Psalms 89 (BOSCB)

undefined Masikiri raEtani muEzirahi. 1 Ndichaimba nezvorudo rukuru rwaJehovha nokusingaperi;ndichazivisa kutendeka kwenyu nomuromo wangu kuzvizvarwa zvose. 2 Ndichaparidza kuti rudo rwenyu runomira rwakasimba nokusingaperi,uye kuti muchasimbisa kutendeka kwenyu kudenga chaiko. 3 Imi makati, “Ndakaita sungano nomusanangurwa wangu,ndakapika kuna Dhavhidhi muranda wangu, ndichiti, 4 ‘Ndichasimbisa imba yako nokusingaperi,uye ndichasimbisa chigaro chako choushe kuzvizvarwa zvose.’ ” Sera 5 Matenga anorumbidza zvishamiso zvenyu, imi Jehovha,kutendeka kwenyuwo muungano yavatsvene. 6 Nokuti ndianiko kudenga kumusoro angaenzaniswa naJehovha?Ndianiko akaita saJehovha pakati pezvisikwa zvokudenga? 7 Mwari anotyiwa zvikuru paungano yavatsvene;iye anotyisa kwazvo kupfuura vose vakamupoteredza. 8 Haiwa Jehovha Mwari Wamasimba Ose, ndianiko akaita semi?Mune simba, imi Jehovha, uye kutendeka kwenyu kunokupoteredzai. 9 Munotonga pamusoro pokusunda kwegungwa;mafungu aro paanosimuka, munoanyaradza. 10 Makapwanya Rahabhi somumwe wavakaurayiwa;makaparadzira vavengi venyu noruoko rwenyu rune simba. 11 Matenga ndeenyu, nenyika ndeyenyuwo;makavamba nyika nezvose zviri mairi. 12 Ndimi makasika kumusoro nezasi;Tabhori neHerimoni zvinoimbira zita renyu nomufaro. 13 Ruoko rwenyu rune simba;chanza chenyu chakasimba, ruoko rwenyu rworudyi rwakasimudzwa. 14 Kururama nokururamisira ndidzo nheyo dzechigaro chenyu choushe;rudo nokutendeka zvinokutungamirirai. 15 Vakaropafadzwa avo vakadzidza kukurumbidzai,vanofamba muchiedza pamberi penyu, imi Jehovha. 16 Vanofara muzita renyu zuva rose;vanofara mukururama kwenyu. 17 Nokuti imi ndimi kubwinya nesimba ravo,uye nenyasha dzenyu munosimudzira runyanga rwedu. 18 Zvirokwazvo, nhoo yedu ndeyaJehovha,mambo wedu, iye Mutsvene oga waIsraeri. 19 Ipapo makataura muchiratidzo,mukati, kuvanhu venyu vakatendeka:“Ndakaisa simba pamusoro pemhare;ndakasimudzira jaya pakati pavanhu. 20 Ndakawana Dhavhidhi muranda wangu;ndakamuzodza namafuta matsvene. 21 Ruoko rwangu ruchamutsigira;zvirokwazvo chanza changu chichamusimbisa. 22 Hakuna muvengi achamuripisa mutero;hakuna munhu akaipa achamudzvinyirira. 23 Ndichapwanya vavengi vake pamberi pake,uye ndicharovera pasi vadzivisi vake. 24 Rudo rwangu rwakatendeka ruchava naye,uye runyanga rwake ruchasimudzirwa muzita rangu. 25 Ndichaisa ruoko rwake pamusoro pegungwa,ruoko rwake rworudyi pamusoro penzizi. 26 Iye achadana kwandiri, achiti, ‘Ndimi Baba vangu,Mwari wangu, Dombo noMuponesi wangu.’ 27 Ndichamugadzawo kuti ave dangwe rangu,iye anokudzwa zvikuru pamadzimambo enyika. 28 Ndichachengetedza rudo rwangu kwaari nokusingaperi,uye sungano yangu naye haitongoperi. 29 Ndichasimbisa imba yake nokusingaperi,uye nechigaro chake choushe chero matenga achingovapo. 30 “Kana vana vake vakasiya murayiro wangu,uye vakasatevera zvandakatema, 31 kana vakazvidza mitemo yangu,uye vakakoniwa kuchengeta mirayiro yangu, 32 ndicharanga chivi chavo neshamhu,uye kuipa kwavo nokurova kukuru; 33 asi handizobvisi rudo rwangu kwavari,kana kuzombopandukira kutendeka kwangu. 34 Handizozvidzi sungano yangukana kushandura zvakarehwa nemiromo yangu. 35 Kamwe chete, ndakapika noutsvene hwangu,uye handingarevi nhema kuna Dhavhidhi, 36 kuti imba yake icharamba iripo nokusingaperiuye chigaro chake choushe chichagara pamberi pangu sezuva; 37 chichasimbiswa nokusingaperi somwedzi,chapupu chakatendeka chiri kudenga.” Sera 38 Asi imi makaramba, makavenga,makatsamwira kwazvo muzodziwa wenyu. 39 Makaparadza sungano yomuranda wenyuuye mukasvibisa korona yake muguruva. 40 Makaputsa masvingo ake osemukaita nhare dzake matongo. 41 Vose vanopfuura napo vanomupamba;ava chiseko chavavakidzani vake. 42 Makasimudzira ruoko rworudyi rwavavengi vake;makaita kuti vavengi vake vose vafare. 43 Makadzosera shure munondo wake unopinza,uye hamuna kumutsigira pakurwa. 44 Makagumisa kubwinya kwake,mukawisira pasi chigaro chake choushe. 45 Makatapudza mazuva oujaya hwake;makamufukidza nejasi renyadzi. Sera 46 Haiwa Jehovha kusvikira riniko? Muchazvivanza nokusingaperi here?Hasha dzenyu dzichapisa somoto kusvikira riniko? 47 Rangarirai kuti upenyu hwangu hunopfuura sei.Nokuti makasikira vanhu vose zvisina maturo! 48 Ko, munhu ndoupi angararama akasaona rufu,kana angazviponesa pasimba reguva? Sera 49 Haiwa Ishe, rudo rwenyu rukuru rwekare rwuripiko,irwo rwamakapika nokutendeka kwenyu kuna Dhavhidhi? 50 Rangarirai, Ishe kuti muranda wenyu aisekwa sei,kuti ndaitakura sei muchipfuva changu kutuka kwendudzi dzose, 51 kutuka uko vavengi venyu vaikusekai nako, imi Jehovha,pavaiseka nhambwe imwe neimwe yomuzodziwa wenyu. 52 Jehovha ngaarumbidzwe nokusingaperi!Ameni naAmeni.

In Other Versions

Psalms 89 in the ANGEFD

Psalms 89 in the ANTPNG2D

Psalms 89 in the AS21

Psalms 89 in the BAGH

Psalms 89 in the BBPNG

Psalms 89 in the BBT1E

Psalms 89 in the BDS

Psalms 89 in the BEV

Psalms 89 in the BHAD

Psalms 89 in the BIB

Psalms 89 in the BLPT

Psalms 89 in the BNT

Psalms 89 in the BNTABOOT

Psalms 89 in the BNTLV

Psalms 89 in the BOATCB

Psalms 89 in the BOATCB2

Psalms 89 in the BOBCV

Psalms 89 in the BOCNT

Psalms 89 in the BOECS

Psalms 89 in the BOGWICC

Psalms 89 in the BOHCB

Psalms 89 in the BOHCV

Psalms 89 in the BOHLNT

Psalms 89 in the BOHNTLTAL

Psalms 89 in the BOICB

Psalms 89 in the BOILNTAP

Psalms 89 in the BOITCV

Psalms 89 in the BOKCV

Psalms 89 in the BOKCV2

Psalms 89 in the BOKHWOG

Psalms 89 in the BOKSSV

Psalms 89 in the BOLCB

Psalms 89 in the BOLCB2

Psalms 89 in the BOMCV

Psalms 89 in the BONAV

Psalms 89 in the BONCB

Psalms 89 in the BONLT

Psalms 89 in the BONUT2

Psalms 89 in the BOPLNT

Psalms 89 in the BOSNC

Psalms 89 in the BOTLNT

Psalms 89 in the BOVCB

Psalms 89 in the BOYCB

Psalms 89 in the BPBB

Psalms 89 in the BPH

Psalms 89 in the BSB

Psalms 89 in the CCB

Psalms 89 in the CUV

Psalms 89 in the CUVS

Psalms 89 in the DBT

Psalms 89 in the DGDNT

Psalms 89 in the DHNT

Psalms 89 in the DNT

Psalms 89 in the ELBE

Psalms 89 in the EMTV

Psalms 89 in the ESV

Psalms 89 in the FBV

Psalms 89 in the FEB

Psalms 89 in the GGMNT

Psalms 89 in the GNT

Psalms 89 in the HARY

Psalms 89 in the HNT

Psalms 89 in the IRVA

Psalms 89 in the IRVB

Psalms 89 in the IRVG

Psalms 89 in the IRVH

Psalms 89 in the IRVK

Psalms 89 in the IRVM

Psalms 89 in the IRVM2

Psalms 89 in the IRVO

Psalms 89 in the IRVP

Psalms 89 in the IRVT

Psalms 89 in the IRVT2

Psalms 89 in the IRVU

Psalms 89 in the ISVN

Psalms 89 in the JSNT

Psalms 89 in the KAPI

Psalms 89 in the KBT1ETNIK

Psalms 89 in the KBV

Psalms 89 in the KJV

Psalms 89 in the KNFD

Psalms 89 in the LBA

Psalms 89 in the LBLA

Psalms 89 in the LNT

Psalms 89 in the LSV

Psalms 89 in the MAAL

Psalms 89 in the MBV

Psalms 89 in the MBV2

Psalms 89 in the MHNT

Psalms 89 in the MKNFD

Psalms 89 in the MNG

Psalms 89 in the MNT

Psalms 89 in the MNT2

Psalms 89 in the MRS1T

Psalms 89 in the NAA

Psalms 89 in the NASB

Psalms 89 in the NBLA

Psalms 89 in the NBS

Psalms 89 in the NBVTP

Psalms 89 in the NET2

Psalms 89 in the NIV11

Psalms 89 in the NNT

Psalms 89 in the NNT2

Psalms 89 in the NNT3

Psalms 89 in the PDDPT

Psalms 89 in the PFNT

Psalms 89 in the RMNT

Psalms 89 in the SBIAS

Psalms 89 in the SBIBS

Psalms 89 in the SBIBS2

Psalms 89 in the SBICS

Psalms 89 in the SBIDS

Psalms 89 in the SBIGS

Psalms 89 in the SBIHS

Psalms 89 in the SBIIS

Psalms 89 in the SBIIS2

Psalms 89 in the SBIIS3

Psalms 89 in the SBIKS

Psalms 89 in the SBIKS2

Psalms 89 in the SBIMS

Psalms 89 in the SBIOS

Psalms 89 in the SBIPS

Psalms 89 in the SBISS

Psalms 89 in the SBITS

Psalms 89 in the SBITS2

Psalms 89 in the SBITS3

Psalms 89 in the SBITS4

Psalms 89 in the SBIUS

Psalms 89 in the SBIVS

Psalms 89 in the SBT

Psalms 89 in the SBT1E

Psalms 89 in the SCHL

Psalms 89 in the SNT

Psalms 89 in the SUSU

Psalms 89 in the SUSU2

Psalms 89 in the SYNO

Psalms 89 in the TBIAOTANT

Psalms 89 in the TBT1E

Psalms 89 in the TBT1E2

Psalms 89 in the TFTIP

Psalms 89 in the TFTU

Psalms 89 in the TGNTATF3T

Psalms 89 in the THAI

Psalms 89 in the TNFD

Psalms 89 in the TNT

Psalms 89 in the TNTIK

Psalms 89 in the TNTIL

Psalms 89 in the TNTIN

Psalms 89 in the TNTIP

Psalms 89 in the TNTIZ

Psalms 89 in the TOMA

Psalms 89 in the TTENT

Psalms 89 in the UBG

Psalms 89 in the UGV

Psalms 89 in the UGV2

Psalms 89 in the UGV3

Psalms 89 in the VBL

Psalms 89 in the VDCC

Psalms 89 in the YALU

Psalms 89 in the YAPE

Psalms 89 in the YBVTP

Psalms 89 in the ZBP