1 Corinthians 4 (BOSCB)

1 Saka naizvozvo, vanhu vanofanira kutiona savaranda vaKristu uye savaya vakaitwa vachengeti vezvakavanzika zvaMwari. 2 Zvino zvakafanira kuti vaya vakapiwa utariri vave vakatendeka. 3 Chinhu chiduku duku kwandiri kana ndichitongwa nemi kana dare ripi zvaro romunhu; zvirokwazvo handizvitongi pachangu. 4 Hana yangu yakachena, asi izvi hazviiti kuti ndive munhu akarurama. Ishe ndiye anonditonga. 5 Naizvozvo, regai kutonga chinhu nguva isati yasvika; chimbomirai kusvikira Ishe auya. Achaisa pachena zvakavanzwa murima uye acharatidza mifungo yemwoyo yavanhu. Panguva iyoyo mumwe nomumwe acharumbidzwa naMwari. 6 Zvino, hama dzangu, ndakaita zvinhu izvi kuupenyu hwangu uye nokuna Aporosi nokuda kwenyu, kuitira kuti mudzidze kubva kwatiri zvinoreva chirevo chokuti, “Usaita zvinopfuura zvakanyorwa.” Ipapo hamungazvikudzi pamusoro pomumwe munhu muchimuenzanisa nomumwe. 7 Nokuti ndianiko akakutsaura iwe kubva kuno mumwe? Chiiko chaunacho chausina kupiwa? Zvino kana wakapiwa, seiko uchizvikudza sousina kupiwa? 8 Matova nezvose zvamunoda kare! Makatopfumiswa kare! Mava madzimambo, uye isu tisipo! Ndinoshuva sei kuti dai makava madzimambo kuitira kuti tigova madzimambo pamwe chete nemi! 9 Nokuti ini ndinoona kuti Mwari akatigadza kuti tive vapostori vanoonekwa pakupedzisira, savanhu vakatongerwa rufu. Takaitwa chiseko kunyika yose, kuvatumwa uyewo nokuvanhu. 10 Tiri mapenzi nokuda kwaKristu, asi imi makachenjera kwazvo muna Kristu! Isu tinoshayiwa simba, asi imi mune simba! Munokudzwa, isu tinozvidzwa! 11 Kusvikira panguva ino isu tine nzara, uye tine nyota, takapfeka mamvemve, tinorohwa zvakaoma kwazvo, hatina pokugara. 12 Tinoshanda nesimba namaoko edu. Kana tikatukwa tinoropafadza; kana tichitambudzwa, tinotsungirira; 13 kana tichipomerwa mhosva, tinopindura zvinyoronyoro. Kusvikira panguva ino takaitwa setsvina yenyika, marara enyika. 14 Handisi kukunyorerai izvi kuti ndikunyadzisei, asi kuti ndikuyambirei, savana vangu vandinoda. 15 Kunyange zvazvo mune vachengeti vanosvika zviuru gumi muna Kristu, hamuna madzibaba mazhinji, nokuti muna Kristu Jesu ndakava baba venyu kubudikidza nevhangeri. 16 Naizvozvo ndinokukumbirai zvikuru kuti muve vateveri vangu. 17 Nokuda kwechikonzero ichi ndatuma Timoti kwamuri, mwana wangu wandinoda, akatendeka muna She. Achakuyeuchidzai mararamiro angu muna Kristu Jesu, zvinoenderana nezvandinodzidzisa kwose kwose mukereke dzose. 18 Vamwe venyu vava kuzvikudza, sokunonzi handisi kuzouya kwamuri. 19 Asi ndichauya kwamuri nokukurumidza, kana Ishe achida, uye handizotsvaki chete kuti vanhu ava vanozvikudza vari kutaura sei, asi kutiwo vane simba rakadii. 20 Nokuti umambo hwaMwari hahuzi pakutaura bedzi asi pasimba. 21 Munodeiko? Ndiuye kwamuri neshamhu here, kana norudo uye nomweya wounyoro?

In Other Versions

1 Corinthians 4 in the ANGEFD

1 Corinthians 4 in the ANTPNG2D

1 Corinthians 4 in the AS21

1 Corinthians 4 in the BAGH

1 Corinthians 4 in the BBPNG

1 Corinthians 4 in the BBT1E

1 Corinthians 4 in the BDS

1 Corinthians 4 in the BEV

1 Corinthians 4 in the BHAD

1 Corinthians 4 in the BIB

1 Corinthians 4 in the BLPT

1 Corinthians 4 in the BNT

1 Corinthians 4 in the BNTABOOT

1 Corinthians 4 in the BNTLV

1 Corinthians 4 in the BOATCB

1 Corinthians 4 in the BOATCB2

1 Corinthians 4 in the BOBCV

1 Corinthians 4 in the BOCNT

1 Corinthians 4 in the BOECS

1 Corinthians 4 in the BOGWICC

1 Corinthians 4 in the BOHCB

1 Corinthians 4 in the BOHCV

1 Corinthians 4 in the BOHLNT

1 Corinthians 4 in the BOHNTLTAL

1 Corinthians 4 in the BOICB

1 Corinthians 4 in the BOILNTAP

1 Corinthians 4 in the BOITCV

1 Corinthians 4 in the BOKCV

1 Corinthians 4 in the BOKCV2

1 Corinthians 4 in the BOKHWOG

1 Corinthians 4 in the BOKSSV

1 Corinthians 4 in the BOLCB

1 Corinthians 4 in the BOLCB2

1 Corinthians 4 in the BOMCV

1 Corinthians 4 in the BONAV

1 Corinthians 4 in the BONCB

1 Corinthians 4 in the BONLT

1 Corinthians 4 in the BONUT2

1 Corinthians 4 in the BOPLNT

1 Corinthians 4 in the BOSNC

1 Corinthians 4 in the BOTLNT

1 Corinthians 4 in the BOVCB

1 Corinthians 4 in the BOYCB

1 Corinthians 4 in the BPBB

1 Corinthians 4 in the BPH

1 Corinthians 4 in the BSB

1 Corinthians 4 in the CCB

1 Corinthians 4 in the CUV

1 Corinthians 4 in the CUVS

1 Corinthians 4 in the DBT

1 Corinthians 4 in the DGDNT

1 Corinthians 4 in the DHNT

1 Corinthians 4 in the DNT

1 Corinthians 4 in the ELBE

1 Corinthians 4 in the EMTV

1 Corinthians 4 in the ESV

1 Corinthians 4 in the FBV

1 Corinthians 4 in the FEB

1 Corinthians 4 in the GGMNT

1 Corinthians 4 in the GNT

1 Corinthians 4 in the HARY

1 Corinthians 4 in the HNT

1 Corinthians 4 in the IRVA

1 Corinthians 4 in the IRVB

1 Corinthians 4 in the IRVG

1 Corinthians 4 in the IRVH

1 Corinthians 4 in the IRVK

1 Corinthians 4 in the IRVM

1 Corinthians 4 in the IRVM2

1 Corinthians 4 in the IRVO

1 Corinthians 4 in the IRVP

1 Corinthians 4 in the IRVT

1 Corinthians 4 in the IRVT2

1 Corinthians 4 in the IRVU

1 Corinthians 4 in the ISVN

1 Corinthians 4 in the JSNT

1 Corinthians 4 in the KAPI

1 Corinthians 4 in the KBT1ETNIK

1 Corinthians 4 in the KBV

1 Corinthians 4 in the KJV

1 Corinthians 4 in the KNFD

1 Corinthians 4 in the LBA

1 Corinthians 4 in the LBLA

1 Corinthians 4 in the LNT

1 Corinthians 4 in the LSV

1 Corinthians 4 in the MAAL

1 Corinthians 4 in the MBV

1 Corinthians 4 in the MBV2

1 Corinthians 4 in the MHNT

1 Corinthians 4 in the MKNFD

1 Corinthians 4 in the MNG

1 Corinthians 4 in the MNT

1 Corinthians 4 in the MNT2

1 Corinthians 4 in the MRS1T

1 Corinthians 4 in the NAA

1 Corinthians 4 in the NASB

1 Corinthians 4 in the NBLA

1 Corinthians 4 in the NBS

1 Corinthians 4 in the NBVTP

1 Corinthians 4 in the NET2

1 Corinthians 4 in the NIV11

1 Corinthians 4 in the NNT

1 Corinthians 4 in the NNT2

1 Corinthians 4 in the NNT3

1 Corinthians 4 in the PDDPT

1 Corinthians 4 in the PFNT

1 Corinthians 4 in the RMNT

1 Corinthians 4 in the SBIAS

1 Corinthians 4 in the SBIBS

1 Corinthians 4 in the SBIBS2

1 Corinthians 4 in the SBICS

1 Corinthians 4 in the SBIDS

1 Corinthians 4 in the SBIGS

1 Corinthians 4 in the SBIHS

1 Corinthians 4 in the SBIIS

1 Corinthians 4 in the SBIIS2

1 Corinthians 4 in the SBIIS3

1 Corinthians 4 in the SBIKS

1 Corinthians 4 in the SBIKS2

1 Corinthians 4 in the SBIMS

1 Corinthians 4 in the SBIOS

1 Corinthians 4 in the SBIPS

1 Corinthians 4 in the SBISS

1 Corinthians 4 in the SBITS

1 Corinthians 4 in the SBITS2

1 Corinthians 4 in the SBITS3

1 Corinthians 4 in the SBITS4

1 Corinthians 4 in the SBIUS

1 Corinthians 4 in the SBIVS

1 Corinthians 4 in the SBT

1 Corinthians 4 in the SBT1E

1 Corinthians 4 in the SCHL

1 Corinthians 4 in the SNT

1 Corinthians 4 in the SUSU

1 Corinthians 4 in the SUSU2

1 Corinthians 4 in the SYNO

1 Corinthians 4 in the TBIAOTANT

1 Corinthians 4 in the TBT1E

1 Corinthians 4 in the TBT1E2

1 Corinthians 4 in the TFTIP

1 Corinthians 4 in the TFTU

1 Corinthians 4 in the TGNTATF3T

1 Corinthians 4 in the THAI

1 Corinthians 4 in the TNFD

1 Corinthians 4 in the TNT

1 Corinthians 4 in the TNTIK

1 Corinthians 4 in the TNTIL

1 Corinthians 4 in the TNTIN

1 Corinthians 4 in the TNTIP

1 Corinthians 4 in the TNTIZ

1 Corinthians 4 in the TOMA

1 Corinthians 4 in the TTENT

1 Corinthians 4 in the UBG

1 Corinthians 4 in the UGV

1 Corinthians 4 in the UGV2

1 Corinthians 4 in the UGV3

1 Corinthians 4 in the VBL

1 Corinthians 4 in the VDCC

1 Corinthians 4 in the YALU

1 Corinthians 4 in the YAPE

1 Corinthians 4 in the YBVTP

1 Corinthians 4 in the ZBP