Deuteronomy 23 (BOSCB)

1 Hapana murume akakuvadzwa manhu ake kana kubviswa nhengo yake achapinda paungano yaJehovha. 2 Hapana munhu akaberekwa noupombwe, kana vana vake, anofanira kupinda paungano yaJehovha, kusvikira kuchizvarwa chegumi. 3 Hapana muAmoni kana muMoabhu, kana munhu upi worudzi rwake anofanira kupinda paungano yaJehovha, kusvikira kuchizvarwa chegumi. 4 Nokuti havana kuuya kuzokuchingamidzai nechingwa nemvura parwendo rwenyu pamakabuda kubva muIjipiti, uye vakaripa Bharamu mwanakomana waBheori wePetori muAramu Naharaimu kuti akutukei. 5 Asi, Jehovha Mwari wenyu haana kuteerera Bharamu asi akashandura kutuka akakuropafadzai, nokuti Jehovha Mwari wenyu anokudai. 6 Usatsvaka rugare kana ushamwari navo mazuva ose oupenyu hwako! 7 Haufaniri kusema muEdhomu, nokuti ihama yako. Usasema muIjipita nokuti wakagara somutorwa munyika yake. 8 Rudzi rwechitatu rwavana vake runogona harwo kupinda paungano yaJehovha. 9 Kana muchinge maungana kuti murwe navavengi venyu, zvichengetedzei kubva pazvinhu zvose zvakaipa. 10 Kana mumwe wavarume venyu asina kuchena nokuda kwokuti akazvirotera usiku, anofanira kubuda kunze kwomusasa agareko. 11 Asi kana ava madekwana anofanira kuzvigeza, uye pakuvira kwezuva ngaapinde zvake mumusasa. 12 Munofanira kuva nenzvimbo kunze kwomusasa kwamunofanira kuenda muchinozvibatsira. 13 Sezvo panhumbi dzenyu dzokurwa nadzo paine zvokucheresa, zvino kana uchinge wapedza kuzvibatsira, unofanira kufushira gomba rawazvibatsira. 14 Nokuti Jehovha Mwari wako anofamba-famba pamusasa wenyu achikuchengetedzai nokukurwirai kubva kuvavengi venyu. Musasa wenyu unofanira kuva mutsvene, kuitira kuti arege kuona zvisakarurama pakati penyu uye akazokufuratirai. 15 Kana muranda atizira kwauri, usamudzosera kuna tenzi wake. 16 Murege agare pakati penyu paanoda hake uye muguta ripi raachasarudza. Usamumanikidza. 17 Hakuna muIsraeri, murume kana mukadzi achava mhombwe. 18 Hamufaniri kuuya nomubayiro wechifeve kana wemhombwe mumba maJehovha Mwari wenyu kuti mupike nawo. Nokuti zvose izvi zviri zviviri zvinonyangadza Jehovha Mwari wenyu. 19 Usaripisa hama yako mhindu, ingava yemari kana zvokudya kana chinhu chipi zvacho chaungawane mhindu kubva pachiri. 20 Ungaripisa zvako mutorwa mhindu, asi kwete hama yako muIsraeri, kuitira kuti Jehovha Mwari wako akuropafadze pane zvose zvaungabate noruoko rwako munyika yauri kupinda kuti ive yenyu. 21 Kana ukaita mhiko pamberi paJehovha Mwari wako, usanonoka kuiripa, nokuti Jehovha Mwari wako zvirokwazvo achaibvunza kwauri uye uchava nemhosva yechivi. 22 Asi kana ukarega kuita mhiko, haungavi nemhosva. 23 Uchenjerere kuti uite zvose zvaunotaura nomuromo wako, nokuti wakaita mhiko nokuda kwako kuna Jehovha Mwari wako nomuromo wako. 24 Kana ukapinda mumunda womuzambiringa womuvakidzani wako, ungadya mazambiringa ose aunoda asi haufaniri kuisa mamwe mudengu rako. 25 Kana ukapinda mumunda wezviyo womuvakidzani wako, ungavhuna hako hura noruoko rwako, asi haufaniri kucheka zviyo zvake nejeko.

In Other Versions

Deuteronomy 23 in the ANGEFD

Deuteronomy 23 in the ANTPNG2D

Deuteronomy 23 in the AS21

Deuteronomy 23 in the BAGH

Deuteronomy 23 in the BBPNG

Deuteronomy 23 in the BBT1E

Deuteronomy 23 in the BDS

Deuteronomy 23 in the BEV

Deuteronomy 23 in the BHAD

Deuteronomy 23 in the BIB

Deuteronomy 23 in the BLPT

Deuteronomy 23 in the BNT

Deuteronomy 23 in the BNTABOOT

Deuteronomy 23 in the BNTLV

Deuteronomy 23 in the BOATCB

Deuteronomy 23 in the BOATCB2

Deuteronomy 23 in the BOBCV

Deuteronomy 23 in the BOCNT

Deuteronomy 23 in the BOECS

Deuteronomy 23 in the BOGWICC

Deuteronomy 23 in the BOHCB

Deuteronomy 23 in the BOHCV

Deuteronomy 23 in the BOHLNT

Deuteronomy 23 in the BOHNTLTAL

Deuteronomy 23 in the BOICB

Deuteronomy 23 in the BOILNTAP

Deuteronomy 23 in the BOITCV

Deuteronomy 23 in the BOKCV

Deuteronomy 23 in the BOKCV2

Deuteronomy 23 in the BOKHWOG

Deuteronomy 23 in the BOKSSV

Deuteronomy 23 in the BOLCB

Deuteronomy 23 in the BOLCB2

Deuteronomy 23 in the BOMCV

Deuteronomy 23 in the BONAV

Deuteronomy 23 in the BONCB

Deuteronomy 23 in the BONLT

Deuteronomy 23 in the BONUT2

Deuteronomy 23 in the BOPLNT

Deuteronomy 23 in the BOSNC

Deuteronomy 23 in the BOTLNT

Deuteronomy 23 in the BOVCB

Deuteronomy 23 in the BOYCB

Deuteronomy 23 in the BPBB

Deuteronomy 23 in the BPH

Deuteronomy 23 in the BSB

Deuteronomy 23 in the CCB

Deuteronomy 23 in the CUV

Deuteronomy 23 in the CUVS

Deuteronomy 23 in the DBT

Deuteronomy 23 in the DGDNT

Deuteronomy 23 in the DHNT

Deuteronomy 23 in the DNT

Deuteronomy 23 in the ELBE

Deuteronomy 23 in the EMTV

Deuteronomy 23 in the ESV

Deuteronomy 23 in the FBV

Deuteronomy 23 in the FEB

Deuteronomy 23 in the GGMNT

Deuteronomy 23 in the GNT

Deuteronomy 23 in the HARY

Deuteronomy 23 in the HNT

Deuteronomy 23 in the IRVA

Deuteronomy 23 in the IRVB

Deuteronomy 23 in the IRVG

Deuteronomy 23 in the IRVH

Deuteronomy 23 in the IRVK

Deuteronomy 23 in the IRVM

Deuteronomy 23 in the IRVM2

Deuteronomy 23 in the IRVO

Deuteronomy 23 in the IRVP

Deuteronomy 23 in the IRVT

Deuteronomy 23 in the IRVT2

Deuteronomy 23 in the IRVU

Deuteronomy 23 in the ISVN

Deuteronomy 23 in the JSNT

Deuteronomy 23 in the KAPI

Deuteronomy 23 in the KBT1ETNIK

Deuteronomy 23 in the KBV

Deuteronomy 23 in the KJV

Deuteronomy 23 in the KNFD

Deuteronomy 23 in the LBA

Deuteronomy 23 in the LBLA

Deuteronomy 23 in the LNT

Deuteronomy 23 in the LSV

Deuteronomy 23 in the MAAL

Deuteronomy 23 in the MBV

Deuteronomy 23 in the MBV2

Deuteronomy 23 in the MHNT

Deuteronomy 23 in the MKNFD

Deuteronomy 23 in the MNG

Deuteronomy 23 in the MNT

Deuteronomy 23 in the MNT2

Deuteronomy 23 in the MRS1T

Deuteronomy 23 in the NAA

Deuteronomy 23 in the NASB

Deuteronomy 23 in the NBLA

Deuteronomy 23 in the NBS

Deuteronomy 23 in the NBVTP

Deuteronomy 23 in the NET2

Deuteronomy 23 in the NIV11

Deuteronomy 23 in the NNT

Deuteronomy 23 in the NNT2

Deuteronomy 23 in the NNT3

Deuteronomy 23 in the PDDPT

Deuteronomy 23 in the PFNT

Deuteronomy 23 in the RMNT

Deuteronomy 23 in the SBIAS

Deuteronomy 23 in the SBIBS

Deuteronomy 23 in the SBIBS2

Deuteronomy 23 in the SBICS

Deuteronomy 23 in the SBIDS

Deuteronomy 23 in the SBIGS

Deuteronomy 23 in the SBIHS

Deuteronomy 23 in the SBIIS

Deuteronomy 23 in the SBIIS2

Deuteronomy 23 in the SBIIS3

Deuteronomy 23 in the SBIKS

Deuteronomy 23 in the SBIKS2

Deuteronomy 23 in the SBIMS

Deuteronomy 23 in the SBIOS

Deuteronomy 23 in the SBIPS

Deuteronomy 23 in the SBISS

Deuteronomy 23 in the SBITS

Deuteronomy 23 in the SBITS2

Deuteronomy 23 in the SBITS3

Deuteronomy 23 in the SBITS4

Deuteronomy 23 in the SBIUS

Deuteronomy 23 in the SBIVS

Deuteronomy 23 in the SBT

Deuteronomy 23 in the SBT1E

Deuteronomy 23 in the SCHL

Deuteronomy 23 in the SNT

Deuteronomy 23 in the SUSU

Deuteronomy 23 in the SUSU2

Deuteronomy 23 in the SYNO

Deuteronomy 23 in the TBIAOTANT

Deuteronomy 23 in the TBT1E

Deuteronomy 23 in the TBT1E2

Deuteronomy 23 in the TFTIP

Deuteronomy 23 in the TFTU

Deuteronomy 23 in the TGNTATF3T

Deuteronomy 23 in the THAI

Deuteronomy 23 in the TNFD

Deuteronomy 23 in the TNT

Deuteronomy 23 in the TNTIK

Deuteronomy 23 in the TNTIL

Deuteronomy 23 in the TNTIN

Deuteronomy 23 in the TNTIP

Deuteronomy 23 in the TNTIZ

Deuteronomy 23 in the TOMA

Deuteronomy 23 in the TTENT

Deuteronomy 23 in the UBG

Deuteronomy 23 in the UGV

Deuteronomy 23 in the UGV2

Deuteronomy 23 in the UGV3

Deuteronomy 23 in the VBL

Deuteronomy 23 in the VDCC

Deuteronomy 23 in the YALU

Deuteronomy 23 in the YAPE

Deuteronomy 23 in the YBVTP

Deuteronomy 23 in the ZBP