicles 23 in the SBT

1 Chronicles 23 in the SBT1E

1 Chronicles 23 in the SCHL

1 Chronicles 23 in the SNT

1 Chronicles 23 in the SUSU

1 Chronicles 23 in the SUSU2

1 Chronicles 23 in the SYNO

1 Chronicles 23 in the TBIAOTANT

1 Chronicles 23 in the TBT1E

1 Chronicles 23 in the TBT1E2

1 Chronicles 23 in the TFTIP

1 Chronicles 23 in the TFTU

1 Chronicles 23 in the TGNTATF3T

1 Chronicles 23 in the THAI

1 Chronicles 23 in the TNFD

1 Chronicles 23 in the TNT

1 Chronicles 23 in the TNTIK

1 Chronicles 23 in the TNTIL

1 Chronicles 23 in the TNTIN

1 Chronicles 23 in the TNTIP

1 Chronicles 23 in the TNTIZ

1 Chronicles 23 in the TOMA

1 Chronicles 23 in the TTENT

1 Chronicles 23 in the UBG

1 Chronicles 23 in the UGV

1 Chronicles 23 in the UGV2

1 Chronicles 23 in the UGV3

1 Chronicles 23 in the VBL

1 Chronicles 23 in the VDCC

1 Chronicles 23 in the YALU

1 Chronicles 23 in the YAPE

1 Chronicles 23 in the YBVTP

1 Chronicles 23 in the ZBP