1 Corinthians 6 (BOSCB)

1 Kana mumwe wenyu ane mhosva nomumwe, angatsunga here kumukwirira kumatare avasakarurama pano kumukwirira kuvatsvene? 2 Hamuzivi here kuti vatsvene vachatonga nyika? Zvino kana muchazotonga nyika, ko, hamungagoni kutonga mhosva duku duku here? 3 Ko, hamuzivi here kuti muchatonga vatumwa? Ko, kuzoti zvinhu zvoupenyu huno! 4 Naizvozvo, kana mukapokana pamusoro pezvinhu zvakadai, gadzai savatongi kunyange vanhu vano kutenda kuduku vari mukereke. 5 Ndinodaro kuti munyadziswe. Ko, pangashayikwa munhu akachenjera pakati penyu here anogona kutonga mhosva pakati pavatendi? 6 Asi panzvimbo yokuti mudaro, hama inokwirira hama kumatare avasingatendi! 7 Izvi zvokuti makatokwidzana kumatare pakati penyu zvinoreva kuti makatokundwa kare. Munoregereiko kubvuma kukanganisirwa? Munoregereiko kubvuma kubirwa? 8 Asi imi, pachenyu munoba uye munoita zvisakarurama, muchizviitira kuhama dzenyu. 9 Ko, hamuzivi here kuti vasakarurama havagari nhaka youmambo hwaMwari? Musanyengerwa: Nokuti mhombwe kana vanonamata zvifananidzo, kana zvifeve, kana varume vanoita zvoufeve, kana varume vanodanana navamwe varume, 10 kana mbavha, kana vana madyo, kana zvidhakwa, kana vanochera vamwe, kana makororo, havangagari nhaka youmambo hwaMwari. 11 Uye izvozvo ndizvo zvakanga zvakaita vamwe venyu. Asi makashambidzwa, mukaitwa vatsvene, mukaruramisirwa muzita raIshe Jesu Kristu, uye noMweya waMwari. 12 Ndinotenderwa zvinhu zvose, asi hazvisi zvose zvinobatsira. Kwandiri zvinhu zvose zvinotenderwa, asi handidi kutongwa kana nechimwe. 13 Zvokudya ndezvedumbu uye dumbu nderezvokudya, asi Mwari achaparadza zvose zviri zviviri. Muviri hauzi woupombwe, asi ndowaShe, uye naShe ndewomuviri. 14 Mwari akamutsa Ishe kubva kuvakafa nesimba rake uye achatimutsawo. 15 Hamuzivi here kuti miviri yenyu mitezo yaKristu? Zvino ndingatora here mitezo yaKristu ndigoiita mitezo youpombwe? Kwete napaduku pose! 16 Hamuzivi here kuti uyo anosangana nechifeve naiye ava muviri mumwe naye? Nokuti zvinonzi, “Vaviri ava vachava nyama imwe.” 17 Asi uyo akasanganiswa naShe ava mumwe naye mumweya. 18 Tizai upombwe. Zvimwe zvivi zvose zvingaitwa nomunhu zviri kunze kwomuviri wake, asi uyo anoita chivi choupombwe anotadzira muviri wake. 19 Hamuzivi here kuti muviri wenyu itemberi yaMweya Mutsvene, ari mamuri, uyo wamakagamuchira kubva kuna Mwari? Hamuzi venyu; 20 makatengwa nomutengo. Naizvozvo kudzai Mwari nomuviri wenyu.

In Other Versions

1 Corinthians 6 in the ANGEFD

1 Corinthians 6 in the ANTPNG2D

1 Corinthians 6 in the AS21

1 Corinthians 6 in the BAGH

1 Corinthians 6 in the BBPNG

1 Corinthians 6 in the BBT1E

1 Corinthians 6 in the BDS

1 Corinthians 6 in the BEV

1 Corinthians 6 in the BHAD

1 Corinthians 6 in the BIB

1 Corinthians 6 in the BLPT

1 Corinthians 6 in the BNT

1 Corinthians 6 in the BNTABOOT

1 Corinthians 6 in the BNTLV

1 Corinthians 6 in the BOATCB

1 Corinthians 6 in the BOATCB2

1 Corinthians 6 in the BOBCV

1 Corinthians 6 in the BOCNT

1 Corinthians 6 in the BOECS

1 Corinthians 6 in the BOGWICC

1 Corinthians 6 in the BOHCB

1 Corinthians 6 in the BOHCV

1 Corinthians 6 in the BOHLNT

1 Corinthians 6 in the BOHNTLTAL

1 Corinthians 6 in the BOICB

1 Corinthians 6 in the BOILNTAP

1 Corinthians 6 in the BOITCV

1 Corinthians 6 in the BOKCV

1 Corinthians 6 in the BOKCV2

1 Corinthians 6 in the BOKHWOG

1 Corinthians 6 in the BOKSSV

1 Corinthians 6 in the BOLCB

1 Corinthians 6 in the BOLCB2

1 Corinthians 6 in the BOMCV

1 Corinthians 6 in the BONAV

1 Corinthians 6 in the BONCB

1 Corinthians 6 in the BONLT

1 Corinthians 6 in the BONUT2

1 Corinthians 6 in the BOPLNT

1 Corinthians 6 in the BOSNC

1 Corinthians 6 in the BOTLNT

1 Corinthians 6 in the BOVCB

1 Corinthians 6 in the BOYCB

1 Corinthians 6 in the BPBB

1 Corinthians 6 in the BPH

1 Corinthians 6 in the BSB

1 Corinthians 6 in the CCB

1 Corinthians 6 in the CUV

1 Corinthians 6 in the CUVS

1 Corinthians 6 in the DBT

1 Corinthians 6 in the DGDNT

1 Corinthians 6 in the DHNT

1 Corinthians 6 in the DNT

1 Corinthians 6 in the ELBE

1 Corinthians 6 in the EMTV

1 Corinthians 6 in the ESV

1 Corinthians 6 in the FBV

1 Corinthians 6 in the FEB

1 Corinthians 6 in the GGMNT

1 Corinthians 6 in the GNT

1 Corinthians 6 in the HARY

1 Corinthians 6 in the HNT

1 Corinthians 6 in the IRVA

1 Corinthians 6 in the IRVB

1 Corinthians 6 in the IRVG

1 Corinthians 6 in the IRVH

1 Corinthians 6 in the IRVK

1 Corinthians 6 in the IRVM

1 Corinthians 6 in the IRVM2

1 Corinthians 6 in the IRVO

1 Corinthians 6 in the IRVP

1 Corinthians 6 in the IRVT

1 Corinthians 6 in the IRVT2

1 Corinthians 6 in the IRVU

1 Corinthians 6 in the ISVN

1 Corinthians 6 in the JSNT

1 Corinthians 6 in the KAPI

1 Corinthians 6 in the KBT1ETNIK

1 Corinthians 6 in the KBV

1 Corinthians 6 in the KJV

1 Corinthians 6 in the KNFD

1 Corinthians 6 in the LBA

1 Corinthians 6 in the LBLA

1 Corinthians 6 in the LNT

1 Corinthians 6 in the LSV

1 Corinthians 6 in the MAAL

1 Corinthians 6 in the MBV

1 Corinthians 6 in the MBV2

1 Corinthians 6 in the MHNT

1 Corinthians 6 in the MKNFD

1 Corinthians 6 in the MNG

1 Corinthians 6 in the MNT

1 Corinthians 6 in the MNT2

1 Corinthians 6 in the MRS1T

1 Corinthians 6 in the NAA

1 Corinthians 6 in the NASB

1 Corinthians 6 in the NBLA

1 Corinthians 6 in the NBS

1 Corinthians 6 in the NBVTP

1 Corinthians 6 in the NET2

1 Corinthians 6 in the NIV11

1 Corinthians 6 in the NNT

1 Corinthians 6 in the NNT2

1 Corinthians 6 in the NNT3

1 Corinthians 6 in the PDDPT

1 Corinthians 6 in the PFNT

1 Corinthians 6 in the RMNT

1 Corinthians 6 in the SBIAS

1 Corinthians 6 in the SBIBS

1 Corinthians 6 in the SBIBS2

1 Corinthians 6 in the SBICS

1 Corinthians 6 in the SBIDS

1 Corinthians 6 in the SBIGS

1 Corinthians 6 in the SBIHS

1 Corinthians 6 in the SBIIS

1 Corinthians 6 in the SBIIS2

1 Corinthians 6 in the SBIIS3

1 Corinthians 6 in the SBIKS

1 Corinthians 6 in the SBIKS2

1 Corinthians 6 in the SBIMS

1 Corinthians 6 in the SBIOS

1 Corinthians 6 in the SBIPS

1 Corinthians 6 in the SBISS

1 Corinthians 6 in the SBITS

1 Corinthians 6 in the SBITS2

1 Corinthians 6 in the SBITS3

1 Corinthians 6 in the SBITS4

1 Corinthians 6 in the SBIUS

1 Corinthians 6 in the SBIVS

1 Corinthians 6 in the SBT

1 Corinthians 6 in the SBT1E

1 Corinthians 6 in the SCHL

1 Corinthians 6 in the SNT

1 Corinthians 6 in the SUSU

1 Corinthians 6 in the SUSU2

1 Corinthians 6 in the SYNO

1 Corinthians 6 in the TBIAOTANT

1 Corinthians 6 in the TBT1E

1 Corinthians 6 in the TBT1E2

1 Corinthians 6 in the TFTIP

1 Corinthians 6 in the TFTU

1 Corinthians 6 in the TGNTATF3T

1 Corinthians 6 in the THAI

1 Corinthians 6 in the TNFD

1 Corinthians 6 in the TNT

1 Corinthians 6 in the TNTIK

1 Corinthians 6 in the TNTIL

1 Corinthians 6 in the TNTIN

1 Corinthians 6 in the TNTIP

1 Corinthians 6 in the TNTIZ

1 Corinthians 6 in the TOMA

1 Corinthians 6 in the TTENT

1 Corinthians 6 in the UBG

1 Corinthians 6 in the UGV

1 Corinthians 6 in the UGV2

1 Corinthians 6 in the UGV3

1 Corinthians 6 in the VBL

1 Corinthians 6 in the VDCC

1 Corinthians 6 in the YALU

1 Corinthians 6 in the YAPE

1 Corinthians 6 in the YBVTP

1 Corinthians 6 in the ZBP