Deuteronomy 25 (BOSCB)

1 Kana vanhu vane gakava, vanofanira kuenda kudare uye vatongi vachatonga nyaya iyi, vachiruramisira asina mhosva nokupa mhosva uyo akatadza. 2 Kana munhu ane mhosva achifanira kurohwa, mutongi anofanira kumuti arare pasi agoita kuti arohwe pamberi pake neshamhu dzakafanira mhosva yake. 3 Asi haafaniri kupiwa shamhu dzinodarika makumi mana. Kana akarohwa zvakapfurikidza mwero, hama yako inenge yazvidzwa pamberi pako. 4 Usasunga muromo wenzombe kana ichipura zviyo. 5 Kana hama dzichigara pamwe chete mumwe wavo akafa asina mwanakomana, chirikadzi yake haifaniri kuwanikwa kunze kwemhuri. Hama yomurume wake inofanira kumutora nokumuwana uye agoita zvinofanira kuitwa nehama yomurume wake kwaari. 6 Mwanakomana wokutanga waachabereka anofanira kutora zita rehama yake yakafa kuitira kuti zita rake rirege kudzimwa muIsraeri. 7 Asi, kana munhu asingadi kuwana mukadzi wehama yake, mukadzi achaenda kuvakuru pasuo reguta agoti, “Hama yomurume wangu yaramba kumutsa zita romukoma wake muIsraeri. Haadi kuita zvinofanira kuitwa nehama yomurume kwandiri.” 8 Ipapo vakuru veguta romurume uyu vanofanira kumudana vataure naye. Kana akaramba achiti, “Handidi zvangu kumuwana,” 9 chirikadzi yehama yake inofanira kuenda kwaari pamberi pavakuru, agomubvisa imwe yeshangu dzake, uye agomusvipira mate kumeso achiti, “Izvi ndizvo zvinoitwa kumurume anoramba kuvaka imba yomukoma wake.” 10 Imba yomurume uyu ichazivikanwa muIsraeri nezita rokuti Imba yoMurume Akabviswa Shangu Yake. 11 Kana varume vaviri vachirwa ipapo mukadzi womumwe wavo akauya kuzonunura murume wake pane anomurwisa, uye akaswedera akabata murume uya nhengo dzake, 12 munofanira kugura ruoko rwake. Musamunzwira tsitsi. 13 Usava nezviyereso zviviri zvisina kuenzana muhomwe yako, chimwe chinorema, chimwe chakareruka. 14 Usava nezvipimiso zviviri zvakasiyana mumba mako, chimwe chikuru, chimwe chiduku. 15 Unofanira kuva nezviereso nezvipimiso zvakanaka uye zvechokwadi kuitira kuti ugorarama mazuva mazhinji munyika yauri kupiwa naJehovha Mwari wako. 16 Nokuti Jehovha Mwari wako anonyangadzwa nomunhu anoita zvinhu izvi, munhu upi zvake, anoita zvinhu nokusatendeka. 17 Murangarire zvamakaitirwa navaAmareki parwendo rwenyu pamakabuda kubva muIjipiti. 18 Pamakanga maziya uye maneta, vakasangana nemi parwendo rwenyu vakauraya vose vakanga vachisaririra shure; vakanga vasingatyi Mwari. 19 Kana Jehovha Mwari wenyu akupai zvose kubva kuvavengi vakakupoteredzai munyika yaari kukupai kuti ive yenyu senhaka, munofanira kudzima kurangarirwa kwaAmareki kubva pasi pedenga. Musazokanganwa!

In Other Versions

Deuteronomy 25 in the ANGEFD

Deuteronomy 25 in the ANTPNG2D

Deuteronomy 25 in the AS21

Deuteronomy 25 in the BAGH

Deuteronomy 25 in the BBPNG

Deuteronomy 25 in the BBT1E

Deuteronomy 25 in the BDS

Deuteronomy 25 in the BEV

Deuteronomy 25 in the BHAD

Deuteronomy 25 in the BIB

Deuteronomy 25 in the BLPT

Deuteronomy 25 in the BNT

Deuteronomy 25 in the BNTABOOT

Deuteronomy 25 in the BNTLV

Deuteronomy 25 in the BOATCB

Deuteronomy 25 in the BOATCB2

Deuteronomy 25 in the BOBCV

Deuteronomy 25 in the BOCNT

Deuteronomy 25 in the BOECS

Deuteronomy 25 in the BOGWICC

Deuteronomy 25 in the BOHCB

Deuteronomy 25 in the BOHCV

Deuteronomy 25 in the BOHLNT

Deuteronomy 25 in the BOHNTLTAL

Deuteronomy 25 in the BOICB

Deuteronomy 25 in the BOILNTAP

Deuteronomy 25 in the BOITCV

Deuteronomy 25 in the BOKCV

Deuteronomy 25 in the BOKCV2

Deuteronomy 25 in the BOKHWOG

Deuteronomy 25 in the BOKSSV

Deuteronomy 25 in the BOLCB

Deuteronomy 25 in the BOLCB2

Deuteronomy 25 in the BOMCV

Deuteronomy 25 in the BONAV

Deuteronomy 25 in the BONCB

Deuteronomy 25 in the BONLT

Deuteronomy 25 in the BONUT2

Deuteronomy 25 in the BOPLNT

Deuteronomy 25 in the BOSNC

Deuteronomy 25 in the BOTLNT

Deuteronomy 25 in the BOVCB

Deuteronomy 25 in the BOYCB

Deuteronomy 25 in the BPBB

Deuteronomy 25 in the BPH

Deuteronomy 25 in the BSB

Deuteronomy 25 in the CCB

Deuteronomy 25 in the CUV

Deuteronomy 25 in the CUVS

Deuteronomy 25 in the DBT

Deuteronomy 25 in the DGDNT

Deuteronomy 25 in the DHNT

Deuteronomy 25 in the DNT

Deuteronomy 25 in the ELBE

Deuteronomy 25 in the EMTV

Deuteronomy 25 in the ESV

Deuteronomy 25 in the FBV

Deuteronomy 25 in the FEB

Deuteronomy 25 in the GGMNT

Deuteronomy 25 in the GNT

Deuteronomy 25 in the HARY

Deuteronomy 25 in the HNT

Deuteronomy 25 in the IRVA

Deuteronomy 25 in the IRVB

Deuteronomy 25 in the IRVG

Deuteronomy 25 in the IRVH

Deuteronomy 25 in the IRVK

Deuteronomy 25 in the IRVM

Deuteronomy 25 in the IRVM2

Deuteronomy 25 in the IRVO

Deuteronomy 25 in the IRVP

Deuteronomy 25 in the IRVT

Deuteronomy 25 in the IRVT2

Deuteronomy 25 in the IRVU

Deuteronomy 25 in the ISVN

Deuteronomy 25 in the JSNT

Deuteronomy 25 in the KAPI

Deuteronomy 25 in the KBT1ETNIK

Deuteronomy 25 in the KBV

Deuteronomy 25 in the KJV

Deuteronomy 25 in the KNFD

Deuteronomy 25 in the LBA

Deuteronomy 25 in the LBLA

Deuteronomy 25 in the LNT

Deuteronomy 25 in the LSV

Deuteronomy 25 in the MAAL

Deuteronomy 25 in the MBV

Deuteronomy 25 in the MBV2

Deuteronomy 25 in the MHNT

Deuteronomy 25 in the MKNFD

Deuteronomy 25 in the MNG

Deuteronomy 25 in the MNT

Deuteronomy 25 in the MNT2

Deuteronomy 25 in the MRS1T

Deuteronomy 25 in the NAA

Deuteronomy 25 in the NASB

Deuteronomy 25 in the NBLA

Deuteronomy 25 in the NBS

Deuteronomy 25 in the NBVTP

Deuteronomy 25 in the NET2

Deuteronomy 25 in the NIV11

Deuteronomy 25 in the NNT

Deuteronomy 25 in the NNT2

Deuteronomy 25 in the NNT3

Deuteronomy 25 in the PDDPT

Deuteronomy 25 in the PFNT

Deuteronomy 25 in the RMNT

Deuteronomy 25 in the SBIAS

Deuteronomy 25 in the SBIBS

Deuteronomy 25 in the SBIBS2

Deuteronomy 25 in the SBICS

Deuteronomy 25 in the SBIDS

Deuteronomy 25 in the SBIGS

Deuteronomy 25 in the SBIHS

Deuteronomy 25 in the SBIIS

Deuteronomy 25 in the SBIIS2

Deuteronomy 25 in the SBIIS3

Deuteronomy 25 in the SBIKS

Deuteronomy 25 in the SBIKS2

Deuteronomy 25 in the SBIMS

Deuteronomy 25 in the SBIOS

Deuteronomy 25 in the SBIPS

Deuteronomy 25 in the SBISS

Deuteronomy 25 in the SBITS

Deuteronomy 25 in the SBITS2

Deuteronomy 25 in the SBITS3

Deuteronomy 25 in the SBITS4

Deuteronomy 25 in the SBIUS

Deuteronomy 25 in the SBIVS

Deuteronomy 25 in the SBT

Deuteronomy 25 in the SBT1E

Deuteronomy 25 in the SCHL

Deuteronomy 25 in the SNT

Deuteronomy 25 in the SUSU

Deuteronomy 25 in the SUSU2

Deuteronomy 25 in the SYNO

Deuteronomy 25 in the TBIAOTANT

Deuteronomy 25 in the TBT1E

Deuteronomy 25 in the TBT1E2

Deuteronomy 25 in the TFTIP

Deuteronomy 25 in the TFTU

Deuteronomy 25 in the TGNTATF3T

Deuteronomy 25 in the THAI

Deuteronomy 25 in the TNFD

Deuteronomy 25 in the TNT

Deuteronomy 25 in the TNTIK

Deuteronomy 25 in the TNTIL

Deuteronomy 25 in the TNTIN

Deuteronomy 25 in the TNTIP

Deuteronomy 25 in the TNTIZ

Deuteronomy 25 in the TOMA

Deuteronomy 25 in the TTENT

Deuteronomy 25 in the UBG

Deuteronomy 25 in the UGV

Deuteronomy 25 in the UGV2

Deuteronomy 25 in the UGV3

Deuteronomy 25 in the VBL

Deuteronomy 25 in the VDCC

Deuteronomy 25 in the YALU

Deuteronomy 25 in the YAPE

Deuteronomy 25 in the YBVTP

Deuteronomy 25 in the ZBP