2 Corinthians 5 (BOSCB)
1 Zvino tinoziva kuti kana imba yedu yapanyika yatinogara mairi iyi yaparadzwa, tine imba inobva kuna Mwari, imba isina kuvakwa namaoko avanhu, inogara nokusingaperi kudenga. 2 Pari zvino tinogomera, tichishuva kupfekedzwa muviri wedu wokudenga, 3 nokuti kana tichinge tapfekedzwa, hatizowanikwi takashama. 4 Nokuti kana tiri mutende ino, tinogomera uye tichiremerwa, nokuti hatishuvi kugara tisina kupfekedzwa muviri wedu wokudenga, kuti icho chinofa chimedzwe noupenyu. 5 Zvino Mwari ndiye akatigadzirira chinhu ichi, uye akatipawo Mweya sorubatso, achisimbisa zvinouya. 6 Naizvozvo tinotsunga mwoyo nguva dzose uye tinoziva kuti kana tichigara mumuviri, tiri kure naIshe. 7 Tinorarama nokutenda, kwete nokuona. 8 Ndinoti tinotsunga mwoyo, kuti, zviri nani kubva mumuviri ndive kumusha naShe. 9 Saka chinangwa chedu ndechokuti timufadze, kunyange tiri mumuviri kana kunyange tisingagarimo. 10 Nokuti tose tinofanira kumira pamberi pechigaro chokutonga chaKristu, kuti mumwe nomumwe apiwe zvakamufanira pazvinhu zvaakaita nomuviri wake, zvingava zvakanaka kana zvakaipa. 11 Zvino, sezvo tichiziva kuti kutya Ishe chii, tinoedza kugombedzera vanhu. Zvatiri zviri pachena kuna Mwari, uye ndinovimbawo kuti zviri pachena kuhana dzenyu. 12 Hatisi kuedza kuzvirumbidza kwamuri zvakare, asi tiri kukupai mukana wokuti muzvirumbidze nokuda kwedu, kuti mugone kupindura vaya vanozvirumbidza nokuda kwezvinhu zvinoonekwa panzvimbo yezvinhu zviri mumwoyo. 13 Kana tichipenga, tinodaro nokuda kwaMwari; kana tiri vanhu kwavo, tinodaro nokuda kwenyu. 14 Nokuti rudo rwaKristu runotimanikidza, nokuti tinoziva kuti mumwe chete akafira vose, uye naizvozvo vose vakafa. 15 Uye iye akafira vose, kuitira kuti vose vasazviraramira asi vararamire iye akavafira akamutswazve kubva kuvakafa. 16 Saka kubva zvino hatitongozivi munhu namaziviro enyika. Kunyange zvedu takaziva Kristu kare nenzira iyi, hatichamuziva saizvozvo. 17 Naizvozvo kana munhu ava muna Kristu, ava chisikwa chitsva; zvakare zvapfuura, zvinhu zvose zvava zvitsva! 18 Zvose izvi zvakabva kuna Mwari, akatiyananisa naye kubudikidza naKristu uye akatipa ushumiri hwokuyananisa: 19 ndiko kuti Mwari akanga achiyananisa nyika kwaari muna Kristu, asingaverengeri vanhu zvivi zvavo. Uye akatipa shoko rokuyananisa. 20 Naizvozvo tiri vamiririri vaKristu, sokunge Mwari ari kusvitsa chikumbiro chake kubudikidza nesu. Tinokukumbirai nokuda kwaKristu tichiti: Yananiswai naMwari. 21 Mwari akaita kuti uyo akanga asina chivi ave chivi nokuda kwedu, kuitira kuti maari tive kururama kwaMwari.
In Other Versions
2 Corinthians 5 in the ANGEFD
2 Corinthians 5 in the ANTPNG2D
2 Corinthians 5 in the AS21
2 Corinthians 5 in the BAGH
2 Corinthians 5 in the BBPNG
2 Corinthians 5 in the BBT1E
2 Corinthians 5 in the BDS
2 Corinthians 5 in the BEV
2 Corinthians 5 in the BHAD
2 Corinthians 5 in the BIB
2 Corinthians 5 in the BLPT
2 Corinthians 5 in the BNT
2 Corinthians 5 in the BNTABOOT
2 Corinthians 5 in the BNTLV
2 Corinthians 5 in the BOATCB
2 Corinthians 5 in the BOATCB2
2 Corinthians 5 in the BOBCV
2 Corinthians 5 in the BOCNT
2 Corinthians 5 in the BOECS
2 Corinthians 5 in the BOGWICC
2 Corinthians 5 in the BOHCB
2 Corinthians 5 in the BOHCV
2 Corinthians 5 in the BOHLNT
2 Corinthians 5 in the BOHNTLTAL
2 Corinthians 5 in the BOICB
2 Corinthians 5 in the BOILNTAP
2 Corinthians 5 in the BOITCV
2 Corinthians 5 in the BOKCV
2 Corinthians 5 in the BOKCV2
2 Corinthians 5 in the BOKHWOG
2 Corinthians 5 in the BOKSSV
2 Corinthians 5 in the BOLCB
2 Corinthians 5 in the BOLCB2
2 Corinthians 5 in the BOMCV
2 Corinthians 5 in the BONAV
2 Corinthians 5 in the BONCB
2 Corinthians 5 in the BONLT
2 Corinthians 5 in the BONUT2
2 Corinthians 5 in the BOPLNT
2 Corinthians 5 in the BOSNC
2 Corinthians 5 in the BOTLNT
2 Corinthians 5 in the BOVCB
2 Corinthians 5 in the BOYCB
2 Corinthians 5 in the BPBB
2 Corinthians 5 in the BPH
2 Corinthians 5 in the BSB
2 Corinthians 5 in the CCB
2 Corinthians 5 in the CUV
2 Corinthians 5 in the CUVS
2 Corinthians 5 in the DBT
2 Corinthians 5 in the DGDNT
2 Corinthians 5 in the DHNT
2 Corinthians 5 in the DNT
2 Corinthians 5 in the ELBE
2 Corinthians 5 in the EMTV
2 Corinthians 5 in the ESV
2 Corinthians 5 in the FBV
2 Corinthians 5 in the FEB
2 Corinthians 5 in the GGMNT
2 Corinthians 5 in the GNT
2 Corinthians 5 in the HARY
2 Corinthians 5 in the HNT
2 Corinthians 5 in the IRVA
2 Corinthians 5 in the IRVB
2 Corinthians 5 in the IRVG
2 Corinthians 5 in the IRVH
2 Corinthians 5 in the IRVK
2 Corinthians 5 in the IRVM
2 Corinthians 5 in the IRVM2
2 Corinthians 5 in the IRVO
2 Corinthians 5 in the IRVP
2 Corinthians 5 in the IRVT
2 Corinthians 5 in the IRVT2
2 Corinthians 5 in the IRVU
2 Corinthians 5 in the ISVN
2 Corinthians 5 in the JSNT
2 Corinthians 5 in the KAPI
2 Corinthians 5 in the KBT1ETNIK
2 Corinthians 5 in the KBV
2 Corinthians 5 in the KJV
2 Corinthians 5 in the KNFD
2 Corinthians 5 in the LBA
2 Corinthians 5 in the LBLA
2 Corinthians 5 in the LNT
2 Corinthians 5 in the LSV
2 Corinthians 5 in the MAAL
2 Corinthians 5 in the MBV
2 Corinthians 5 in the MBV2
2 Corinthians 5 in the MHNT
2 Corinthians 5 in the MKNFD
2 Corinthians 5 in the MNG
2 Corinthians 5 in the MNT
2 Corinthians 5 in the MNT2
2 Corinthians 5 in the MRS1T
2 Corinthians 5 in the NAA
2 Corinthians 5 in the NASB
2 Corinthians 5 in the NBLA
2 Corinthians 5 in the NBS
2 Corinthians 5 in the NBVTP
2 Corinthians 5 in the NET2
2 Corinthians 5 in the NIV11
2 Corinthians 5 in the NNT
2 Corinthians 5 in the NNT2
2 Corinthians 5 in the NNT3
2 Corinthians 5 in the PDDPT
2 Corinthians 5 in the PFNT
2 Corinthians 5 in the RMNT
2 Corinthians 5 in the SBIAS
2 Corinthians 5 in the SBIBS
2 Corinthians 5 in the SBIBS2
2 Corinthians 5 in the SBICS
2 Corinthians 5 in the SBIDS
2 Corinthians 5 in the SBIGS
2 Corinthians 5 in the SBIHS
2 Corinthians 5 in the SBIIS
2 Corinthians 5 in the SBIIS2
2 Corinthians 5 in the SBIIS3
2 Corinthians 5 in the SBIKS
2 Corinthians 5 in the SBIKS2
2 Corinthians 5 in the SBIMS
2 Corinthians 5 in the SBIOS
2 Corinthians 5 in the SBIPS
2 Corinthians 5 in the SBISS
2 Corinthians 5 in the SBITS
2 Corinthians 5 in the SBITS2
2 Corinthians 5 in the SBITS3
2 Corinthians 5 in the SBITS4
2 Corinthians 5 in the SBIUS
2 Corinthians 5 in the SBIVS
2 Corinthians 5 in the SBT
2 Corinthians 5 in the SBT1E
2 Corinthians 5 in the SCHL
2 Corinthians 5 in the SNT
2 Corinthians 5 in the SUSU
2 Corinthians 5 in the SUSU2
2 Corinthians 5 in the SYNO
2 Corinthians 5 in the TBIAOTANT
2 Corinthians 5 in the TBT1E
2 Corinthians 5 in the TBT1E2
2 Corinthians 5 in the TFTIP
2 Corinthians 5 in the TFTU
2 Corinthians 5 in the TGNTATF3T
2 Corinthians 5 in the THAI
2 Corinthians 5 in the TNFD
2 Corinthians 5 in the TNT
2 Corinthians 5 in the TNTIK
2 Corinthians 5 in the TNTIL
2 Corinthians 5 in the TNTIN
2 Corinthians 5 in the TNTIP
2 Corinthians 5 in the TNTIZ
2 Corinthians 5 in the TOMA
2 Corinthians 5 in the TTENT
2 Corinthians 5 in the UBG
2 Corinthians 5 in the UGV
2 Corinthians 5 in the UGV2
2 Corinthians 5 in the UGV3
2 Corinthians 5 in the VBL
2 Corinthians 5 in the VDCC
2 Corinthians 5 in the YALU
2 Corinthians 5 in the YAPE
2 Corinthians 5 in the YBVTP
2 Corinthians 5 in the ZBP