Micah 7 (BOSCB)

1 Inhamoi yandinayo!Ndafanana nouya anounganidza micheroyezhizha inosara mumunda wemizambiringa pakukohwa;hapana sumbu ramazambiringa rokudya,kana maonde okutanga andinopanga. 2 Vanhu vano umwari vabviswa panyika;hapana mumwe akarurama asara.Vanhu vose vanovandira kuti vateure ropa;mumwe nomumwe anovhima hama yake nomumbure. 3 Maoko ose ari maviri ane unyanzvi pakuita zvakaipa;mubati anomanikidzira vanhu kuti vamupe zvipo,mutongi anotambira fufuro,vane simba vanomanikidzira zvido zvavo;vose vanozvironga pamwe chete. 4 Akanaka kupfuura vose akangoita sorukato,vakarurama kupfuura vose vakaipa kupfuura ruzhowa rweminzwa.Zuva renharirire dzenyu rasvika,zuva rokushanyirwa kwenyu naMwari.Zvino ino ndiyo nguva yokukanganiswa kwavo. 5 Rega kuvimba nomuvakidzani wako;usavimba neshamwari yako.Kunyange nomukadzi wawakagumbatira,uchenjerere mashoko ako. 6 Nokuti mwanakomana anozvidza baba vake,mwanasikana anomukira mai vake,muroora anomukira vamwene vake;vavengi vomunhu ndivo vanhu vemhuri yake. 7 Asi kana ndirini, ndinomirira netariro kuna Jehovha,ndinomirira Mwari Muponesi wangu;Mwari wangu achandinzwa. 8 Usafara pamusoro pangu, iwe muvengi wangu!Kunyange ndakawira pasi, ndichasimuka.Kunyange ndigere murima,Jehovha achava chiedza changu. 9 Nokuti ndakamutadzira,ndichatakura kutsamwa kwaJehovha,kusvikira andireverera mhosva yanguuye asimbisa kodzero yangu.Achandibudisira kuchiedza,ndichaona kururama kwake. 10 Ipapo muvengi wangu achazvionauye achafukidzwa,iye akati kwandiri,“Aripiko Jehovha Mwari wako?”Meso angu achaona kuwa kwake;kunyange iye zvino achatsikwapasi petsoka sematope mumigwagwa. 11 Zuva rokuvaka masvingo enyu richasvika,zuva rokuwedzerwa kwemiganhu yenyu. 12 Pazuva iro vanhu vachauya kwaurivachibva kuAsiria namaguta eIjipiti,kunyange kubva kuIjipiti kusvikira kuYufuratesi,uye kubva kugungwa kusvika kune rimwe gungwa,nokubva kugomo kusvika kune rimwe gomo. 13 Nyika ichava dongo nokuda kwavagari vayo,nokuda kwamabasa avo. 14 Fudza vanhu vako nomudonzvo wako,boka renhaka yako,rinogara roga musango,mumafuro akanaka.Rega afure muBhashani reGireadhisamazuva ekare. 15 “Sapamazuva amakabuda kubva muIjipiti,ndichavaratidza zvishamiso zvangu.” 16 Ndudzi dzichazviona uye dzichanyadziswa,dzisisina simba radzo rose.Vachabata miromo yavouye nzeve dzavo dzichadzivira. 17 Vachananzva guruva senyoka,sezvipuka zvinokambaira pasi.Vachabuda vachidedera kubva munzvimbo dzavo dzokuvanda;vachadzoka vachitya kuna Jehovha Mwari wedu,uye vachakutyai. 18 Ndiani Mwari akaita semi,anoregerera chivi uye anokanganwirakudarika kwavakasara venhaka yake?Hamugari makatsamwa nokusingaperi,asi munofarira kunzwira ngoni. 19 Muchava nenyasha kwatiri zvakare;muchatsikira zvivi zvedu pasi petsokauye muchakanda kuipa kwedu kwose pakadzikadzika mugungwa. 20 Muchava makatendeka kuna Jakobho,mucharatidza nyasha kuna Abhurahama,sezvamakapika mhiko kumadzibaba edumumazuva akare.

In Other Versions

Micah 7 in the ANGEFD

Micah 7 in the ANTPNG2D

Micah 7 in the AS21

Micah 7 in the BAGH

Micah 7 in the BBPNG

Micah 7 in the BBT1E

Micah 7 in the BDS

Micah 7 in the BEV

Micah 7 in the BHAD

Micah 7 in the BIB

Micah 7 in the BLPT

Micah 7 in the BNT

Micah 7 in the BNTABOOT

Micah 7 in the BNTLV

Micah 7 in the BOATCB

Micah 7 in the BOATCB2

Micah 7 in the BOBCV

Micah 7 in the BOCNT

Micah 7 in the BOECS

Micah 7 in the BOGWICC

Micah 7 in the BOHCB

Micah 7 in the BOHCV

Micah 7 in the BOHLNT

Micah 7 in the BOHNTLTAL

Micah 7 in the BOICB

Micah 7 in the BOILNTAP

Micah 7 in the BOITCV

Micah 7 in the BOKCV

Micah 7 in the BOKCV2

Micah 7 in the BOKHWOG

Micah 7 in the BOKSSV

Micah 7 in the BOLCB

Micah 7 in the BOLCB2

Micah 7 in the BOMCV

Micah 7 in the BONAV

Micah 7 in the BONCB

Micah 7 in the BONLT

Micah 7 in the BONUT2

Micah 7 in the BOPLNT

Micah 7 in the BOSNC

Micah 7 in the BOTLNT

Micah 7 in the BOVCB

Micah 7 in the BOYCB

Micah 7 in the BPBB

Micah 7 in the BPH

Micah 7 in the BSB

Micah 7 in the CCB

Micah 7 in the CUV

Micah 7 in the CUVS

Micah 7 in the DBT

Micah 7 in the DGDNT

Micah 7 in the DHNT

Micah 7 in the DNT

Micah 7 in the ELBE

Micah 7 in the EMTV

Micah 7 in the ESV

Micah 7 in the FBV

Micah 7 in the FEB

Micah 7 in the GGMNT

Micah 7 in the GNT

Micah 7 in the HARY

Micah 7 in the HNT

Micah 7 in the IRVA

Micah 7 in the IRVB

Micah 7 in the IRVG

Micah 7 in the IRVH

Micah 7 in the IRVK

Micah 7 in the IRVM

Micah 7 in the IRVM2

Micah 7 in the IRVO

Micah 7 in the IRVP

Micah 7 in the IRVT

Micah 7 in the IRVT2

Micah 7 in the IRVU

Micah 7 in the ISVN

Micah 7 in the JSNT

Micah 7 in the KAPI

Micah 7 in the KBT1ETNIK

Micah 7 in the KBV

Micah 7 in the KJV

Micah 7 in the KNFD

Micah 7 in the LBA

Micah 7 in the LBLA

Micah 7 in the LNT

Micah 7 in the LSV

Micah 7 in the MAAL

Micah 7 in the MBV

Micah 7 in the MBV2

Micah 7 in the MHNT

Micah 7 in the MKNFD

Micah 7 in the MNG

Micah 7 in the MNT

Micah 7 in the MNT2

Micah 7 in the MRS1T

Micah 7 in the NAA

Micah 7 in the NASB

Micah 7 in the NBLA

Micah 7 in the NBS

Micah 7 in the NBVTP

Micah 7 in the NET2

Micah 7 in the NIV11

Micah 7 in the NNT

Micah 7 in the NNT2

Micah 7 in the NNT3

Micah 7 in the PDDPT

Micah 7 in the PFNT

Micah 7 in the RMNT

Micah 7 in the SBIAS

Micah 7 in the SBIBS

Micah 7 in the SBIBS2

Micah 7 in the SBICS

Micah 7 in the SBIDS

Micah 7 in the SBIGS

Micah 7 in the SBIHS

Micah 7 in the SBIIS

Micah 7 in the SBIIS2

Micah 7 in the SBIIS3

Micah 7 in the SBIKS

Micah 7 in the SBIKS2

Micah 7 in the SBIMS

Micah 7 in the SBIOS

Micah 7 in the SBIPS

Micah 7 in the SBISS

Micah 7 in the SBITS

Micah 7 in the SBITS2

Micah 7 in the SBITS3

Micah 7 in the SBITS4

Micah 7 in the SBIUS

Micah 7 in the SBIVS

Micah 7 in the SBT

Micah 7 in the SBT1E

Micah 7 in the SCHL

Micah 7 in the SNT

Micah 7 in the SUSU

Micah 7 in the SUSU2

Micah 7 in the SYNO

Micah 7 in the TBIAOTANT

Micah 7 in the TBT1E

Micah 7 in the TBT1E2

Micah 7 in the TFTIP

Micah 7 in the TFTU

Micah 7 in the TGNTATF3T

Micah 7 in the THAI

Micah 7 in the TNFD

Micah 7 in the TNT

Micah 7 in the TNTIK

Micah 7 in the TNTIL

Micah 7 in the TNTIN

Micah 7 in the TNTIP

Micah 7 in the TNTIZ

Micah 7 in the TOMA

Micah 7 in the TTENT

Micah 7 in the UBG

Micah 7 in the UGV

Micah 7 in the UGV2

Micah 7 in the UGV3

Micah 7 in the VBL

Micah 7 in the VDCC

Micah 7 in the YALU

Micah 7 in the YAPE

Micah 7 in the YBVTP

Micah 7 in the ZBP