Deuteronomy 24 (BOSCB)
1 Kana murume akawana mukadzi akasafadzwa naye nokuti awana chinhu chisina kufanira paari, akamupa rugwaro rwokumuramba, uye akamudzinga kubva mumba make, 2 uye kana mushure mokunge abva mumba make akandowanikwa nomumwe murume, 3 uye murume wake wechipiri akasamufarira, akamupa rugwaro rwokumuramba, uye akamudzinga kubva mumba make, kana kuti murume uyu akafa, 4 ipapo murume wake wokutanga, akambomuramba, haabvumirwi kumuwana zvakare mushure mokunge asvibiswa. Izvozvo zvinonyangadza pamberi paJehovha. Musauyisa chivi pamusoro penyika yamuri kupiwa naJehovha Mwari wenyu senhaka. 5 Kana murume achangobva kuwana, haafaniri kuendeswa kuhondo kana kupiwa rimwe basa zvaro rokuita. Kwegore rimwe chete anofanira kusununguka kuti agare pamba agofadza mukadzi wake waakawana. 6 Usatora guyo kana huyo sorubatso rwechikwereti, nokuti unenge watora zvinoraramisa munhu sorubatso. 7 Kana munhu akawanikwa achitapa hama yake yomuIsraeri uye achimubata senhapwa kana kumutengesa, nyakubata munhu anofanira kufa. Munofanira kubvisa chakaipa pakati penyu. 8 Muchenjere kwazvo pachirwere chamaperembudzi kuti muite chaizvoizvo zvamakarayirwa navaprista vanova vaRevhi. Munofanira kuchenjerera kutevera zvandakavarayira. 9 Murangarire zvakaitwa naJehovha Mwari wenyu kuna Miriamu panzira mushure mokunge mabuda muIjipiti. 10 Kana ukakweretesa chinhu chipi zvacho kumuvakidzani wako, usapinda mumba momuvakidzani wako kundotora zvaari kukupa sorubatso. 11 Gara panze urege munhu wauri kupa chikwereti akuvigire rubatso. 12 Kana munhu uyu ari murombo, usaende kundovata une rubatso rwake. 13 Dzosera jasi rake kwaari pakuvira kwezuva kuti agovata mariri. Ipapo achakutenda, uye zvigoonekwa sokuita kwakarurama pamberi paJehovha Mwari wako. 14 Usamanikidza mushandi wako kana ari murombo kana munhu anoshayiwa, hazvinei kuti ihama yako muIsraeri kana kuti mutorwa anogara mune rimwe ramaguta enyu. 15 Mupe mubayiro wake zuva risati ravira, nokuti iye murombo akatotarirawo pamugove wake. Nokuti angazochema kuna Jehovha pamusoro pako, uye uchazova nemhosva yokutadza. 16 Madzibaba haafaniri kuurayiwa nokuda kwevana vavo, kana vana kuurayiwa nokuda kwamadzibaba avo; mumwe nomumwe achafira chivi chake. 17 Usarega kururamisira mutorwa kana nherera, uye usatora nguo yechirikadzi sorubatso. 18 Murangarire kuti maimbova varanda muIjipiti uye Jehovha Mwari wenyu akakudzikinurai kubva ikoko. Ndokusaka ndichikurayirai kuti muite izvi. 19 Kana uchikohwa munda wako ukakanganwa chisote, usachidzokera kundochitora. Chisiyire mutorwa, nherera kana chirikadzi, kuitira kuti Jehovha Mwari wako agokuropafadza mumabasa ose amaoko ako. 20 Kana wazunza miti yako yamaorivhi, usandozunzazve rwechipiri. Siyira asara kumutorwa, nherera nechirikadzi. 21 Kana uchikohwa mazambiringa mumunda wako womuzambiringa, usadzokorora kukohwa. Siyira zvinosara kumutorwa, nherera nechirikadzi. 22 Murangarire kuti maiva varanda muIjipiti. Ndokusaka ndichikurayirai kuti muite izvi.
In Other Versions
Deuteronomy 24 in the ANGEFD
Deuteronomy 24 in the ANTPNG2D
Deuteronomy 24 in the AS21
Deuteronomy 24 in the BAGH
Deuteronomy 24 in the BBPNG
Deuteronomy 24 in the BBT1E
Deuteronomy 24 in the BDS
Deuteronomy 24 in the BEV
Deuteronomy 24 in the BHAD
Deuteronomy 24 in the BIB
Deuteronomy 24 in the BLPT
Deuteronomy 24 in the BNT
Deuteronomy 24 in the BNTABOOT
Deuteronomy 24 in the BNTLV
Deuteronomy 24 in the BOATCB
Deuteronomy 24 in the BOATCB2
Deuteronomy 24 in the BOBCV
Deuteronomy 24 in the BOCNT
Deuteronomy 24 in the BOECS
Deuteronomy 24 in the BOGWICC
Deuteronomy 24 in the BOHCB
Deuteronomy 24 in the BOHCV
Deuteronomy 24 in the BOHLNT
Deuteronomy 24 in the BOHNTLTAL
Deuteronomy 24 in the BOICB
Deuteronomy 24 in the BOILNTAP
Deuteronomy 24 in the BOITCV
Deuteronomy 24 in the BOKCV
Deuteronomy 24 in the BOKCV2
Deuteronomy 24 in the BOKHWOG
Deuteronomy 24 in the BOKSSV
Deuteronomy 24 in the BOLCB
Deuteronomy 24 in the BOLCB2
Deuteronomy 24 in the BOMCV
Deuteronomy 24 in the BONAV
Deuteronomy 24 in the BONCB
Deuteronomy 24 in the BONLT
Deuteronomy 24 in the BONUT2
Deuteronomy 24 in the BOPLNT
Deuteronomy 24 in the BOSNC
Deuteronomy 24 in the BOTLNT
Deuteronomy 24 in the BOVCB
Deuteronomy 24 in the BOYCB
Deuteronomy 24 in the BPBB
Deuteronomy 24 in the BPH
Deuteronomy 24 in the BSB
Deuteronomy 24 in the CCB
Deuteronomy 24 in the CUV
Deuteronomy 24 in the CUVS
Deuteronomy 24 in the DBT
Deuteronomy 24 in the DGDNT
Deuteronomy 24 in the DHNT
Deuteronomy 24 in the DNT
Deuteronomy 24 in the ELBE
Deuteronomy 24 in the EMTV
Deuteronomy 24 in the ESV
Deuteronomy 24 in the FBV
Deuteronomy 24 in the FEB
Deuteronomy 24 in the GGMNT
Deuteronomy 24 in the GNT
Deuteronomy 24 in the HARY
Deuteronomy 24 in the HNT
Deuteronomy 24 in the IRVA
Deuteronomy 24 in the IRVB
Deuteronomy 24 in the IRVG
Deuteronomy 24 in the IRVH
Deuteronomy 24 in the IRVK
Deuteronomy 24 in the IRVM
Deuteronomy 24 in the IRVM2
Deuteronomy 24 in the IRVO
Deuteronomy 24 in the IRVP
Deuteronomy 24 in the IRVT
Deuteronomy 24 in the IRVT2
Deuteronomy 24 in the IRVU
Deuteronomy 24 in the ISVN
Deuteronomy 24 in the JSNT
Deuteronomy 24 in the KAPI
Deuteronomy 24 in the KBT1ETNIK
Deuteronomy 24 in the KBV
Deuteronomy 24 in the KJV
Deuteronomy 24 in the KNFD
Deuteronomy 24 in the LBA
Deuteronomy 24 in the LBLA
Deuteronomy 24 in the LNT
Deuteronomy 24 in the LSV
Deuteronomy 24 in the MAAL
Deuteronomy 24 in the MBV
Deuteronomy 24 in the MBV2
Deuteronomy 24 in the MHNT
Deuteronomy 24 in the MKNFD
Deuteronomy 24 in the MNG
Deuteronomy 24 in the MNT
Deuteronomy 24 in the MNT2
Deuteronomy 24 in the MRS1T
Deuteronomy 24 in the NAA
Deuteronomy 24 in the NASB
Deuteronomy 24 in the NBLA
Deuteronomy 24 in the NBS
Deuteronomy 24 in the NBVTP
Deuteronomy 24 in the NET2
Deuteronomy 24 in the NIV11
Deuteronomy 24 in the NNT
Deuteronomy 24 in the NNT2
Deuteronomy 24 in the NNT3
Deuteronomy 24 in the PDDPT
Deuteronomy 24 in the PFNT
Deuteronomy 24 in the RMNT
Deuteronomy 24 in the SBIAS
Deuteronomy 24 in the SBIBS
Deuteronomy 24 in the SBIBS2
Deuteronomy 24 in the SBICS
Deuteronomy 24 in the SBIDS
Deuteronomy 24 in the SBIGS
Deuteronomy 24 in the SBIHS
Deuteronomy 24 in the SBIIS
Deuteronomy 24 in the SBIIS2
Deuteronomy 24 in the SBIIS3
Deuteronomy 24 in the SBIKS
Deuteronomy 24 in the SBIKS2
Deuteronomy 24 in the SBIMS
Deuteronomy 24 in the SBIOS
Deuteronomy 24 in the SBIPS
Deuteronomy 24 in the SBISS
Deuteronomy 24 in the SBITS
Deuteronomy 24 in the SBITS2
Deuteronomy 24 in the SBITS3
Deuteronomy 24 in the SBITS4
Deuteronomy 24 in the SBIUS
Deuteronomy 24 in the SBIVS
Deuteronomy 24 in the SBT
Deuteronomy 24 in the SBT1E
Deuteronomy 24 in the SCHL
Deuteronomy 24 in the SNT
Deuteronomy 24 in the SUSU
Deuteronomy 24 in the SUSU2
Deuteronomy 24 in the SYNO
Deuteronomy 24 in the TBIAOTANT
Deuteronomy 24 in the TBT1E
Deuteronomy 24 in the TBT1E2
Deuteronomy 24 in the TFTIP
Deuteronomy 24 in the TFTU
Deuteronomy 24 in the TGNTATF3T
Deuteronomy 24 in the THAI
Deuteronomy 24 in the TNFD
Deuteronomy 24 in the TNT
Deuteronomy 24 in the TNTIK
Deuteronomy 24 in the TNTIL
Deuteronomy 24 in the TNTIN
Deuteronomy 24 in the TNTIP
Deuteronomy 24 in the TNTIZ
Deuteronomy 24 in the TOMA
Deuteronomy 24 in the TTENT
Deuteronomy 24 in the UBG
Deuteronomy 24 in the UGV
Deuteronomy 24 in the UGV2
Deuteronomy 24 in the UGV3
Deuteronomy 24 in the VBL
Deuteronomy 24 in the VDCC
Deuteronomy 24 in the YALU
Deuteronomy 24 in the YAPE
Deuteronomy 24 in the YBVTP
Deuteronomy 24 in the ZBP