Hosea 10 (BOSCB)

1 Israeri akanga ari muzambiringa unotanda;akazviberekera zvibereko.Zvibereko zvake pazvakawanda,akavakawo aritari dzakawanda;nyika yake payakabudirira,akashongedzawo matombo ake anoera. 2 Mwoyo wavo unonyengera,uye zvino vanofanira kutakura mhosva yavo.Jehovha achaputsa aritari dzavouye achaparadza matombo avo akaereswa. 3 Ipapo vachati, “Hatina mambonokuti hatina kukudza Jehovha.Asi kunyange taiva namambo,angadai akatiitireiko?” 4 Vanovimbisa zvakawanda,vanoita mhiko dzenhemauye vanoita zvibvumirano;naizvozvo mhosva dzinoendeswa kudaredzinomera sebise rinouraya mumunda wakarimwa. 5 Vanhu vanogara muSamaria vanotyirachifananidzo chemhuru chaBheti Avheni.Vanhu vacho vachachichema,ndizvo zvichaitawo vaprista vanonamata chifananidzo chacho;ivavo vakafarira kukudzwa kwacho,nokuti vachachitorerwa chigoendeswa kuutapwa. 6 Chichatakurwa chigoendeswa kuAsiriasomutero kuna mambo mukuru.Efuremu achanyadziswa;Israeri achanyarawo nokuda kwezvifananidzo zvakavezwa. 7 Samaria namambo wayo ichaeredzwasechimuti pamusoro pemvura. 8 Nzvimbo dzakakwirira dzouipi dzichaparadzwa,ichi ndicho chivi chaIsraeri.Minzwa norukato zvichamerazvigofukidza aritari dzavo.Ipapo vachati kumakomo, “Tifukidzei!”nokuzvikomo, “Wirai pamusoro pedu!” 9 “Kubva pamazuva eGibhea, wakatadza, iwe Israeri,uye ukarambirapo.Hondo haina kukundavaiti vezvakaipa paGibhea here? 10 Nenguva yandinoda ndichavaranga;ndudzi dzichaungana kuti dzivarwisedzivaise muusungwa nokuda kwezvivi zvavo zviviri. 11 Efuremu itsiru rakapingudzwarinofarira kupura;saka ndichaisa jokopamutsipa waro wakanaka.Ndichatinha Efuremu,Judha anofanira kurima,uye Jakobho anofanira kuputsa mavhinga acho. 12 Zvidyarirei kururama,kohwai chibereko chorudo rusingaperi,mugorima gombo renyu;nokuti inguva yokutsvaka Jehovha,kusvikira auyakuzonayisa utsvene pamusoro penyu. 13 Asi makarima uipi,mukacheka zvakaipa,makadya zvibereko zvounyengeri,nokuti makavimba nesimba renyuuye navarwi venyu vakawanda, 14 kuomba kwehondo kuchamukira vanhu venyu,zvokuti masvingo enyu ose achaparadzwa,sokuparadzwa kwakaitwa Bheti Aribheri neSharimani pazuva rokurwa,vanamai pavakapanhirwa pasi pamwe chete navana vavo. 15 Ndizvo zvichaitika kwauri, iwe Bheteri,nokuti uipi hwako hukuru.Kana zuva iroro roswedera,mambo weIsraeri achaparadzwa zvachose.

In Other Versions

Hosea 10 in the ANGEFD

Hosea 10 in the ANTPNG2D

Hosea 10 in the AS21

Hosea 10 in the BAGH

Hosea 10 in the BBPNG

Hosea 10 in the BBT1E

Hosea 10 in the BDS

Hosea 10 in the BEV

Hosea 10 in the BHAD

Hosea 10 in the BIB

Hosea 10 in the BLPT

Hosea 10 in the BNT

Hosea 10 in the BNTABOOT

Hosea 10 in the BNTLV

Hosea 10 in the BOATCB

Hosea 10 in the BOATCB2

Hosea 10 in the BOBCV

Hosea 10 in the BOCNT

Hosea 10 in the BOECS

Hosea 10 in the BOGWICC

Hosea 10 in the BOHCB

Hosea 10 in the BOHCV

Hosea 10 in the BOHLNT

Hosea 10 in the BOHNTLTAL

Hosea 10 in the BOICB

Hosea 10 in the BOILNTAP

Hosea 10 in the BOITCV

Hosea 10 in the BOKCV

Hosea 10 in the BOKCV2

Hosea 10 in the BOKHWOG

Hosea 10 in the BOKSSV

Hosea 10 in the BOLCB

Hosea 10 in the BOLCB2

Hosea 10 in the BOMCV

Hosea 10 in the BONAV

Hosea 10 in the BONCB

Hosea 10 in the BONLT

Hosea 10 in the BONUT2

Hosea 10 in the BOPLNT

Hosea 10 in the BOSNC

Hosea 10 in the BOTLNT

Hosea 10 in the BOVCB

Hosea 10 in the BOYCB

Hosea 10 in the BPBB

Hosea 10 in the BPH

Hosea 10 in the BSB

Hosea 10 in the CCB

Hosea 10 in the CUV

Hosea 10 in the CUVS

Hosea 10 in the DBT

Hosea 10 in the DGDNT

Hosea 10 in the DHNT

Hosea 10 in the DNT

Hosea 10 in the ELBE

Hosea 10 in the EMTV

Hosea 10 in the ESV

Hosea 10 in the FBV

Hosea 10 in the FEB

Hosea 10 in the GGMNT

Hosea 10 in the GNT

Hosea 10 in the HARY

Hosea 10 in the HNT

Hosea 10 in the IRVA

Hosea 10 in the IRVB

Hosea 10 in the IRVG

Hosea 10 in the IRVH

Hosea 10 in the IRVK

Hosea 10 in the IRVM

Hosea 10 in the IRVM2

Hosea 10 in the IRVO

Hosea 10 in the IRVP

Hosea 10 in the IRVT

Hosea 10 in the IRVT2

Hosea 10 in the IRVU

Hosea 10 in the ISVN

Hosea 10 in the JSNT

Hosea 10 in the KAPI

Hosea 10 in the KBT1ETNIK

Hosea 10 in the KBV

Hosea 10 in the KJV

Hosea 10 in the KNFD

Hosea 10 in the LBA

Hosea 10 in the LBLA

Hosea 10 in the LNT

Hosea 10 in the LSV

Hosea 10 in the MAAL

Hosea 10 in the MBV

Hosea 10 in the MBV2

Hosea 10 in the MHNT

Hosea 10 in the MKNFD

Hosea 10 in the MNG

Hosea 10 in the MNT

Hosea 10 in the MNT2

Hosea 10 in the MRS1T

Hosea 10 in the NAA

Hosea 10 in the NASB

Hosea 10 in the NBLA

Hosea 10 in the NBS

Hosea 10 in the NBVTP

Hosea 10 in the NET2

Hosea 10 in the NIV11

Hosea 10 in the NNT

Hosea 10 in the NNT2

Hosea 10 in the NNT3

Hosea 10 in the PDDPT

Hosea 10 in the PFNT

Hosea 10 in the RMNT

Hosea 10 in the SBIAS

Hosea 10 in the SBIBS

Hosea 10 in the SBIBS2

Hosea 10 in the SBICS

Hosea 10 in the SBIDS

Hosea 10 in the SBIGS

Hosea 10 in the SBIHS

Hosea 10 in the SBIIS

Hosea 10 in the SBIIS2

Hosea 10 in the SBIIS3

Hosea 10 in the SBIKS

Hosea 10 in the SBIKS2

Hosea 10 in the SBIMS

Hosea 10 in the SBIOS

Hosea 10 in the SBIPS

Hosea 10 in the SBISS

Hosea 10 in the SBITS

Hosea 10 in the SBITS2

Hosea 10 in the SBITS3

Hosea 10 in the SBITS4

Hosea 10 in the SBIUS

Hosea 10 in the SBIVS

Hosea 10 in the SBT

Hosea 10 in the SBT1E

Hosea 10 in the SCHL

Hosea 10 in the SNT

Hosea 10 in the SUSU

Hosea 10 in the SUSU2

Hosea 10 in the SYNO

Hosea 10 in the TBIAOTANT

Hosea 10 in the TBT1E

Hosea 10 in the TBT1E2

Hosea 10 in the TFTIP

Hosea 10 in the TFTU

Hosea 10 in the TGNTATF3T

Hosea 10 in the THAI

Hosea 10 in the TNFD

Hosea 10 in the TNT

Hosea 10 in the TNTIK

Hosea 10 in the TNTIL

Hosea 10 in the TNTIN

Hosea 10 in the TNTIP

Hosea 10 in the TNTIZ

Hosea 10 in the TOMA

Hosea 10 in the TTENT

Hosea 10 in the UBG

Hosea 10 in the UGV

Hosea 10 in the UGV2

Hosea 10 in the UGV3

Hosea 10 in the VBL

Hosea 10 in the VDCC

Hosea 10 in the YALU

Hosea 10 in the YAPE

Hosea 10 in the YBVTP

Hosea 10 in the ZBP