1 Samuel 3 (BOSCB)
1 Mukomana uyu Samueri aishumira pamberi paJehovha ari pasi paEri. Mumazuva iwayo shoko raJehovha rakanga risinganzwiki zvakanyanya, kwakanga kusina zviratidzo zvizhinji. 2 Rimwe zuva usiku, Eri akanga akavata panzvimbo yake yamazuva ose, uye meso ake akanga oonera madzerere, asisagoni kuona zvakanaka. 3 Mwenje waMwari wakanga usati wadzimwa, uye Samueri akanga akarara pasi mutemberi yaJehovha, maiva neareka yaMwari. 4 Ipapo Jehovha akadana Samueri.Samueri akadavira achiti, “Ndiri pano.” 5 Akamhanya kuna Eri akasvikoti, “Ndiri pano, nokuti mandidana.”Eri akati, “Handina kukudana; dzokera unorara.” Saka akaenda akanorara. 6 Jehovha akadana zvakare achiti, “Samueri!” Uye Samueri akasimuka akaenda kuna Eri akati, “Ndiri pano, nokuti mandidana.”Eri akati, “Mwanakomana wangu, handina kukudana; dzokera unorara.” 7 Zvino Samueri akanga asati aziva Jehovha. Shoko raJehovha rakanga risati razarurirwa kwaari. 8 Jehovha akadana Samueri kechitatu, Samueri akasimuka akaenda kuna Eri akati, “Ndiri pano, nokuti mandidana.”Ipapo Eri akaona kuti Jehovha akanga achidana mukomana uyu. 9 Saka Eri akaudza Samueri kuti, “Enda unorara pasi, kana akakudana, uti, ‘Taurai Jehovha, nokuti muranda wenyu akateerera.’ ” Saka Samueri akaenda akandorara pasi, panzvimbo yake. 10 Jehovha akauya akamirapo, akadana sapanguva dzimwe dzose achiti, “Samueri! Samueri!”Ipapo Samueri akati, “Taurai, nokuti muranda wenyu akateerera.” 11 Zvino Jehovha akati kuna Samueri, “Tarira, ndava kuda kuita chimwe chinhu muIsraeri chichaita kuti nzeve dzavose vanochinzwa dziunge. 12 Panguva iyoyo ndichaitira Eri zvose zvandakataura pamusoro peimba yake kubva kumavambo kusvika kumagumo. 13 Nokuti ndakamuudza kuti ndichatonga mhuri yake nokusingaperi nokuda kwechivi chaaiziva pamusoro pacho, vanakomana vake vakazvigadzirira kutukwa asi iye haana kuvadzora. 14 Naizvozvo ndakatsidza kuimba yaEri ndichiti, ‘Mhosva yeimba yaEri haingayananisirwi nechibayiro kana nechipo.’ ” 15 Samueri akarara kusvika mangwanani uye akazozarura misuo yeimba yaJehovha. Akatya kuudza Eri chiratidzo chake, 16 asi Eri akamudana akati, “Samueri, mwanakomana wangu.”Samueri akapindura akati, “Ndiri pano.” 17 Eri akabvunza akati, “Wakaudzweiko naJehovha? Usandivanzira hako. Mwari ngaakurange zvakanyanya kana ukandivanzira kana chinhu chimwe zvacho chaakakuudza.” 18 Saka Samueri akamuudza zvose, akasamuvanzira chinhu. Ipapo Eri akati, “NdiJehovha, regai aite zvaanoona zvakanaka.” 19 Samueri akakura uye Jehovha aiva naye; uye Jehovha haana kurega kunyange shoko rake rimwe chete richiwira pasi. 20 Uye Israeri yose kubva kuDhani kusvika kuBheerishebha vakaziva kuti Samueri akanga asimbiswa somuprofita waJehovha. 21 Jehovha akaramba achionekwa paShiro, uye ipapo akazviratidza kuna Samueri kubudikidza neshoko rake.
In Other Versions
1 Samuel 3 in the ANGEFD
1 Samuel 3 in the ANTPNG2D
1 Samuel 3 in the AS21
1 Samuel 3 in the BAGH
1 Samuel 3 in the BBPNG
1 Samuel 3 in the BBT1E
1 Samuel 3 in the BDS
1 Samuel 3 in the BEV
1 Samuel 3 in the BHAD
1 Samuel 3 in the BIB
1 Samuel 3 in the BLPT
1 Samuel 3 in the BNT
1 Samuel 3 in the BNTABOOT
1 Samuel 3 in the BNTLV
1 Samuel 3 in the BOATCB
1 Samuel 3 in the BOATCB2
1 Samuel 3 in the BOBCV
1 Samuel 3 in the BOCNT
1 Samuel 3 in the BOECS
1 Samuel 3 in the BOGWICC
1 Samuel 3 in the BOHCB
1 Samuel 3 in the BOHCV
1 Samuel 3 in the BOHLNT
1 Samuel 3 in the BOHNTLTAL
1 Samuel 3 in the BOICB
1 Samuel 3 in the BOILNTAP
1 Samuel 3 in the BOITCV
1 Samuel 3 in the BOKCV
1 Samuel 3 in the BOKCV2
1 Samuel 3 in the BOKHWOG
1 Samuel 3 in the BOKSSV
1 Samuel 3 in the BOLCB
1 Samuel 3 in the BOLCB2
1 Samuel 3 in the BOMCV
1 Samuel 3 in the BONAV
1 Samuel 3 in the BONCB
1 Samuel 3 in the BONLT
1 Samuel 3 in the BONUT2
1 Samuel 3 in the BOPLNT
1 Samuel 3 in the BOSNC
1 Samuel 3 in the BOTLNT
1 Samuel 3 in the BOVCB
1 Samuel 3 in the BOYCB
1 Samuel 3 in the BPBB
1 Samuel 3 in the BPH
1 Samuel 3 in the BSB
1 Samuel 3 in the CCB
1 Samuel 3 in the CUV
1 Samuel 3 in the CUVS
1 Samuel 3 in the DBT
1 Samuel 3 in the DGDNT
1 Samuel 3 in the DHNT
1 Samuel 3 in the DNT
1 Samuel 3 in the ELBE
1 Samuel 3 in the EMTV
1 Samuel 3 in the ESV
1 Samuel 3 in the FBV
1 Samuel 3 in the FEB
1 Samuel 3 in the GGMNT
1 Samuel 3 in the GNT
1 Samuel 3 in the HARY
1 Samuel 3 in the HNT
1 Samuel 3 in the IRVA
1 Samuel 3 in the IRVB
1 Samuel 3 in the IRVG
1 Samuel 3 in the IRVH
1 Samuel 3 in the IRVK
1 Samuel 3 in the IRVM
1 Samuel 3 in the IRVM2
1 Samuel 3 in the IRVO
1 Samuel 3 in the IRVP
1 Samuel 3 in the IRVT
1 Samuel 3 in the IRVT2
1 Samuel 3 in the IRVU
1 Samuel 3 in the ISVN
1 Samuel 3 in the JSNT
1 Samuel 3 in the KAPI
1 Samuel 3 in the KBT1ETNIK
1 Samuel 3 in the KBV
1 Samuel 3 in the KJV
1 Samuel 3 in the KNFD
1 Samuel 3 in the LBA
1 Samuel 3 in the LBLA
1 Samuel 3 in the LNT
1 Samuel 3 in the LSV
1 Samuel 3 in the MAAL
1 Samuel 3 in the MBV
1 Samuel 3 in the MBV2
1 Samuel 3 in the MHNT
1 Samuel 3 in the MKNFD
1 Samuel 3 in the MNG
1 Samuel 3 in the MNT
1 Samuel 3 in the MNT2
1 Samuel 3 in the MRS1T
1 Samuel 3 in the NAA
1 Samuel 3 in the NASB
1 Samuel 3 in the NBLA
1 Samuel 3 in the NBS
1 Samuel 3 in the NBVTP
1 Samuel 3 in the NET2
1 Samuel 3 in the NIV11
1 Samuel 3 in the NNT
1 Samuel 3 in the NNT2
1 Samuel 3 in the NNT3
1 Samuel 3 in the PDDPT
1 Samuel 3 in the PFNT
1 Samuel 3 in the RMNT
1 Samuel 3 in the SBIAS
1 Samuel 3 in the SBIBS
1 Samuel 3 in the SBIBS2
1 Samuel 3 in the SBICS
1 Samuel 3 in the SBIDS
1 Samuel 3 in the SBIGS
1 Samuel 3 in the SBIHS
1 Samuel 3 in the SBIIS
1 Samuel 3 in the SBIIS2
1 Samuel 3 in the SBIIS3
1 Samuel 3 in the SBIKS
1 Samuel 3 in the SBIKS2
1 Samuel 3 in the SBIMS
1 Samuel 3 in the SBIOS
1 Samuel 3 in the SBIPS
1 Samuel 3 in the SBISS
1 Samuel 3 in the SBITS
1 Samuel 3 in the SBITS2
1 Samuel 3 in the SBITS3
1 Samuel 3 in the SBITS4
1 Samuel 3 in the SBIUS
1 Samuel 3 in the SBIVS
1 Samuel 3 in the SBT
1 Samuel 3 in the SBT1E
1 Samuel 3 in the SCHL
1 Samuel 3 in the SNT
1 Samuel 3 in the SUSU
1 Samuel 3 in the SUSU2
1 Samuel 3 in the SYNO
1 Samuel 3 in the TBIAOTANT
1 Samuel 3 in the TBT1E
1 Samuel 3 in the TBT1E2
1 Samuel 3 in the TFTIP
1 Samuel 3 in the TFTU
1 Samuel 3 in the TGNTATF3T
1 Samuel 3 in the THAI
1 Samuel 3 in the TNFD
1 Samuel 3 in the TNT
1 Samuel 3 in the TNTIK
1 Samuel 3 in the TNTIL
1 Samuel 3 in the TNTIN
1 Samuel 3 in the TNTIP
1 Samuel 3 in the TNTIZ
1 Samuel 3 in the TOMA
1 Samuel 3 in the TTENT
1 Samuel 3 in the UBG
1 Samuel 3 in the UGV
1 Samuel 3 in the UGV2
1 Samuel 3 in the UGV3
1 Samuel 3 in the VBL
1 Samuel 3 in the VDCC
1 Samuel 3 in the YALU
1 Samuel 3 in the YAPE
1 Samuel 3 in the YBVTP
1 Samuel 3 in the ZBP