Deuteronomy 27 (BOSCB)
1 Zvino Mozisi navakuru veIsraeri vakarayira vanhu vachiti, “Chengetai mirayiro iyi yose yandinokupai nhasi. 2 Kana muchinge mayambuka Jorodhani muchipinda munyika yamuri kupiwa naJehovha Mwari wenyu, munofanira kumisa mabwe makuru mugoapenda nesuko. 3 Mugonyora pamusoro pawo mashoko ose nomurayiro uyu kana muchinge mayambuka mhiri kuti mupinde munyika yamuri kupiwa naJehovha Mwari wenyu, nyika inoyerera mukaka nouchi, sezvamakavimbiswa naJehovha, iye Mwari wamadzibaba enyu. 4 Zvino kana muchinge mayambuka Jorodhani, misai mabwe aya paGomo reEbhari, sezvandakurayirai nhasi, mugoapenda nesuko. 5 Muvake aritari yaJehovha Mwari wenyu ipapo, aritari yamabwe. Musashandisa simbi pakumisa mabwe aya. 6 Muvake aritari yaJehovha Mwari wenyu namabwe asina kuvezwa uye mugobayirapo kuna Jehovha Mwari wenyu zvipiriso zvinopiswa. 7 Mubayire zvipiriso zvokuwadzana ipapo, muzvidye muchipembera pamberi paJehovha Mwari wenyu. 8 Uye munofanira kunyora mashoko aya ose omurayiro pamabwe amakamisa aya zvinonyatsoonekwa.” 9 Ipapo Mozisi navaprista vanova vaRevhi, vakataura kuvaIsraeri vose vakati, “Nyararai imi Israeri, uye muteerere! Iye zvino mava rudzi rwaJehovha Mwari wenyu. 10 Naizvozvo teererai Jehovha Mwari wenyu uye mugotevera mirayiro nemitemo yandinokupai nhasi.” 11 Pazuva rimwe chetero Mozisi akarayira vanhu achiti: 12 Kana muchinge mayambuka Jorodhani, aya ndiwo marudzi anofanira kundomira pamusoro peGomo reGerizimu kuti varopafadze vanhu: Simeoni, Revhi, Judha, Isakari, Josefa naBhenjamini. 13 Uye marudzi aya ndiwo achamira paGomo reEbhari kuti vadanidzire kutuka: Rubheni, Gadhi, Asheri, Zebhuruni, Dhani, naNafutari. 14 VaRevhi vachataura kuvanhu vose veIsraeri nenzwi guru vachiti: 15 “Ngaatukwe munhu anoita chifananidzo chakavezwa kana chakaumbwa, chinhu chinonyangadza Jehovha, basa ramaoko emhizha, uye agochimisa pakavanzwa.”Ipapo vanhu vose vachati, “Ameni!” 16 “Ngaatukwe munhu anozvidza baba kana mai vake.”Ipapo vanhu vose vachati, “Ameni.” 17 “Ngaatukwe munhu anoshandura muganhu womuvakidzani wake.”Ipapo vanhu vose vachati, “Ameni!” 18 “Ngaatukwe munhu anotsausa bofu panzira.”Ipapo vanhu vose vachati, “Ameni!” 19 “Ngaatukwe munhu anorega kururamisira mutorwa, nherera kana chirikadzi.”Ipapo vanhu vose vachati, “Ameni!” 20 “Ngaatukwe munhu anovata nomukadzi wababa vake, nokuti azvidza nhoo yababa vake.”Ipapo vanhu vose vachati, “Ameni!” 21 “Ngaatukwe munhu anovata nemhuka ipi zvayo.”Ipapo vanhu vose vachati, “Ameni!” 22 “Ngaatukwe munhu anovata nehanzvadzi yake, mwanasikana wababa vake, kana mwanasikana wamai vake.”Ipapo vanhu vose vachati, “Ameni!” 23 “Ngaatukwe munhu anovata namai vomukadzi wake.”Ipapo vanhu vose vachati, “Ameni!” 24 “Ngaatukwe munhu anouraya muvakidzani pakavanda.”Ipapo vanhu vose vachati, “Ameni!” 25 “Ngaatukwe munhu anogamuchira fufuro kuti auraye munhu asina mhosva.”Ipapo vanhu vose vachati, “Ameni!” 26 “Ngaatukwe munhu asingasimbisi mashoko omurayiro uyu nokuaita.”Ipapo vanhu vose vachati, “Ameni!”
In Other Versions
Deuteronomy 27 in the ANGEFD
Deuteronomy 27 in the ANTPNG2D
Deuteronomy 27 in the AS21
Deuteronomy 27 in the BAGH
Deuteronomy 27 in the BBPNG
Deuteronomy 27 in the BBT1E
Deuteronomy 27 in the BDS
Deuteronomy 27 in the BEV
Deuteronomy 27 in the BHAD
Deuteronomy 27 in the BIB
Deuteronomy 27 in the BLPT
Deuteronomy 27 in the BNT
Deuteronomy 27 in the BNTABOOT
Deuteronomy 27 in the BNTLV
Deuteronomy 27 in the BOATCB
Deuteronomy 27 in the BOATCB2
Deuteronomy 27 in the BOBCV
Deuteronomy 27 in the BOCNT
Deuteronomy 27 in the BOECS
Deuteronomy 27 in the BOGWICC
Deuteronomy 27 in the BOHCB
Deuteronomy 27 in the BOHCV
Deuteronomy 27 in the BOHLNT
Deuteronomy 27 in the BOHNTLTAL
Deuteronomy 27 in the BOICB
Deuteronomy 27 in the BOILNTAP
Deuteronomy 27 in the BOITCV
Deuteronomy 27 in the BOKCV
Deuteronomy 27 in the BOKCV2
Deuteronomy 27 in the BOKHWOG
Deuteronomy 27 in the BOKSSV
Deuteronomy 27 in the BOLCB
Deuteronomy 27 in the BOLCB2
Deuteronomy 27 in the BOMCV
Deuteronomy 27 in the BONAV
Deuteronomy 27 in the BONCB
Deuteronomy 27 in the BONLT
Deuteronomy 27 in the BONUT2
Deuteronomy 27 in the BOPLNT
Deuteronomy 27 in the BOSNC
Deuteronomy 27 in the BOTLNT
Deuteronomy 27 in the BOVCB
Deuteronomy 27 in the BOYCB
Deuteronomy 27 in the BPBB
Deuteronomy 27 in the BPH
Deuteronomy 27 in the BSB
Deuteronomy 27 in the CCB
Deuteronomy 27 in the CUV
Deuteronomy 27 in the CUVS
Deuteronomy 27 in the DBT
Deuteronomy 27 in the DGDNT
Deuteronomy 27 in the DHNT
Deuteronomy 27 in the DNT
Deuteronomy 27 in the ELBE
Deuteronomy 27 in the EMTV
Deuteronomy 27 in the ESV
Deuteronomy 27 in the FBV
Deuteronomy 27 in the FEB
Deuteronomy 27 in the GGMNT
Deuteronomy 27 in the GNT
Deuteronomy 27 in the HARY
Deuteronomy 27 in the HNT
Deuteronomy 27 in the IRVA
Deuteronomy 27 in the IRVB
Deuteronomy 27 in the IRVG
Deuteronomy 27 in the IRVH
Deuteronomy 27 in the IRVK
Deuteronomy 27 in the IRVM
Deuteronomy 27 in the IRVM2
Deuteronomy 27 in the IRVO
Deuteronomy 27 in the IRVP
Deuteronomy 27 in the IRVT
Deuteronomy 27 in the IRVT2
Deuteronomy 27 in the IRVU
Deuteronomy 27 in the ISVN
Deuteronomy 27 in the JSNT
Deuteronomy 27 in the KAPI
Deuteronomy 27 in the KBT1ETNIK
Deuteronomy 27 in the KBV
Deuteronomy 27 in the KJV
Deuteronomy 27 in the KNFD
Deuteronomy 27 in the LBA
Deuteronomy 27 in the LBLA
Deuteronomy 27 in the LNT
Deuteronomy 27 in the LSV
Deuteronomy 27 in the MAAL
Deuteronomy 27 in the MBV
Deuteronomy 27 in the MBV2
Deuteronomy 27 in the MHNT
Deuteronomy 27 in the MKNFD
Deuteronomy 27 in the MNG
Deuteronomy 27 in the MNT
Deuteronomy 27 in the MNT2
Deuteronomy 27 in the MRS1T
Deuteronomy 27 in the NAA
Deuteronomy 27 in the NASB
Deuteronomy 27 in the NBLA
Deuteronomy 27 in the NBS
Deuteronomy 27 in the NBVTP
Deuteronomy 27 in the NET2
Deuteronomy 27 in the NIV11
Deuteronomy 27 in the NNT
Deuteronomy 27 in the NNT2
Deuteronomy 27 in the NNT3
Deuteronomy 27 in the PDDPT
Deuteronomy 27 in the PFNT
Deuteronomy 27 in the RMNT
Deuteronomy 27 in the SBIAS
Deuteronomy 27 in the SBIBS
Deuteronomy 27 in the SBIBS2
Deuteronomy 27 in the SBICS
Deuteronomy 27 in the SBIDS
Deuteronomy 27 in the SBIGS
Deuteronomy 27 in the SBIHS
Deuteronomy 27 in the SBIIS
Deuteronomy 27 in the SBIIS2
Deuteronomy 27 in the SBIIS3
Deuteronomy 27 in the SBIKS
Deuteronomy 27 in the SBIKS2
Deuteronomy 27 in the SBIMS
Deuteronomy 27 in the SBIOS
Deuteronomy 27 in the SBIPS
Deuteronomy 27 in the SBISS
Deuteronomy 27 in the SBITS
Deuteronomy 27 in the SBITS2
Deuteronomy 27 in the SBITS3
Deuteronomy 27 in the SBITS4
Deuteronomy 27 in the SBIUS
Deuteronomy 27 in the SBIVS
Deuteronomy 27 in the SBT
Deuteronomy 27 in the SBT1E
Deuteronomy 27 in the SCHL
Deuteronomy 27 in the SNT
Deuteronomy 27 in the SUSU
Deuteronomy 27 in the SUSU2
Deuteronomy 27 in the SYNO
Deuteronomy 27 in the TBIAOTANT
Deuteronomy 27 in the TBT1E
Deuteronomy 27 in the TBT1E2
Deuteronomy 27 in the TFTIP
Deuteronomy 27 in the TFTU
Deuteronomy 27 in the TGNTATF3T
Deuteronomy 27 in the THAI
Deuteronomy 27 in the TNFD
Deuteronomy 27 in the TNT
Deuteronomy 27 in the TNTIK
Deuteronomy 27 in the TNTIL
Deuteronomy 27 in the TNTIN
Deuteronomy 27 in the TNTIP
Deuteronomy 27 in the TNTIZ
Deuteronomy 27 in the TOMA
Deuteronomy 27 in the TTENT
Deuteronomy 27 in the UBG
Deuteronomy 27 in the UGV
Deuteronomy 27 in the UGV2
Deuteronomy 27 in the UGV3
Deuteronomy 27 in the VBL
Deuteronomy 27 in the VDCC
Deuteronomy 27 in the YALU
Deuteronomy 27 in the YAPE
Deuteronomy 27 in the YBVTP
Deuteronomy 27 in the ZBP