Deuteronomy 8 (BOSCB)
1 Muchenjerere kutevera murayiro mumwe nomumwe, wandinokupai nhasi, kuitira kuti mugorarama, mugowanda, mugopinda mugotora nyika iyo Jehovha akavimbisa madzitateguru enyu nemhiko. 2 Rangarirai matungamirirwo amakaitwa naJehovha Mwari wenyu munzira yose yomurenje makore ose aya makumi mana, achikuninipisai uye achikuedzai kuti azive zvaiva mumwoyo menyu, kana makanga muchida kuchengeta mirayiro yake kana kuti kwete. 3 Akakuninipisai, akakuitai kuti muziye nenzara akakugutsai nemana, iyo yakanga isingazivikanwi nemi kunyange namadzibaba enyu, kuti akudzidzisei kuti munhu haararame nechingwa chete asi neshoko rimwe nerimwe rinobva mumuromo maJehovha. 4 Nguo dzenyu hadzina kusakara uye tsoka dzenyu hadzina kuzvimba pamakore aya makumi mana. 5 Naizvozvo zvizive mumwoyo wako kuti Jehovha Mwari wako anokuranga, somunhu anoranga mwanakomana wake. 6 Chengeta mirayiro yaJehovha Mwari wako, ufambe munzira dzake uye umukudze. 7 Nokuti Jehovha Mwari wako ari kukuuyisa kunyika yakanaka, nyika ine hova dzemvura namatsime, nezvitubu zvinoerera mumupata nomumakomo; 8 nyika ine zviyo nebhari, mizambiringa nemiti yemionde, neyemitamba, namafuta emiorivhi nouchi; 9 nyika isingashayikwi chingwa uye hamuchazoshayiwi chinhu; nyika ine mabwe endarira uye uchachera mhangura mumakomo ayo. 10 Kana uchinge wadya waguta rumbidza Jehovha Mwari wako nokuda kwenyika yakanaka yaakakupa, 11 chenjera kuti urege kukanganwa Jehovha Mwari wako uchirega kuchengeta zvaakarayira, mirayiro yake nemitemo yake yandinokupai nhasi. 12 Nokuti zvichida kana wadya ukaguta, kana ukavaka dzimba dzakanaka uye wagadzikana, 13 uye kana mombe dzako namapoka amakwai ako zvawanda, nesirivha negoridhe rako zvawanda uye zvose zvaunazvo zvikawanda, 14 ipapo mwoyo wako uchazvikudza zvino uchakanganwa Jehovha Mwari wako, akakubudisa kubva kuIjipiti, kubva kunyika youranda. 15 Akakutungamirirai murenje guru rinotyisa, munyika iyo yakaoma isina mvura, nenyoka dzayo nezvinyavada zvine uturu. Akakubudisirai mvura kubva padombo rakaoma. 16 Akakupai mana kuti mudye murenje, chinhu chakanga chisingambozivikanwi namadzibaba enyu, kuti akuninipisei nokukuedzai kuitira kuti zvikuitirei zvakanaka pakupedzisira. 17 Ungati mumwoyo mako, “Simba rangu nesimba ramaoko angu ndizvo zvakandiitira upfumi uhu.” 18 Asi urangarire Jehovha Mwari wako, nokuti ndiye anokupa simba rokuita upfumi, naizvozvo achisimbisa sungano yake, yaakapikira madzitateguru enyu, sezvazviri nhasi. 19 Kana mukangokanganwa Jehovha Mwari wenyu muchitevera vamwe vamwari nokuvanamata uye nokuvapfugamira, ndinokupupurirai nhasi kuti zvirokwazvo muchaparadzwa. 20 Imi muchaparadzwa sendudzi dzakaparadzwa naJehovha pamberi penyu, kana mukaramba kuteerera Jehovha Mwari wenyu.
In Other Versions
Deuteronomy 8 in the ANGEFD
Deuteronomy 8 in the ANTPNG2D
Deuteronomy 8 in the AS21
Deuteronomy 8 in the BAGH
Deuteronomy 8 in the BBPNG
Deuteronomy 8 in the BBT1E
Deuteronomy 8 in the BDS
Deuteronomy 8 in the BEV
Deuteronomy 8 in the BHAD
Deuteronomy 8 in the BIB
Deuteronomy 8 in the BLPT
Deuteronomy 8 in the BNT
Deuteronomy 8 in the BNTABOOT
Deuteronomy 8 in the BNTLV
Deuteronomy 8 in the BOATCB
Deuteronomy 8 in the BOATCB2
Deuteronomy 8 in the BOBCV
Deuteronomy 8 in the BOCNT
Deuteronomy 8 in the BOECS
Deuteronomy 8 in the BOGWICC
Deuteronomy 8 in the BOHCB
Deuteronomy 8 in the BOHCV
Deuteronomy 8 in the BOHLNT
Deuteronomy 8 in the BOHNTLTAL
Deuteronomy 8 in the BOICB
Deuteronomy 8 in the BOILNTAP
Deuteronomy 8 in the BOITCV
Deuteronomy 8 in the BOKCV
Deuteronomy 8 in the BOKCV2
Deuteronomy 8 in the BOKHWOG
Deuteronomy 8 in the BOKSSV
Deuteronomy 8 in the BOLCB
Deuteronomy 8 in the BOLCB2
Deuteronomy 8 in the BOMCV
Deuteronomy 8 in the BONAV
Deuteronomy 8 in the BONCB
Deuteronomy 8 in the BONLT
Deuteronomy 8 in the BONUT2
Deuteronomy 8 in the BOPLNT
Deuteronomy 8 in the BOSNC
Deuteronomy 8 in the BOTLNT
Deuteronomy 8 in the BOVCB
Deuteronomy 8 in the BOYCB
Deuteronomy 8 in the BPBB
Deuteronomy 8 in the BPH
Deuteronomy 8 in the BSB
Deuteronomy 8 in the CCB
Deuteronomy 8 in the CUV
Deuteronomy 8 in the CUVS
Deuteronomy 8 in the DBT
Deuteronomy 8 in the DGDNT
Deuteronomy 8 in the DHNT
Deuteronomy 8 in the DNT
Deuteronomy 8 in the ELBE
Deuteronomy 8 in the EMTV
Deuteronomy 8 in the ESV
Deuteronomy 8 in the FBV
Deuteronomy 8 in the FEB
Deuteronomy 8 in the GGMNT
Deuteronomy 8 in the GNT
Deuteronomy 8 in the HARY
Deuteronomy 8 in the HNT
Deuteronomy 8 in the IRVA
Deuteronomy 8 in the IRVB
Deuteronomy 8 in the IRVG
Deuteronomy 8 in the IRVH
Deuteronomy 8 in the IRVK
Deuteronomy 8 in the IRVM
Deuteronomy 8 in the IRVM2
Deuteronomy 8 in the IRVO
Deuteronomy 8 in the IRVP
Deuteronomy 8 in the IRVT
Deuteronomy 8 in the IRVT2
Deuteronomy 8 in the IRVU
Deuteronomy 8 in the ISVN
Deuteronomy 8 in the JSNT
Deuteronomy 8 in the KAPI
Deuteronomy 8 in the KBT1ETNIK
Deuteronomy 8 in the KBV
Deuteronomy 8 in the KJV
Deuteronomy 8 in the KNFD
Deuteronomy 8 in the LBA
Deuteronomy 8 in the LBLA
Deuteronomy 8 in the LNT
Deuteronomy 8 in the LSV
Deuteronomy 8 in the MAAL
Deuteronomy 8 in the MBV
Deuteronomy 8 in the MBV2
Deuteronomy 8 in the MHNT
Deuteronomy 8 in the MKNFD
Deuteronomy 8 in the MNG
Deuteronomy 8 in the MNT
Deuteronomy 8 in the MNT2
Deuteronomy 8 in the MRS1T
Deuteronomy 8 in the NAA
Deuteronomy 8 in the NASB
Deuteronomy 8 in the NBLA
Deuteronomy 8 in the NBS
Deuteronomy 8 in the NBVTP
Deuteronomy 8 in the NET2
Deuteronomy 8 in the NIV11
Deuteronomy 8 in the NNT
Deuteronomy 8 in the NNT2
Deuteronomy 8 in the NNT3
Deuteronomy 8 in the PDDPT
Deuteronomy 8 in the PFNT
Deuteronomy 8 in the RMNT
Deuteronomy 8 in the SBIAS
Deuteronomy 8 in the SBIBS
Deuteronomy 8 in the SBIBS2
Deuteronomy 8 in the SBICS
Deuteronomy 8 in the SBIDS
Deuteronomy 8 in the SBIGS
Deuteronomy 8 in the SBIHS
Deuteronomy 8 in the SBIIS
Deuteronomy 8 in the SBIIS2
Deuteronomy 8 in the SBIIS3
Deuteronomy 8 in the SBIKS
Deuteronomy 8 in the SBIKS2
Deuteronomy 8 in the SBIMS
Deuteronomy 8 in the SBIOS
Deuteronomy 8 in the SBIPS
Deuteronomy 8 in the SBISS
Deuteronomy 8 in the SBITS
Deuteronomy 8 in the SBITS2
Deuteronomy 8 in the SBITS3
Deuteronomy 8 in the SBITS4
Deuteronomy 8 in the SBIUS
Deuteronomy 8 in the SBIVS
Deuteronomy 8 in the SBT
Deuteronomy 8 in the SBT1E
Deuteronomy 8 in the SCHL
Deuteronomy 8 in the SNT
Deuteronomy 8 in the SUSU
Deuteronomy 8 in the SUSU2
Deuteronomy 8 in the SYNO
Deuteronomy 8 in the TBIAOTANT
Deuteronomy 8 in the TBT1E
Deuteronomy 8 in the TBT1E2
Deuteronomy 8 in the TFTIP
Deuteronomy 8 in the TFTU
Deuteronomy 8 in the TGNTATF3T
Deuteronomy 8 in the THAI
Deuteronomy 8 in the TNFD
Deuteronomy 8 in the TNT
Deuteronomy 8 in the TNTIK
Deuteronomy 8 in the TNTIL
Deuteronomy 8 in the TNTIN
Deuteronomy 8 in the TNTIP
Deuteronomy 8 in the TNTIZ
Deuteronomy 8 in the TOMA
Deuteronomy 8 in the TTENT
Deuteronomy 8 in the UBG
Deuteronomy 8 in the UGV
Deuteronomy 8 in the UGV2
Deuteronomy 8 in the UGV3
Deuteronomy 8 in the VBL
Deuteronomy 8 in the VDCC
Deuteronomy 8 in the YALU
Deuteronomy 8 in the YAPE
Deuteronomy 8 in the YBVTP
Deuteronomy 8 in the ZBP