Deuteronomy 30 (BOSCB)
1 Kana kuropafadzwa nokutukwa uku kwose kwandaisa pamberi penyu kwakuwirai uye mazviisa pamwoyo kwose kwamunoparadzirwa naJehovha Mwari wenyu pakati pendudzi, 2 uye kana iwe navana vako ukadzokera kuna Jehovha Mwari wako ukamutereera nomwoyo wako wose nomweya wako wose maererano nezvose zvandakurayirai nhasi, 3 ipapo Jehovha Mwari wenyu achakudzorerai pfuma yenyu agokunzwirai tsitsi nokukuunganidzai kubva kundudzi dzose kwaakakuparadzirai. 4 Kunyange dai manga makarasirwa kunyika iri kure kwazvo pasi pedenga, kubva ikoko Jehovha Mwari wenyu achakuunganidzai uye agokudzosai. 5 Achakudzosai kunyika yamadzibaba enyu, uye muchaitora igova yenyu. Achakuitai kuti munyanyobudirira uye muwande kupfuura madzibaba enyu. 6 Jehovha Mwari wenyu achadzingisa mwoyo yenyu nemwoyo yezvizvarwa zvenyu, kuitira kuti mugomuda nomwoyo wenyu wose uye nomweya wenyu wose, mugorarama. 7 Jehovha Mwari wenyu achaisa kutukwa uku kwose pamusoro pavavengi venyu vanokuvengai nokukutambudzai. 8 Muchateererazve Jehovha uye muchatevera mirayiro yake yose yandiri kukupai nhasi. 9 Ipapo Jehovha Mwari wako achakupfumisa zvikuru mumabasa ose amaoko ako nechibereko chomuviri wako, nezvibereko zvezvipfuwo zvako uye nezvibereko zvevhu rako. Jehovha achafadzwazve newe agokupfumisa, sokufadzwa kwaakaitwa namadzibaba ako, 10 kana ukateerera Jehovha Mwari wako uye ukachengeta mirayiro yake nemitemo yake yakanyorwa mubhuku iri roMurayiro uye ukadzoka kuna Jehovha Mwari wako nomwoyo wako wose nomweya wako wose. 11 Zvino zvandiri kukurayirai nhasi hazvina kunyanya kukuomerai kana kuva kure nemi. 12 Hauzi kudenga, zvokuti mungabvunza muchiti, “Ndiani achatikwirira kudenga kundoutora agotiparidzira kuti tiuite?” 13 Kana kuti uri mhiri kwegungwa zvokuti mungabvunza muchiti, “Ndiani angatiyambukira mhiri kundotitorera kuti atiparidzire kuti tiuite.” 14 Kwete, shoko riri pedyo newe kwazvo; riri mumuromo mako nomumwoyo mako kuti uriite. 15 Tarira, ndaisa pamberi pako nhasi upenyu noupfumi, uye rufu nokuparadzwa. 16 Nokuti ndinokurayira kuti ude Jehovha Mwari wako nhasi, kuti ufambe munzira dzake nguva dzose uye uchengete zvaakarayira, mitemo nemirayiro yake; ipapo uchararama ugowanda, uye Jehovha Mwari wako achakuropafadza munyika yauri kupinda kuti uitore. 17 Asi kana mwoyo wako ukatsauka uye kana usingateereri, uye kana ukakwezvwa kuti undopfugamira vamwe vamwari ugovanamata, 18 ndinokuudza nhasi kuti uchaparadzwa zvirokwazvo. Haungararami kwenguva refu munyika yamuri kuyambuka Jorodhani kuti mupinde mugoitora. 19 Nhasi uno ndinodana denga nenyika kuti zvikupupurirei kuti ndaisa pamberi penyu upenyu nerufu, maropafadzo nokutukwa. Zvino sarudza upenyu, kuitira kuti iwe navana vako mugorarama. 20 Uye ugoda Jehovha Mwari wako, uteerere inzwi rake, uye ugobatirira paari. Nokuti Jehovha ndiye upenyu hwako, uye achakupa makore mazhinji munyika yaakapika kuti achaipa kumadzibaba enyu Abhurahama, Isaka naJakobho.
In Other Versions
Deuteronomy 30 in the ANGEFD
Deuteronomy 30 in the ANTPNG2D
Deuteronomy 30 in the AS21
Deuteronomy 30 in the BAGH
Deuteronomy 30 in the BBPNG
Deuteronomy 30 in the BBT1E
Deuteronomy 30 in the BDS
Deuteronomy 30 in the BEV
Deuteronomy 30 in the BHAD
Deuteronomy 30 in the BIB
Deuteronomy 30 in the BLPT
Deuteronomy 30 in the BNT
Deuteronomy 30 in the BNTABOOT
Deuteronomy 30 in the BNTLV
Deuteronomy 30 in the BOATCB
Deuteronomy 30 in the BOATCB2
Deuteronomy 30 in the BOBCV
Deuteronomy 30 in the BOCNT
Deuteronomy 30 in the BOECS
Deuteronomy 30 in the BOGWICC
Deuteronomy 30 in the BOHCB
Deuteronomy 30 in the BOHCV
Deuteronomy 30 in the BOHLNT
Deuteronomy 30 in the BOHNTLTAL
Deuteronomy 30 in the BOICB
Deuteronomy 30 in the BOILNTAP
Deuteronomy 30 in the BOITCV
Deuteronomy 30 in the BOKCV
Deuteronomy 30 in the BOKCV2
Deuteronomy 30 in the BOKHWOG
Deuteronomy 30 in the BOKSSV
Deuteronomy 30 in the BOLCB
Deuteronomy 30 in the BOLCB2
Deuteronomy 30 in the BOMCV
Deuteronomy 30 in the BONAV
Deuteronomy 30 in the BONCB
Deuteronomy 30 in the BONLT
Deuteronomy 30 in the BONUT2
Deuteronomy 30 in the BOPLNT
Deuteronomy 30 in the BOSNC
Deuteronomy 30 in the BOTLNT
Deuteronomy 30 in the BOVCB
Deuteronomy 30 in the BOYCB
Deuteronomy 30 in the BPBB
Deuteronomy 30 in the BPH
Deuteronomy 30 in the BSB
Deuteronomy 30 in the CCB
Deuteronomy 30 in the CUV
Deuteronomy 30 in the CUVS
Deuteronomy 30 in the DBT
Deuteronomy 30 in the DGDNT
Deuteronomy 30 in the DHNT
Deuteronomy 30 in the DNT
Deuteronomy 30 in the ELBE
Deuteronomy 30 in the EMTV
Deuteronomy 30 in the ESV
Deuteronomy 30 in the FBV
Deuteronomy 30 in the FEB
Deuteronomy 30 in the GGMNT
Deuteronomy 30 in the GNT
Deuteronomy 30 in the HARY
Deuteronomy 30 in the HNT
Deuteronomy 30 in the IRVA
Deuteronomy 30 in the IRVB
Deuteronomy 30 in the IRVG
Deuteronomy 30 in the IRVH
Deuteronomy 30 in the IRVK
Deuteronomy 30 in the IRVM
Deuteronomy 30 in the IRVM2
Deuteronomy 30 in the IRVO
Deuteronomy 30 in the IRVP
Deuteronomy 30 in the IRVT
Deuteronomy 30 in the IRVT2
Deuteronomy 30 in the IRVU
Deuteronomy 30 in the ISVN
Deuteronomy 30 in the JSNT
Deuteronomy 30 in the KAPI
Deuteronomy 30 in the KBT1ETNIK
Deuteronomy 30 in the KBV
Deuteronomy 30 in the KJV
Deuteronomy 30 in the KNFD
Deuteronomy 30 in the LBA
Deuteronomy 30 in the LBLA
Deuteronomy 30 in the LNT
Deuteronomy 30 in the LSV
Deuteronomy 30 in the MAAL
Deuteronomy 30 in the MBV
Deuteronomy 30 in the MBV2
Deuteronomy 30 in the MHNT
Deuteronomy 30 in the MKNFD
Deuteronomy 30 in the MNG
Deuteronomy 30 in the MNT
Deuteronomy 30 in the MNT2
Deuteronomy 30 in the MRS1T
Deuteronomy 30 in the NAA
Deuteronomy 30 in the NASB
Deuteronomy 30 in the NBLA
Deuteronomy 30 in the NBS
Deuteronomy 30 in the NBVTP
Deuteronomy 30 in the NET2
Deuteronomy 30 in the NIV11
Deuteronomy 30 in the NNT
Deuteronomy 30 in the NNT2
Deuteronomy 30 in the NNT3
Deuteronomy 30 in the PDDPT
Deuteronomy 30 in the PFNT
Deuteronomy 30 in the RMNT
Deuteronomy 30 in the SBIAS
Deuteronomy 30 in the SBIBS
Deuteronomy 30 in the SBIBS2
Deuteronomy 30 in the SBICS
Deuteronomy 30 in the SBIDS
Deuteronomy 30 in the SBIGS
Deuteronomy 30 in the SBIHS
Deuteronomy 30 in the SBIIS
Deuteronomy 30 in the SBIIS2
Deuteronomy 30 in the SBIIS3
Deuteronomy 30 in the SBIKS
Deuteronomy 30 in the SBIKS2
Deuteronomy 30 in the SBIMS
Deuteronomy 30 in the SBIOS
Deuteronomy 30 in the SBIPS
Deuteronomy 30 in the SBISS
Deuteronomy 30 in the SBITS
Deuteronomy 30 in the SBITS2
Deuteronomy 30 in the SBITS3
Deuteronomy 30 in the SBITS4
Deuteronomy 30 in the SBIUS
Deuteronomy 30 in the SBIVS
Deuteronomy 30 in the SBT
Deuteronomy 30 in the SBT1E
Deuteronomy 30 in the SCHL
Deuteronomy 30 in the SNT
Deuteronomy 30 in the SUSU
Deuteronomy 30 in the SUSU2
Deuteronomy 30 in the SYNO
Deuteronomy 30 in the TBIAOTANT
Deuteronomy 30 in the TBT1E
Deuteronomy 30 in the TBT1E2
Deuteronomy 30 in the TFTIP
Deuteronomy 30 in the TFTU
Deuteronomy 30 in the TGNTATF3T
Deuteronomy 30 in the THAI
Deuteronomy 30 in the TNFD
Deuteronomy 30 in the TNT
Deuteronomy 30 in the TNTIK
Deuteronomy 30 in the TNTIL
Deuteronomy 30 in the TNTIN
Deuteronomy 30 in the TNTIP
Deuteronomy 30 in the TNTIZ
Deuteronomy 30 in the TOMA
Deuteronomy 30 in the TTENT
Deuteronomy 30 in the UBG
Deuteronomy 30 in the UGV
Deuteronomy 30 in the UGV2
Deuteronomy 30 in the UGV3
Deuteronomy 30 in the VBL
Deuteronomy 30 in the VDCC
Deuteronomy 30 in the YALU
Deuteronomy 30 in the YAPE
Deuteronomy 30 in the YBVTP
Deuteronomy 30 in the ZBP