Ecclesiastes 9 (BOSCB)
1 Nokudaro ndakafunga pamusoro pezvose izvi uye ndikapedzisira nokuti vakarurama navakachenjera, nezvavanoita zviri mumaoko aMwari, asi hakuna munhu anoziva kuti rudo here kana ruvengo zvakamumirira. 2 Vose vane mugumo wakafanana, akarurama neakaipa, akanaka nomutadzi, akachena neakasviba, avo vanobayira zvibayiro neavo vasingabayiri.Sezvazvakaita nomunhu akanaka,ndizvozvowo nomutadzi;sezvazvakaita neavo vanoita mhiko,ndizvozvowo neavo vanotya kuita mhiko. 3 Ichi ndicho chinhu chakaipa pane zvose zvinoitika pasi pezuva: Vose vane mugumo mumwe chete. Pamusoro pezvo, mwoyo yavanhu izere nezvakaipa uye mumwoyo yavo mune upenzi panguva yokurarama kwavo, uye shure kwaizvozvo vanobatana navakafa. 4 Ani naani ari pakati pavapenyu ane tariro; kunyange imbwa mhenyu iri nani kupfuura shumba yakafa! 5 Nokuti vapenyu vanoziva kuti vachafa,asi vakafa havana chavanoziva;havachinazve mumwe mubayiro,uye nokurangarirwa kwavo kwakanganikwa. 6 Rudo rwavo, ruvengo rwavonegodo zvakanguri zvapera kare;havachazovizve nechikamu,pane zvose zvinoitika pasi pezuva. 7 Enda, undodya zvokudya zvako nomufaro, unwe waini nomwoyo wakafara, nokuti iye zvino Mwari ndipo paari kufadzwa namabasa ako. 8 Nguva dzose upfeke nguo chena, uye ugare wakazodza musoro wako namafuta. 9 Fadzwa noupenyu hwako nomukadzi wako waunoda, mazuva ose oupenyu huno husina maturo Mwari hwaakakupa pasi pezuva, mazuva ose asina maturo. Nokuti uyu ndiwo mugove wako muupenyu uye mukushanda kwako nesimba pasi pezuva. 10 Zvose zvinowanikwa noruoko rwako kuti ruzviite, zviite nesimba rako rose, nokuti muguva, mauri kuenda, hamuna kushanda kana kuronga, kana ruzivo kana uchenjeri. 11 Ndakaona chimwe chinhuzve pasi pezuva:Anomhanyisa haasi iye anokundauye ane simba haasi iye anokunda pakurwa,uye akachenjera haasi iye ane zvokudya,uye vane njere havasi ivo vane pfuma,uye vakadzidza havasi ivo vanodiwa navanhu;asi vose vanowirwa nenguva nezvinoitika. 12 Pamusoro pezvo hakuna munhu anoziva nguva yake painosvika:Sehove dzinobatwa murutava rwakaipa,kana shiri dzinobatwa murugombe,saizvozvowo vanhu vanobatwanenguva dzakaipa dzinovawira vasingatarisire. 13 Ndakaonazve pasi pezuva muenzaniso uyu wouchenjeri wakandifadza zvikuru: 14 Kwakanga kune guta duku, raiva navanhu vashoma mariri. Mumwe mambo ane simba akarimukira, akarikomba, akarivakira masvingo makuru okurirwisa. 15 Zvino muguta umu maigara mumwe murume akanga ari murombo asi akachenjera, uye akaponesa guta iri nouchenjeri hwake. Asi hakuna munhu akarangarira murombo uya. 16 Saka ndakati, “Uchenjeri hunopfuura simba.” Asi uchenjeri hwomurombo hunoshorwa uye mashoko ake haangateererwi. 17 Mashoko manyoro omuchenjeri anoteererwakupfuura kudanidzira kwomunhu anobata ushe pakati pamapenzi. 18 Uchenjeri hunopfuura zvombo zvehondo,asi mutadzi mumwe anoparadza zvakanaka zvizhinji.
In Other Versions
Ecclesiastes 9 in the ANGEFD
Ecclesiastes 9 in the ANTPNG2D
Ecclesiastes 9 in the AS21
Ecclesiastes 9 in the BAGH
Ecclesiastes 9 in the BBPNG
Ecclesiastes 9 in the BBT1E
Ecclesiastes 9 in the BDS
Ecclesiastes 9 in the BEV
Ecclesiastes 9 in the BHAD
Ecclesiastes 9 in the BIB
Ecclesiastes 9 in the BLPT
Ecclesiastes 9 in the BNT
Ecclesiastes 9 in the BNTABOOT
Ecclesiastes 9 in the BNTLV
Ecclesiastes 9 in the BOATCB
Ecclesiastes 9 in the BOATCB2
Ecclesiastes 9 in the BOBCV
Ecclesiastes 9 in the BOCNT
Ecclesiastes 9 in the BOECS
Ecclesiastes 9 in the BOGWICC
Ecclesiastes 9 in the BOHCB
Ecclesiastes 9 in the BOHCV
Ecclesiastes 9 in the BOHLNT
Ecclesiastes 9 in the BOHNTLTAL
Ecclesiastes 9 in the BOICB
Ecclesiastes 9 in the BOILNTAP
Ecclesiastes 9 in the BOITCV
Ecclesiastes 9 in the BOKCV
Ecclesiastes 9 in the BOKCV2
Ecclesiastes 9 in the BOKHWOG
Ecclesiastes 9 in the BOKSSV
Ecclesiastes 9 in the BOLCB
Ecclesiastes 9 in the BOLCB2
Ecclesiastes 9 in the BOMCV
Ecclesiastes 9 in the BONAV
Ecclesiastes 9 in the BONCB
Ecclesiastes 9 in the BONLT
Ecclesiastes 9 in the BONUT2
Ecclesiastes 9 in the BOPLNT
Ecclesiastes 9 in the BOSNC
Ecclesiastes 9 in the BOTLNT
Ecclesiastes 9 in the BOVCB
Ecclesiastes 9 in the BOYCB
Ecclesiastes 9 in the BPBB
Ecclesiastes 9 in the BPH
Ecclesiastes 9 in the BSB
Ecclesiastes 9 in the CCB
Ecclesiastes 9 in the CUV
Ecclesiastes 9 in the CUVS
Ecclesiastes 9 in the DBT
Ecclesiastes 9 in the DGDNT
Ecclesiastes 9 in the DHNT
Ecclesiastes 9 in the DNT
Ecclesiastes 9 in the ELBE
Ecclesiastes 9 in the EMTV
Ecclesiastes 9 in the ESV
Ecclesiastes 9 in the FBV
Ecclesiastes 9 in the FEB
Ecclesiastes 9 in the GGMNT
Ecclesiastes 9 in the GNT
Ecclesiastes 9 in the HARY
Ecclesiastes 9 in the HNT
Ecclesiastes 9 in the IRVA
Ecclesiastes 9 in the IRVB
Ecclesiastes 9 in the IRVG
Ecclesiastes 9 in the IRVH
Ecclesiastes 9 in the IRVK
Ecclesiastes 9 in the IRVM
Ecclesiastes 9 in the IRVM2
Ecclesiastes 9 in the IRVO
Ecclesiastes 9 in the IRVP
Ecclesiastes 9 in the IRVT
Ecclesiastes 9 in the IRVT2
Ecclesiastes 9 in the IRVU
Ecclesiastes 9 in the ISVN
Ecclesiastes 9 in the JSNT
Ecclesiastes 9 in the KAPI
Ecclesiastes 9 in the KBT1ETNIK
Ecclesiastes 9 in the KBV
Ecclesiastes 9 in the KJV
Ecclesiastes 9 in the KNFD
Ecclesiastes 9 in the LBA
Ecclesiastes 9 in the LBLA
Ecclesiastes 9 in the LNT
Ecclesiastes 9 in the LSV
Ecclesiastes 9 in the MAAL
Ecclesiastes 9 in the MBV
Ecclesiastes 9 in the MBV2
Ecclesiastes 9 in the MHNT
Ecclesiastes 9 in the MKNFD
Ecclesiastes 9 in the MNG
Ecclesiastes 9 in the MNT
Ecclesiastes 9 in the MNT2
Ecclesiastes 9 in the MRS1T
Ecclesiastes 9 in the NAA
Ecclesiastes 9 in the NASB
Ecclesiastes 9 in the NBLA
Ecclesiastes 9 in the NBS
Ecclesiastes 9 in the NBVTP
Ecclesiastes 9 in the NET2
Ecclesiastes 9 in the NIV11
Ecclesiastes 9 in the NNT
Ecclesiastes 9 in the NNT2
Ecclesiastes 9 in the NNT3
Ecclesiastes 9 in the PDDPT
Ecclesiastes 9 in the PFNT
Ecclesiastes 9 in the RMNT
Ecclesiastes 9 in the SBIAS
Ecclesiastes 9 in the SBIBS
Ecclesiastes 9 in the SBIBS2
Ecclesiastes 9 in the SBICS
Ecclesiastes 9 in the SBIDS
Ecclesiastes 9 in the SBIGS
Ecclesiastes 9 in the SBIHS
Ecclesiastes 9 in the SBIIS
Ecclesiastes 9 in the SBIIS2
Ecclesiastes 9 in the SBIIS3
Ecclesiastes 9 in the SBIKS
Ecclesiastes 9 in the SBIKS2
Ecclesiastes 9 in the SBIMS
Ecclesiastes 9 in the SBIOS
Ecclesiastes 9 in the SBIPS
Ecclesiastes 9 in the SBISS
Ecclesiastes 9 in the SBITS
Ecclesiastes 9 in the SBITS2
Ecclesiastes 9 in the SBITS3
Ecclesiastes 9 in the SBITS4
Ecclesiastes 9 in the SBIUS
Ecclesiastes 9 in the SBIVS
Ecclesiastes 9 in the SBT
Ecclesiastes 9 in the SBT1E
Ecclesiastes 9 in the SCHL
Ecclesiastes 9 in the SNT
Ecclesiastes 9 in the SUSU
Ecclesiastes 9 in the SUSU2
Ecclesiastes 9 in the SYNO
Ecclesiastes 9 in the TBIAOTANT
Ecclesiastes 9 in the TBT1E
Ecclesiastes 9 in the TBT1E2
Ecclesiastes 9 in the TFTIP
Ecclesiastes 9 in the TFTU
Ecclesiastes 9 in the TGNTATF3T
Ecclesiastes 9 in the THAI
Ecclesiastes 9 in the TNFD
Ecclesiastes 9 in the TNT
Ecclesiastes 9 in the TNTIK
Ecclesiastes 9 in the TNTIL
Ecclesiastes 9 in the TNTIN
Ecclesiastes 9 in the TNTIP
Ecclesiastes 9 in the TNTIZ
Ecclesiastes 9 in the TOMA
Ecclesiastes 9 in the TTENT
Ecclesiastes 9 in the UBG
Ecclesiastes 9 in the UGV
Ecclesiastes 9 in the UGV2
Ecclesiastes 9 in the UGV3
Ecclesiastes 9 in the VBL
Ecclesiastes 9 in the VDCC
Ecclesiastes 9 in the YALU
Ecclesiastes 9 in the YAPE
Ecclesiastes 9 in the YBVTP
Ecclesiastes 9 in the ZBP