2 Samuel 9 (BOSCB)

1 Dhavhidhi akabvunza akati, “Ko, kuchine mumwe akasara here weimba yaSauro wandingaitira tsitsi nokuda kwaJonatani?” 2 Zvino kwakanga kuno muranda weimba yaSauro ainzi Zibha. Vakamudana kuti auye kuna Dhavhidhi, mambo akati kwaari, “Ndiwe Zibha here?”Iye akapindura akati, “Ndini muranda wenyu.” 3 Mambo akabvunza akati, “Hakuna mumwe akasara weimba yaSauro wandingaratidza tsitsi dzaMwari here?”Zibha akapindura mambo akati, “Kuchine mwanakomana waJonatani; akaremara makumbo ose.” 4 Mambo akabvunza akati, “Aripiko?”Zibha akapindura akati, “Ari kuimba yaMakiri mwanakomana waAmieri kuRo Dhebhari.” 5 Saka Mambo Dhavhidhi akarayira kuti andotorwa kubva kuRo Dhebhari, pamba paMakiri mwanakomana waAmieri. 6 Zvino Mefibhosheti mwanakomana waJonatani, mwanakomana waSauro akati asvika kuna Dhavhidhi, akawira pasi nechiso chake kuti aratidze rukudzo.Dhavhidhi akati, “Mefibhosheti!”Iye akapindura akati, “Ndini muranda wenyu.” 7 Dhavhidhi akati kwaari, “Usatya hako, nokuti zvirokwazvo ndichakuitira tsitsi nokuda kwababa vako Jonatani. Ndichadzosera kwauri nyika yose yakanga iri yasekuru vako Sauro, uye uchadya patafura yangu nguva dzose.” 8 Mefibhosheti akakotamira pasi akati, “Muranda wenyu chiiko, zvamunorangarira imbwa yakafa yakaita seni?” 9 Ipapo mambo akadana Zibha, muranda waSauro, akati kwaari, “Ndapa muzukuru wavatenzi vako zvose zvakanga zviri zvaSauro nemhuri yake. 10 Iwe navana vako navaranda vako ndimi muchamurimira minda mugokohwa zvirimwa, kuti muzukuru wavatenzi vako awane zvokudya. Mefibhosheti, muzukuru wavatenzi vako, achadya patafura yangu nguva dzose.” Zvino Zibha aiva navanakomana gumi navashanu navaranda makumi maviri. 11 Ipapo Zibha akati kuna mambo, “Muranda wenyu achaita zvose zvamunomurayira kuti aite imi, ishe wangu namambo. Naizvozvo Mefibhosheti akadya patafura yaDhavhidhi somumwe wavanakomana vamambo.” 12 Mefibhosheti akanga ane mwanakomana mudiki ainzi Mika, uye vose veimba yaZibha vakanga vari varanda vaMefibhosheti. 13 Saka Mefibhosheti akagara muJerusarema nokuti aigara achidya patafura yamambo, uye akanga akaremara tsoka dzake dzose.

In Other Versions

2 Samuel 9 in the ANGEFD

2 Samuel 9 in the ANTPNG2D

2 Samuel 9 in the AS21

2 Samuel 9 in the BAGH

2 Samuel 9 in the BBPNG

2 Samuel 9 in the BBT1E

2 Samuel 9 in the BDS

2 Samuel 9 in the BEV

2 Samuel 9 in the BHAD

2 Samuel 9 in the BIB

2 Samuel 9 in the BLPT

2 Samuel 9 in the BNT

2 Samuel 9 in the BNTABOOT

2 Samuel 9 in the BNTLV

2 Samuel 9 in the BOATCB

2 Samuel 9 in the BOATCB2

2 Samuel 9 in the BOBCV

2 Samuel 9 in the BOCNT

2 Samuel 9 in the BOECS

2 Samuel 9 in the BOGWICC

2 Samuel 9 in the BOHCB

2 Samuel 9 in the BOHCV

2 Samuel 9 in the BOHLNT

2 Samuel 9 in the BOHNTLTAL

2 Samuel 9 in the BOICB

2 Samuel 9 in the BOILNTAP

2 Samuel 9 in the BOITCV

2 Samuel 9 in the BOKCV

2 Samuel 9 in the BOKCV2

2 Samuel 9 in the BOKHWOG

2 Samuel 9 in the BOKSSV

2 Samuel 9 in the BOLCB

2 Samuel 9 in the BOLCB2

2 Samuel 9 in the BOMCV

2 Samuel 9 in the BONAV

2 Samuel 9 in the BONCB

2 Samuel 9 in the BONLT

2 Samuel 9 in the BONUT2

2 Samuel 9 in the BOPLNT

2 Samuel 9 in the BOSNC

2 Samuel 9 in the BOTLNT

2 Samuel 9 in the BOVCB

2 Samuel 9 in the BOYCB

2 Samuel 9 in the BPBB

2 Samuel 9 in the BPH

2 Samuel 9 in the BSB

2 Samuel 9 in the CCB

2 Samuel 9 in the CUV

2 Samuel 9 in the CUVS

2 Samuel 9 in the DBT

2 Samuel 9 in the DGDNT

2 Samuel 9 in the DHNT

2 Samuel 9 in the DNT

2 Samuel 9 in the ELBE

2 Samuel 9 in the EMTV

2 Samuel 9 in the ESV

2 Samuel 9 in the FBV

2 Samuel 9 in the FEB

2 Samuel 9 in the GGMNT

2 Samuel 9 in the GNT

2 Samuel 9 in the HARY

2 Samuel 9 in the HNT

2 Samuel 9 in the IRVA

2 Samuel 9 in the IRVB

2 Samuel 9 in the IRVG

2 Samuel 9 in the IRVH

2 Samuel 9 in the IRVK

2 Samuel 9 in the IRVM

2 Samuel 9 in the IRVM2

2 Samuel 9 in the IRVO

2 Samuel 9 in the IRVP

2 Samuel 9 in the IRVT

2 Samuel 9 in the IRVT2

2 Samuel 9 in the IRVU

2 Samuel 9 in the ISVN

2 Samuel 9 in the JSNT

2 Samuel 9 in the KAPI

2 Samuel 9 in the KBT1ETNIK

2 Samuel 9 in the KBV

2 Samuel 9 in the KJV

2 Samuel 9 in the KNFD

2 Samuel 9 in the LBA

2 Samuel 9 in the LBLA

2 Samuel 9 in the LNT

2 Samuel 9 in the LSV

2 Samuel 9 in the MAAL

2 Samuel 9 in the MBV

2 Samuel 9 in the MBV2

2 Samuel 9 in the MHNT

2 Samuel 9 in the MKNFD

2 Samuel 9 in the MNG

2 Samuel 9 in the MNT

2 Samuel 9 in the MNT2

2 Samuel 9 in the MRS1T

2 Samuel 9 in the NAA

2 Samuel 9 in the NASB

2 Samuel 9 in the NBLA

2 Samuel 9 in the NBS

2 Samuel 9 in the NBVTP

2 Samuel 9 in the NET2

2 Samuel 9 in the NIV11

2 Samuel 9 in the NNT

2 Samuel 9 in the NNT2

2 Samuel 9 in the NNT3

2 Samuel 9 in the PDDPT

2 Samuel 9 in the PFNT

2 Samuel 9 in the RMNT

2 Samuel 9 in the SBIAS

2 Samuel 9 in the SBIBS

2 Samuel 9 in the SBIBS2

2 Samuel 9 in the SBICS

2 Samuel 9 in the SBIDS

2 Samuel 9 in the SBIGS

2 Samuel 9 in the SBIHS

2 Samuel 9 in the SBIIS

2 Samuel 9 in the SBIIS2

2 Samuel 9 in the SBIIS3

2 Samuel 9 in the SBIKS

2 Samuel 9 in the SBIKS2

2 Samuel 9 in the SBIMS

2 Samuel 9 in the SBIOS

2 Samuel 9 in the SBIPS

2 Samuel 9 in the SBISS

2 Samuel 9 in the SBITS

2 Samuel 9 in the SBITS2

2 Samuel 9 in the SBITS3

2 Samuel 9 in the SBITS4

2 Samuel 9 in the SBIUS

2 Samuel 9 in the SBIVS

2 Samuel 9 in the SBT

2 Samuel 9 in the SBT1E

2 Samuel 9 in the SCHL

2 Samuel 9 in the SNT

2 Samuel 9 in the SUSU

2 Samuel 9 in the SUSU2

2 Samuel 9 in the SYNO

2 Samuel 9 in the TBIAOTANT

2 Samuel 9 in the TBT1E

2 Samuel 9 in the TBT1E2

2 Samuel 9 in the TFTIP

2 Samuel 9 in the TFTU

2 Samuel 9 in the TGNTATF3T

2 Samuel 9 in the THAI

2 Samuel 9 in the TNFD

2 Samuel 9 in the TNT

2 Samuel 9 in the TNTIK

2 Samuel 9 in the TNTIL

2 Samuel 9 in the TNTIN

2 Samuel 9 in the TNTIP

2 Samuel 9 in the TNTIZ

2 Samuel 9 in the TOMA

2 Samuel 9 in the TTENT

2 Samuel 9 in the UBG

2 Samuel 9 in the UGV

2 Samuel 9 in the UGV2

2 Samuel 9 in the UGV3

2 Samuel 9 in the VBL

2 Samuel 9 in the VDCC

2 Samuel 9 in the YALU

2 Samuel 9 in the YAPE

2 Samuel 9 in the YBVTP

2 Samuel 9 in the ZBP