Isaiah 19 (BOSCB)

1 Chirevo pamusoro peIjipiti:Tarirai, Jehovha akatasva gore rinomhanya,uye ari kuuya kuIjipiti.Zvifananidzo zveIjipiti zviri kudedera pamberi pake,uye mwoyo yavaIjipita yonyungudika mukati mavo. 2 “Ndichakuchidzira kumukirana pakati pavaIjipita,mununʼuna acharwa nomukoma,muvakidzani acharwa nowaakavakidzana naye,guta richarwisana nerimwe guta,umambo hucharwisana nohumwe umambo. 3 VaIjipita vachaora mwoyo,uye ndichaita kuti zvavanoronga zvive pasina;vachabvunza zvifananidzo nemweya yavakafa,nokumasvikiro navavuki. 4 Ndichaisa vaIjipita mumaoko amambo ano utsinyeuye mambo anotyisa achatonga pamusoro pavo,”ndizvo zvinotaura Ishe,Jehovha Wamasimba Ose. 5 Mvura yomurwizi ichapwa,uye mahombekombe erwizi achapwa agova akaoma. 6 Migero ichanhuhwa;hova dzeIjipiti dzichaderera uye dzichapwa.Tsanga nenhokwe zvichauna, 7 uyewo zvinomera zvichitevedza Nairi,pamuromo werwizi.Minda yose yakadyarwa mujinga meNairi ichaoma,mbesa dzichapeperetswa nemhepo, hazvingazovapozve. 8 Vabati vehove vachagomera uye vagorira,vose vanokanda zviredzo muna Nairi;vaya vanokanda mimbure pamusoro pemvura vacharukutika. 9 Vanobata neshinda yakanaka vachapera simba,varuki vemicheka yakanaka vachashaya tariro. 10 Vanobata nemicheka vachaora mwoyo,uye vose vanobatira mubayiro vacharwadziwa mwoyo. 11 Machinda eZoani haasi chinhu asi mapenzi;makurukota aFaro akachenjera anopa zano risina mano.Mungareva sei kuna Faro, kuti,“Ndini mumwe wavakachenjera,mudzidzi wamadzimambo akare?” 12 Zvino vakachenjera venyu varipiko?Ngavakuratidzei uye vakuziviseizvakafungwa naJehovha Wamasimba Osepamusoro peIjipiti. 13 Machinda eZoani ava mapenzi,vatungamiri veMemufisi vanyengerwa;mabwe ekona amarudziavo atsausa Ijipiti. 14 Jehovha akadururira mavari mweya wedzungu;vanoita kuti Ijipiti idzedzereke mune zvose zvainoita,sezvinoita chidhakwachinodzedzereka mumarutsi acho. 15 Hapana chingaitwa neIjipiti, musoro kana muswe,davi romuchindwe kana rushanga. 16 Pazuva iro, vaIjipita vachafanana navakadzi. Vachadedera nokutya panosimudzwa ruoko rwaJehovha Wamasimba Ose pamusoro pavo. 17 Uye nyika yeJudha ichava chinhu chinotyisa kuvaIjipita; mumwe nomumwe achanzwa nezvaJudha achatya, nokuda kwezvinofungwa naJehovha Wamasimba Ose pamusoro pavo. 18 Pazuva iro, maguta mashanu omuIjipiti achataura mutauro weKenani uye vachapikira vachazvipira kuna Jehovha Wamasimba Ose. Rimwe racho richanzi Guta roKuparadza. 19 Pazuva iro, pachava nearitari kuna Jehovha mukati chaimo meIjipiti, nembiru kuna Jehovha pamuganhu wayo. 20 Ichava chiratidzo nechapupu kuna Jehovha Wamasimba Ose munyika yeIjipiti. Pavanodanidzira kuna Jehovha nokuda kwavamanikidzi vavo, achavatumira muponesi nomurwiri, ipapo achavanunura. 21 Saka Jehovha achazviratidza kuvaIjipita, uye pazuva iro vachaziva Jehovha. Vachanamata nezvibayiro uye nezvipiriso zvezviyo; vachaita mhiko kuna Jehovha uye vagodzichengeta. 22 Jehovha acharova Ijipiti nehosha; acharova agovarapazve. Vachatendeukira kuna Jehovha, uye achapindura mikumbiro yavo nokuvarapa. 23 Pazuva iro, pachava nenzira huru ichabva kuIjipiti ichienda kuAsiria. VaAsiria vachaenda kuIjipiti uye vaIjipita vachaendawo kuAsiria. VaIjipita navaAsiria vachanamata pamwe chete. 24 Pazuva iro Israeri ichava yechitatu, ichitevera Ijipiti neAsiria, ichava ropafadzo panyika. 25 Jehovha Wamasimba Ose achavaropafadza achiti, “Ngavaropafadzwe vaIjipita vanhu vangu, navaAsiria, basa ramaoko angu, navaIsraeri, nhaka yangu.”

In Other Versions

Isaiah 19 in the ANGEFD

Isaiah 19 in the ANTPNG2D

Isaiah 19 in the AS21

Isaiah 19 in the BAGH

Isaiah 19 in the BBPNG

Isaiah 19 in the BBT1E

Isaiah 19 in the BDS

Isaiah 19 in the BEV

Isaiah 19 in the BHAD

Isaiah 19 in the BIB

Isaiah 19 in the BLPT

Isaiah 19 in the BNT

Isaiah 19 in the BNTABOOT

Isaiah 19 in the BNTLV

Isaiah 19 in the BOATCB

Isaiah 19 in the BOATCB2

Isaiah 19 in the BOBCV

Isaiah 19 in the BOCNT

Isaiah 19 in the BOECS

Isaiah 19 in the BOGWICC

Isaiah 19 in the BOHCB

Isaiah 19 in the BOHCV

Isaiah 19 in the BOHLNT

Isaiah 19 in the BOHNTLTAL

Isaiah 19 in the BOICB

Isaiah 19 in the BOILNTAP

Isaiah 19 in the BOITCV

Isaiah 19 in the BOKCV

Isaiah 19 in the BOKCV2

Isaiah 19 in the BOKHWOG

Isaiah 19 in the BOKSSV

Isaiah 19 in the BOLCB

Isaiah 19 in the BOLCB2

Isaiah 19 in the BOMCV

Isaiah 19 in the BONAV

Isaiah 19 in the BONCB

Isaiah 19 in the BONLT

Isaiah 19 in the BONUT2

Isaiah 19 in the BOPLNT

Isaiah 19 in the BOSNC

Isaiah 19 in the BOTLNT

Isaiah 19 in the BOVCB

Isaiah 19 in the BOYCB

Isaiah 19 in the BPBB

Isaiah 19 in the BPH

Isaiah 19 in the BSB

Isaiah 19 in the CCB

Isaiah 19 in the CUV

Isaiah 19 in the CUVS

Isaiah 19 in the DBT

Isaiah 19 in the DGDNT

Isaiah 19 in the DHNT

Isaiah 19 in the DNT

Isaiah 19 in the ELBE

Isaiah 19 in the EMTV

Isaiah 19 in the ESV

Isaiah 19 in the FBV

Isaiah 19 in the FEB

Isaiah 19 in the GGMNT

Isaiah 19 in the GNT

Isaiah 19 in the HARY

Isaiah 19 in the HNT

Isaiah 19 in the IRVA

Isaiah 19 in the IRVB

Isaiah 19 in the IRVG

Isaiah 19 in the IRVH

Isaiah 19 in the IRVK

Isaiah 19 in the IRVM

Isaiah 19 in the IRVM2

Isaiah 19 in the IRVO

Isaiah 19 in the IRVP

Isaiah 19 in the IRVT

Isaiah 19 in the IRVT2

Isaiah 19 in the IRVU

Isaiah 19 in the ISVN

Isaiah 19 in the JSNT

Isaiah 19 in the KAPI

Isaiah 19 in the KBT1ETNIK

Isaiah 19 in the KBV

Isaiah 19 in the KJV

Isaiah 19 in the KNFD

Isaiah 19 in the LBA

Isaiah 19 in the LBLA

Isaiah 19 in the LNT

Isaiah 19 in the LSV

Isaiah 19 in the MAAL

Isaiah 19 in the MBV

Isaiah 19 in the MBV2

Isaiah 19 in the MHNT

Isaiah 19 in the MKNFD

Isaiah 19 in the MNG

Isaiah 19 in the MNT

Isaiah 19 in the MNT2

Isaiah 19 in the MRS1T

Isaiah 19 in the NAA

Isaiah 19 in the NASB

Isaiah 19 in the NBLA

Isaiah 19 in the NBS

Isaiah 19 in the NBVTP

Isaiah 19 in the NET2

Isaiah 19 in the NIV11

Isaiah 19 in the NNT

Isaiah 19 in the NNT2

Isaiah 19 in the NNT3

Isaiah 19 in the PDDPT

Isaiah 19 in the PFNT

Isaiah 19 in the RMNT

Isaiah 19 in the SBIAS

Isaiah 19 in the SBIBS

Isaiah 19 in the SBIBS2

Isaiah 19 in the SBICS

Isaiah 19 in the SBIDS

Isaiah 19 in the SBIGS

Isaiah 19 in the SBIHS

Isaiah 19 in the SBIIS

Isaiah 19 in the SBIIS2

Isaiah 19 in the SBIIS3

Isaiah 19 in the SBIKS

Isaiah 19 in the SBIKS2

Isaiah 19 in the SBIMS

Isaiah 19 in the SBIOS

Isaiah 19 in the SBIPS

Isaiah 19 in the SBISS

Isaiah 19 in the SBITS

Isaiah 19 in the SBITS2

Isaiah 19 in the SBITS3

Isaiah 19 in the SBITS4

Isaiah 19 in the SBIUS

Isaiah 19 in the SBIVS

Isaiah 19 in the SBT

Isaiah 19 in the SBT1E

Isaiah 19 in the SCHL

Isaiah 19 in the SNT

Isaiah 19 in the SUSU

Isaiah 19 in the SUSU2

Isaiah 19 in the SYNO

Isaiah 19 in the TBIAOTANT

Isaiah 19 in the TBT1E

Isaiah 19 in the TBT1E2

Isaiah 19 in the TFTIP

Isaiah 19 in the TFTU

Isaiah 19 in the TGNTATF3T

Isaiah 19 in the THAI

Isaiah 19 in the TNFD

Isaiah 19 in the TNT

Isaiah 19 in the TNTIK

Isaiah 19 in the TNTIL

Isaiah 19 in the TNTIN

Isaiah 19 in the TNTIP

Isaiah 19 in the TNTIZ

Isaiah 19 in the TOMA

Isaiah 19 in the TTENT

Isaiah 19 in the UBG

Isaiah 19 in the UGV

Isaiah 19 in the UGV2

Isaiah 19 in the UGV3

Isaiah 19 in the VBL

Isaiah 19 in the VDCC

Isaiah 19 in the YALU

Isaiah 19 in the YAPE

Isaiah 19 in the YBVTP

Isaiah 19 in the ZBP