Lamentations 2 (BOSCB)
1 Ishe akafukidza sei Mwanasikana weZioninegore rokutsamwa kwake!Akapotsera pasi kubwinya kweIsraeri,kubva kudenga kusvika panyika;haana kurangarira chitsiko chetsoka dzakemuzuva rokutsamwa kwake. 2 Ishe akamedza ugaro hwose hwaJakobhoakasavanzwira tsitsi;mukutsamwa kwake akakoromorera pasinhare dzoMwanasikana weJudha.Akawisira pasi umambo hwake namachinda ahwomukunyadziswa. 3 Mukutsamwa kwake kunotyisa akaguranyanga dzose dzaIsraeri.Akadzosa ruoko rwake rworudyipakasvika muvengi.Akapisa muna Jakobho somurazvo womotounoparadza zvose zviri kumativi ose. 4 Akawembura uta hwake somuvengi;ruoko rwake rworudyi rwagadzirira.Somuvengi akauraya vose vaifadza kuona;akadurura hasha dzake semotopatende roMwanasikana weZioni. 5 Ishe akafanana nomuvengi;akamedza Israeri.Akamedza mizinda yake yoseuye akaparadza mhare dzake.Akawedzera kuungudza nokuchemakwoMwanasikana weJudha. 6 Akaparadza ugaro hwake sebindu;akaparadza nzvimbo yake yokusanganira.Jehovha akaita kuti Zioni rikanganwemitambo yaro yakatarwa namaSabata aro;mukutsamwa kwake kunotyisa,akaramba vose mambo nomuprista. 7 Ishe akaramba aritari yakeuye akasiya nzvimbo yake tsvene.Akaisa mumaoko omuvengimasvingo emizinda yake;vakaita ruzha mumba maJehovhasapazuva romutambo wakatarwa. 8 Jehovha akafunga kuparadzarusvingo rwakakomberedza Mwanasikana weZioni.Akatambanudza rwodzi rwokuyerauye haana kudzosa ruoko rwake pakuparadza.Akaita kuti mirwi namasvingo zviungudze;zvose zvakaparara pamwe chete. 9 Masuo aro anyura muvhu,akavhuna mazariro aro ndokuaparadza.Mambo waro namachinda aro vakaenda kuutapwa pakati pendudzi,murayiro hapachina,uye vaprofita varo havachawanizvezviratidzo zvinobva kuna Jehovha. 10 Vakuru voMwanasikana weZionivagere pasi vanyerere;vamwaya guruva pamisoro yavondokupfeka masaga.Vakadzi vechidiki veJerusaremavakotamisa misoro yavo pasi. 11 Meso angu aneta nokuchema,ndiri kurwadziwa mukati mangu,mwoyo wangu wadururirwa pasinokuti vanhu vangu vaparadzwa,nokuti vana navacheche voziyamunzira dzomuguta. 12 Vanoti kuna vanamai vavo,“Zvokudya newaini zviripiko?”pavanoziya somurume akuvadzwamunzira dzomuguta,panodururwa upenyu hwavo.Mumaoko avanamai vavo. 13 Ndingareveiko pamusoro pako?Ndingakuenzanisa neiko,iwe Mwanasikana weJerusarema?Ndingakufananidze neiko,kuti zvimwe ndikunyaradze,iwe Mhandara Mwanasikana weZioni?Vanga rako rakadzika segungwa.Ndianiko achakuporesa? 14 Zviratidzo zvavaprofita vakozvakanga zviri zvenhema uye zvisina maturo;havana kubudisa zvivi zvako pachenakuti vabvise kutapwa kwako,zvirevo zvavakakupazvakanga zviri zvenhema uye zvaitsausa. 15 Vose vanopfuura nepaurivacharova maoko vachikuseka;vanoseka uye vanodzungudza misoro yavopamusoro peMhandara yeJerusarema vachiti:“Ko, ndiro here guta rainzikukwana kworunako,mufaro wenyika yose?” 16 Vavengi vako vose vanoshama miromo yavopamusoro pako;vanoseka uye vanorumanya meno avovachiti, “Tarimedza.Iri ndiro zuva ratanga takamirira;takararama kuti tirione.” 17 Jehovha aita zvaakaronga;azadzisa shoko rake,raakatema kare.Akakukoromora asina tsitsi,akarega muvengi achifara pamusoro pako,akasimudza runyanga rwavavengi vako. 18 Mwoyo yavanhuinodana kuna She.Iwe rusvingo rwoMwanasikana weZioni,rega misodzi yako iyerere sorwizimasikati nousiku;usazvipa zororo,meso ako asazorora. 19 Simuka, danidzira usiku,panotanga varindi vousiku;durura mwoyo wako semvurapamberi paShe.Simudzira maoko ako kwaarinokuda kwoupenyu hwavana vako,vanoziya nenzarapamavambo enzira dzose. 20 “Tarirai, imi Jehovha, murangarire kuti:Ndiani wamakamboitira zvakadai?Ko, vakadzi vanofanira kudya vana vavo,ivo vana vavakarera here?Ko, vaprista navaprofita vangaurayirwamunzvimbo tsvene yaShe here? 21 “Majaya navatana vavata pamwe chetemuguruva romunzira;majaya angu navarandakadzi vanguvaurayiwa nomunondo.Makavauraya pazuva rokutsamwa kwenyu;makavabaya musina tsitsi. 22 “Sokukokera kwamunoita zuva romutambo,saizvozvo makandikokera kutyisa kumativi ose.Pazuva rokutsamwa kwaJehovhahakuna akapunyuka kana kurarama;vaya vandakachengeta uye ndikarera,vaparadzwa navavengi vangu.”
In Other Versions
Lamentations 2 in the ANGEFD
Lamentations 2 in the ANTPNG2D
Lamentations 2 in the AS21
Lamentations 2 in the BAGH
Lamentations 2 in the BBPNG
Lamentations 2 in the BBT1E
Lamentations 2 in the BDS
Lamentations 2 in the BEV
Lamentations 2 in the BHAD
Lamentations 2 in the BIB
Lamentations 2 in the BLPT
Lamentations 2 in the BNT
Lamentations 2 in the BNTABOOT
Lamentations 2 in the BNTLV
Lamentations 2 in the BOATCB
Lamentations 2 in the BOATCB2
Lamentations 2 in the BOBCV
Lamentations 2 in the BOCNT
Lamentations 2 in the BOECS
Lamentations 2 in the BOGWICC
Lamentations 2 in the BOHCB
Lamentations 2 in the BOHCV
Lamentations 2 in the BOHLNT
Lamentations 2 in the BOHNTLTAL
Lamentations 2 in the BOICB
Lamentations 2 in the BOILNTAP
Lamentations 2 in the BOITCV
Lamentations 2 in the BOKCV
Lamentations 2 in the BOKCV2
Lamentations 2 in the BOKHWOG
Lamentations 2 in the BOKSSV
Lamentations 2 in the BOLCB
Lamentations 2 in the BOLCB2
Lamentations 2 in the BOMCV
Lamentations 2 in the BONAV
Lamentations 2 in the BONCB
Lamentations 2 in the BONLT
Lamentations 2 in the BONUT2
Lamentations 2 in the BOPLNT
Lamentations 2 in the BOSNC
Lamentations 2 in the BOTLNT
Lamentations 2 in the BOVCB
Lamentations 2 in the BOYCB
Lamentations 2 in the BPBB
Lamentations 2 in the BPH
Lamentations 2 in the BSB
Lamentations 2 in the CCB
Lamentations 2 in the CUV
Lamentations 2 in the CUVS
Lamentations 2 in the DBT
Lamentations 2 in the DGDNT
Lamentations 2 in the DHNT
Lamentations 2 in the DNT
Lamentations 2 in the ELBE
Lamentations 2 in the EMTV
Lamentations 2 in the ESV
Lamentations 2 in the FBV
Lamentations 2 in the FEB
Lamentations 2 in the GGMNT
Lamentations 2 in the GNT
Lamentations 2 in the HARY
Lamentations 2 in the HNT
Lamentations 2 in the IRVA
Lamentations 2 in the IRVB
Lamentations 2 in the IRVG
Lamentations 2 in the IRVH
Lamentations 2 in the IRVK
Lamentations 2 in the IRVM
Lamentations 2 in the IRVM2
Lamentations 2 in the IRVO
Lamentations 2 in the IRVP
Lamentations 2 in the IRVT
Lamentations 2 in the IRVT2
Lamentations 2 in the IRVU
Lamentations 2 in the ISVN
Lamentations 2 in the JSNT
Lamentations 2 in the KAPI
Lamentations 2 in the KBT1ETNIK
Lamentations 2 in the KBV
Lamentations 2 in the KJV
Lamentations 2 in the KNFD
Lamentations 2 in the LBA
Lamentations 2 in the LBLA
Lamentations 2 in the LNT
Lamentations 2 in the LSV
Lamentations 2 in the MAAL
Lamentations 2 in the MBV
Lamentations 2 in the MBV2
Lamentations 2 in the MHNT
Lamentations 2 in the MKNFD
Lamentations 2 in the MNG
Lamentations 2 in the MNT
Lamentations 2 in the MNT2
Lamentations 2 in the MRS1T
Lamentations 2 in the NAA
Lamentations 2 in the NASB
Lamentations 2 in the NBLA
Lamentations 2 in the NBS
Lamentations 2 in the NBVTP
Lamentations 2 in the NET2
Lamentations 2 in the NIV11
Lamentations 2 in the NNT
Lamentations 2 in the NNT2
Lamentations 2 in the NNT3
Lamentations 2 in the PDDPT
Lamentations 2 in the PFNT
Lamentations 2 in the RMNT
Lamentations 2 in the SBIAS
Lamentations 2 in the SBIBS
Lamentations 2 in the SBIBS2
Lamentations 2 in the SBICS
Lamentations 2 in the SBIDS
Lamentations 2 in the SBIGS
Lamentations 2 in the SBIHS
Lamentations 2 in the SBIIS
Lamentations 2 in the SBIIS2
Lamentations 2 in the SBIIS3
Lamentations 2 in the SBIKS
Lamentations 2 in the SBIKS2
Lamentations 2 in the SBIMS
Lamentations 2 in the SBIOS
Lamentations 2 in the SBIPS
Lamentations 2 in the SBISS
Lamentations 2 in the SBITS
Lamentations 2 in the SBITS2
Lamentations 2 in the SBITS3
Lamentations 2 in the SBITS4
Lamentations 2 in the SBIUS
Lamentations 2 in the SBIVS
Lamentations 2 in the SBT
Lamentations 2 in the SBT1E
Lamentations 2 in the SCHL
Lamentations 2 in the SNT
Lamentations 2 in the SUSU
Lamentations 2 in the SUSU2
Lamentations 2 in the SYNO
Lamentations 2 in the TBIAOTANT
Lamentations 2 in the TBT1E
Lamentations 2 in the TBT1E2
Lamentations 2 in the TFTIP
Lamentations 2 in the TFTU
Lamentations 2 in the TGNTATF3T
Lamentations 2 in the THAI
Lamentations 2 in the TNFD
Lamentations 2 in the TNT
Lamentations 2 in the TNTIK
Lamentations 2 in the TNTIL
Lamentations 2 in the TNTIN
Lamentations 2 in the TNTIP
Lamentations 2 in the TNTIZ
Lamentations 2 in the TOMA
Lamentations 2 in the TTENT
Lamentations 2 in the UBG
Lamentations 2 in the UGV
Lamentations 2 in the UGV2
Lamentations 2 in the UGV3
Lamentations 2 in the VBL
Lamentations 2 in the VDCC
Lamentations 2 in the YALU
Lamentations 2 in the YAPE
Lamentations 2 in the YBVTP
Lamentations 2 in the ZBP