Jeremiah 16 (BOSCB)

1 Ipapo shoko raJehovha rakasvika kwandiri richiti, 2 “Haufaniri kuwana mukadzi kana kuva navanakomana kana vanasikana panzvimbo ino.” 3 Nokuti zvanzi naJehovha, pamusoro pavanakomana navanasikana vanoberekwa munyika ino napamusoro pavakadzi vanova vanamai vavo navarume vanova madzibaba avo: 4 “Vachafa nehosha dzakaipisisa. Havangazochemwi kana kuvigwa asi vachafanana nomupfudze uri pamusoro penyika. Vachaparara nomunondo nenzara, uye zvitunha zvavo zvichava zvokudya zveshiri dzedenga nemhuka dzepanyika.” 5 Nokuti zvanzi naJehovha: “Usapinda muimba mune zvokudya zvamariro: usaenda kundochema kana kuvanzwira tsitsi, nokuti ndabvisa maropafadzo norudo rwangu nengoni dzangu pavanhu ava,” ndizvo zvinotaura Jehovha. 6 “Vose, vakuru navaduku vachafa munyika ino. Havangavigwi kana kuchemwa, uye hakuna munhu achazvicheka kana kuveura musoro wake nokuda kwavo. 7 Hakuna munhu achavapa chokudya kuti vanyarare pakuchema kwavo vakafa, hakuna kunyange baba chaivo kana mai, hakuna kana achavapa mvura yokunwa chaiyo kuti vanyarare. 8 “Newe usapinda muimba inoitirwa mutambo kundogara pasi uchidya nokunwa. 9 Nokuti zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, Mwari weIsraeri: Ndichagumisa panzvimbo ino, muchizviona pamazuva enyu, mheremhere yokupembera nenzwi romufaro uye nenzwi romwenga nerechikomba. 10 “Paunovaudza vanhu ava izvi zvose ivo vakakubvunza vachiti ‘Jehovha aisireiko kwatiri chirevo chenjodzi yakakura kudai? Chakaipa chatakaita ndecheiko? Chivi chedu ndecheiko? Chivi chedu ndecheiko chatakatadzira Jehovha Mwari wedu?’ 11 ipapo uti kwavari, ‘Nemhaka yokuti madzibaba enyu akandisiya,’ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘vakatevera vamwe vamwari vakavashumira uye vakavanamata. Vakandisiya ini uye havana kuchengeta mirayiro yangu. 12 Asi imi makaita zvakaipa kupfuura madzibaba enyu. Tarirai kuti mumwe nomumwe wenyu anotevera sei kusindimara kwomwoyo wake wakaipa pano kuti anditeerere ini. 13 Saka ndichakudzingai panyika ino ndichikuisai kunyika yamusina kumboziva imi kana madzibaba enyu mugondoshumira vamwe vamwari ikoko masikati nousiku, nokuti handingakunzwirei nyasha.’ 14 “Kunyange zvakadaro, mazuva anouya,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “avasingazotizve, ‘NaJehovha mupenyu iye akabudisa vaIsraeri muIjipiti,’ 15 asi vachati, ‘NaJehovha mupenyu, akabudisa vaIsraeri kubva munyika yokumusoro uye nokubva munyika dzose dzaakanga avadzingira.’ Nokuti ndichavadzoserazve kunyika yandakapa madzitateguru avo. 16 “Asi zvino ndichavatumira varedzi vehove vazhinji,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “vagozovabata. Mushure maizvozvo ndichatumira vavhimi vazhinji, vachavavhima pamusoro pegomo roga roga napamusoro pechikomo choga choga uye nomumapako amatombo. 17 Meso angu ari pamusoro penzira dzavo dzose; hadzina kuvanzika kwandiri, uye chivi chavo hachina kuvanzika pameso angu. 18 Ndichatsiva zvakaipa zvavo nechivi chavo, zvakapetwa kaviri, nokuti vakasvibisa nyika yangu nezvitunha zvezvifananidzo zvavo zvisina maturo, uye vakazadza nhaka yangu nezvifananidzo zvavo zvinonyangadza.” 19 Imi Jehovha, simba rangu nenhare yangu,utiziro hwangu munguva yokutambudzika,ndudzi dzichauya kwamuridzichibva kumagumo enyika, dzichiti,“Madzibaba edu akanga asina chaanacho asi vamwari venhema bedzi,izvo zvifananidzo zvisingabatsiri zvisina chakanaka chazvakavaitira. 20 Ko, vanhu vanozviitira vamwari vavo here?Hongu, asi havasi vamwari!” 21 “Naizvozvo ndichavadzidzisa,nguva ino ndichavadzidzisasimba rangu noukuru hwangu.Ipapo vachazivakuti zita rangu ndiJehovha.

In Other Versions

Jeremiah 16 in the ANGEFD

Jeremiah 16 in the ANTPNG2D

Jeremiah 16 in the AS21

Jeremiah 16 in the BAGH

Jeremiah 16 in the BBPNG

Jeremiah 16 in the BBT1E

Jeremiah 16 in the BDS

Jeremiah 16 in the BEV

Jeremiah 16 in the BHAD

Jeremiah 16 in the BIB

Jeremiah 16 in the BLPT

Jeremiah 16 in the BNT

Jeremiah 16 in the BNTABOOT

Jeremiah 16 in the BNTLV

Jeremiah 16 in the BOATCB

Jeremiah 16 in the BOATCB2

Jeremiah 16 in the BOBCV

Jeremiah 16 in the BOCNT

Jeremiah 16 in the BOECS

Jeremiah 16 in the BOGWICC

Jeremiah 16 in the BOHCB

Jeremiah 16 in the BOHCV

Jeremiah 16 in the BOHLNT

Jeremiah 16 in the BOHNTLTAL

Jeremiah 16 in the BOICB

Jeremiah 16 in the BOILNTAP

Jeremiah 16 in the BOITCV

Jeremiah 16 in the BOKCV

Jeremiah 16 in the BOKCV2

Jeremiah 16 in the BOKHWOG

Jeremiah 16 in the BOKSSV

Jeremiah 16 in the BOLCB

Jeremiah 16 in the BOLCB2

Jeremiah 16 in the BOMCV

Jeremiah 16 in the BONAV

Jeremiah 16 in the BONCB

Jeremiah 16 in the BONLT

Jeremiah 16 in the BONUT2

Jeremiah 16 in the BOPLNT

Jeremiah 16 in the BOSNC

Jeremiah 16 in the BOTLNT

Jeremiah 16 in the BOVCB

Jeremiah 16 in the BOYCB

Jeremiah 16 in the BPBB

Jeremiah 16 in the BPH

Jeremiah 16 in the BSB

Jeremiah 16 in the CCB

Jeremiah 16 in the CUV

Jeremiah 16 in the CUVS

Jeremiah 16 in the DBT

Jeremiah 16 in the DGDNT

Jeremiah 16 in the DHNT

Jeremiah 16 in the DNT

Jeremiah 16 in the ELBE

Jeremiah 16 in the EMTV

Jeremiah 16 in the ESV

Jeremiah 16 in the FBV

Jeremiah 16 in the FEB

Jeremiah 16 in the GGMNT

Jeremiah 16 in the GNT

Jeremiah 16 in the HARY

Jeremiah 16 in the HNT

Jeremiah 16 in the IRVA

Jeremiah 16 in the IRVB

Jeremiah 16 in the IRVG

Jeremiah 16 in the IRVH

Jeremiah 16 in the IRVK

Jeremiah 16 in the IRVM

Jeremiah 16 in the IRVM2

Jeremiah 16 in the IRVO

Jeremiah 16 in the IRVP

Jeremiah 16 in the IRVT

Jeremiah 16 in the IRVT2

Jeremiah 16 in the IRVU

Jeremiah 16 in the ISVN

Jeremiah 16 in the JSNT

Jeremiah 16 in the KAPI

Jeremiah 16 in the KBT1ETNIK

Jeremiah 16 in the KBV

Jeremiah 16 in the KJV

Jeremiah 16 in the KNFD

Jeremiah 16 in the LBA

Jeremiah 16 in the LBLA

Jeremiah 16 in the LNT

Jeremiah 16 in the LSV

Jeremiah 16 in the MAAL

Jeremiah 16 in the MBV

Jeremiah 16 in the MBV2

Jeremiah 16 in the MHNT

Jeremiah 16 in the MKNFD

Jeremiah 16 in the MNG

Jeremiah 16 in the MNT

Jeremiah 16 in the MNT2

Jeremiah 16 in the MRS1T

Jeremiah 16 in the NAA

Jeremiah 16 in the NASB

Jeremiah 16 in the NBLA

Jeremiah 16 in the NBS

Jeremiah 16 in the NBVTP

Jeremiah 16 in the NET2

Jeremiah 16 in the NIV11

Jeremiah 16 in the NNT

Jeremiah 16 in the NNT2

Jeremiah 16 in the NNT3

Jeremiah 16 in the PDDPT

Jeremiah 16 in the PFNT

Jeremiah 16 in the RMNT

Jeremiah 16 in the SBIAS

Jeremiah 16 in the SBIBS

Jeremiah 16 in the SBIBS2

Jeremiah 16 in the SBICS

Jeremiah 16 in the SBIDS

Jeremiah 16 in the SBIGS

Jeremiah 16 in the SBIHS

Jeremiah 16 in the SBIIS

Jeremiah 16 in the SBIIS2

Jeremiah 16 in the SBIIS3

Jeremiah 16 in the SBIKS

Jeremiah 16 in the SBIKS2

Jeremiah 16 in the SBIMS

Jeremiah 16 in the SBIOS

Jeremiah 16 in the SBIPS

Jeremiah 16 in the SBISS

Jeremiah 16 in the SBITS

Jeremiah 16 in the SBITS2

Jeremiah 16 in the SBITS3

Jeremiah 16 in the SBITS4

Jeremiah 16 in the SBIUS

Jeremiah 16 in the SBIVS

Jeremiah 16 in the SBT

Jeremiah 16 in the SBT1E

Jeremiah 16 in the SCHL

Jeremiah 16 in the SNT

Jeremiah 16 in the SUSU

Jeremiah 16 in the SUSU2

Jeremiah 16 in the SYNO

Jeremiah 16 in the TBIAOTANT

Jeremiah 16 in the TBT1E

Jeremiah 16 in the TBT1E2

Jeremiah 16 in the TFTIP

Jeremiah 16 in the TFTU

Jeremiah 16 in the TGNTATF3T

Jeremiah 16 in the THAI

Jeremiah 16 in the TNFD

Jeremiah 16 in the TNT

Jeremiah 16 in the TNTIK

Jeremiah 16 in the TNTIL

Jeremiah 16 in the TNTIN

Jeremiah 16 in the TNTIP

Jeremiah 16 in the TNTIZ

Jeremiah 16 in the TOMA

Jeremiah 16 in the TTENT

Jeremiah 16 in the UBG

Jeremiah 16 in the UGV

Jeremiah 16 in the UGV2

Jeremiah 16 in the UGV3

Jeremiah 16 in the VBL

Jeremiah 16 in the VDCC

Jeremiah 16 in the YALU

Jeremiah 16 in the YAPE

Jeremiah 16 in the YBVTP

Jeremiah 16 in the ZBP